Haa my sister it’s either urikuda kuchekereswa or kushandiswa . I don’t even think kuti ndigogo wake myb itori n’anga yake . Plus ku uk ikoko ndokuna maiguru havana kutomborambana . If I you I would run fast without turning back
😂😂😂😂😂ah heheeeeeede uuuuuuri, regai ndirove zvangu chikweeeee ini mwana wa Chishango.😂😂😂😂. So kana mapedza kugeza ne ropabuye kubika mbudzi yese uye zvese izvozvo kana mapedza, ko akazosangana neumwe acharoverana ne Hana yake muchibva kwa murehwa ikoko, obva azochinja brain dzake kwamuri odziyisa pane uyo muchazoyita sei nhai😂😂😂😂😂. Imika pepukayi muhope idzo, madzikirira anogona kuwuraya asi hamuzvizive kani😂😂😂😂😂😂
Mwana sikana mhuri yawuri kuda kunoroorwa kune HUROMBWA hwe mhuri, so that ceremony will be part of initiating you and ofcoz vanotoda munhu asiri muroyi ari clean so that u can be that unblemished sacrifice,, kana uri mumwe be HAPPY Kuti he is ignoring you..tiza ne life yako...unless uchidawo hako kuzochekeresa vana ne hama uye kuzoita muroyi...
Muri second option amainini. Your guy has someone else. Ropa rembudzi hmmm hakuna zvakadai. Muri kutoitwa initiation yehubatwa hwavo. Kana dai muine chikwambo, hachipedzwe neropa rembudzi. Run with your life amainini. Munozodemba mangwana
Mukoma Ve bonyora I think munofana ku deleter ma vids amunowona ayoo n paya pamunozvi feeler try to ignore tt feeling mozviudza mupfungwa kut andskuda kuita izvii
Avo bhudhi vekubonyora wati unonamata uri kunamata sei dd u repent hv u received the Lord dd u do the sinners prayer dd u confess yr sins to the pastor wakabhabhatidzwa here if u dd all that & its not stopping tell pastor/ elders u nid other intercessors/ prayer partners to stans with u in prayer ps asi iwe DELETE/STOP WATCHING ,playing those games coz u will be feeding satisfying those demonic spirits itichinja phone use kambudzi if u want to keep ur smartphone download a bible anytime u feel those feelings read the Bible saturate yoself with the word of God
Uyo ane mukomana we Kwa Murehwa ari UK please ran with your life vanhu ivavo vakaromba and try to check kuti why mukadzi akabva mumusha imomo 2nd udza hama dzako nyaya yako iyi unzwe kuti vanobvumirana nazvo here vanhu ava vari kuda kujuitisa mhiko which is bad
1st Confession....Ita move on, kana uchida happiness for life.Pamwe akaenda ku 1st lady, since UK 🇬🇧 and Ireland 🇮🇪 zviri padhuze.Pamwe haasi kuda kukuudza ,anoda kuti uite move on.Kugeza neropa rembudzi may be some form initiation
1st confession run with ur life, this guy haatokude hako arungoda kukurombesa or kukushandisa pamarituals ake and anogona kubva atokusiya once akuitisa izvozvo akuda zvaari kuswera achitaura navo asingataure newe, hakuna ropa rinogeza zvivi vemunhu kunze kweropa raJeso chete.
Siya munhu uyo akato romba or ifamily yehurombwa. Siyana navo pachiri pedyo. Hazviko izvozvo, all the red flags are very visible apo. Run with your life pa1st confession apo
1st confession mai tikaudzai munonzwa ,block that guy right now,don't be desperate for love nor marriage because akuna zvakadaro ,urikuda kupinzwa muroombwa,kune nyaya iri kwa Prophet Miracle Paul iri similar neiyoyi ,that lady akroorwa achiitiswa zvinhu zvisinganzwisisike like nezvauri kuda kuitwa iwewe but she went kwa Prophet Miracle seeking for help,baata Hana yako ka 10 uiudze kuti run from this gusting rituals ,and that guy don't love you ,if dont go ahead and do it uone kuti haatombokude but kuda kukushandisa kuda kufadza hurombwa hwemhuri yekwake ,and why first wife yakarova pasi iwe ukwane.
My brother vari addicted to porn, you need serious deliverance. Nekuti ma spiritual wives aya will keep you in bondage till you die. Ma spiritual wives aya ndiwo ari kukonzera all these problems for you. As long as mweya idzi dzakakusungai no natural woman will ever satisfy you or muno roora asi imba iyoyo haimiri.
Hanzvadzi, run with your life. This guy is trying to involve you in an initiation ritual. Uchaitwa mkadzi wechikwambo oro muroi. God is putting this separation between the two of you for a reason. Please do not stay for anything.
Mwanasikana ukuda kuitwa mukadzi wengozi tiza iwe usabvuma kuitiswa. Don't get involved in any of his rituals varikuda kukushandsa vese semhuri , pamwe ndye akanzi tsvaka munhu wekupa kungozi.
Mwanasikana gara wasiya uri kuda kubatiswa hurombwa iwe . Tiza nehupenyu hwako
To us who like before listening 🎉
First confession... RUN RUN RUN watononoka!!! Don't even say goodbye, and don't ever talk to him again. BLOCK him NOW.
My sister munhu uyu hakude but arikuda kukushandisa pama rituals ake
Wekubonyora you opened a door . Uri kushandiswa iwe famba kumaporofita ubatsire madhimoni
first run with your life girl, akula sintu esithi geza ngegazi, ungavumi ngempilo yakho dear
Sis kuramba kwamakaita ndokuita Kuti murume asataura nemi makamboona kupi nyama inobikwa pakati peusiku isina salt yodyiwa usiku ihwohwo aah wonzi geza futi neropa imi tizai
Ehe musikana arikuda kugezeswa neropa rembudzi ramba, ukuda kutorasirirwa mweya yakaipa.
Haa my sister it’s either urikuda kuchekereswa or kushandiswa . I don’t even think kuti ndigogo wake myb itori n’anga yake . Plus ku uk ikoko ndokuna maiguru havana kutomborambana . If I you I would run fast without turning back
Maiweeee nhy cc kkkkkk hapana iripo muku chekereswa haakud
😂😂😂😂 ahh ahh mwanasikana svinura meso run with your life
Uuuuuu sisi vangu siyanai nabhangu wenyu muchapinda munataisireva
Hazviko izvo cc run for yr life please ndakumbirawo hangu hazviko please ❤
True pamwe pacho unosvika pakupererwa
confess yekutanga iyo ukuda kurombesa iwe kuchekereswa chaiko siya munhu
Ireland is close to the UK ndatopedza soo😂😂😂kuUk uku arikumukadzi wangu
Siyanai naye haachakude unocbema mangwn
😂😂😂😂😂ah heheeeeeede uuuuuuri, regai ndirove zvangu chikweeeee ini mwana wa Chishango.😂😂😂😂.
So kana mapedza kugeza ne ropabuye kubika mbudzi yese uye zvese izvozvo kana mapedza, ko akazosangana neumwe acharoverana ne Hana yake muchibva kwa murehwa ikoko, obva azochinja brain dzake kwamuri odziyisa pane uyo muchazoyita sei nhai😂😂😂😂😂.
Imika pepukayi muhope idzo, madzikirira anogona kuwuraya asi hamuzvizive kani😂😂😂😂😂😂
munhu wako akaromba my sister
mukoma avo demon renyu ummm.ndaritya tsvagai kwekubatsirwa .
mwana sikana ummm ibva hako .uchachekereswa iwe.tiza nehupenyu hwako
First confe musaitiswe zvozvo remember pane vamwe mai vakauya ne confession yakaita seyenyul iyi, zvamukuda kuitiswa ndozvavakaitiswa buh now vave muroyi...kutono joiniswa huroyi
Plizz siya murume iyeye plizz run hakuna chivanhu chakadaro plizz usabvume plizz musiye hako ukuda kushandiswa hurombwa
Mkoma maswera cy nevedare
Kugeza neropa nxa run for your life. Uchayitwa muroyi or kupiwa mhepo ramba ngaipere marriage yacho
1st confession ..siya munhu uyo akuna chivanhu chakadaro ukuda kutoshandiswa plz tiza nehupenyu usatirise mari take plz tiza
1st confession Tiza neupenyu hwako ramba izvo, varoyi avo ,unorasirirwa
Taswera taswera mkoma Nashy❤
Hello mukoma Nash fambai naro basa
Pachipamwe mkoma Nash nevedare
Mwana sikana mhuri yawuri kuda kunoroorwa kune HUROMBWA hwe mhuri, so that ceremony will be part of initiating you and ofcoz vanotoda munhu asiri muroyi ari clean so that u can be that unblemished sacrifice,, kana uri mumwe be HAPPY Kuti he is ignoring you..tiza ne life yako...unless uchidawo hako kuzochekeresa vana ne hama uye kuzoita muroyi...
First confession tiza neupenyu hwako
Mwanasikana siyana nemunhu uyu hazviko zvekugezwa neropa rembudzi
Musaite zvinhu zvausinganzwisiswe kna kuziva
Eeeh shamwari move on don't ever do that usafa waitiswa zvinhu zvakadero gara watosiyana naye munhu iyeye zvaatove kure kudai siya
Musiye aende unowana umwe usarombeswa
Mukomana wako akaromba vane mhepo yavari kuda kukurasira
Hazviko,ramba kutoenda wava kutonoitiswa iwe.Pane dare randakaona richitongwa handichazivi kt ndi Chief Mutasa .ipo pano paRUclips.inotova nepart 1 part 2 ichienda handina hangu kuzoipdzisa asi chief akazovati fambirai nyaya mwana agadzirwe .here mwanasikana akanoitwa mukadzi wechikwambo zvauri kutaura izvozvi.please siya marriage iyi kuzozvipishinura unozochema nazvo izvi.Ibva warega hako nokt unodzoka manje manje wotsvaka advice zvakare regedza imbwa inhonge
First confession gara wasiya pachiri pedo zvaurikuda kuitiswa ndezveurombwa
Vedare namukoma nashy makadini
First munhu arikumukadzi wake havana kuramba secondly unoda kuitwa chipiriso thirdly tiza mwanangu tiza
Akaromba murume wako dear gara wasiya
Muri second option amainini. Your guy has someone else.
Ropa rembudzi hmmm hakuna zvakadai.
Muri kutoitwa initiation yehubatwa hwavo.
Kana dai muine chikwambo, hachipedzwe neropa rembudzi. Run with your life amainini. Munozodemba mangwana
Yuwiiii kugezeswa ropa rembudzi uchaitiswa blood covenants that will haunt u for the rest of your life tiza neupenyu hwako haakude munhu uyu sisi
Mukoma Ve bonyora I think munofana ku deleter ma vids amunowona ayoo n paya pamunozvi feeler try to ignore tt feeling mozviudza mupfungwa kut andskuda kuita izvii
Iiiiiii hakuna zvakadaro ramba chivanhu chipi ichocho chavanoitisa muroora mhuri iyi.yakaromba varikuda kukuitisa ma rituals yoooo.
That's a red flag sis. Munhu wenyu ane munhu wake
Mainini avo vekuda kundogezeswa neropa rembudzi ibvai masiyanan nemunhu uyo musati marombeswa musati mapinda munataisireva hakuna chivanhu chakadaro ibvai maenda kure naye
Bhudhi vekurota spiritual wife tsvagai vanoita zvekupfemba mubviswe chikwambo icho
Mainini run with your life akuna chivanhu chakadero
Hurombwa uhwo
Avo bhudhi vekubonyora wati unonamata uri kunamata sei dd u repent hv u received the Lord dd u do the sinners prayer dd u confess yr sins to the pastor wakabhabhatidzwa here if u dd all that & its not stopping tell pastor/ elders u nid other intercessors/ prayer partners to stans with u in prayer ps asi iwe DELETE/STOP WATCHING ,playing those games coz u will be feeding satisfying those demonic spirits itichinja phone use kambudzi if u want to keep ur smartphone download a bible anytime u feel those feelings read the Bible saturate yoself with the word of God
Isu vechi vanhu tinoti akuna zvakadro usaitirwe zvinhu izvi first of all hausi Muroora weko second chero aroora enda unoodza hama b4 do anything
Usanyeperwe iwe rega marriage yacho ukurasirirwa mhepo dzevanhu vavakauraya hurombwa huri mumhuri hakuna chivanhu chakadaro bloke that idiot ,rega kutaura naye uyo
Veropa rembudzi tiza neupenyu hwako dear please
Ummm l think urikuda kushandiswa
Uyo ane mukomana we Kwa Murehwa ari UK please ran with your life vanhu ivavo vakaromba and try to check kuti why mukadzi akabva mumusha imomo
2nd udza hama dzako nyaya yako iyi unzwe kuti vanobvumirana nazvo here vanhu ava vari kuda kujuitisa mhiko which is bad
1st Confession....Ita move on, kana uchida happiness for life.Pamwe akaenda ku 1st lady, since UK 🇬🇧 and Ireland 🇮🇪 zviri padhuze.Pamwe haasi kuda kukuudza ,anoda kuti uite move on.Kugeza neropa rembudzi may be some form initiation
1st confession...munhu wako ane munhu wake.....cnt u see kut watorambwa chinyararire... here...zvekare usabvuma kugezwa nembudzi iyo...arikuda kukushandisa for hurombwa...ndo reason yaakadanana newe....pamwe ukuda kuitwa mkadzi wechikwambo😢
Gara wasiya unorombeswa or uchaita mukadzi wezvikwambo kosiyana naye ndiye ega here nhaiwe mwana Kuda kuzvigokera Moto haaa Vana vama zuvano
Kugezeswa ne mbudzi hausi kuona here kuti vakaromba vanhu ava hakuna chivanhu chakadaro tell your your parents
1st confession run with ur life, this guy haatokude hako arungoda kukurombesa or kukushandisa pamarituals ake and anogona kubva atokusiya once akuitisa izvozvo akuda zvaari kuswera achitaura navo asingataure newe, hakuna ropa rinogeza zvivi vemunhu kunze kweropa raJeso chete.
Siya munhu uyo akato romba or ifamily yehurombwa. Siyana navo pachiri pedyo. Hazviko izvozvo, all the red flags are very visible apo. Run with your life pa1st confession apo
First confession kokungotiza nehupenyu wako usade zvakapfava sehonye
My brother webonyora you need srs srs help urikutoshandiswa,enda kumobatsirwa you have a spiritual wife
1st confession mai tikaudzai munonzwa ,block that guy right now,don't be desperate for love nor marriage because akuna zvakadaro ,urikuda kupinzwa muroombwa,kune nyaya iri kwa Prophet Miracle Paul iri similar neiyoyi ,that lady akroorwa achiitiswa zvinhu zvisinganzwisisike like nezvauri kuda kuitwa iwewe but she went kwa Prophet Miracle seeking for help,baata Hana yako ka 10 uiudze kuti run from this gusting rituals ,and that guy don't love you ,if dont go ahead and do it uone kuti haatombokude but kuda kukushandisa kuda kufadza hurombwa hwemhuri yekwake ,and why first wife yakarova pasi iwe ukwane.
1st confession.run as first as you can
Saka akaroorwa ne virginity yema chokwadi ndiyani vazhinji yangowe mishonga yegayega😂😂
Ko murozopireiko vanhu vana vasiri vavo imi muchiziva mwana newe brother yako ? Hapana nguva isingasvike
My brother vari addicted to porn, you need serious deliverance. Nekuti ma spiritual wives aya will keep you in bondage till you die. Ma spiritual wives aya ndiwo ari kukonzera all these problems for you. As long as mweya idzi dzakakusungai no natural woman will ever satisfy you or muno roora asi imba iyoyo haimiri.
Hanzvadzi, run with your life. This guy is trying to involve you in an initiation ritual. Uchaitwa mkadzi wechikwambo oro muroi.
God is putting this separation between the two of you for a reason. Please do not stay for anything.
Vanhu vanoita ma HIV tests before Asi zvema witchcraft tests before marriage wakambozwinzwa kupi?? Zvimwe zvinongoda common sense nje
Mwanasikana ukuda kuitwa mukadzi wengozi tiza iwe usabvuma kuitiswa. Don't get involved in any of his rituals varikuda kukushandsa vese semhuri , pamwe ndye akanzi tsvaka munhu wekupa kungozi.
First confession maini hakuna zvakadaro ibvai masiyana nemumhu uyo kutomu blocker kutori nani than to keep chatting with this evil man
My sister run away with your life he doesn't love you he just want to use you
First confession...ukuda kupihwa huroyi uchagezwa neropa worara panze husiku hwese nyama iyo inenge yasara uchaona inomuka musisina even mabhonzo..
First confession gara wasiya pachiri pedo zvaurikuda kuitiswa ndezveurombwa