😂😂😂its the look for me after realising that the messages have reached the wrong recipient.Not forgetting the song it kills me whenever you are singing 😂😂😂😂
Hanzi good ita move on. Musadaro mhamha. Vana amwene vakawanda vanoputsa dzimba dzevaroora kukanganwa kuti naivowo varoora mumusha mavanogara. Musadaro veduwee. Let love lead
Mama vee Admire wacho ,handsome pfacha😍 kana kuti Gogo vee Zvinoita futi wena🥰 acting chete wasu , you are very good looks very real 👌 uri paru paruzevha makeke, tofa nemwoyo to see magwere ne muriwo mu garden Unamboti tumirawo kuno ku Ku chando wasu woye , 😁
I can relate to this. Tete mwana wamaiguru vemurume wangu vakambotaura mashoko akaipa pamsoro pe tribe yedu murume wangu akavaisa pa loud speaker. Apo tisingszivane. Apo murume wangu achifarirawo kuti meet my sister she so good kkkk
Amwene nekuchembera vararza kuona Kuti uyu ndimuroora upi chaiye wandirikutaura Naye 🤣🤣🤣 Mai Chau mondipedza stress along side Mai Sauti good combination
Mama Vee munondipedza stress hangu ..kudai zvabvira muchikanda skit everyday...you are so talented
Me too akanyanya wasu
Haa guys ka this guy is just good 😅❤
Admire iro guhwa after kagospel song 😂😂😂😂
Good acting mama vee...in love with the step 😄😄.dai tiri imwe nyika mafa nemamillions kutaura kudai.u got talent ❤️
It’s the singing for me! Iko kuzonyeya varoora back to back 😂😂😂
Zvino vabatwa😹😹😹🤣
😂😂😂😂😂😂
Mroora uyo ndimai sauti her 😂😂😂
Ahh mama vee ndakunyarirai...huye ndakusvoderai 🤣🤣🤣
Qwaaaaa mama vee sando dzenyu sure nyangwe ndine stress ndoita stress free zvangu
Mama vee munditira best part for mi ,hanzi chema wanga wagara Uchida kuchema😂😂😂😂
Vaicha diiko ivo vabatwa
Mama Vee murikuseri .Good collabo na Mai Sauti
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi kuti unobika zvinonaka ere ...wakabva kwa honde kkkk mai Vhai u are the best of the best ndipewo mutikiti
Totally cool and realistic mai vio. You nailed it, exactly how mother in laws be. I like the village setting too.
Hameno chaiyo
I love the gogo character you try to show Mai violence
My favorite legend ❤️ 💙 💖 l love this soul
Mama vee step inobva yepedzera kkkk haa weldone mama vee
Aaaah maiweee nyadzi dzinokunda rufu😂😂😂😂Mai vhayi kaaaaa
Haa munhu anogona hake uyu ..mama Gee veZim chaivo .God make u bigger champ!!!
Mama Vee never disappoint kkkkkkk hanz chiunza tidelete muroora
😂😂😂its the look for me after realising that the messages have reached the wrong recipient.Not forgetting the song it kills me whenever you are singing 😂😂😂😂
Kkkkkk mbuya avheee ❤❤❤❤😂😂😂😂 kwai unza ndidelet muroora
Handiyakoba hahaha. Nhasi ndazoseka veduwe. Wazwa kuti ndeyako here
Kkkkkk kwai handiyakoba ndaitaura kwaoniniyo 😂😂😂😂😂violence
😂😂😂its the singing and walking for me
Admire,2hjch character you portray,you are so damn good you deserve a♥️♥️♥️much love and support to you from me mama Violence
It's the singing for me🤣... day made
I love the singing part 😂😂😂
Mother n son great combination 😅😅
Handiyakoba chiunza tidelete muroora kkkkkk
Ahhhh she's trying her best kani. 😪😪😪😢🤣😭. Mama look after her, train and encourage her. She'll be fine . Lol xx
Hanzi good ita move on. Musadaro mhamha. Vana amwene vakawanda vanoputsa dzimba dzevaroora kukanganwa kuti naivowo varoora mumusha mavanogara. Musadaro veduwee. Let love lead
Mama vee is super talented hey❤
Mama vee
Admire wacho ,handsome pfacha😍 kana kuti Gogo vee
Zvinoita futi wena🥰 acting chete wasu , you are very good looks very real 👌 uri paru paruzevha
makeke, tofa nemwoyo to see magwere ne muriwo mu garden
Unamboti tumirawo kuno ku
Ku chando wasu woye , 😁
I can relate to this. Tete mwana wamaiguru vemurume wangu vakambotaura mashoko akaipa pamsoro pe tribe yedu murume wangu akavaisa pa loud speaker. Apo tisingszivane. Apo murume wangu achifarirawo kuti meet my sister she so good kkkk
😂😂😂😂iko kuzoita guhwa nekaGospel song paside
He is so good this guy. 💞💞
I love the village skits
Ķkkkkk ayiii maVee ma all tym comedian .numbŕ1
Excellent work there
🤣🤣😂 hakuna munhu akadaro..you are loved mami
Zviriko izvi Mama V u r on point,well done
I love the combination mother and son vanogona ku actor
Haa mai Vee makanyanya thumb up
Haa good job maiVee mhan
You nailed it🔥🔥🤣
Zviri muropa mhamha vee 🔥🔥🔥👌👌👌👌
Mafimbiro nekasinging ako after guhwa pane wandinoona 🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣mai Vhai kaaa uchandidzingisa basa kani kkkk
Vamwene Vee mapisira 😂😂😂😂😂😂😂keep going you deserve an award
Mama veee wazondikuvadza kusendera muroora massage good job
Kkkk 🤣 🤣🤣 good jobai saut na mama vee . Anyway Rega timbotaura Mai saut muno rima wee munozama Kani
Umm Mai nemwana munozo actor....wow ndanakidzwa Ini
Kkkkkk haaa unonyara Shem .Mai vhai well done
Kkkkkk love you for ever munondibaya mama vee
Maiwee🙈🙈🙈 ndakunyarirai mama kkkkk.
Mama Vee and Mai Sauti you are the best ❤️
When this soul is on action am happy 😇
It's the step n the singing for mi 😂😂I dieded 😅
🤣🤣🤣🤣Mai vhai ka 🙌hanzi ndingoita kadelete mamsg Acho kkkkkk
Mama Vee to the world
Mama Vee haya makanyanya aaaah
It's the step and the singing for me 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mama Vee...umm kuita amwene chaivo...😂😂
🤣🤣🤣🤣ndeyako here mama vee my best
❤️mama Vee never disappoint
My sins were deeper than an ocean.. .......😂😂😂😂
Ko iyo step manje😂😂😂mama vee ka,i surrender chokwadi.
Kkkkkkk Mbuya sautiiiiiiiii to the fullest
Nyadzi dzokunda rufu mai Vhayi kkkkkkkkk handiyakoba muroora😂😂😂😂😂
😅😅😅ko the singing part, hanzi chiunza ti delete muroora😅
😂😂😂😂 mama veeee 🔥🔥 kkkkkkkkk aaaah you are three much
😂😂😂😂😂🔥🔥🔥Its the song for me wooooh,,,
Kkkkkkk handiyakobaa.wanga wagara uchida kuchema😅😅😅😅😂😂
Asi vanamwene kaaaa,zvaiwana ngwarati😅😅😅
Haaaa raw talent
Kkk iwee unotoda Jesu, gooood goood 😂😂😂
Sometimes I forget that Mama Vee is who🤣🤣🤣
my favourite comedian mai vhayi🔥🔥😂😂😂
Mai veeee kwakuseri
moitiri zvema phone mama Vee kana musingazvigone🤣🤣🤣🤣🤣🙄
Ko song yekuprimary kkkkkkk sing glory alleluyah Mama Vee vanonakidza🤣🤣🤣
Amwene nekuchembera vararza kuona Kuti uyu ndimuroora upi chaiye wandirikutaura Naye 🤣🤣🤣 Mai Chau mondipedza stress along side Mai Sauti good combination
Kana guhwa raamuropa maziso Anita mashoma
Very creative mama Vee
Haaaa mama veee , neniwo ndanzwa kunyara mhani😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 kkkkk ende fut chiii chinenge Ngozi ichocho
kikikikiki ko mukundidarirei ini ndinobva kwa honde kkkkkkkkk
😂😂😂vamwene bhoo here,ko kusvoda manje😅
Mama Vee... Zvimwe zvachoooo🙆
🤣🤣🤣🤣🤣🤣amwene hamunyare ndanga ndakusuwai mai zvekusvika pakukurotai 🤭
Chiunza tidelete muroora mandipedza maiVhai❤❤😂😂😂😂
Ndazwe kutsveruka zvisikaitiba 🤣🤣
Kkkk.mama vee iyo step yagogo urikuifamba iyo chaiyo
😹😹🤣zigandanga hre mai vhai
Well done you are good
😁🤣🤣🤣amboti ndeyako ndianiko muroora 😁😁😁ko kunyepa here Kuti unobika zvinonaka
Mhamha veeee i love you munondiitira zvangu❤❤❤❤❤❤😂
This is great.
😂😂😂😂😂unonzwa seunosvoda kkkkkk. Handi yakoba muroora.
Yoooh uuum shuwa unoshaya pekunyarira mama vee
Very talented ❤
Maihweee mama vee ndaseka Shem 🤣🤣🤣🤣une chimuti
Vakomana 😄😄😄 hanzi Ku Honde valley musadaro kumba kwedu plz