Nyika Makorose - Mwari Une Zuva Raachazviita(Official Video)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 3 фев 2025

Комментарии •

  • @NyashaMarumisa-mv9vt
    @NyashaMarumisa-mv9vt 10 месяцев назад +56

    Mwari ndakamirira zuva ramuchandipa Mwana ndinoziva muchazviita my trust is in you oooh God bless my womb😭😭😭😭😭😭😭

    • @paulinechinyanganya-zt9md
      @paulinechinyanganya-zt9md 10 месяцев назад +1

      Amen🙏😮all is well my dear sister chimbobata Apostle Sean veJIAM Ministries

    • @MargretMutendi
      @MargretMutendi 8 месяцев назад +1

      Tinotenda vakagonesa

    • @shumieanita2485
      @shumieanita2485 7 месяцев назад +1

      Mwari une zuva rake raachazviita don't worry my sister mirira urinde zuva raachazviita God knows your story he is waiting for the right time

    • @shupikaigorwe2643
      @shupikaigorwe2643 7 месяцев назад +3

      Zvinoita dear hanzi kune zuva raachazviita ramba wakamirira nguva yamwari inosvika chete. Muroora wangu akaita 11 years asina mwana asi last year mwari vakazviita newewo nyasha idzodzo ngadzikuwane

    • @AleckMuzite-rw8mt
      @AleckMuzite-rw8mt 6 месяцев назад

      true 🙏🙏🙏

  • @NeedmoreMpofu
    @NeedmoreMpofu 5 месяцев назад +19

    Veduwe ndoda kutenda mwari shuwa musi wandaka isa comment yangu pa song iyi zveshuwa zvangu zvakaita ndanga ndava nenguva ndichitsvaga basa since April ndichishaya asi mwari vakakazvita zuva raachazviita rakasvika mudikanwi shinga nguva yamwari inosvika chete usarasa tariro ❤❤❤❤ndava kutoshanda ndri mucaptown shinga hama yangu famba Zion Amen Amen 🎉🎉🎉

  • @nyikamakorose6457
    @nyikamakorose6457  Год назад +79

    Who else is here eagerly waiting for the blessings of God. Let’s share as much as we can and invite others as well. Mwari Une Zuva Raachazviita. God bless you all
    Mafanz manyama 🔥🔥👌👌

    • @FadzieMapasure
      @FadzieMapasure 11 месяцев назад +2

      I am here bamunini still waiting on that day Raachazviita,when he will bless me with my heart desires. Zvakawanda zvandaka tarisira kwaari asi ndinoziva ndichafara nezuva Raachazviita.I am writting this on a Wednesday afternoon after listening to Livestream Muranda WaMwari anga achidzidzisa nyaya yekusiya chiramwa,vatiudza nyaya ya Hagai vakati shinga uripo chete.6/03/2024 i will reflect on this day ndichitenda iye Mwari weZION

    • @marshallzunguzira3741
      @marshallzunguzira3741 9 месяцев назад +2

      Pandakanzwa song iyi l find peace in my heart .thank u munhu waMwari😊

    • @memorymudzimba5613
      @memorymudzimba5613 8 месяцев назад +2

      Ane zuva raachazviita

    • @tendaigorivoto5374
      @tendaigorivoto5374 4 месяца назад +1

      Aiwaa song iyi inondikomborera zvangu,sometimes I get traumatized nemibvunzo yevanhu kuti ucharoorwa riini,saka wave nevana vangangu being pressurized but I find peace in this song moto wangu wakapombonoka wakafaranuka kuburikidza nethis song
      Aiwaa wari ngavaropofadze murambe muchitipa strength Isiah 60:22 when the time is right I the lord will make it happen! (Mwari vanezuva ravachazviita)

    • @edwinbhimha9191
      @edwinbhimha9191 4 месяца назад +1

      ​@@tendaigorivoto5374 taura hko inini ndoiridza everyday ndakaita 4 years ndisin mwana kubva pndakatng kuiterera song iyi evryday ndkakomborerwa this year nemwana pkaimbwa mashoko akadzika apa

  • @NyashaMarumisa-mv9vt
    @NyashaMarumisa-mv9vt 10 месяцев назад +8

    Munozvigona Mwari ndinoziva muzviita Munoropafadza zvibereko bless my womb oooh God you Alone has my trust 😭😭😭ndoudza imi Jeso

  • @KeniousSwipa-wt7oh
    @KeniousSwipa-wt7oh 11 месяцев назад +9

    Who else is playing 🎧 this song everyday Mwari ngave nemi vatendi 🙏🙏🕊️

  • @obeymaimbe
    @obeymaimbe Год назад +12

    Makorose huchi. Huchi Makorose. Apa waitaura nguva yaMwari inonzi Kairos. Kairos time is when God interrupts our routine and touches us so deeply that we are forever changed. Nguva yaMwari yakakosha kudarika yedu isu vanhu. Ini ndakamirira nguva yaMwari neniwo, une zuva raachazviita mhani. Shinga mutendi shinga nguva ichakwana. Kotsvooooooooo

  • @gracetembiechiwara4957
    @gracetembiechiwara4957 Год назад +7

    Zuva ramuchazviita ndimi munoziva... Mwari ndipeiwo simba rekumirira🎤🎤🎤

  • @StevenMhike
    @StevenMhike Год назад +5

    Zion ibako guys ndobva Zion ndoendepi zvangu well done

  • @JonasMurwis
    @JonasMurwis Год назад +4

    Well done well done🎉🎉 mukuru musamira kubvirisa moto

  • @ruvimbodumba8401
    @ruvimbodumba8401 Год назад +7

    "Nyangwe tariro yenyu ikanonoka,ndipeiwo Simba rekumirira"🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️

  • @kundaimachingura6145
    @kundaimachingura6145 Год назад +11

    Musi nenguva ndiye anoziva🤞this song always give me hope,ndatononokerwa😇

  • @PhilloMukoko
    @PhilloMukoko Год назад +5

    Kunonoka kwaMwari hakusi kuramba....Mwari une nguva yake ne zuva raachazviita
    Ngatisapera kutenda💯🙏🙏🙏

  • @JoeDomeke
    @JoeDomeke 18 дней назад +1

    Iyi ngoma iyi yakaumbwa zvayo. Welldone Chitova neTeam yenyu

  • @NeedmoreMpofu
    @NeedmoreMpofu 5 месяцев назад +2

    Ndotenda kuti mwari anezuva raachazviita zviome zvireme zuva raachazviita rinosvika chete nezita rajeso famba Zion Amen Amen ❤❤🎉

  • @EverniceChibwe
    @EverniceChibwe 2 месяца назад +1

    Amen......mwari anezuva rake raachazviita ........

  • @mapfumochikoromondo2364
    @mapfumochikoromondo2364 Год назад +4

    Goodone❤❤ sir Makorose

  • @ArchfordKwashira
    @ArchfordKwashira Месяц назад +1

    mutumwa we sungano , ngaarame Nehemiah

  • @ashlet955
    @ashlet955 Год назад +1

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 vanhezuro vakashinga wani mambo

  • @vimbisochiheramudzingwa8970
    @vimbisochiheramudzingwa8970 Год назад +1

    🎉🎉🎉🎉🎉yuhwiiii yuhwiiii ichi charohwa ende unezuva raachazviita

    • @PreciousMutete
      @PreciousMutete Год назад

      Tete vimbiso ndokwamavaa unezuva raachazviita zveshuwa

  • @nomattermoyo8765
    @nomattermoyo8765 Год назад +2

    🎉 very good ..Mwari unezuva rake shuwa

  • @drptmapasure
    @drptmapasure Год назад +1

    Famba Zion! Mwari vanezuva ravachazvaiita. Amen.
    The God of Zion is the God of Certainty.

  • @CollenKota-rv3xz
    @CollenKota-rv3xz Год назад +1

    Tokutendai chaizvo Zion ikhayalami matipa mashoko engwinyiso ngazviende mberi 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @williammakaza3385
    @williammakaza3385 Год назад +8

    Right, here we go; fam., this is another masterpiece yaMr. Makorose, nesu takagadzirirwa kuti tispakwe tichinjwe mafungire! Mwari une zuva raachazviita, say no to microwaved systems; instant porridge mentality. Our God is a good timer. Please, I'm patiently waiting for this video tomorrow. Keep growing Zion ikhayalami family ❤❤🎉

  • @margretzvamashakwe-bq5yn
    @margretzvamashakwe-bq5yn 5 месяцев назад +1

    Mwari une raachazviita ; this masterpiece gives hope kune wese apera tariro

  • @prudencenmunyuki2723
    @prudencenmunyuki2723 Месяц назад +9

    Who z here Dec 2024

  • @CephasZennoMuganho
    @CephasZennoMuganho Год назад +3

    Thanks Nyika Makorose,,, Watitaridza humhizha hwekuparidzira shoko kuburikidza nemukuimba,, uchisimbisa wese achiri kurarama pasi peZuva, kut chero uine zvinetso uchikumbira Jehovha, munhu ngaasarasa tariro sekut Mwari une Zuva raanopindura kuchema kweuyo anotsvaka nyasha dzaJehovha,, ungava uchichema vana, hupenyu, chese chaungada kuna Jehovha,, hanzi chema uine tariro nokuti Jehovha-Mwari vane zuva ravachapa mhinduro yemukumbiro yedu,,, haaa thanx NM
    💪💪💪💪💪

  • @bonkieman
    @bonkieman Год назад +2

    Good job Mr Makorose🔥🔥🔥🔥🔥🔥 .
    Main Actor wedu Mutsago E ndafara ndakuonai bambo 👏👏👏👏👏

  • @prospermutare3373
    @prospermutare3373 Год назад +3

    Well done tadzidza zvakawanda mukoma well done neteam yenyu ❤

  • @natasha3737
    @natasha3737 10 месяцев назад +1

    Amen!!!!Mwari anoona unonzwa kuchema kwedu une zuva raachazviita!!🙏🙏

  • @tshepotau8380
    @tshepotau8380 Год назад +2

    ❤❤❤❤❤Mwari une zuva raachazviita🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥dankie zioñ ikhayalami🚁🚁🚁🚁🚁

  • @MariaChikamhi
    @MariaChikamhi 4 месяца назад +1

    Mwari une zuva raachazviita , Ndobva Zion ndoindepi!!!

  • @deligentdee9807
    @deligentdee9807 Год назад +2

    Haaaaa wangu this is best❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ mirira urinde zuva iroro Mwari unezuva rachazviita Well done Mr Makarose

  • @SarahMhuru-hu3hw
    @SarahMhuru-hu3hw Год назад +3

    Amen Amen tinotenda Mwari arambe achiropafadza zviende mberi

  • @takemorechikweza213
    @takemorechikweza213 Год назад +3

    Big up Chitova bhora mugedhe🙏 hatina nguva yokutamba nayo basa sebasa👏👏👏👏👌

  • @MaryChigerwe
    @MaryChigerwe Год назад +2

    Takangomirira shuwa zuva iroro thx nekutisimbisa isu vanga vopera Simba well done mkoma

  • @prospermutare3373
    @prospermutare3373 Год назад +1

    Chibaba baba chazviita ita.......mwari une zuva rake raachazviita well done mukoma nyika

  • @TatendaZimunya-un4zi
    @TatendaZimunya-un4zi 3 месяца назад +2

    Amen mwari unezuva rachatinyaradza

  • @Chipo-d8i
    @Chipo-d8i 2 месяца назад +1

    Amen Mwari chizviitawo kwandiri ndaneta nekurindira ndamboshingawo😢😢

    • @nyikamakorose6457
      @nyikamakorose6457  2 месяца назад +1

      @@Chipo-d8i Shinga mwanamai vangu zviwuya zviri mberi

    • @Chipo-d8i
      @Chipo-d8i 2 месяца назад +1

      @@nyikamakorose6457 amen 🙏🙌 tinotenda

  • @NoelChikoto
    @NoelChikoto 4 месяца назад +1

    Munoimba zvinondisimbisa kana ndavekuda kudonha ndinobva ndatangisa pakunamata❤ Wangu wadzoka panzvimbo

  • @MeritMpofu
    @MeritMpofu Месяц назад +2

    Vane zuro vakakunda wani Mwari

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 Год назад +2

    Amen Amen Mwari vane zuva ravachazviita powerful keep up the good work 🔥🔥🔥❤️❤️❤️

  • @tafaragjohn7586
    @tafaragjohn7586 3 месяца назад +2

    Mirira urinde zuva iroro Mwari paachazviita❤

  • @TinasheMatambura-xt6lw
    @TinasheMatambura-xt6lw Год назад +1

    ❤haaaaa Church yedu inonaka iyi

  • @tkmasikotakudzwa4747
    @tkmasikotakudzwa4747 Год назад +1

    On point @ Nyika Makorose. Mwari akagadzira nguva nenhambo, akagadzirawo zvaachaita nguva imwe neimwe.....

  • @TerrenceFararira
    @TerrenceFararira 2 месяца назад +2

    Amen anezuva raachazviita Mwari uyu

  • @chrispendziripi9473
    @chrispendziripi9473 Год назад +3

    Excellent Nyika makorose and zion ikhaya lami 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @AliceShumba-r5w
    @AliceShumba-r5w Год назад +8

    Well done sir🎉🎉

  • @WinnetTundu
    @WinnetTundu 5 месяцев назад +1

    Welldone ,mwari vane zuva ravachazviita

  • @johnstonngezimana2585
    @johnstonngezimana2585 2 месяца назад +1

    Thank you very much for such a motivational song with great massage!!!! Thank you team you are a blessing to us.

  • @DeeMakuvise
    @DeeMakuvise Год назад +1

    Yesayaaaa ❤❤❤

  • @ellenrusere9328
    @ellenrusere9328 4 месяца назад

    Song iyi ndine nhorowondo 💯💯
    April 2024 ndikudzoka netestimony

  • @FebbieMpala
    @FebbieMpala Год назад +3

    Well done bro shinga hama yangu munhamo nemumatambidziko excellent keep it up your talent

  • @Shylet-go3qe
    @Shylet-go3qe Год назад +1

    Song Iya inondipa simba pose pandinoinzwa inondiwedzera simba rekunyengetera thank you Mr Makorose

  • @lucksonmasango5041
    @lucksonmasango5041 Год назад +4

    What a song ,well done.To put cherry on top ,the massage will be forever relevant ❤❤❤

  • @andrewgutu6597
    @andrewgutu6597 Год назад +2

    Perfectly done ........nezuva iroro Mwari uchazviita

  • @Vitalhocks
    @Vitalhocks Год назад +1

    Yes yes yes kudya kwemeso nenzeve

  • @johnmuchenje6045
    @johnmuchenje6045 Год назад +2

    Amen songs 🎵 iyi inotisimbisa shuwa nguva yamwari inokwana

  • @ThulanDakwa-l7r
    @ThulanDakwa-l7r 11 месяцев назад +2

    Mwari une zuva rachazviita well done mr makorose

  • @FelistasMakumbe-ew1wm
    @FelistasMakumbe-ew1wm Год назад +2

    ❤❤❤hamen une zuva raachazviita 😊

  • @Faustina-h9n
    @Faustina-h9n 10 месяцев назад +2

    Amen. mhinduro ndoinonoka chete asi mhinduro iriko. ndipeiwo. kutenda ne faith. ndimirire

  • @lawrencengwaruandthezccshi6062
    @lawrencengwaruandthezccshi6062 Год назад +1

    Haaaaaa zvaonekwa Gutu Madyirapanze huchi famba famba 💪💃💃💃💃💃

  • @keithwedzeraichamba2845
    @keithwedzeraichamba2845 Год назад +1

    Amen Amen,iye une zuva raachazviita,well done Mr Makorose.👏👏👏👏

  • @GladysMasiebae
    @GladysMasiebae Год назад +2

    Aiwa ndikasiya Zion ndoendepi munondigonera mukoma

  • @MukudzeiZiswa-qj5df
    @MukudzeiZiswa-qj5df Год назад +2

    Well done mwana wamai basa makabata

  • @thewordpractitioners
    @thewordpractitioners Год назад +3

    welldone mkoma wangu,, more wins mkuru wangu

  • @samuelmakuwaza3241
    @samuelmakuwaza3241 Год назад +1

    Amen amen mwari uyu mwari mupenyu zion

  • @gpbroz
    @gpbroz Год назад +1

    Maihweee kani 🔥🔥🔥

  • @tendai8069
    @tendai8069 Год назад +3

    Well done Mr Makorose.This is good.

  • @PreciousMutete
    @PreciousMutete Год назад +2

    My lovely husband mudiwa wemoyo Wangu this is too much makambosiimba asi izvi zvanyanya

    • @mollesndega7212
      @mollesndega7212 9 месяцев назад

      Ava vakatumwa kuparidze shoko rowedenga ❤ may God continue to bless you and give you wisdom 🙏

  • @ClarahMadzivire
    @ClarahMadzivire 6 месяцев назад +3

    I came across this song yarenewer Simba rangu ndandava panguva yekuti zvaramba, now ndava ne hope kuti ririko zuva randicharoorwawo ndikava Mumba mangu , what ever I am going through ichazova nhoroondo vazviita havo Mwari 👏👏

  • @wilsonbope
    @wilsonbope Год назад +1

    Good message chitova. Well done

  • @brendachifire4751
    @brendachifire4751 Год назад +3

    Zion🙏🙏 this is dope ♥️♥️

  • @SimbararasheMbopela-d1p
    @SimbararasheMbopela-d1p 2 месяца назад +1

    Ndiropafadzei nembereko mwarii 5 years now 😢😢😢😢

    • @nyikamakorose6457
      @nyikamakorose6457  2 месяца назад +1

      @@SimbararasheMbopela-d1p Uastya mwanamai vangu zvinoita chete Mwari unokupa

  • @LorraineTawodzera
    @LorraineTawodzera 2 месяца назад +2

    Amen denga iri rinenyadha vehama

  • @KundaiMahachi
    @KundaiMahachi 6 месяцев назад +2

    Amen mirira urinde famba zion

  • @emmanuelmutyavaviri7699
    @emmanuelmutyavaviri7699 Год назад +2

    Well done Mr Makorose mabviravira

  • @thokozileBiyara
    @thokozileBiyara 7 месяцев назад +5

    Shinga hama yangu munhamo nemuma tambudziko Amen

  • @AlethaMuchakambi
    @AlethaMuchakambi 10 месяцев назад

    Welldone ...wakandisimbisa nesong iyi ndakange ndotopera tariro

  • @isaiah2vs2-3
    @isaiah2vs2-3 Год назад +3

    Visuals and the theme of music both fit perfectly. Nice one vaMakorose

  • @paulinewandai6012
    @paulinewandai6012 Год назад +1

    Muchaziva zuva ramuchazviita 🔥🔥keep on Mr Makorose

  • @NgodaLandscapers
    @NgodaLandscapers 8 месяцев назад +2

    Chitova murichihwitsi alongside vaMagumbo Dankie zvipo zvomweya zvinosiyana

  • @sunnychidakwa1688
    @sunnychidakwa1688 Год назад +2

    Welldone Bro 🎉, ndokunonzi kubatsirwa na Mwari uku

  • @TatendakRukowo
    @TatendakRukowo 2 месяца назад +1

    Amen and amen kune zuva rachazvita iye mwari

  • @CleopatreaMuchenje
    @CleopatreaMuchenje Год назад +1

    Amen une zuva raachazviita acy song iyi inondichemedza

  • @clivenyandoro3211
    @clivenyandoro3211 Год назад +2

    epic- master piece my friend, well done. I can see maturity

  • @chikwaturegeorge5318
    @chikwaturegeorge5318 Год назад +3

    nice nice keep the fire burning 🔥 👌

  • @BlessingSiziba
    @BlessingSiziba Год назад +1

    Ngoma yakabatwa iyi ❤❤ well done Mr Makorose

  • @divinemutsetse4739
    @divinemutsetse4739 3 месяца назад

    Amen Mwari vane zuva ravachazviita muhupenyu hwangu that job i want and the marital settlement

  • @stanleymuchemwa743
    @stanleymuchemwa743 Год назад +2

    Weldone keep it up this is another level ❤❤❤

  • @MarthaMurambatsvina
    @MarthaMurambatsvina Год назад +1

    Well done🎉

  • @Maduve96
    @Maduve96 Год назад +1

    Amen rindira wakashinga mwari une zuva rake raachazviita

  • @brendachifire4751
    @brendachifire4751 Год назад +1

    Mwari vanoziva pavachazviita 🙏🙏

  • @Pamellatizirai
    @Pamellatizirai Год назад +1

    God is never late he is never rush he is always right on time ,,patience only Mwari weZion ane nguva ne zuva raachazviita

  • @ElasiaMugwara
    @ElasiaMugwara Год назад +1

    Well done Makorose 🎉

  • @marshallzunguzira3741
    @marshallzunguzira3741 9 месяцев назад +1

    This is my prayer always❤ Welldone nemharidzo sir

  • @ChichiChipo
    @ChichiChipo Год назад +1

    Powerful... Inguva chete.. Thank you Mr Makorose

  • @chengetaigumira5459
    @chengetaigumira5459 11 месяцев назад +2

    Ameeeeeeeeen ameeeeeeeen
    Vanezuro vkashinga wani Mambo

  • @learnmoremunjanja-uh3yn
    @learnmoremunjanja-uh3yn Год назад +1

    Tinotenda Mr Makorose

  • @thelmadumba1913
    @thelmadumba1913 Год назад +2

    Ndipeiwo simba rekumirira...🙏❤

  • @tinosmudyandigere9749
    @tinosmudyandigere9749 Год назад +2

    Mwari unezuva raachazviita hakuna chinokona kuna Mwari