Repent for the kingdom of God is at hand, Musazvikudze Mr. Chiwenga. God should be exhalted in His throne, your knowldge is folly. Do you remember the mafaresi nemasedhusi, ndimi.
Ummmm it's my first time in Zimbabwe kunzwa munhu anoparidza zvakadai, handisi kukukudzai baba ASI ndinotenda Mwari akaita kt kuve nenyama inoparidza zvakadai
Haaa iwe uri mufarise munhu wese apana chaanoziva iwe woga, apa wakavhurawo church wani unozivei kungotuka vanhu chete, mapedza Kuba Mari mu government makuuya kuzotiparidzia Bible rekuchikoro, amuna chokwadi chaMwari vachiwenga, Jesu ndiye Mwari ndosaka ainesimba rekutuka vafari iwe paridza kudzoka kwake
@priscillamuchabaiwa315 "vanokuterera madofo" ? Munoziva zvinoreva dofo here? King Saul...King David....King Solomon etc were ALL politicians ! Saka chashamisa apa chii? Mutsauko uripo ndewekuti avo vaitya Mwari kwete these mini "gods" politicians....We thank God for [Hebrews 9:27 ..... it is destined for MEN to die once, and after this comes judgment....KJV]...Conclusion: Imi muri "ZIDOFO" guru! Uye kunyarara kunobvumidzwa....
@OttilaChiduku..."And he said unto them, Go ye, and tell that fox[HEROD], Behold, I cast out devils, and I do cures to day and to morrow, and the third day I shall be perfected. KJV"...Jesus called Herod a "fox" !!! Saka hapana zvitsva kutaura mazita evanhu mukuparidza kungoti imi hamuzvizive chete..Saka zvakanaka kumbodzidza kwete kungwarira pa duri se huku !!
Amen thank you for the true word
Repent for the kingdom of God is at hand, Musazvikudze Mr. Chiwenga. God should be exhalted in His throne, your knowldge is folly. Do you remember the mafaresi nemasedhusi, ndimi.
Icho chibaba ❤❤❤❤❤❤❤
Zvakangofanana newe unotevera mharidzo dza Prophet Makandiwa tendeuka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Chiwenga you are so hilarious kkkkkkk.Kupedza sadza rese uchingo complainer kkk
Hadeyi chekayi muripo hokoyo na Jehovah amen
Amen and amen
Powerful thanks Man of God
Joshua 24:15 Zvisarudzirei - - - - - asi ini nemhuri yangu tichashumira Jehovha
Ummmm it's my first time in Zimbabwe kunzwa munhu anoparidza zvakadai, handisi kukukudzai baba ASI ndinotenda Mwari akaita kt kuve nenyama inoparidza zvakadai
Ngavanyadziswa vanoparidza nhema pamberi neshoko vachiwenga
Tingango muvenga murume uyu but ndiye ega anoparidza chokwadi🤔🙏🏾
Zvokwadii irimamuri baba
Gospel rinoparidzwa pese weather kwa magaya kibhawa were ever ngarishumirwe
Toshanda tese kkkkk
Godo richakuuraya hako
Haaa iwe uri mufarise munhu wese apana chaanoziva iwe woga, apa wakavhurawo church wani unozivei kungotuka vanhu chete, mapedza Kuba Mari mu government makuuya kuzotiparidzia Bible rekuchikoro, amuna chokwadi chaMwari vachiwenga, Jesu ndiye Mwari ndosaka ainesimba rekutuka vafari iwe paridza kudzoka kwake
Wakaona Kuti vanhu vanoda zvekutuka ma politicians saka uchingoparidza zvekushora...iwe ndiwe mutsvene manje ingoita zve politics ..vanokuterera madofo
@priscillamuchabaiwa315 "vanokuterera madofo" ? Munoziva zvinoreva dofo here? King Saul...King David....King Solomon etc were ALL politicians ! Saka chashamisa apa chii? Mutsauko uripo ndewekuti avo vaitya Mwari kwete these mini "gods" politicians....We thank God for [Hebrews 9:27 ..... it is destined for MEN to die once, and after this comes judgment....KJV]...Conclusion: Imi muri "ZIDOFO" guru! Uye kunyarara kunobvumidzwa....
Uyo anozviti apostole chiwenga i Zimcare
😂😂😂😂😂
Ko kuparidza kwechokwadi kubata mazita evamwe vanhu here.Wakazara nemweya wegodo uye kuti unotova nedemon regodo chairo.nanga nanga nemazita evanhu.mazita evagana awataura kusvika parizvino.
hauzive magwaro ndosaka urikudaro
Mr Chiwenga ipai Mwari mukana wavo regain kuzviita mutsvene wavose
Charamba anoridzira kwana Magaya, nekwana Makandiwa. I started questioning his music....no longer a fan. He is after money. You cant entertain cults
True
Iwe sei uchingotaura mazita evanhu haufi wakadzidzisa charamba vhangeri fokoro