Can't wait for chapter 5 kkkk but yooh ma1 Jedza hausava chipoko here iwe kkkkkk can't wait to see dhafu's reaction if she knows that jedza is alive kkk asingarwadziw nadhafu apa chingosiy like
Lol mukadzi wa Jedza uyu zviri pa2 yekwa Holy ten ahhhh achida munh wake aifana kutoti munh hana kufa uyu manje iye kwaku nyarara hake anenge angaasingade murume ahhh
hanzi hausi chipoko uri chitunha
zvikanzi “ichocho chacho”😂😂😂💀
Can't wait for chapter 5 kkkk but yooh ma1 Jedza hausava chipoko here iwe kkkkkk can't wait to see dhafu's reaction if she knows that jedza is alive kkk asingarwadziw nadhafu apa chingosiy like
Hoyo jedza atidi newe ❤❤❤❤
Haaa ma1 chipoko ngachingomukazve.. zvino fudhasi iya yawafira todii manje haaa finished 😭😭😭🤣🤣🤣🔥😍🔥🔥💯💯
Omg his own channel 😳 I only realized now 🤪🥰
😂😂😂😂hanzi chipoko jedza soo0
its another level
😂😂😂uri chipoko here or chitunha
Takapindwa nechando pakafamba guhwa Kuti wafa.kuvhundutsira vanhu vanhu vanovhunfukaka🤣makagona team
Hanzi ndozvezvakaita chipoko izvi🤣🤣🤣🤣
😂
🥰🥰🥰kkk can't wait
NAIZA boom taking you to another level 🤣🤣🤣🤣ichocho chacho munodii mucoffin mogarika here 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Oh my God u was really in a coffin now thats top class acting✨🔥✋
Yesyes
Zvinofadza izvi asiwo hamukasiki kuburutsa mamwe apa techida kuona fanike ini evryday ndinotarisa kuti maisa ripi rambai makadaro gayz
saka makatosvika pakuchera gomba haaa musadaro
We can't wait for episode 5
Well done guys
Team rambai makadaro
Thanks
Unogona shame, i can't get even close to a coffin, kokuzoti mukati macho😮😮😮😮😮
Amanaka makuzviwanza
Jedza Jedza need that scene randakashekerwa😂
Hahahaaa Ba Tawana
wakashinga jedza ini ndoseka
Kkkk uri chitunha jedza
❤❤👍
Mazakwatiraa musoroo pasiiii ..mazakwatiraa tomazunzaaa...💃
😍😍😍🥰🥰mazakwatiraa
Ganger rangu matambiro enyu kaa aya kkkk
😂
Kkkkk Boe hre hanzi handisikuita kunge chipoko ichocho chacho🤣🤣🤣😂
Kkkkk Boe hre
Haaa itsvina dzipi dzamakatiitira paburied Alive nhai jedza
Cococo😂
Kkkkkkk zvajedza soo
Zva Jedza Soo 😅😅
You and your sketches dawg 😂😂😂😂😂😂😂😂😂‼️.
Imagine me😂😂
That's good bro howz wirk
Jedza ukundiudza Kuti box rakadzikisiwa
Kkkkķ nice dream
Hoyo
Jedza asatamba nekufa
L don't want to hear that you are really buried alive😂😂tangai kunyora script eish
Lol mukadzi wa Jedza uyu zviri pa2 yekwa Holy ten ahhhh achida munh wake aifana kutoti munh hana kufa uyu manje iye kwaku nyarara hake anenge angaasingade murume ahhh
😂😂😂😂😂😂😂😂 hoyo
Sure ahhhh nhai ,kunyarara mnhu achinovigwa .....
Kkkkkk
Inobuda rinhi ko 5
😂😂😂😂
Ko nanhasi 5 yacho😭😭😭😭
Jedza saka ukutovigwa urimupenyu hre
Buried alive kaa
Jedza don't go
@@thenotoriousjedza4318 yhoooooooooo
takamirira siku nesikati
Apa apana apa
Ok
but are you supposed kumuisa makeup yemunhu akafa here hant he is alive 🤔🤔
Very sad
Ndeipi
Akoma anopedza njito
Kkkkk