Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Natasha muzi haanzwe nenyaya dzenhumbu idzi remember pa remix ye juzi anga anayo haaa zvakaoma no kuzorora
Kanowanza nyoro aka😅😅😅
Nyoro kana nema bars acho@@nevillebosskid2154
Who agrees with me kuti this guy is the current best??
Zimbabwe yese
Natasha always delivers....literally always loaded
This is a big collabo. 2 of the best. All Bagga and Natasha Muz fans let's gather here!
Bagga & Muz ndati takutoda ep kana album cox hamusi bho
Bagga anotogona at large.. Ndichadzoka, like button for weRagga>>>>❤️
3 guyz idzi dziri Hot 🔥🔥🔥 wish to hear him or her spitting bars lyk Mum and Gevha President
Mmmmmmmm gore ra bagga
I love the fact that Bagga always sings about God in all his songs 🙏🏾
Tamirira ndega amana ikubuda when 😢😢😢😢 haaa bagga ndodonha newe ini ❤❤❤🎉🎉
Natasha delivered so quickly before her time, heavy bars 🔥
Natasha delivered even nhumbu yake isati yasvika 9 months💪🏾
Those who stand for Bagga let’s gather here✊✊✊✊✊✊✊
Bagga
Bagga to the world 🎉
E 2:50
Bagga weragga🔥🔥💯
@user-dj8qq2fg8fruclips.net/video/NGGoRapClM8/видео.htmlsi=41nmeUKDijgcGgOW
Natasha Muz is the Queen and King of Zim Hip Hop . Go argue naChris Mutsvangwa
I stand for both Muz and Ragga!! heavy track right there
Natasha Muz is the most underrated female artist in Zim but one day
Bagga Huya Utore Ye Drink✌🏽🔥
In Muz we believe 🔥🔥🔥🔥🔥💯
Hoyo
Ngavambobvise green baretaa cz chimoto😂😂🔥🔥🔥
Chimoto
Here for Holy’s mother 💪🏾Gevhaa for life🫶🏽
Natasha anoita kunge whenever she's pregnant anotonzi nababy mama buditsai banger
Asi dumbu ndere mangoma here iro
Haaaa uyu mubbe uyu haazitori bhoo Natasha Muzz baba
No hip hop female artist is bigger thn natasha muz in Zim
Kuita kunge ChiBeat cha Tanto but haaa mawuraya Bagga mass 🔥🔥🔥
Natasha Muz haasi bho, watch di space 🙌🏾🔥🔥🔥
Ko uyu anongogara aine nhumbu😂
Amai natasha uyo muzz bars aiwa bagga weraga #goodvibesdaddiespeaking🎉
type inoganza yakarova fake jekooo🔥
I love Natasha ❤
I wish more lyrical ideas kuna Bagga 🔥🔥🔥 Gee muno deliver I don't want to lie Every song ikangoita Bagga it's a hit May God continue to be with you and bless you as much as you mention his name and praise him in all your songs Munorema chibaba💥💯🔥🔥🔥
maihweee 💯🔥🔥🔥🔥mahwan aya..... trust me hakuna anomira panomira Bagga pfopfopfo🔥🔥🔥🔥
natasha muz is versatile , I would like kunzwa feature yake na Kikky baddas and Michael magz
Kasi magz mu babe futi 😂😂😂 hoyo zviriko ka list manyama
naKikky hazvionane
If you're reading this I need you to like this comment so that I will come back to listen this banger from Big Bagga weRagga.
💥💥💥iyo imbama kumahaters
Natasha🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️never disappoints 👑👑👑
Uyu anonzi BAGGA haapedzeke ,haamisike ende ANOPISA GREEN BHARETA NECHIMOTO kunge NATASHA MUZ
Haaa vanhu 3 ava ma1🔥🔥❤️🐐💯
Pane two wechi 3 ndeupi 😂😂😂
@@LetiyaRwasariraAri mudumbu 😂😂😂
@@LetiyaRwasarira ako kari mudumbu ako🥰😅
Respect 🫡 wanike kuna bagga 😮💨😮💨😮💨
We ragga
Natasha Muz mupei 2024 best female zim hiphop award
hipopo yangu nabagggga 💯🫶💯🫶💯🫶💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂
Inhumbu here yaita agone kudai Muz😂Bagga to the world🎉
maya anyorerwa lyric
Chimoto zveshuwa🔥🔥🔥
Director Leoy V apa vakaroya 😂💀🔥🔥🔥Video rakaRohwa mhani iri
The guy tht will nvr miss ..bagga ❤...
mubbe ngaaende kulabour uyo
Bagga WeRagga 😂😂😂 ziva hadzi pengese mbnje 🔥🔥🔥
Vanoda kupiswa haaaa big tune button 👌 🙌 👏 😎
Big tun
bagga memuchitoda zvekutidhomora at laarge yuwiiii, kouyo wakamuwanepi anokunda kikky bhedhesi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Muz ndiye mumwe haasi bho anopedza career yevamwe
She was there before Badess
Natasha muz is not from this world ahhhh inzwaa voice 🔥🔥🔥🔥
American ting
Natasha Muz really went in on this one🙌🏾🔥🔥🔥
Lets go Chitown ...
hauisi word rekuti MOTO pa title ye track usiri kuzo deliver.. this Collab fire
Ndaitsvagwa neMamero ndikanamata Rrrrrrrrraga 🔥 uyu muhombe flow rachol chte sour
Bagga hatina zera naye I'm done 🐐
Natasha is a queen
Pregnant bars 🔥
2024 hatisi kuzo pandirwa rules💯
Ndivo vane chimuti
briiiiiiii tha bagga weragaaaa🔥🔥uyuuu haapere hazviite n ndotemba naye ft chimoko chine Moto kani 🫄🔥🔥😂
Ndikanamata lyrics 😢🤯🔥
Magevha let's gather here, song yabuda
Tirima gevha
Tauyaaaa
Ko Natasha anongogara nenhumbu
Anogona kushandisa chiweti haati zvekugumura kunge izvo zvimhamha chipoko
cheers to us vano liker vasati vanzwa ngoma rrrragga
❤❤❤
Bagga support 🎉majita
Uyu wamunoti Muz Muhombe 🔥
Siya Natasha iwe , aaaaaaah Bagga father of hiphop
ndaitsvagwa nemamero ndikanamata 🙏💥
chimfanha changu ichoo chinogona 🔥🔥☄️
Chakatsamwa
Bagga on fire #Chimoto
Bagga akanyorera natasha
bhuru ramuz rikudzifambira kutumbura after kutumbura
anogara ane nhumbu
Muz anobata uyoo
Bagga 's consistency in making hits need to be investigated😂Bro delivered bangers from day 1 to date
Bagga manje manje anenge ava legend sa mdhara Tuku, bagga anopedza
All hail to the king we hiphop manmade bhudy
You are representing us well Bagga. Gazebo massive 💥
😢
Bagga we ragga king of zim music ❤
Every1 wants to sing lk Bagga,,, Haa wavaremera 🔥
Une mhepo wangu🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿💥💥
Perfect combination 🔥♨️‼️‼️‼️📌📌😩😩🔥🔥🔥🔥
Zim hip hop haichamisiki amana🔥
Tana bagga kwete hoyo 😂😂😂
Baggah the best in the game right now respect ft Natasha Muz
The song is lit but haaaa nhumbu can humble your beauty
Rrrrrrrrrrrrr raggaaaaa🔥
Ko natasha anongogara aine nhumbu pese Why!!!! Anyway anopedza
@TrixpaJosaruclips.net/video/NGGoRapClM8/видео.htmlsi=41nmeUKDijgcGgOW
very fertile
Rrrrrraggga uyu anopedza mpira 🔥🔥🔥🔥
Baggah we raggah tu 🌎world up up like th sky💯💥
Raaaagggaaaaaa 🔥🔥🔥🔥
Natasha muz anogara aine mimba😂😂😂😂
Akugadzira mhuri
Haaa tsek wako 😂😂
Kkkkkkk ndazvifungawo
haaa shuwa
Best hiphop track in 2024!!!
Bagga we Ragga.. mamatiuraya nekumirira mangoma baba
Hoyoo kuna bagaa 🔥
Bagga ndi king
Leaving this comment here so that whenever someone likes it I'm reminded of this song. Chimoto ichii
CHIMOTO 🔥🔥🔥
Muz best zim female artiste❤️⚡⚡
bagga weragga ndewechidagga, bvunza crooger, vane swagga,
Ragga team wi deyah🔥🔥🔥🔥🔥💯🍻
Type inoganza yakapfeka fake jeko🥷🏾as a ghetto yut i felt tht
Conquering Lion of Judah 💪💎
Mukoma baggage vapedza sport as usual👊🏿👊🏿👊🏿
Ndiyani akagohwesa pachimoko😅coz chine hasha
A peace of art .. collabooo MAAAAAD!🎉
Natasha muzi haanzwe nenyaya dzenhumbu idzi remember pa remix ye juzi anga anayo haaa zvakaoma no kuzorora
Kanowanza nyoro aka😅😅😅
Nyoro kana nema bars acho@@nevillebosskid2154
Who agrees with me kuti this guy is the current best??
Zimbabwe yese
Natasha always delivers....literally always loaded
This is a big collabo. 2 of the best. All Bagga and Natasha Muz fans let's gather here!
Bagga & Muz ndati takutoda ep kana album cox hamusi bho
Bagga anotogona at large.. Ndichadzoka, like button for weRagga>>>>❤️
3 guyz idzi dziri Hot 🔥🔥🔥 wish to hear him or her spitting bars lyk Mum and Gevha President
Mmmmmmmm gore ra bagga
I love the fact that Bagga always sings about God in all his songs 🙏🏾
Tamirira ndega amana ikubuda when 😢😢😢😢 haaa bagga ndodonha newe ini ❤❤❤🎉🎉
Natasha delivered so quickly before her time, heavy bars 🔥
Natasha delivered even nhumbu yake isati yasvika 9 months💪🏾
Those who stand for Bagga let’s gather here✊✊✊✊✊✊✊
Bagga
Bagga to the world 🎉
E 2:50
Bagga weragga🔥🔥💯
@user-dj8qq2fg8fruclips.net/video/NGGoRapClM8/видео.htmlsi=41nmeUKDijgcGgOW
Natasha Muz is the Queen and King of Zim Hip Hop . Go argue naChris Mutsvangwa
I stand for both Muz and Ragga!! heavy track right there
Natasha Muz is the most underrated female artist in Zim but one day
Bagga Huya Utore Ye Drink✌🏽🔥
In Muz we believe 🔥🔥🔥🔥🔥💯
Hoyo
Ngavambobvise green baretaa cz chimoto😂😂🔥🔥🔥
Chimoto
Here for Holy’s mother 💪🏾
Gevhaa for life🫶🏽
Natasha anoita kunge whenever she's pregnant anotonzi nababy mama buditsai banger
Asi dumbu ndere mangoma here iro
Haaaa uyu mubbe uyu haazitori bhoo Natasha Muzz baba
No hip hop female artist is bigger thn natasha muz in Zim
Kuita kunge ChiBeat cha Tanto but haaa mawuraya Bagga mass 🔥🔥🔥
Natasha Muz haasi bho, watch di space 🙌🏾🔥🔥🔥
Ko uyu anongogara aine nhumbu😂
Amai natasha uyo muzz bars aiwa bagga weraga #goodvibesdaddiespeaking🎉
type inoganza yakarova fake jekooo🔥
I love Natasha ❤
I wish more lyrical ideas kuna Bagga 🔥🔥🔥
Gee muno deliver I don't want to lie
Every song ikangoita Bagga it's a hit
May God continue to be with you and bless you as much as you mention his name and praise him in all your songs
Munorema chibaba💥💯🔥🔥🔥
maihweee 💯🔥🔥🔥🔥mahwan aya..... trust me hakuna anomira panomira Bagga pfopfopfo🔥🔥🔥🔥
natasha muz is versatile , I would like kunzwa feature yake na Kikky baddas and Michael magz
Kasi magz mu babe futi 😂😂😂 hoyo zviriko ka list manyama
naKikky hazvionane
If you're reading this I need you to like this comment so that I will come back to listen this banger from Big Bagga weRagga.
💥💥💥iyo imbama kumahaters
Natasha🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️never disappoints 👑👑👑
Uyu anonzi BAGGA haapedzeke ,haamisike ende ANOPISA GREEN BHARETA NECHIMOTO kunge NATASHA MUZ
Haaa vanhu 3 ava ma1🔥🔥❤️🐐💯
Pane two wechi 3 ndeupi 😂😂😂
@@LetiyaRwasarira
Ari mudumbu 😂😂😂
@@LetiyaRwasarira ako kari mudumbu ako🥰😅
Respect 🫡 wanike kuna bagga 😮💨😮💨😮💨
We ragga
Natasha Muz mupei 2024 best female zim hiphop award
hipopo yangu nabagggga 💯🫶💯🫶💯🫶💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂
Inhumbu here yaita agone kudai Muz😂Bagga to the world🎉
maya anyorerwa lyric
Chimoto zveshuwa🔥🔥🔥
Director Leoy V apa vakaroya 😂💀🔥🔥🔥Video rakaRohwa mhani iri
The guy tht will nvr miss ..bagga ❤...
mubbe ngaaende kulabour uyo
Bagga WeRagga 😂😂😂 ziva hadzi pengese mbnje 🔥🔥🔥
Vanoda kupiswa haaaa big tune button 👌 🙌 👏 😎
Big tun
bagga memuchitoda zvekutidhomora at laarge yuwiiii, kouyo wakamuwanepi anokunda kikky bhedhesi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Muz ndiye mumwe haasi bho anopedza career yevamwe
She was there before Badess
Natasha muz is not from this world ahhhh inzwaa voice 🔥🔥🔥🔥
American ting
Natasha Muz really went in on this one🙌🏾🔥🔥🔥
Lets go Chitown ...
hauisi word rekuti MOTO pa title ye track usiri kuzo deliver.. this Collab fire
Ndaitsvagwa neMamero ndikanamata Rrrrrrrrraga 🔥 uyu muhombe flow rachol chte sour
Bagga hatina zera naye I'm done 🐐
Natasha is a queen
Pregnant bars 🔥
2024 hatisi kuzo pandirwa rules💯
Ndivo vane chimuti
briiiiiiii tha bagga weragaaaa🔥🔥uyuuu haapere hazviite n ndotemba naye ft chimoko chine Moto kani 🫄🔥🔥😂
Ndikanamata lyrics 😢🤯🔥
Magevha let's gather here, song yabuda
Tirima gevha
Tauyaaaa
Ko Natasha anongogara nenhumbu
Anogona kushandisa chiweti haati zvekugumura kunge izvo zvimhamha chipoko
cheers to us vano liker vasati vanzwa ngoma rrrragga
❤❤❤
Bagga support 🎉majita
Uyu wamunoti Muz Muhombe 🔥
Siya Natasha iwe , aaaaaaah Bagga father of hiphop
ndaitsvagwa nemamero ndikanamata 🙏💥
chimfanha changu ichoo chinogona 🔥🔥☄️
Chakatsamwa
Bagga on fire #Chimoto
Bagga akanyorera natasha
bhuru ramuz rikudzifambira kutumbura after kutumbura
anogara ane nhumbu
Muz anobata uyoo
Bagga 's consistency in making hits need to be investigated😂Bro delivered bangers from day 1 to date
Bagga manje manje anenge ava legend sa mdhara Tuku, bagga anopedza
All hail to the king we hiphop manmade bhudy
You are representing us well Bagga. Gazebo massive 💥
😢
Bagga we ragga king of zim music ❤
Every1 wants to sing lk Bagga,,, Haa wavaremera 🔥
Une mhepo wangu🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿💥💥
Perfect combination 🔥♨️‼️‼️‼️📌📌😩😩🔥🔥🔥🔥
Zim hip hop haichamisiki amana🔥
Tana bagga kwete hoyo 😂😂😂
Baggah the best in the game right now respect ft Natasha Muz
The song is lit but haaaa nhumbu can humble your beauty
Rrrrrrrrrrrrr raggaaaaa🔥
Ko natasha anongogara aine nhumbu pese Why!!!! Anyway anopedza
@TrixpaJosaruclips.net/video/NGGoRapClM8/видео.htmlsi=41nmeUKDijgcGgOW
very fertile
Rrrrrraggga uyu anopedza mpira 🔥🔥🔥🔥
Baggah we raggah tu 🌎world up up like th sky💯💥
Raaaagggaaaaaa 🔥🔥🔥🔥
Natasha muz anogara aine mimba😂😂😂😂
Akugadzira mhuri
Haaa tsek wako 😂😂
Kkkkkkk ndazvifungawo
haaa shuwa
Best hiphop track in 2024!!!
Bagga we Ragga.. mamatiuraya nekumirira mangoma baba
Hoyoo kuna bagaa 🔥
Bagga ndi king
Leaving this comment here so that whenever someone likes it I'm reminded of this song.
Chimoto ichii