Talent Chiwenga imbwa inongo hukura says Prophet Dr Talent Madungwe "anongotaura zvisina basa"

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 окт 2024
  • Hard Talk with Uncle Saint

Комментарии • 247

  • @delanocruz7958
    @delanocruz7958 2 года назад +12

    This dude is a national treasure, the gvt could make a killing with this dude, he's a potential tourist attraction and hub of investment. Our RTGS currency problems could be solved by this guy.

  • @tapiwamhaka2613
    @tapiwamhaka2613 2 года назад +15

    Haaaa zvinhu zvofamba sei munyika tine vanhu vakaita sana Madungwe

  • @prospermasiwa5014
    @prospermasiwa5014 2 года назад +6

    I jus like his confidence. Apa dzakaita braai naMwari

  • @ashmavigana6966
    @ashmavigana6966 2 года назад +3

    This guy ane confidence dzakaipa kk and he knows the bible zvekudaro which is something most christians don't know havaverengi bible

  • @estherdzawo9533
    @estherdzawo9533 2 года назад +4

    Uyu ndiye mupengo chaivo uncle musapedzerwe nguva namudungwe.

  • @Tinei_Gee
    @Tinei_Gee 2 года назад +9

    I THINK THIS MAN IS A COMEDIAN..LETS TAKE HIM LIKE THAT

  • @brighton.tmandiopera7596
    @brighton.tmandiopera7596 2 года назад +2

    Uncle maInterviews netype dzevanhu ava vanokudzikisirai mastarndards

  • @PrinceDKamba
    @PrinceDKamba Год назад +3

    The guy mixes common sense and foolishness, how can he control the weather situation just like that on request? When he talks about being a family man, 100% but what of a church with no proper place (not building) and people gather wherever they decide to congregate? He is a man of God, no doubt about it but something is amiss or lacking (which is not his fault or by choice). Lets just pray for him. I liked the part when he said that he does not talk about other people but what concerns the Bible-100% I like the guy anyway!🙏🙏🙏🙏💯💯💯💢

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 2 года назад +6

    Sekuru uyo haana kukwana zvachose,Chiwenga atori bhoo anowengerwa chokwadi nawo vanhu awa

  • @aarongasva513
    @aarongasva513 2 года назад +6

    I'm not religious but me and profazz madungwe have one thing in common ...Tinotenga chamba ne Two Keys kuna same Jazzman

  • @blessingdlodlo2574
    @blessingdlodlo2574 2 года назад

    Uncle musapedzerwe nguva haana church uyo sei arikutsenga tsenga ,anofanira kuendeswa kuNgutsheni kunevarwere vepfungwa .

  • @fredybanda608
    @fredybanda608 Год назад

    l have a question prophet help .In the book of Revelation 22 vs 18 to 19 it explained kuti do not add or subtract anthing from this word its a sin so my question is that how can we say the churches must follow or talk about this prophet into our church but Bible didnt mentioned it but vakuti tiva line

  • @lennoxwalterkawara5665
    @lennoxwalterkawara5665 2 года назад +4

    We are all over the world... 🌍😅🤣😂 Hahahahahahaha service ina prophet haingo pindwe unoto booker. This guy have passed the level of being crazy he is actually the crazy 😂

  • @elizabethmuradzikwa5970
    @elizabethmuradzikwa5970 2 года назад +2

    God help these man God. Only you knows it all coz we are now confused

  • @usherpearson6542
    @usherpearson6542 2 года назад

    next week I'm coming to Zim, please show me kwaanogara muchinda uyu.
    anoda kumborohwa mbichana

  • @josephmareya7869
    @josephmareya7869 2 года назад +3

    Haa uncle is the right guy to interview this guy manga makamugara bamba kkkkkkk

  • @delanocruz7958
    @delanocruz7958 2 года назад +3

    I think Madungwe should have his own TV station.

  • @recallchannel3258
    @recallchannel3258 2 года назад +1

    Jesu wedu anomhurwa namadungwe zvobhowa kunzwa munhu akadai achiti munhu waMwari, muzodziwa waMwari anomuziva here?

    • @recallchannel3258
      @recallchannel3258 2 года назад

      @Y Chari handingamuti Mwanakomana waMwari nekuti chisikwa vanakomana vaMwari ndovakaponeswa .... I understand but remember we are talking to unbelievers I can not give them bones but milk . Ndrikuzviziva kuti madungwe neshiri zvakafanana . Musiyano wavapenyu nevakafa . Madungwe akafa anotozomuka atendeuka

  • @colincodzamnangiwezaka6585
    @colincodzamnangiwezaka6585 2 года назад +2

    Amen Man of God... Vasingakunzwisisei varegererei hatiende navo kudenga.

  • @aaronbchikuni1679
    @aaronbchikuni1679 2 года назад

    Madungwe naChiwenga same same,confidence nenhema,plus quoting scriptures amiss

  • @mre.smataruka4928
    @mre.smataruka4928 2 года назад

    My question would be that, Mwari vanoda masecrets here ekuti uudze vanhu 15 chete?

  • @mazivisatibugare8732
    @mazivisatibugare8732 2 года назад

    Ndianiko teacher wepaGamwa secondary akadzidzisa Tale Madungwe Bible knowledge paO level?

  • @sophiakufahakurambwi
    @sophiakufahakurambwi 2 года назад +2

    🤔muchenjere kuRepiwa nevanhu ava

  • @tendaimpofu9488
    @tendaimpofu9488 2 года назад +4

    Guys let's fix our economy muone varwere vepfungwa vanoita vashoma

  • @tino7312
    @tino7312 2 года назад +3

    Does this Man have a family? I mean wife and kids

  • @marvellousncube3466
    @marvellousncube3466 2 года назад +7

    This guy is one of a kind. I always like to listen to him

  • @wilsonhumanikwa8004
    @wilsonhumanikwa8004 2 года назад

    Ko chi bag chinongogara chakarembera muhuro here nhasi mukoma?

  • @admiremoyo3801
    @admiremoyo3801 2 года назад +2

    I love Prophet Madungwe

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 2 года назад +4

    Group leader wasatan chaiye hayaaa 😏

  • @johnmachando2371
    @johnmachando2371 2 года назад +1

    Kkk mr t munotaura shuwa zvenyu thank you

  • @primegurure9735
    @primegurure9735 2 года назад

    Level iri kaaa ei Mwari ngatinzwire ngoni

  • @phillipchimutashu5254
    @phillipchimutashu5254 10 месяцев назад +1

    Madungwe intelligence dzake same nedza Shadhaya,vakomana ivava hamukwanise kuvaitisa interview ava.vane knowledge yakawandisa 😂

  • @EvertonMabika
    @EvertonMabika 3 месяца назад +1

    My favorite comedian

  • @jacobmoore1438
    @jacobmoore1438 2 года назад +5

    He needs more grace this man

  • @tendaikawere1642
    @tendaikawere1642 2 года назад +4

    Nematambudzikiro ari kuita nyika yedu titori nevanhu vanotaura naMwari imika

  • @bensautopanelbeaters6254
    @bensautopanelbeaters6254 Год назад +2

    Highest level of madness

  • @melodyshambare5959
    @melodyshambare5959 Год назад

    Kkkkk haaaa you need deliverance regai prophet Proma vakutizei

  • @nyashazirema26
    @nyashazirema26 2 года назад +3

    Bible roti do not judge ,so who am I to say he is crazy .Tibatsirei Mwari🙏

    • @alihearty
      @alihearty 2 года назад

      i agree with you💯

  • @tinashescorpion8454
    @tinashescorpion8454 5 месяцев назад +1

    Number haina basa mhani uncle Saint. The guy is spiritual gifted

  • @LobengulaPadzakashamba-nc6jk
    @LobengulaPadzakashamba-nc6jk 7 месяцев назад +1

    Tinotenda nekutiunzira benzi nekuti benzi rinombovaraidza uyo ndiye murwere wepfungwa chaiye iye

  • @mickymichael1142
    @mickymichael1142 2 года назад +1

    VaMadungwe munorwara pfungwa imi pane vanhu vangatevera mupengo unenge iwe

  • @baede2630
    @baede2630 Месяц назад

    Ngozi mskati munyika ye Zmbabwe 😢😢😢😢😢

  • @robertlazarus6398
    @robertlazarus6398 2 года назад

    Kakati kwetsere here kamunhu kanzi madungwe aka,.. kkkk

  • @sirwhite62
    @sirwhite62 2 года назад

    mmm nyika yedu chayakatadza chihombe, kakaberekwa nani aka veduwe ngavakadzorere pirizi .
    aka chimbokarovai mhani vanhu

  • @CarolineRitsire-nm4hh
    @CarolineRitsire-nm4hh 7 месяцев назад +1

    ZvaMwari hazvinzwisisike hazvo with our carnal minds .saka andina comment hangu chero wachiparidza vhangeri rinoponesa

  • @janemaryshoko3511
    @janemaryshoko3511 2 года назад +2

    Mashoko año taurwa nemunhu wamwari iwayo. Tibvire kumhepo benzi.

  • @fortunatemasudze7827
    @fortunatemasudze7827 Год назад

    ''we are very humble''😊😊

  • @tapiwamangundi5513
    @tapiwamangundi5513 2 года назад

    Kkk kana dhobhu richinaka so ini ndava kutoita murimi

  • @AdmireNdomboya
    @AdmireNdomboya 7 месяцев назад +1

    Madungwe kwana iwe hauna chawunoziva

  • @foshenShani
    @foshenShani Год назад

    I think most of these prophets are are starting certain parties that we can discribe dai vaita zvemweya wamwari zvinonzi kutuka parikuitwa zvamwari ndokutorasika gwara otherwise musatinyebere mweya yenyu yenyika muchatongwa pamuchasangana nedenga makurwa muchiratidzana masimba mwari mumwechete paridzai shoko rimwechete 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @AnnahMasaiti-dk1gh
    @AnnahMasaiti-dk1gh 18 дней назад

    Kkkkkk Mwari chiuyayi henyu

  • @fordrecksithole402
    @fordrecksithole402 2 года назад +3

    How come you madungwe unoda kurohwa chete 🤣🤣

  • @loneranger2022
    @loneranger2022 2 года назад +1

    Haha Viva Madungwe Prophet of the hour

  • @LobengulaPadzakashamba-nc6jk
    @LobengulaPadzakashamba-nc6jk 7 месяцев назад +1

    Madungwe anonakidza mhando yekupenga iyi ndoifarira

  • @brighton.tmandiopera7596
    @brighton.tmandiopera7596 2 года назад

    Murwere wepfungwa uyo,haana vabereki here uyo warapise mwana uyu zvichiri pedyo.

  • @AnesuJohnMushavo-jr9tg
    @AnesuJohnMushavo-jr9tg Месяц назад

    Comment section yangu inotopedza kudarika vedio kkk

  • @faraichokuwa6432
    @faraichokuwa6432 Год назад

    What a confident man.

  • @eriavutuza7682
    @eriavutuza7682 2 года назад

    Kamusoro Kako Madungwe hausii kudaira mivhunzo ukutsika tsika

  • @nyarugwemunyaradzi4725
    @nyarugwemunyaradzi4725 2 года назад +2

    Uyu murwere ngaaende kuchipatara

  • @Mukudzeishe
    @Mukudzeishe Год назад

    Wt if achtaur chkwad😂😂😂😂😂😂😂😂Vmwe vkaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamuseka kt anorwara ndnobva ndfnga nyaya yaNoah achvka ngarava vnhu vchngoti anopenga kna madungwe akat Jesu akudzoka mngwana gadzrirai tnongot dznopenga myb........🤪Bt dznohumana mnje😂😂

  • @mollysibanda8520
    @mollysibanda8520 2 года назад +2

    Mazoshaya vokutaura navo shuwa madungwe ma i chaiwo dzakatamba nemhuru

  • @ivyshumba7233
    @ivyshumba7233 2 года назад +1

    Kkkk Mwari vofamba nemakumbo muzimbabwe

  • @sir_kay
    @sir_kay 2 года назад +2

    Hanzi Holy chiii😂😂😂😂Sporoit😂😂😂😂Madungwe ka

    • @givemorematenjekwa203
      @givemorematenjekwa203 2 года назад +2

      Kkkkkkkkkkkkk yowe maiweee

    • @sir_kay
      @sir_kay 2 года назад

      @@givemorematenjekwa203 Madungwe anopedza bhora😂😂😂😂

    • @givemorematenjekwa203
      @givemorematenjekwa203 2 года назад +1

      Aaaiwa kana. Nda sarenda zvangu ini

    • @sir_kay
      @sir_kay 2 года назад

      @@givemorematenjekwa203 wandisekesa😂😂😂

    • @givemorematenjekwa203
      @givemorematenjekwa203 2 года назад

      Madungwe mporofita wechokwadi kkkkk
      Haaaa Africa yakatukwa na mwari zvokwadi aaaaa aiwakana.
      Mwari ombonorai Madungwe wanyanya tichazomumamisa manje

  • @Texas-xj6jb
    @Texas-xj6jb 6 месяцев назад +1

    Aribho brain here mface uyo

  • @believechivhumbu846
    @believechivhumbu846 2 года назад +3

    Munhu ahapindure mubvunzooo i dako

  • @josiyamuzokomba6874
    @josiyamuzokomba6874 Год назад

    Ichi ndicho chidhori chemunhu chaicho.prophet weiko haasi prophet chinyau ichi

  • @sekaitembo3786
    @sekaitembo3786 Год назад

    Ko zvaanotaura anozviwana kpi ,uyu muchinda uyu mwari anomuona seiko kkkkkk hanzi ndoita meeting na mwari

  • @t-majorbeats5549
    @t-majorbeats5549 2 года назад +1

    Mune medical report here yaana chiremba kkkkkkkkkkkkkkk Uncle Saint pushing a notion there. Gegegegege

    • @lameckactivated
      @lameckactivated 2 года назад +1

      Uncle Saint vadenha. Why would anyone need a medical report unless pane suspicion or signs and symptoms.
      Ivo Uncle vanayo here medical report.

    • @t-majorbeats5549
      @t-majorbeats5549 2 года назад

      @@lameckactivated lol. Pakaipa kkkkkk

  • @DonSiziba-rn8eg
    @DonSiziba-rn8eg Год назад

    He say I am the bible mmmmm 😭😭😭varume this guy anopfiga door makwayi achida kupinda

  • @henslow2marketing105
    @henslow2marketing105 2 года назад

    Yarh ngaauye tomuda uyo vese na Pambuka

  • @mpjudha6463
    @mpjudha6463 2 года назад +4

    Madungwe ndomudira kusapretender sevamwe

  • @plus2ktv
    @plus2ktv 2 года назад +2

    Insane!

  • @Langton92-official.
    @Langton92-official. Год назад

    Iyi ndiyo mhata chaiyo manje 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @edsonkasokola6756
    @edsonkasokola6756 2 года назад +1

    Uyu dzakatokanganisika zve hamuna chirimo mumsoro umo

  • @leroy2922
    @leroy2922 2 года назад

    Hakuna munhu anozviidza great

  • @kingstanofficial
    @kingstanofficial 2 года назад

    Apostle Chiwenga was right , that guy z maaaad

  • @lionelmboza5832
    @lionelmboza5832 Год назад

    Uyu kungomuona chiso chake chete unotoona huZimcare hwee Zimbabwe yese

  • @mimyrwambiwamhofukadzi7346
    @mimyrwambiwamhofukadzi7346 2 года назад +4

    Kkkkkkkkk hayasi madungwe andikona ini

  • @TendaiTindo-ux2ih
    @TendaiTindo-ux2ih 2 месяца назад

    10 to 15 ndochurch yese

  • @tawandamhuru4282
    @tawandamhuru4282 2 года назад

    kunyarara kunokunda kutaura . Mwari uyuuuu ini ziii hangu

  • @jameskonzo1568
    @jameskonzo1568 2 года назад +1

    Please titsvagireiwo n'anga itirapire mwana wekwedu uyo toipa mari yayo yakakwana please

    • @henslow2marketing105
      @henslow2marketing105 2 года назад

      Kkk ari bhoo manje mufesi uyo,iye anenge achitofarawo vanhu vanototambudzika nokusamunzwisisa,anotozviita nechinangwa

    • @ntsuxekobaloyi9860
      @ntsuxekobaloyi9860 Год назад

      This guy put foolishness, stupidity and the same line ,madness is not something you apply this guy his senses run out of gas

  • @jeremiahmubaiwa3368
    @jeremiahmubaiwa3368 2 года назад +2

    Uyu anopenga uyooo ngaakwane

  • @HarryMagaisa
    @HarryMagaisa 10 месяцев назад +1

    Profet benzi iro hre

  • @DonSiziba-rn8eg
    @DonSiziba-rn8eg Год назад

    This guy it's a comedian

  • @nicksonnangayi
    @nicksonnangayi 2 года назад +1

    Uyu anorwara

  • @robertmidolo6847
    @robertmidolo6847 2 года назад

    Ahana kusiyana Na mwonzora dugy

  • @hildasengweni2124
    @hildasengweni2124 2 года назад

    Vari kuita comedy here baba ava or

  • @helloitsme4722
    @helloitsme4722 2 года назад +2

    My one and only prophet 🙏🏽

  • @ItaiMukucha
    @ItaiMukucha 3 месяца назад

    Arikutiza mubvunzo uyo ,bvunza munhu

  • @jeffreyhapazari9896
    @jeffreyhapazari9896 2 года назад +5

    Ngaatiitire mushe Talent chiwenga vanomuvengera chokwadi

  • @munndandawaz3530
    @munndandawaz3530 2 года назад

    Kkkkkk more confidence kuna madungwe kkkk haaaa

  • @EstherJames-b1v
    @EstherJames-b1v 3 месяца назад +1

    Iwe uchishaya yerent oti une chechi all over the world, thats nonsense

  • @gracemsanje9490
    @gracemsanje9490 2 года назад

    Haatomborina ma followers uyo

  • @amosmakuyana3924
    @amosmakuyana3924 2 года назад

    Vakomana kana muchiitaura zvamwari musatambisa zita remwanakonana so shamhu yacho inorwadza

  • @tauraichoruwa2819
    @tauraichoruwa2819 2 года назад

    Dzinopenga zvine confidence kkkk

  • @MBIZIDUBE
    @MBIZIDUBE Год назад

    Madungwe ndiyeasina kukwana

  • @faffie2011
    @faffie2011 2 года назад +1

    This guy kkkk why do you guys entertain this guy!? Hamusi mukupedzerwa nguva here amana kkkkk

    • @delanocruz7958
      @delanocruz7958 2 года назад

      Its simple hes a crowd puller and bring better viewer ratings. That's why you and l are here.

    • @faffie2011
      @faffie2011 2 года назад

      @@delanocruz7958 hooo kkkkkk ingaa

  • @brightmatsvimbo7107
    @brightmatsvimbo7107 2 года назад +1

    Kkkkk very humble????

  • @TendaiTindo-ux2ih
    @TendaiTindo-ux2ih 2 месяца назад

    Haatorina paanopindira church murume uyu

  • @mutarisikudakwashe9815
    @mutarisikudakwashe9815 Год назад

    Mwari vanonyanyofarira pock kunyanya