Sekuru Mukotsanjera nhamo yandiwandira ndinemwana watete vangu akaisirwawo mhepo yemusha yavo. Apo Baba Nama vakafa. Mwana anofamba asina kana mutimwe zvawo . Apa Ava ne34 yrs . Ndirikurwadziwa anongodamba . Vagoni varimumadhorobha vamwe masoja.😢😢😢😢
Ngozi yabudikira paHandsome boy. Asi kana mukomana uyo arikubhaiza kubuda sengozi iye asiri HOKOYO nenhamo. 100 maSuper 100 anenge Ari 100 good answer😂😂😂😂😂😂
SHUMBA yengozi Simboti basa mberi, muporofita uyu aida basa kuti atore mari mandi orega kunoripwa, zvino mhandu dzatarisana namandi pachena, group B irikutsva kutaura kuno ,muporofita aive kuside kwa B jekerere. Ngaasiye dreamers media alone naSekuru tsoka alone vaiteBasa
Dr Mukotsanjera to the nation, maoko kwamuri Tangwena imbwa yeGorongoza Shumba yengozi.👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Sekuru tsoka pliz endai kusowe ramadzibba varikutaura tsvina pamusoro pezita renyj
Anonoitasei kkkk,kumasowe hakutambirwe uko anonodonha neshavi
Kule tsoka 👏😂welcome back our only handsome n'anga 😂ine ma dimples
😅😅😅
Iweweka 😂😂😂😂
😅😅😅😂
Iweeee watodyira..haaah vakadzi so..
@stannlymtambikwa7144 chakanaka kana chakanaka guys ngachirumbidzwe
Ha sekuru murikurova basa😊😊😊😊😊
I like the song "Ndochibvondora chete"haaaaa sekuru Mukotsanjera makanyanya.Sando dzenyu💃💃💃
One bhuru rengozi anoita zviripachena zvakajeka proud of you Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe
L❤❤
L❤❤
One chiremba ane ma dimples ❤shumba yengozi
Madzimai ari pano ndasarendaa...madire amoita tsokakaa....😂😂😂😂
@@shingiraitrevormboto2105 taura zvako hey
Mukotsanjera to the world imbouyaiwo kuno tanzwa nekuroiwa isu nevanhu kusungirwa hupenyu
U are the best Dr Mukotsa....koo yaMandi yakamirasey
mandi yakaripwa ikapera iyo asi hauteeri mavideos awo kani
Haina kpera ,Mandy akanzi achiinda kune vakamuuraya Bee nevamwe vake@@DarlentGonesorejoice-y7x
@@DarlentGonesorejoice-y7xhaisati yaperesesa Mandie akurwisa kwaBee ndakanzwa naDrewmass kuti bee anenge akashaikirwa nemwana nehanzvadzi yake zvese
Yeeeee thank youTichkach Mtv tanga tavasuwa sekuru Mukotsanjera tafara kuvaona
❤❤❤❤❤❤ tinemi tokutsigirai zvekuti dai nyika ichiti muma high Court nemi vechivanhu muchitonga mese vanhu varikudzvanyirirwa ne mishonga muma court umu nevanhu nyika ngaizvi ongorore izvozvo zvakakosha nekuti vechivanhu nema positori vanoona zvisingaone munhu njee, vobatsirana nevechingezi ivavo ve science
I'm so obsessed with this man mukotsanjera ratova drug chairo
Ndichimwe chinhu chichatiuraya takavarairwa is watching Dr Kotsa kkkk tatove ne addiction
My bae bvondorayi well come back
Vanhu siyanai netsika yekuuraya evanhu vasina mhosva
😢😢😢😢😢
Raramayi nekusingaperi Dr mukotsa🎉🎉
Wonzwa umwe achiti Mukotsanjera chinoo ne chino
Nxaa endai munofira kure ukoo
Tsoka ndibaba❤
Kkkkkk naTsoka munopera kumama chete
😂😂😂😂 yeah ndinewe bhururu
Bhechu bhechuu
😂😂😂
Anovenga Tsoka ziva kuti muurayi
Ndoda akazoti bhechuuu aah finish unobva waziva kuti zvaendwa
Bechu bechu tsoka ❤❤
Imbwa yeGorongoza, shumba yengozi ,bae wenyika❤❤❤❤
Handizi kufara nechimukono chetsambarafuta chinozviti madzibaba chiri kutaura mudhoto sekuru mukotsa pamuri ndakapinda nemoyo pliz indaipo one sekuru vasina pride ❤
hey unoita seni kanondimara kamunhu Kaye kaduzvi kanotaura nonsense mukotsanjera haabiri mnhu anoita zvinhu pachena kanoziva nhema Kaye mxm kanondibhowa
Sekuru munogona imimi zvengozi you are number one
Imbwa yeGorongoza never disappoints, batsirayi mabhinya khule💪💪
Chikwapura chengozi sekuru komborerwa❤❤❤
Dr Mukotsanjera 🎉🎉🎉🎉🎉
Sekuru bae is back ❤❤❤❤ko Mandi how far
Vamwe vakaripa and to those who didn't hanzi kwatodonha 3 already
😢haaa PKP .kunofa vasina mhosva
@@NotJuliaHerbertheyishhh
@@NotJuliaHerbertchokwadi hre ,ndakàdarikwa handina kuzvinzwa
@@ViolaBikitiratsvaga drewmass akazvitaura
Kufarira kwandinoita Vamukotsanjera❤❤
Imbwa yegorongozi ❤❤❤
Mukotsanjera manyama anogona shame big up chiremba
Batai basa sekuru.
The best asina chi tsotsi Doctor tsoka
Sekuru madzibaba vembudzi varikuda kukuonai hunhu hwenyu imboitai zvidiki diki tokutembai Tsoka
Kkkk hanzi vaimwa mutoriro
Vanopenga vaya ikezvino varikupopotera Andrew😂😂
@@SelinaTangaizvakaoma anodherera madzibba uyu andibhowa
😂😂😂😂😂😂
Ane dzungu wehat yemurara uya
Mmmmm sekuru avo vachiriko here nepressure ne nyadzi zvese mmmm apa tachembera Baba imi
Manga marova Tsoka❤❤
Tsoka chibaba ❤❤
Chibaba chengozi
Sekuru tokudai kumba kwedu chokwadi zvakaoma
❤ simboti makadiyi ndafara kukuonai nhasi pamberi ne basa
Top 10 pfeee
Sekuru Mukotsanjera nhamo yandiwandira ndinemwana watete vangu akaisirwawo mhepo yemusha yavo. Apo Baba Nama vakafa. Mwana anofamba asina kana mutimwe zvawo . Apa Ava ne34 yrs . Ndirikurwadziwa anongodamba . Vagoni varimumadhorobha vamwe masoja.😢😢😢😢
Enda naye zve
@PlaxedesMadhlangobe shungu ndinadzo dear asi chekubata ndingori tsuro zvangu
@agnestafa9579 haaaa shem zvinowanikwa wangu kna pakadero pakarema hko
Enda naye sekuru havatadzi kukubatsira zvinozovhurika pamberi apo wozovatenda
@@patiencemujuru296 yaaaa ichokwadi tona vamwe vanobatsirwa vakadero hangotsvaka yebus aende
🎉 senyika tabvuma kuti Tangwana makatumwa kuzonunura Dzimbahwe
Mudhara uyo ndamufarira hangu ini hongu akatadza akauraya but haana chaari kuramba hake zvese urikubvuma
Yaah taura hakoo ahasi kuramba
Ngozi yabudikira paHandsome boy. Asi kana mukomana uyo arikubhaiza kubuda sengozi iye asiri HOKOYO nenhamo. 100 maSuper 100 anenge Ari 100 good answer😂😂😂😂😂😂
Honde valley mabhinya akawanda kucheka wanhu kunge huku.Zvinorwadza vanenge vabata vanosundira vamwe vana votambura nezvinhu zvinozikanwa.Mwari pindirai mabhinya ese ngabatwe
Madzimai ari pano na tsoka wenyu ndakutadzai.
Haiwa bodooo!! 😂😂😂😂
Kkkkkkkk
Tsoka ❤bea nezuro ko kuzorasisa ini hosi why 😅
Haaaa zvinoda moyo murefu izvi Aiwa va Mukotsanjera vane moyo zvavo
Imbwa yeGorongoza to the people ❤❤
Heyi hweza he he he famba pamba tionesane. Chitekata tione .Imbwa ye God Shumba yengozi. Vanowirirana neni isa ma likes 🎉🎉🎉🎉
Sekuru makanyanya l wish to meet u 1day
Uncle bae welcome 😊
Kķkk
Ndinoda kunzwa kuti kana tichitsvaka # dza Sekuru Mukotsanjera pane dzinopera na 813
Mukotsanjera anoita chokwadi kwete zvenhema zvinoitwa ne vamwe, chokwadi chiri pachena munhu akazombourairwei nhai se huku
Tsoka Tangwena maita basa batai basa ❤
Sekuru vakunzwisa tsitsi shame apa vachazviita Zvainakidza. Vanhu kuuraya vanhu kudiiko chokwadi
Mukotsas my best chiremba pangozi mabhinya gurai muchabvidz
Madhara ekare so mmmmm ungauraye munin'ina wako
Dare haridi uine mhanza. Unoita kunge uri kudzvinyirirwa. Kkkkkk
Taur hako 😂😂😂
😅😅😅😅
Kkkkkk
Ndafara kuona sekuru Mukotsanjera simboti
Munaona kuvarepa 😂😂😂😂
Tsoka to the world😅😅😅
Our very own dimpled new curriculum chiremba always smart chero vari pabasa
Uyo mukomana uyo anonyepera kubudwa ngaambonyare N'anga itaure
Mubvunzo wangu kakomana ako kakasvikirwa hr pafeyaa
My question too
Akasvikirwa unless makuti tsoka havachagone basa😂😂😂
Ndiye ari kutaura semunin'ina wavo wavakauraya
Saka urikuti majokes nhai
Tsoka ndimimega munondigutsa nesutatamburawo muzotibatsirawo
Tsoka muri kunzi tsika mutanda manje handichazive kt makambotsikisawo kupi uye tsoka zita renyu rashata apo kwaMandii nana madzibaba waye dai zvaiita maisangana mose ipapo Neshamba,DJspks navana madzibaba kt tinzwe chimwe hmno kwamaimwa tumbwa muri mumatare kwamutoko sekuru tinoda kuona mukuru madzibaba nembiya yamwari isina zvimwe mukt nembwa yegorongoza iri mudare chief Mutasa nekt zvakutoreva kt naChief Mutasa ave tsikamutanda
Musasanganisa Chief Mutasa havana kumbotaurwa nezvavo patukwa Tsoka paye 😂😂😂😂😂😂
Vanhu vaitoita sevakabudirwa vakadzi awo
Tsoka❤
Yellow yellow gaizi ndini uyo pana bae wangu🎉🎉
Ndakaona makapiwa rori wena Makorokoto mbuya wegorongoza
@tinashenyangari282 Ayewa muzukuru zvakaendwa tanaro munokwana mweshe azukuru
SHUMBA yengozi Simboti basa mberi, muporofita uyu aida basa kuti atore mari mandi orega kunoripwa, zvino mhandu dzatarisana namandi pachena, group B irikutsva kutaura kuno ,muporofita aive kuside kwa B jekerere. Ngaasiye dreamers media alone naSekuru tsoka alone vaiteBasa
Ndafarira baba vekupara mhosva avo harambe zvaanoziva ,ndopachirume kwakuponesa vadiki ivo vshari dzofanzirofa thnk kule siyai magadzirisa musha nekuti nguva yenyu zvichida yapedyo,
Haunyepi ndavafarira
Bvondo bvondo ❤❤❤
Ndakafara ndakataura nemi kule l love you sekuru Tsoka❤❤❤❤❤❤❤❤
Vanobatika hre paApp ndatambura
Vanobatika ndakatotaura navo big time last week
Ndikuzama ikuita one tick chete
Ndokumbira number dzavo dzewhatsapp my sister
Hanzi pahukama shame kutovanzwira tsitsi zvino ngavachitsvagev10 dzavaudzwa kuuraya hama hre chokwadi mudhara uyu anoda kurohwa
Kuurayana vanhu vasina mhosva mazimba eeeh
Haaa tsoka murishasha tichataura naMambo mutasa wakupei stand kwaHonde kuti mubate basa zvakanaka honde yashata😅😅😅😅😅
💃❤🤝
Mkomana nevasikana vaitauriswa avo Havana kusara vakarwara here weduwee
Thanks T-one unobudisa nyaya as soon as possible kwete kuzotipa munya wenyaya
Asi camera maone trndoona dima basi
Sekuru vanoshuta
Zvinoita kunge dramma but zvichinzwisa tsitsi ...madhara aya anoda kurohwa anotisiira mhosva dzavo nonsense
39:28 Mhepo yakanganwa date rakafa munhu. Tsoka voti alright zvakanaka.
Mhepo yoti sekuru vakaenda nemukadzi kunotora ivhu. Nyakuponda oti kwete ndaiva ndega.
Mhepo iyi chainoziva chii? Hapana kana 1 bvunza to avoid kutambiswa bhora risina mweya ne Magumba aya.
Tsoka anotaura nechero mhepo zvayo chero vanovhumuka, matsotsi nemagumba. That’s why he does ask specific questions instead he guides “mhepo” zvekutaura.
Chokwadi ndechekuti Mudhara akaponda the rest idambe iro.
Sekuru tsoka Dai mambosvikawo mwenezi tazwa kani
Who is not believing the ngozi pamukomana mudiki uyo??? Arikutaura live here?
True
Taura hako kkkkkkk dzikunyepera.
Ngozi inobuda maringe nemunhu zvaaiva ari muupenyu
Saka muri kuti tsoka havaone pane mhepo nepasina here
Nhy anhuweee mkomana nemuscana uyo chiiko vakabudirwa hr zvavarikuita aaah
Ndaitawo muvhunzo nazvo
Tsoka:MaSuper 100 anenge ari mangani?
Chidhakwa : 100
😂😂😂😂
Did u take over from Karanganda
Yeah bvondo
❤
Number dzawaisa APO dzechi2 dzakashota wani
Icho chikomana chikunyepesaaaaaaa😊
Aaah
Shumba yeNgozi Sekuru Mukotsanjera
Weukama ngaambomira kuvhiringa uyo mutorwa aripwe vana avo ngavasaite kunge vnotamba nengozi ngavape sekuru nguva vaite basa ravo
Senge sis vane hat chena avo kuendera chiremba mberi
@@WinnetMasangovakagarwa nemhepo dzengozi saka zvonetsa kunzwisisa
Sekuru tsoka shumba yengozi
Uuumm ndanzwa tsitsi vana avo.Mwari vasunungureiwo
Madzibaba ekwa Mandy arikuti sekuru mukotsanjera nditsikamutanda. I was surprised
😂😂😂😂😂😂
Vanorwara vaye. Vakaita take take na Neshamba hanzi wakanyepa kuti tauda kuisa ngozi pambudzi kkk. Vaopenga vaye ndosaka vachingoti chi Hat chemurara
Anotopenga uya akutsvaga mbiri
😂ndiye akaromba uye sei asinga bvise kahat kemurara
@@PaloSant😅😅😅
Shumba yengozi
Iiiiii haaaa nyika inorema uuuuuum ndabvuma hangu
Hanzi musasandipa mhepo dzenyu iiii ndasiririswa hangu nemurume uyu
Baba shaddy nhaimi 😢😢
Ane white uyo dzungu uuu
Anogoita dzungu sei iye akabudirwa nengozi yemutorwa
Mukoma mutsvuku uyo ngadzikame Mukotsa aite basa rake
Iye akabudirwa for real ere uyu
@mesiMutepfa kuita hake searikutamba yowe
Ndozvoita ngozi henyu zvakmboitika kumba kwedu taitofunga kt kutamba takazoon kt munhu aitove serious
Achidzikamei iriyo mhepo yakauraiwa
Asi Dr Mkotsa hawana November???
Ndoona sekuti akanonoka ku uploader
Havasi vese vanoita zvaNovember cz ava ndichiremba anorapa varwere.
E.g takaita lockdown paya but hospital nemamwe doctors and nurses vakanga vakavhura
Sekuru Mukotsanjera I'm not happy about madzibaba Ari kutaura zvanoda munhu uyu
Ndokumbirawo number dzaSekuru mukotsanjer
Chibaba Onana hauna zindi takaenda po box hwatsomba