Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Who's here for Patricia😍😍
She is so natural mhani
Ndini hanku
Kufara kwaaita parambwa chikafu! Nechemumoyo "yesssss"
🖑
Haa uyo anopisa
Patricia is so natural,her body language makes it so real ❤️❤️❤️🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
Bhoo ere apo
That means she is a good actress
Patty to the world 😍
Patricia anonaka zve
Chingwa nesadza here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ahhhh ndafa
Patricia congratulations you won my heart 😍, you are a star
She is beautiful
She is very beautiful! Natural beauty . She won mine too !❤️❤️
The way comic is throwing his punches ka....ha inyaya dzekunyepa sure
Kkkkkkk kutsanangura kwemunhu akakiiwa
Kkkk zvinongoratidza kty hapana choziikanwa
hakuna boxen rakadero
attack first😂😂
Ipapa varikutofara kuti chikafu Chavo chapona ipapa 😂😂😂😂😂😂
The 'boxen' bit😂😂😂 what on earth! Imi vanhu muri right right here🤣🤣.keep it up!!
“Nigel huyaka timbotaura”😂😂😂😂😂💀💀💀💀💀💀💀
Thanks Nigel and Comic for supporting other youths, I've come to know of Patricia and Gamu from you guys. You are so inspirational, may the Lord bless you guys
Enda pa Tunga omuvana Patricia
Comic vanonyatsorova zvana bamkuru chaizvo🔥🔥these guys ukatovarairwa unotogaya kuti itrue story wozopengenuka pavepayaaa kuti zvairi skit
Chokwadi kkkk
seeing your former student making it in the industry makes me feel successful... #Patricia.. well done dear.... Nice one team Pastor and Nigel
She's natural
Ndiniwo next hanty✌️
Kkkkk ukaona urimuenzi ukanzwa varidzi vemba vakudeedzana ziva kut vakuronga kut vangakuite sei kkkk otherwise waomesera vanhu
Kkkk
🤣🤣🤣🤣 vachibuda ndotooneka kuchakachena
😂😂
Hahahahhaa. U just killed me there......
😍😍😍 am loving these guys keep the good work goin
I came here to Support my brother as I wish one of the days I will join dem
Kutaura nyaya dzekunyepa inzara iyoyi😂😂😂😂😂
Hanzi "vaakutaura nyaya dzekunyepa"🔥🔥🔥🔥🔥🔥😹😹😹😹😹😹haaaa Boss Nigel anopedza maBhora acho💥💥💥💥💥💥🤩🤩🤩🤩🤩
‘bhokseni’ reminded me of one of your first skits years ago , hanzi isu tinotamba bhokseni kwete boxing🙌🏽🤣🤣 haa it kills me nanhasi.
Nigel ,comic ,gamu and Gamu guys you are the best
😂😂😂😂 ndapinda mutop 20 ....iiiii ndiomberereiwo maoko
Unotozoona data rapera
Mmmm chikafu icho bhoo here😂😂😂🙌🏽🔥
Vanhu kana vaine nzara vanonyepa streki ndosaka atozoti ,"Vaisireyi chikafu"😃😅🤣🤣
kkkkkkkkk haaa you guys are talented ndatenda hangu
🤣🤣🤣🤣🤣ko kudedzana ,,,,,hanzi vakutaura nyaya dzekunyepa
Haaa nice one but ndaona orange crush ameno vamwe maiona here mukitchen
Kkkkkkk kana ini
@@kudzaiglory8445 Haisi yevaenzi ...lol...
Mkoma vaakutaura nyaya dzekunyepa manje... Nigel ita plan... Kkkk
Issa Jah Master Situation 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk haaa food yacho guyz 🤣🤣🤣🤣 hnzi naNigel vane nzara hausi kunzwa hre kti vavakutaura zvekunyepa
Nijo the guy...u a hero bro
Hahaha you guys are so good. Mese henyu. Power team chaiyo
Baddest combination👊
Kkkk ipapa vakutofara heeey nijo😂😂😂
Varume nyaya yenyu yekut vaisirei chikafu kunge munenge musingazive kut food hamuna musiyane nayo
🤣🤣🤣🤣 Reminds me of my dad.
Kkkkkkkk. Zvingazoita here kutarisana nemuenzi musingadyi
@@munyaradzimajoni1981 ehe kana pasina zvinoita
Kkkkkkk
Zvomara sei
the combination yeFood manje kkkk
Patirisha ndinoda kuri mwana wangu akuroore
Pane atsara muriwo... mukati haasi mukoma wangu Nijo 😂😂😂
Hahahahhahaah Patirisha bhoo here zisooo 😂😂😂😂😂
Comic unonyepa iwe🤣😅
Kkk akuda kuita zvemarapper hre😂😂😂😂😂
Ayaz 😂😂😂 pane atsara muriwo badzi. wazongosvika uri 2
Paaona chingwa nesadza akuramba amvotambira plate🤣
Nigel wonderful ❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Kkkk hanz wape chikafu wakutaura nyaya dzekunyepa
1:19 that hezvooooo face 😂😂😂😂
Kkkk chingwa ne sadza and maveg pakaipa
Haaaaa takutoda ka series... But zvimwe nde zvimwe ka Mainini isimbi zvavo. Pompi chaiyo
Wataura zvako
Saka ndicho Changa chichinzi naMainini kwasara chikafu changu😂😂😂😩😩💔💔💔
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 asi soo kaah guys you're too much much 😄 😆 🤣 😂 😅 hanzi chizvisiyai 💚💙💞💙💚💞
😂😂😂😂😂😂😂maita basa, ipo pane tuma mavhegi, ka sadza ne one piece yechingwa. Haaaa right!!!!
Patricia ndomuwana how....she got me heart drippin for years....zvinhu
Haaa Patricia is inbuilt model.I can tell you and your parents are blessed...May God continue to bless you every day of your life
Kkk hanzi saka zvibhakera zvaiwandira mumazino 🥳
Hanzi ihondo😂😂😂😂chikafu chacho
First here ndipei malikes
Kkkkkkkkkk i can't stop laughing sadza nechingwa kkk
Hanzi nyaya dzenzara chete 😂😂
Hanzi saka maisafundiswa kuvhara zvibhakera ??? Kkkk Nijo... Comic and non other than sweet Patriciaaaa
Nhasi Nijo looking smart nekuti isu day asi auya nyaya yekuti vapei chikafu
So ndiyo food yaamainini manje iyo🤣🤣🤣🤣
Nijo to the world😂😂😂😂
Comic na Nijo magetsi along side Patricia
Food yacho huye don't 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣chero ini nemazino asina waya handaimbochida hameno iye muridzi Patty
Apa chikafu chacho😂🤣
Kkkkk Najo hanzi vakutofara kuti chikafu chapona
Patty🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂 hanzi vakutaura nyaya dzekunyeba
Chikafu chacho chandipedza strong😂😂😂😂
Asi nhai akomana sadza ne chingwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkkk sadza maveg nechingwa here aah ndaseka ini
Kwaaaa nigel's last statement....ipapa vaakutofara kuti chikafu chavo chapona
n igel the slick pastor
Patricia yaaaaas 🤗🤗 unogona wena
Haaa imi team munokwana mumaComic Awards
Ilove that chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
🤣🤣🤣🤣 chikafu chacho ka kkkkkk
Kkkkk hanzi enda unowaisira chikafu ......asi Nigel so....
hahahahaha hanzi ipapa varikutofara kuti chikafu chavo chapona hahahahahahahah
Combination yefood ahh haikoTeam ronyima iri ndaona mazoe ini
Top 30 😊
Goood advice prosper ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Comic nyaya yeboxen tabva nayo Kure🤣🤣
Nigel n Patricia u need to get married now kkkkkkkk you combination is so natural
Was heartbroken knowing Nigel married recently and the girl is not Patricia
I'm heartbroken too hey.... Nigel n Patricia
🤣🤣🤣🤣... please please please... munotiuraya nekuseka weduweee....😂😂
Nyaya dzacho 😅😅😅😅😅👌🏾👌🏾👌🏾
Zvandichatononoka kubasa ndichiona Slick. 😂😂😂
hahahaha chikafu chachoo kkkkkkk
Kkkkkkkkk kkkkkkkkk zvakaoma team iri moto
Chero ndikazoseka but iya yekuenda kunorairwa kwatete ndikaifunga ndinofenda🤣🤣🤣🤣🤣
Pakapedzwa ma sports paya
Haaaa zveshuwa prosper ramba hako chikafu chacho ndian angadya sadza nechingwa aah kana ndimiwo kkkkkkkkkk
Ndopanoswerera pama group 🤣🤣🤣🤣🤣 www dot haizive
Tubhakeya twa comic ndetwe boxen here 🤭🤭🤣🖐️
Chikafu chacho mnje kkkk
Maoko eboxen ere awo Pastor ????
Kkkkkk munhu akandikocha guys kkkkk
Kkkkkk ipapa vari kutofara Kuti chikafu chavo chapona ipapa
Haa food yachoo yapedza masports 🔥
Hanzi ipapo vakutofara kt tyafu chavo chapona😂😂
Facial appearance yaPatricia panzi vaisire chikafu. You nail it Pat
Hahha boys Nigel hausi fine ndabva ndatoona nhamo yangue veggies everyday 😂😂😂... Nice work guys, thank you👏🏿
Imi manyeba mkoma face Inodya veggie ndoiziva
@@JahBlissZw 😂😂😂Struggle is real kani mkoma muma streets umu
@@RastaLivityZim kkkkkk yeah but 3days makatosuwa vegie
Comic mune degree rekunyepa😂 😂 😂 😂
Kkkkkkk chikafu chacho
Chikafu chacho manje😂😂😂😂
Chikafu chacho 😂😂😂
last year wakarova sadza ne butternut ukapedzisira waku ita yellow mutoilet, nhasi wakupihwa chingwa nesadza. mheno hako uchaita white.

Combination yefood ahh haiko
Team ronyima iri ndaona mazoe ini