😂3:ZVINHU ZVACHO Full(Episode 3)👍👏😂🐓✔
HTML-код
- Опубликовано: 1 окт 2019
- By Bra Kachongwe & Capital Studios Pro
@ = CONTACT : +263 716 305422 Zim= / +258 848 967 319=Moza (Ecocash +263 782 1977 422)
@ = Email : brakachongwe@gmail.com
@ = Facebook : Bra Kachongwe
@ = RUclips : Bra Kachongwe
@ = Instagram : Bra Kachongwe
SUBSCRIBE OUR CHANEL , LIKE & SHERE
WITH
MACHONGWE ENTERTAINMENT
we entertain africa
CAPITAL STUDIOS PRO
high quality in motion
Thank You
Guys ndokugona zveee uku kwete zvimwe zvi madrama zvatinooneswa zvisina kana nekwezvirikubva nekwazvirikuenda keep it up ndatanga kuchiona nhasi ndaizaziwa kuti chinonaka kudai
Sabhuku mwana ana sekai handiti ndewenyu😂😂❤
zvanzi katsvuku fani asi kaita kutindiwara nen'zara looool
Blar kachongwe iiiiiii
Kkkkkkk dzine mwana nemwana
Kkkk ndokukwadza neSpede. Sando kuna mai Chipo
Kkkk mai Chipo turwo twungonaka utwu but mapurisa kkkk
Kachongwe is now a brand kkkk
Chooooo madziya
Baba Chipo ma1
Kkkk sabhuku mafaira enyu ndinawo
Kkkkk baba vanoba ava
Kkkk mhaiyo kamukaradhi kanoda kuja.
Bho bho bho vharuvhu
Kkkkk baba Chipo vambishi
😂😂😂
Haa mai Chipo futi, haa this team is great....Machongwe wacho
Kkkkkk mai chipo big up yooo munogona 🤣🤣🤣
This is good. Esp Mai Valve/Kachongwe avo she is just naturally good. Good production.
Kkkkk mwanangu gwere hunza kunoooooo kujaira kutiza mvura November uchiita yekunhuwidza saka handimbokujaidzi kkkkk good lesson mai magona mwana anoteerera muviri apa achida luxury
Kkkkkk mai chipo makanyanya munogona
😂😂😂Gwere undza kuno!!!!
Ba chipo vanoba vasikana
Kkkkkkk haaa mai chipo movakwadza nespede
Sabhuku makamitisa mwana?
Kkkkkkk sabhuku magurwa kunorira hanzi dzine mwana nemwana
Kkkkk hold on mai chipo imba yese yaunoona iyi ndaitora 1 1 zvitinha po po po kkkkkkk hayaas
Kkkkkkk sabhuku vati mugarisane zvakanaka nemuroora
Combination yacho yakanyanya, big up
Maita bonga pagwere rangu 😁😁
Kkkk
Kkk ayas
Amai chipo ka1💪
Samanyika wepaNyanga kkkkk
😂😂😂😂😂mai chipo
Haaa baba Chipo namai Chipo yaaa kuseri
Muroora muroora muroora 😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
Combination yenyu yakanyanya guys kkkkk Gonyeti bhoo here
Hahaha
makutopanana rice pano?
hakuna bhurugwa rakadai kkkk
Kkkkk shuwa Bhabhalasi anondi kuwadza nekuseka
Rinonzii palaza bhurugwa iro
MAI CHIPO MAI CHIPO MATIPWETEKA
Mai Valve kkkkk nakachongwe
Life ma1
Muroora muroora muroora
Kkkkk same oder hanzi saka makutopanana rice panapa imiiii
Kkkkk kukora kudai kudya zvinhu zvekuba
Kkkkkk mai Chipo
Kkkkkkkk
Kkkk hanzi vanhu kundiona kukora kudai , kuziva kuti kukora nezvinhu zvekuba
Haupakure rice panapa kkkkk😂😂😂😂😂😂
Makagona guys
Baba VaChipo
Zihlabana nje ziyalamba
Vharuvhu
Kkkkk sabhuku pamaka mitisana nemwana wenyu sekai makambohwa tichitaura here,sabhuku ,aah izvozvo hazvitaurwi kana zvakadaro ndava kuenda kkkkk sabhuku ngweee
Kkkkk kkkkkkkkkkk
Makutopanana rice pamusha pano
kkkkkkkl subscribe guys
Rice yese yese
@@brakachongwecapitalstudiospro kkkkk makanyanya guys
Ndokuuvadza nespade. Kkkkkk. Sando dzamai