Nyika Makorose & Zion Ikhaya Lami - Ndibve PaZion Ndindepi(official Audio)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 сен 2022

Комментарии • 280

  • @prudencenmunyuki2723
    @prudencenmunyuki2723 2 месяца назад

    Who z here May 2024🔥🔥🔥

  • @paulinechindaru8709
    @paulinechindaru8709 19 дней назад +1

    Haaa kana zion rikanzi ravhagwa zvaro apa tavebhoo unohwa kuti ndahosvika kudenga kana nyasha dzinoburuka veduwe titendeeee Zion

  • @nyikamakorose6457
    @nyikamakorose6457  Год назад +14

    Muri kunakirwa here nengoma yatakakugadzirirai - Ndibve paZion ndindepi

  • @couragemazuruse6218
    @couragemazuruse6218 Год назад +1

    Mutakunanzva chaiwo Chitova rambai makabatira pamupendero wenguwo ya Kristo ndipo pane simba renyu

  • @itaichatambudza8655
    @itaichatambudza8655 Год назад +1

    Song iyi inokomborera handisi muZion vanhu ndivo vaita zvema Church asi Mwari anopinda vanhu komborerwai mose

    • @nyikamakorose6457
      @nyikamakorose6457  Год назад +2

      Tinotenda netsigiro yenyu Mwari ndewe munhu wese pechedu mwanamai vangu

  • @jessinamawadze5220
    @jessinamawadze5220 11 месяцев назад +1

    Zion rekare kuimba kwakare ,good 1

  • @deligentdee9807
    @deligentdee9807 Год назад +1

    Ndibve pazion ndindepi Vakomana Church yakatibetser🍒

  • @josephinebungu2710
    @josephinebungu2710 Год назад +1

    Nhai Mwari vaMoyo ndoendepi ndikabva paZion

  • @princechigwida
    @princechigwida Год назад +27

    Hohode..... Apa Tadzoswa makare kare apa original Zcc music is in the right hands🎶🎶🎶. Well-done my brother this is wonderful 👍

  • @admiretinashetande390
    @admiretinashetande390 Год назад +2

    am not Zion but ummmm great song this is

  • @assaneciousadonia7558
    @assaneciousadonia7558 Год назад

    Tingaendepi tichisiya Zion. Seni zvangu ndicharamba ndichimunamata pano paZion

  • @aranesidekesi2055
    @aranesidekesi2055 Год назад

    Song iyi moto unopisa chaiwo ndange ndototamba kukanganwa kuti ndiri pabasa Ziooon ikaya lami

  • @joyladymdhluli4891
    @joyladymdhluli4891 Год назад +1

    Song of e moment in my life .ndobva ndoendepi hangu

  • @advocatechivara8795
    @advocatechivara8795 Год назад +3

    Haaaaaaaaaaaaaa chero moimba iyi makadoba kuregedzera seri neseri. Uyo mkadz akaimba apo haaaaa Mwari ave naye hake nokuti chero uchida kutevedzera unoguma waresva kuchida kutevedzera zvipo zvakaiswa muvanhu naMwari. Thank you mkoma Makoloshe haaaaaaaaaaa ndatapirirwa mhani. Hakuna kwandinoenda hangu paZion handibvi. Nemhuri yose yekwaPenduka hatibvi paZion tiendepizve

  • @divinemutsetse4739
    @divinemutsetse4739 10 месяцев назад

    Handisi zvangu muZion but this made me proud of my origins Mwari weMuhwisiri ariko

  • @pardingtongumbu1850
    @pardingtongumbu1850 Год назад +1

    Mmm wezhira wakarova ramba wakadzvanya ipapo

  • @pelmajeke8598
    @pelmajeke8598 Год назад +1

    Hoyoooooooooo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🤗

  • @maslinemakute2292
    @maslinemakute2292 Год назад

    haaaaa ndngabva ndigoendepi .......makarova Mr Makorose naMai Makorose murambe makadaro Dankie

  • @collinsmutava3144
    @collinsmutava3144 Год назад +1

    Can't wait for the video

  • @tembazhou1548
    @tembazhou1548 Год назад +1

    Amen siyabonga dankie Zion

  • @enetytazvivinga8928
    @enetytazvivinga8928 Год назад

    Amen 🙏. Ndoindepi zvangu ini ndiriwepano ndogara pano

  • @fortunezunde7482
    @fortunezunde7482 Год назад

    ndine nhorowondo na Mwari we Zion .. ndibve pa zion ndiendepi

  • @alexsiziba4167
    @alexsiziba4167 Год назад +2

    Ndibve zion ndiendepi, zuva ratanga takamirira razosvika

  • @pointmotivation-2023.
    @pointmotivation-2023. Год назад +4

    Tiktok brought me here. This is good and it's trending on tiktok

  • @matildanemasango8162
    @matildanemasango8162 7 месяцев назад

    Ngoma ye Zcc inosimudzira mweya wangu

  • @siphiwesibanda1441
    @siphiwesibanda1441 5 месяцев назад +1

    I love it it blesses me

  • @collenserima51
    @collenserima51 Год назад +2

    Nyanyest

  • @prudencenmunyuki2723
    @prudencenmunyuki2723 Год назад +2

    Ndibve ndiendep💃💃💃💃,,, keep the fire burning Mr Makorose,, inzwaa malyrics,, huh song iyi inotapira wena💃💃💃

  • @theressahzambezi9715
    @theressahzambezi9715 Год назад +1

    Mwari atibetsere iyi maimbiira inini hangu .

  • @ruvimbodumba8401
    @ruvimbodumba8401 Год назад +3

    Tatomirira hedu tiri pafront seat for mutakunanzva 💃💃💃💃💃💃💃
    *Hariyeni Jerusarema*

  • @user-iw5us4pw9f
    @user-iw5us4pw9f 6 месяцев назад +2

    Ndive pazion ngyekuphi nkosi 😢zion yimpilo 2024 still going stronger

  • @washyjwwilton2022
    @washyjwwilton2022 Год назад +1

    Well done..Good song

  • @simonmaizha1337
    @simonmaizha1337 Год назад

    Chitovaaaaa wegona,hamen hamen tine Dankie huru kwazvo amen

  • @neednorechamusa2094
    @neednorechamusa2094 Год назад +1

    Ngazviende mberi

  • @fionamakuvireMusic
    @fionamakuvireMusic Год назад +6

    You nailed it
    Who's with me

  • @honjeromeangel7966
    @honjeromeangel7966 11 месяцев назад +1

    Weldone team

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Год назад +1

    Kubika kunenge kukanga 🤸🤸🤸💃

  • @faraigodo4197
    @faraigodo4197 Месяц назад +1

    The best

  • @ananiasmuganyi539
    @ananiasmuganyi539 Год назад

    Matidzosa pachinyakare chaipo heyo Ngoma vakomana ndibve paZion ndindepi

  • @tatendamafutasnr6876
    @tatendamafutasnr6876 Год назад

    Maiweeeeee chaputika haaaaa huye totapa✅️💚🥰

  • @maitjeri7296
    @maitjeri7296 Год назад +1

    Ndobve ndoendepi hangu

  • @rameckchomuhakata9122
    @rameckchomuhakata9122 Год назад

    Yah mukomana wepamukwirimba uyu haabviriwi uyu

  • @lukematimba5946
    @lukematimba5946 Год назад

    Addictive, have been repeating the song, kanotapira, kahwamanda ako kanosvitsa kure

  • @lovemoremoyo9897
    @lovemoremoyo9897 Год назад

    Mgidhi chaiwo vakomana imi thanks mr makorose

  • @ruvimborukodzi5705
    @ruvimborukodzi5705 Год назад +13

    A great day to deliver, 15 September. Mambo Ngavarame! Ndibve paZion ndiendepi. Well done Mr & Mrs Makorose plus team.

  • @garikaiblessing7996
    @garikaiblessing7996 Год назад +1

    Waiting 🔥🔥🔥🔥

  • @redigandawa7378
    @redigandawa7378 Год назад +1

    Hamen vakagona

  • @brendasibanda7743
    @brendasibanda7743 14 дней назад +1

    My favourite ❤️❤️❤️❤️❤️

  • @gracioustakudzwa8160
    @gracioustakudzwa8160 6 месяцев назад +3

    I am not a zcc member bt l like hariyeeni part

  • @kudzaiglory8445
    @kudzaiglory8445 Год назад +1

    Finally ndaiwana

  • @superchitova3779
    @superchitova3779 Год назад

    Well done Mr Makorose and Zion ikhaya lami zvinofadza take Zion to the world and world to Zion kwandiri that’s more than Pefect
    Zion chikoro tosiya chikoro toendepi

    • @audrineshoko4323
      @audrineshoko4323 Год назад

      Hamen hamen ndoindepi haaa tasiya padiki kudakurira nesong iyi

  • @privilegekaduwo1015
    @privilegekaduwo1015 Год назад

    Haa shuwa ndibve ndiindepi nhaimi🔥🔥

  • @annahmushoriwa
    @annahmushoriwa Год назад

    Naro Zion .....ndibve ndiendepiko

  • @talentmugariwa4864
    @talentmugariwa4864 Год назад

    Mumwe wevaichema ndikanyaradzwa

  • @simbavakayi648
    @simbavakayi648 Год назад +4

    Nkosiyami jesu wami❤️....i go to Zaoga bt i feel this tune , i love zcc songs , Mwari mumwe chete keep on feeding our souls through your good music 👏💯

  • @witnessnduna416
    @witnessnduna416 5 месяцев назад

    Iyi yandidzidzisa mutowo amen

  • @gladyszvinodavanhu1641
    @gladyszvinodavanhu1641 Год назад +1

    Hunonzi udhogo dovi rematetenu i can't wait for this song is making me crazy Dankie Baba namai Makorose

  • @obeymawire911
    @obeymawire911 Год назад +2

    Makarova Ngoma 👏👏👏.... that's wonderful

  • @nellydeke7374
    @nellydeke7374 Год назад +1

    Haa chirungu ichi. Huchi chaihwo wedzerwai umwe udhogo naJehovha

  • @tafmanmaps8023
    @tafmanmaps8023 Год назад +1

    Huuuunde ❤️❤️❤️ handibve pano paZion haaaa wandivhura muoono

  • @rhodanemaramba6885
    @rhodanemaramba6885 Год назад +2

    Amen Zion 100% correct ndibve ndiindepi makarova veduwee

  • @bonkieman
    @bonkieman Год назад +8

    Waiting for this hit song 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎤🎧🎸🎶

  • @rumbidzaigorimbo3202
    @rumbidzaigorimbo3202 Год назад

    Hariyeni hariyeni Jerusarema iyoo icream instrument irikutapira

  • @franciscamuvoti5962
    @franciscamuvoti5962 Год назад +1

    Kangoma kacho kani

  • @happinessmahachi9987
    @happinessmahachi9987 Год назад +2

    Talented gud song handina kwandinoinda

  • @priscahsigauke9123
    @priscahsigauke9123 Год назад

    Ndibve ndiendepi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @knowledgemachira2442
    @knowledgemachira2442 Год назад

    Muridzi we Hwamanda sando dzake

  • @rumbidzaigorimbo3202
    @rumbidzaigorimbo3202 Год назад +2

    Nkosi yami Zion ikhaya lami, good choice

  • @georgemaizha6321
    @georgemaizha6321 Год назад +2

    Thank you Mr Makorose,ndibve ndiindepi Shuwaa.....haaa pahwamanda apo ndipo pandipedza!!

  • @luckymumbijo5166
    @luckymumbijo5166 Год назад +1

    Aikazve ndiyaniko anogona kuita count down andibatsire kuravaa

  • @luckymumbijo5166
    @luckymumbijo5166 Год назад +2

    Handidi kubviswa pandakagara pano kusvika musi wa 15 na 9 am ndozosimuka ndoenda kumba nayo song yacho

  • @maslinemakute2292
    @maslinemakute2292 Год назад +2

    ndaona paita murder pahariiyeni apa 😂 still waiting hedu ....ndobva ndoendepi

  • @runakotales
    @runakotales 10 месяцев назад

    Makatipenyesa maZion 🙏🏼🙏🏼🙏🏼

  • @graciousmafakazah98
    @graciousmafakazah98 Год назад

    Ichooo chopisa ichiiii huuuh 🔥🔥🔥🔥🔥❤✅✅

  • @williammakaza3385
    @williammakaza3385 Год назад +2

    Ichi chidombo no expiration date!!! Hendei Nacho ichi!!! My alarm ringtone

  • @coniliouschinhara3773
    @coniliouschinhara3773 Год назад +1

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @williammakaza3385
    @williammakaza3385 Год назад +2

    Right, nhasi 14, and less than 24 hours, now!!!!! 🙏🙏🙏
    I bought 4 energy drinks plus coftan inenge ichihlaka timbotsvusa madhunanga, #ndibvendiindepi.🤩🤩🤩🤩🤩
    Hoyooooo!!! Titende Zion ikhayalami

  • @danielmhoka2631
    @danielmhoka2631 Год назад +1

    Hamen Hamen ndobuda ndoendapi Zion is my home 🏡

  • @mariachari8538
    @mariachari8538 Год назад +1

    My family ❤

  • @blessingzinhanga4922
    @blessingzinhanga4922 Год назад

    haaa vagutu raramai this is excellent

  • @djtogo846
    @djtogo846 Год назад +2

    🔥🔥🔥🔥🔥 well done Mr& Mrs MAKORESE chakaheleleka🤸🤸🤸🤸🏊

  • @gloriakuvengwanenzwimehlo9365
    @gloriakuvengwanenzwimehlo9365 Год назад

    halala komnandi konoko well-done 👏👏👏👏

  • @christinekadzviti7105
    @christinekadzviti7105 Год назад

    Ndibve ndiindepi🥾 yakabate basa

  • @morrenndlovu1214
    @morrenndlovu1214 Год назад +1

    🔥🔥🔥🔥

  • @susanmutihero2238
    @susanmutihero2238 Год назад +1

    Amen .Ndibve zion ndiendepiko ?nhamo nematambudziko zvinondiwana ndiripo pazion 🙏

  • @tildarutendofutini1680
    @tildarutendofutini1680 Год назад

    ZION......NDIDVE PAZION NDINDEPIKO

  • @tichezmash3884
    @tichezmash3884 Год назад

    Hamen Hamen ..ndibve paZion ndoendepi...
    Waaaaaaaw another gret song..zvibikwa zvatakapakurirwa na yoz trully baba na amayi Makorose..
    Hit da lyk button again aaaaah

  • @obeymaimbe
    @obeymaimbe Год назад +1

    Nyika Makorose. Handei Jerusarema shuwa. This is great. Dankie

  • @LizzyandLiza
    @LizzyandLiza Год назад +4

    A beautiful song lyrics, bit and just everything is on point. Whether you are in the mood for dancing or you just want to listen quietly this song does it all. Well done

  • @reginamapangah6543
    @reginamapangah6543 Год назад

    Zvaitika chaputika ichooooooooo

  • @preciousmutete9864
    @preciousmutete9864 Год назад +2

    #Ndibve paZion ndindepi🤞👌💥💪

  • @evermoremshambira4243
    @evermoremshambira4243 Год назад +2

    Keep the fire burning Mr and Mrs Makorose ..Ndibve Zion ndibve ndiindep

  • @ellenpedzai5415
    @ellenpedzai5415 Год назад +2

    Amen amen Mr n Mrs Makorose, ndarova song iyi vamwe vanhu vapfuurira Busstop. I don't know ndingatii wonderful........ 100%

  • @takemorechikweza213
    @takemorechikweza213 Год назад +1

    Zion Ikhaya Lami tiripano paZion ndibve pa Zion ndiindepi(John 6vs68).This is your tour de force Chitova makarumbidza Mwari apa.

  • @ceciliababnaoscarschirambi1867
    @ceciliababnaoscarschirambi1867 Год назад +1

    Ndokumbira kuziva kt song yamoimba kuti mhinduro yaMwari inonoka asi inouya kuti inonzi chii i lost it ndoifarira

  • @seviouschiratidzo7600
    @seviouschiratidzo7600 Год назад

    Ndiyo Ngoma yezion

  • @tinashemazanimaho4135
    @tinashemazanimaho4135 Год назад +1

    This is perfect.... Ndibve ndiindepi zvangu

  • @onismomugawa6821
    @onismomugawa6821 Год назад +1

    Yesy yes yes🔥🔥🔥🔥 takaita ropa rakanaka kuswededzwa Pedro naMwari weZion
    Ndati ndidzokezve kuzonakirwa pano

  • @lloydmguni5168
    @lloydmguni5168 Год назад +1

    Zvakarongeka izvi jealous down makarova apa Great music 🎶🔥🔥🔥🔥🔥

  • @jenifermupfichana6622
    @jenifermupfichana6622 Год назад +1

    Awesome great lyrics ndobva zion ndoindepiko