SOLUTION FOR BROKEN HEART (EPISODE 8)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 ноя 2024

Комментарии • 462

  • @NaizaBoomFilms
    @NaizaBoomFilms  Год назад +52

    Episode 1 👇🏼
    ruclips.net/video/uV6ZMmTp3Zc/видео.html

  • @melodymaphosa3506
    @melodymaphosa3506 Год назад +88

    Dhafu has acted like a real and lovely mother thumbs up Dhafu unofita pesepese

  • @ddpdeanpoetry
    @ddpdeanpoetry Год назад +97

    Siya something for Chapepa 💕🔥💯

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 Год назад +76

    I like Paida's personality she doesn't carried away with people who take advantage of her situation. We are learning... Nowadays people they don't help whole heartedly but it's something for something.

    • @eunettyruvingo7049
      @eunettyruvingo7049 Год назад +2

      😂😂😂😂😂lol wakukanganwa kuti Paida ndiye akatikuna Dhimba adanane naMary kuitira kuti vawane Mari yekurapisa mwana....kungoti Dhimba akazoitaadhiri ake nehweseri chete but Paida ndiye akatoti Dhimba ingonyepedzer kumuda kt tiwane kurapisa mwana

    • @witnesschoto2389
      @witnesschoto2389 Год назад +4

      @@eunettyruvingo7049 kunyepedzera ka not zvakazoitwa naDhimba zvekubva atokanganwa kuti kune hurwere plus akapihwa 200 iye akunoti ndawana 100 kureva kuti akutokanganwa mission yake

  • @tanakagurajena1258
    @tanakagurajena1258 Год назад +73

    Solo is nailing his part,even Paida zviri kunyatsobuda🔥🔥🔥.

  • @praxchims1449
    @praxchims1449 Год назад +24

    Thumps up Naiza Boom. Chapepa you are a star. I can see wedding bells between Chapepa and Paida. Sorry Paida, we wanted to see your child getting healed. Dhimba uchazviruza kwese, watungamidza kunyengedzwa na Mary. Solo na Vhovho, aiwa machena, wedding bells ringing. Chelsey, Cherusi, uchademba hako warasiswa nemunhu wako...

  • @raymondzharare7776
    @raymondzharare7776 Год назад +8

    Naiza boom Sando dzako nw I know Kuti une chipo chako u remember series iya yawakaita jatiwero achiona chipoko chaida Kuti Hama dzake dzizive kwaakafira nw zvakuitika in real life ndaiona Kwa tete Tilda ,keep up the good work

  • @palesasandy8537
    @palesasandy8537 Год назад +17

    Even the dog felt for Solo😅😅😅well-done team

  • @malogs4
    @malogs4 Год назад +5

    naiza unechipo chake and u blessed with great actors also , mwari ngavawedzere mari nokuti tatomirira riri movie chairo

  • @ddpdeanpoetry
    @ddpdeanpoetry Год назад +125

    My fellows and I ,let's gather here for this episode,,, siya something if you're enjoying 🔥💯✅

  • @sharonkatsande9397
    @sharonkatsande9397 Год назад +19

    I'm crying for solo and paida they're going through a lot 😪. And dhafu being a good mom❤

  • @melodymaphosa3506
    @melodymaphosa3506 Год назад +7

    Naiza boom on point keep on entertaining us 💯 asi Solo akuzvisa tsitsi akomana

  • @mavischikwinya7018
    @mavischikwinya7018 Год назад +15

    I love Paida's personality she nailed her role so well keep it up NB and Solo he's the best

  • @mr99loadingbossmusic
    @mr99loadingbossmusic Год назад +18

    Atinete kumirira team NB ndimi mune chimuti guys ❣️❣️❣️🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @chillysound123
    @chillysound123 Год назад +12

    I'm waiting for this i like u team Boom boom boom Naiza basa uriku naisa

  • @mazvitaagushama995
    @mazvitaagushama995 Год назад +24

    Guys you are the best, you all nailed your characters🥰🥰🥰NB to the fullest

  • @monalisagoto9969
    @monalisagoto9969 Год назад +5

    Ndawona mukadzi aenda nemumwe murume inii , dhimba akazozvidemba uyuuu

  • @edithndlovu8356
    @edithndlovu8356 Год назад +4

    Chapepa the man of the moment vakomana munondigonera mahuchi EGA ega

  • @rassyfidzahmusic6087
    @rassyfidzahmusic6087 Год назад +16

    We are really appreciate it about your works guys, u make me happy always Aiwa makaipa but I miss jedza yhooo

  • @clearmakate3570
    @clearmakate3570 Год назад +5

    This team is very talented God bless them for us all who loves Naiza team

  • @norestmusiwa3592
    @norestmusiwa3592 Год назад +6

    Ndamirira ndaneta you guys you are number 1

  • @blessingpeter6689
    @blessingpeter6689 Год назад +3

    I'm marveled team,the way you portraying Zim Talent to the world.keep the good work..Munodiwa mhani

  • @yolandaannahbento6418
    @yolandaannahbento6418 Год назад +2

    Love really hurts 💔 solo is talented 👌 no wonder vamwe vachimuvenga...vanhu vanovenga zvakanaka zvinoitwa nevana vevamwe ...

  • @akalatatchah
    @akalatatchah Год назад

    This episode yandirwadza zvokuti pashaika mwana,,, thank you Naiza guys,,,

  • @selmamajoni1025
    @selmamajoni1025 Год назад +3

    Naiza always on point,gyz murikundidadisa hangu welldone zviende mberi🥳🔥🔥

  • @elvismawaro4273
    @elvismawaro4273 Год назад +5

    Money can't buy love.I'm really enjoying the theme that is being ushered in here.

  • @kudzieshumbaz7479
    @kudzieshumbaz7479 Год назад +3

    Kkkkk in love with dog 🐕 ichiteetera nyaya dza vhovho na bro solo dzerudo

  • @kushamisagarikayi-ou5iy
    @kushamisagarikayi-ou5iy Год назад +2

    Thumbs up for paida . There real talent there ,she is super gifted

  • @youngsripThree9Nine
    @youngsripThree9Nine Год назад +10

    Thank you guys we are enjoying this episode thank you very much

  • @kellysize4396
    @kellysize4396 Год назад +24

    I feel sorry for u Paida u makes me cry

  • @melodymandizha9948
    @melodymandizha9948 Год назад +2

    Paida is nailing her part and iyoyo character yakamufita 🌺🌺

  • @elizabethshumba5113
    @elizabethshumba5113 Год назад +2

    Ummmm lam speechless ndarwadziwa nemwana kuita sezvinhu zviri real

  • @sidanisiwenkomo8505
    @sidanisiwenkomo8505 Год назад +1

    Solo na Paida mandichemhedza 😭😭keep up the good work gyz lots of luv🥰❤️🔥

  • @nyashachirenje1314
    @nyashachirenje1314 Год назад +2

    Ini handidi zvanku kuona solo achichema now I'm crying 😭😭😭. , Thumps up team NB

  • @shaheedahmagwaya2539
    @shaheedahmagwaya2539 Год назад

    Naiza boom ndokumbirawo song yekuti mwana wangu arwara iri kuridzwa part yapaida

  • @preciousmusende7031
    @preciousmusende7031 Год назад +13

    Thnx naiza paida you nailed it solo solo 😂😂😂 guys makanyanya 🔥🔥🔥🔥

    • @jotamoc
      @jotamoc 6 месяцев назад

      Paida anopedza

  • @engetanimathye9250
    @engetanimathye9250 Год назад +18

    Paida is a good girl guys she loves his husband ❤️❤️

  • @roymandega9848
    @roymandega9848 Год назад +1

    This episode is nc,Chapepa apindira apa nc suite 😍NAIZA BOOM u're on fire

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 Год назад +2

    I feel for Paida weduwee, apa murume ari kuna Mary
    Dai Chapepa akazoroorana hake naPaida coz Dhimba akutoita zvaMary
    Vovo akutoda hake Solo kkkkkk

  • @benhildahzinyenya8919
    @benhildahzinyenya8919 Год назад +1

    Kana zvadhkwa nditaurire.... Oooh zviya zvadhkwa😂😂solo for me lots of lovve NB 🥰🥰🥰

  • @wendikileh
    @wendikileh Год назад +4

    Yvonne unogona 🥰🥰🥰🥰 ❤️ you're are the best sister.....

  • @tanatswamagunda559
    @tanatswamagunda559 Год назад +2

    Solo kuenda kumba kwevanhu kunoimba nox 😂😂😂😂😂😂😂hoooo zviye zvadhakwa.
    Hoyoooo Chapepa. The privileged always take advantage of the less privileged........
    Mmmmmm paida asikana kaaaa. Life can be so tough 😭

  • @shindoteam4690
    @shindoteam4690 Год назад +5

    Wedande hie dear I like your music, so creative

  • @manyikawellington9384
    @manyikawellington9384 Год назад +1

    Naiza Boom ukutiregerera nema background songs ayo. Ndo player movie rese kuti ndinzwe song. Nyangwe twakaita twudiki phone yangu haimborwadziwe

  • @gracemusizvingoza4549
    @gracemusizvingoza4549 Год назад +7

    Background music is on point...zvirikubuda nyc🔥🔥can't stop tears from dropping off my eyes

  • @tamiashyleen2782
    @tamiashyleen2782 Год назад +11

    Gud job naiza boom never disappoint ❤️❤️❤️

  • @ireenmuza5733
    @ireenmuza5733 Год назад +3

    Naiza Boom never disappoints,u nailed it guys

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 Год назад +1

    Solo for Vovo .torai muite chimwe kk becoz mese marwadziswa .nerudo

  • @MissRueSibbs
    @MissRueSibbs Год назад +7

    Thank you for the update... looking forward to ne beginning for solo hope it will end in marriage ... feeling sorry for paida 😔

  • @chipomachingura9866
    @chipomachingura9866 Год назад

    Eish RIP Rebecca my daughter 😢 paida wandivhura maronda ,ndakabva ndavenga chipatara zvekudaro 😢😢 thanks NB munogonesa❤

  • @pauleric8671
    @pauleric8671 Год назад +1

    solo you're the best xaa exactly zvandakaitwa

  • @tinotendapaidajoe4828
    @tinotendapaidajoe4828 Год назад +1

    Vovo afunga kubatanidza moyo 😂😂😂ndaseka thumbs up vovo n solo

  • @sibongilemhlanga6033
    @sibongilemhlanga6033 Год назад +1

    Solo napaida mandichemedza ... well done team

  • @nelsonchamunorwa-lk6rr
    @nelsonchamunorwa-lk6rr Год назад

    🔥🔥🔥🔥🔥rambai makadzvanya team naiza boom mondigonera

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 Год назад +2

    I can feel for solo❤️❤️❤️its the song for me uchandifunga iwee gegegegeee

  • @sheltermatavire6265
    @sheltermatavire6265 Год назад

    Episode 8 Soloh achingochema here ummmm zvakunzwisa tsitsi 😢😢😢😢😢😢

  • @precioushombore
    @precioushombore Год назад +1

    Solo anoimba veduwee kkkk...Naiza boom makanyanya 🔥🔥🔥

  • @isheanopamitchellberejena-7391
    @isheanopamitchellberejena-7391 Год назад +2

    Vhovho iwe usapfimbe Solo.... I like dhafu's advice though....Blackie nyarara iwe aah 😂😂😂

  • @nancymushambi1922
    @nancymushambi1922 Год назад

    Haa Paida zvazvinhu ,well done gys munondigonera mese

  • @zanelemadhlamini2178
    @zanelemadhlamini2178 Год назад

    I love 💕💕❤️ guys murikugonesa Dhafu munogona mativise rambayi makadaro endeswai mberi mberi naMwari 🙏🔥🔥🔥

  • @takundasithole428
    @takundasithole428 Год назад +28

    Solo fans let gather her 👍😘

  • @chillysound123
    @chillysound123 Год назад +6

    Chichabuda ndabva pabasa but mangwana ndo zoomer chte

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 Год назад

    Solo warwadziswa wakuimira rudo kekupedzisira.cherosi uchamufunga solo

  • @michellemunyamana2925
    @michellemunyamana2925 Год назад +2

    this is 1 of my best kunaiza boom so far kkkkkkkk you nailed it welldone guys

  • @justinmashanda8713
    @justinmashanda8713 Год назад +1

    Vovo wandigonera chero mhamha dhafu kuzoti vamwe avoo iiii so sweet gyz

  • @flossyndlovu3563
    @flossyndlovu3563 Год назад

    Uchandifunga iwe nerimwe zuva ndayenda " solo so chiita move on hako , aizve chapepa wakuda paida hohodo dhimba uchazviruza chete shemu sory hako paida mwana atisiya. Kkkkkkk tisingakanganwi sis blakie luv u dhafu

  • @blessmoretapiwaskhallysima7326

    Solomoni is the best comedy zverudo siyana nazvoo

  • @mutsachantelle5974
    @mutsachantelle5974 Год назад +4

    Ooooow shame I feel so sorry for Solo love is blind zveshuwa🙆‍♀️🙆‍♀️

  • @TapiwaChimanga-z2y
    @TapiwaChimanga-z2y Год назад

    Shout out to you guys naiza boom makanyanya ngazviende mberi 🎉❤

  • @liashatashambulanje9286
    @liashatashambulanje9286 Год назад +12

    Uchandifunga iwewe in solo"s voice 🤣🤣🤣

  • @tanakagurupira5186
    @tanakagurupira5186 Год назад +1

    Dhafu nebete er vakomana musadaro imi yu are the best naiza boom😂😂😂

  • @darrenkaremba
    @darrenkaremba Год назад +3

    After this project can you pliz do something comedic chinosekesa like chikombi chema sarscam kana class ye madofo anyways I'm enjoying this keep it up

  • @michellemunyamana2925
    @michellemunyamana2925 Год назад

    chapepa solo dhafu paida dhimba ozemwa blackie netsaii vovo mary chelsea i love you guys

  • @tinashemuchero1882
    @tinashemuchero1882 Год назад +2

    NB films team you are the best

  • @seanmuwi627
    @seanmuwi627 Год назад +5

    I'm waiting keep it up naiza boom

  • @panashechitawa
    @panashechitawa Год назад +2

    Naiza kumberi I can't wait

  • @mosessafarawo3448
    @mosessafarawo3448 Год назад

    Solo naPaida mandichemedza veduwee dai zvapera... these are real principles of life

  • @nyashakembo9807
    @nyashakembo9807 Год назад +14

    Chapepa that suit looks good on you

  • @mr99loadingbossmusic
    @mr99loadingbossmusic Год назад +6

    But cherusi uchandifunga hako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣#solo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @sekaimusonza4759
    @sekaimusonza4759 Год назад +4

    Eeeeeeeh Kasi Mr lover lover vatova nesolution here pa pic apooo can't wait wooooh🤣🤣🙌🙌

  • @marymwale7839
    @marymwale7839 Год назад

    Thumbs up for this guys vanongona havo

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 Год назад

    Solo naPaida zvakakutsomai....haaah kambwa kanga kakutonzwa tsitsi zvako kachiterera...vhovho afunga kuita chimero akati rega nditore muface wemunin'ina....haaah paida kamuridziro kaazoita mhere apo uuumm unotosimba semurume unochemedzwa nevanhu ava

  • @tsoroseize
    @tsoroseize Год назад

    True wife knows her purpose kuwe munhu wemunhu.Wakadzi vashoma vanokunda muyedzo wemari uyoo

  • @sibongilemhlanga6033
    @sibongilemhlanga6033 Год назад +2

    Wedande .... you doing a good job

  • @liashatashambulanje9286
    @liashatashambulanje9286 Год назад +3

    Solo pana vovo unodya norivha😍

  • @nonhlanhlamgazi5032
    @nonhlanhlamgazi5032 Год назад

    I hope chapepa ahasiye arukunzi type yangul nacherusu iye akapedzisira ada paida

  • @carolinezuze5275
    @carolinezuze5275 Год назад

    Aaah iwe Paida murume wako unomuda chiiko atadza kutsvaga mari yekuti murapise mwana .

  • @biancadube9308
    @biancadube9308 Год назад +4

    Wedande jealous down unogona

  • @shamisomasachiko5027
    @shamisomasachiko5027 Год назад

    Kkkkkk Vhovho Vhovho wafunga kusanganisa moyo naSolo Solo wandinakidza nhasi

  • @tapiwahlekisana7363
    @tapiwahlekisana7363 Год назад +1

    This drama is awesome ❤️❤️❤️❤️

  • @ruemoyo6537
    @ruemoyo6537 Год назад

    Moyo unenge wapaida ndaudawo
    ZvaMwari chaizvoka haha ini ndirin paida ndoita hangu plan inga dhimba is enjoying wani akatadza kukoshesao rudo pana paida wani

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Год назад

    Vovoe na Saloe. Witness kaimbwa kari kuona zvako.

  • @patiencechigohi2675
    @patiencechigohi2675 Год назад

    Ummm shame sorry paida nekushingirira kwawaita kutsvaka mari waiwana mwana achibva ashaika 😭😭😭😭 ndarwadzihwa hangu kunge ichokwadi

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa Год назад +1

    Amazing amazing amazing

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga596 Год назад

    Kkkkk solo kuzoimba jkkkkk kana zhadhakwa nditaurire ooh zhadhakwa

  • @kimberleychikomba1559
    @kimberleychikomba1559 Год назад

    Haaaa ini hangu ndakavhimbika asi Dai ndirini Paida ndaisakwanisa kusiya Chapepa uyo

  • @sokostinawachoo7975
    @sokostinawachoo7975 Год назад

    Wow nice move thanks guys👏👏👏

  • @ivytigere3373
    @ivytigere3373 Год назад

    Kkkkk Chelsea usadaro solo iwee sure kusvika aimba "uchandifunga iwewe" hr

  • @g.karodza
    @g.karodza Год назад

    haaa mdara solo you are very good pakuchema like paida murikubvira🔥 guys. mr love love🤣

  • @joramujoramut4426
    @joramujoramut4426 Год назад

    Mwanangu soromani kkkk keep going naiza boom 💥 👏