Zororai murugare mukoma Daniel. Pane nguva yandaitambura nduchigara muWarren park1 apa ndichishanda Security mutown, saka ndaifamba netsoka to n fro then Mukoma Daniel nguva iyoyo vaityaira Khombi yeWarren park 1&2, vaindiona eveyday kuenda nekudzoka netsoka rimwe zuva vakangomisa khombi yavo paNational sports stadium vakanditi pinda mumota ndikati handina mari vakati pinda vakati ndave nenguva ndichikuona uchirova pasi netsoka chii, ndikavaudza problem yangu then from that day akanditi ndichakutakura mahara iwe unongondimirira paroad chete. He helped me kusvika ndazotambirawo but akaramba achingoti usandibhadhare uye akaramba achingondibatsira. Ndarwadziwa hangu. R.I.P Mukoma wangu.
Top Zim business man very jealous n care nekudya nemuri dzavo it could be a succesful project if support was coming from mbinga ka nedzinozviita mbinga dzacho
We all failed this man as a country. This dude needed support angadai arikure will all those engineers who were given degrees hapana akasvika level raakasvika MHSRIP
@@elvismhangami3146 Well Mr Ignoramus, Daniel Chingoma was an engineer who owned Taisek Engineering. He invented his own Helicopter which people ridiculed instead of studying. He might have had one or two components in that craft which were revolutionary. The problem is that clever blacks think that he was a fool. Which is why Africa will forever remain poor because we rely on technology from America, Europe and Asia when we can come up with home grown technologies here in Africa. In other countries venture capitalists would have poured money into research and development do that a better product could be created. Zim could have been a major manufacturer of helicopters and parts for Africa and the world. We could be opening factories producing technology and exporting it instead of the colonial heritage we have were we export raw materials and import finished goods.
@@yllabisHapana chaaka inventer uyo do you know the definition of "invention" Daniel was an engineer but icho chikopakopo is just a proto-type of a helicopter yaasiriye aka inventer. Ukakopera chinhu hazvireve kuti wakachitanga
Ini hangu ndarwadziwa namukoma Daniel but sometimes life is not fair zvinorwadza kuti wova nechipo chakadayi hurumende yochitsikirira this is painful mhani .
Zororai murugare mukoma Daniel. Pane nguva yandaitambura nduchigara muWarren park1 apa ndichishanda Security mutown, saka ndaifamba netsoka to n fro then Mukoma Daniel nguva iyoyo vaityaira Khombi yeWarren park 1&2, vaindiona eveyday kuenda nekudzoka netsoka rimwe zuva vakangomisa khombi yavo paNational sports stadium vakanditi pinda mumota ndikati handina mari vakati pinda vakati ndave nenguva ndichikuona uchirova pasi netsoka chii, ndikavaudza problem yangu then from that day akanditi ndichakutakura mahara iwe unongondimirira paroad chete. He helped me kusvika ndazotambirawo but akaramba achingoti usandibhadhare uye akaramba achingondibatsira. Ndarwadziwa hangu. R.I.P Mukoma wangu.
Top Zim business man very jealous n care nekudya nemuri dzavo it could be a succesful project if support was coming from mbinga ka nedzinozviita mbinga dzacho
I remember when were young,we used to chase behind his car..Mhondoro yemvura.we used to call him My Career
We all failed this man as a country. This dude needed support angadai arikure will all those engineers who were given degrees hapana akasvika level raakasvika MHSRIP
Akaitei chaizvo?
@@elvismhangami3146 He was an inventor.
@@yllabis aah inventor weyi😅😅😅😅?
@@elvismhangami3146 Well Mr Ignoramus, Daniel Chingoma was an engineer who owned Taisek Engineering.
He invented his own Helicopter which people ridiculed instead of studying. He might have had one or two components in that craft which were revolutionary.
The problem is that clever blacks think that he was a fool. Which is why Africa will forever remain poor because we rely on technology from America, Europe and Asia when we can come up with home grown technologies here in Africa.
In other countries venture capitalists would have poured money into research and development do that a better product could be created. Zim could have been a major manufacturer of helicopters and parts for Africa and the world.
We could be opening factories producing technology and exporting it instead of the colonial heritage we have were we export raw materials and import finished goods.
@@yllabisHapana chaaka inventer uyo do you know the definition of "invention"
Daniel was an engineer but icho chikopakopo is just a proto-type of a helicopter yaasiriye aka inventer.
Ukakopera chinhu hazvireve kuti wakachitanga
Ini hangu ndarwadziwa namukoma Daniel but sometimes life is not fair zvinorwadza kuti wova nechipo chakadayi hurumende yochitsikirira this is painful mhani .
May His Soul Rest in Peace 😢😭😭😭😭
Daniel deserved a lot of support from Gorvement,Sirdc,Higher Education,even the Zimbabwean professionals dispised the man with more intelligence
Nyakugadzira helicopter oradzikwa kwa Gurundoro vemutoriro vachiitwa pa provincial heroe
this man was talented,may his soul rest in peace
But ZANU PF musadaro zvenyu vemutoriro chaiyo makavaviga vari magamba Dannel why makaramba kumutsigira munhu akagona kugadzira ndege muno muzimbambwe yose haaaa nyika yezimbambwe haimbofi yakanaka guys
Rest in peace, life is too short...
Silent killer was right man nyika ino yakadhakwa
Mhsrip. Very sorry. We live but not to fulfill our desires.
Zvakaoma zigo is a journalist
3:02 mari dzakatanga kuiswa muma Coffin kutanga riinhi. Handiko kitsipika kwacho hre. Kubvunzawo hangu????🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Aaa ndatyawo ko kamudhara aka Kari kuita seiko
Ndadzokorora - ndadzokororawo kuona ,, ndatya nazvo
Daniel Chingoma Mhondoro yemvura Tysek Engineering rest in piece.
Rest in peace
R.I.p
Rest in peace my beloved brother.
Zvakaoma 😭 RIP
mukoma mukunonoka ku uploader next time mokurumidza kana kutaurira na Saint nguva dzekuposter mese ka 1
First man in Zim kugadzira ndege zvino aenda nechipo chake
Iripiko ndege yacho, I only see scrap metal
Very sorry people. Our engineer was a talented man asina ku recognizwa nenyika. Zororayi murugare baba chingoma
He had a talent bt kutsikirirana basi mukatea-pot kandiri kedu kekumur mur aka nxaaa
RIP engineer
Ah asina vana here chingoma uyu
zanu pf vane hutsinye vakatadza kumusimudzira wo sei
Hutsinye hwei?
Musangosvora Satan nepasingadiwe?
Akaitirwa hutsinye hwei?
Haaa ndarwadziwa zvangu murume uyu so😭😭😭😭
R I P ,LIFE IS TOO SHORT HAMA,
RIP chingoma😢
RIP 😭😭😭😭😭
King ava varwadzisa
Mazya wacho M1😂😂
vanga vachirwara hr
Rest in peace our engineer
mukuru vakatsikirigwa, its a pain
My carrier rest in peace ✌️
Zvakaoma, RIP
Munhu 1akagadzira chikopoko bt akunovigwa kusango kwakadaro
Nemadzudzo 😭😭😭😭😭
Mazimbabweans mese muri mhata u failed this man
Yuhwii yuhwii💔💔
Zvakangooma hazvo
Rip
Chinese yazorohwa apo ndoma1
Shem inga zvakaoma chero vachengetwa zvavo
AnaZigo taikuonayi muchingobudikira budikira kumariro kunge ndimi mafa
Kkk😅😅
😂😂 nhaiwe
😂😂😂😂
Ngavazorore murugare
Ayiva nechipo chake murume uyu shame
ZANU matuzvi
😂😂😂😂😂😂😂
Nyika ine utsinye kuimbira munhu afa here
Rest in peace
RIP
Rest in peace
Rest in peace