Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Thank you so much for your love guysBetrayal Part 2 is coming tomorrow ❤❤
Arohwa chadonha😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Nyarikutaurisa Eshie❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Mune munhu yoweeee ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
We are waiting
Hakuna chinhu chinozi chairman iharare sister Oooooo😂😂❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Yaa nhasi Nyarie wagadziriswa naTerrence Guvhu A.K.A Baba Rijo
😂😂😂😂 Nyarie wakavharwa Mari na Chairman Comic murikugona guys keep going team
Nyari chokwadi ungavharwa naLee ,😊
Mufana anaNyari naLee ndatanga kumuona nhasi he is very good
😂😂 Terrance GuvhuHanzi ndipeyi Fee site😂😂Block AO2Hanzi musanditi mukwasha handitorinawo mukadzi
Haaaa greetings ya leeman inondiitira hangue😂😂😂😂
Rega ndimbomhanyira maguards anogona kutiza uko 😂😂😂😂 haaaa Lee chibaba
Apa nemasungirwo akaitwa tie anongoratidza kuti ma1😂😂
Nyarie you let me down nhac 😂😂😂u behaved as u at the wrong tym😂😂😂😂buh haaa u the best
Asi kune munhu angangopa munhu mari muroad wasingazivi, zvinoitika here izvozvo
Idrama wangu usapinde nemoyo
zvinhu zvirikuitika mumastreets umu thanks nyarie neawareness
I am liking the views, hangu, push Nyarie na Lee you're doing good
Comic elder mi general😂😂😂
Kuzotaura kunge mabhadhara rent nhaimi sisi Nyaa😂😂😂
Welldone moms this is great ngazviende mberi
So interesting Nyarie and Leeroy good combination
Kana makudaro makuratidza kupenga😂😂😂😂
Lee = GOATThank u✅
Hahaha 😂😂 nice one guys🎉
Terrence Guvhu , handina kuresva kunzwa hre😂😂😂😂
Ko tie nhai lee ❤❤❤
Mukoma lee u re e best
Leeeeee dzouya kni kkkk kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂
Terrence Guvhu 😂😂😂😂.Lee wakanyanya aaaaaah
Regai ndifonere Danie😂😂😂 ka voice kacho manjeHaaa Gulez you nailed it apa
😂😂😂 mazita manyama
Comic elder the great❤
😂😂ii mazita aya Terrence Guvhu
Vanhu vachadzidza rini kuti munhu haangopihwe mari zvekudero 😂😂😂😂
Nhai leeee😂😂😂😂
Kkk lee ko tie manje kkkk ndaseka zvangu😂😂😂😂
I love you nyarie❤
ZvasanganaLee angaite imba team manyama❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkk Nyarie uchabvisiswa mazino naLeeroy😂😂😂
Its the name GUVHU fi me 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 musanditi mukwasha handitorinaw mukadzi zvirikutonetsawo part🤭🤭🤭
Anonzi Rirhoyi iyeye muchamudzosa henyu kwaMurewa 😅😅😅😅😂😅
Kkkkk musat mkwasha anditorinawo mkadzi
My favorite ❤❤❤❤
Nyari wandibhowa... Ku truster Terence Guvhu here😂😂
Kuzomanyira maguards anogonakuzotiza apa ndiye akutotiza 😅😅😅 lee chibaba
Ko site fee yatova rent here shaaa kkkkk, Terrence guvhu kkkk
Haa tie yacho kwainenge iri manje😂😂
Kuitwa chigubhu chaiko kuvharwa😂😂😂😂😂😂😂
Haa Mwari muriko, apa iye avharwa, kkkkkk
Haaa Lee pandangoona step uchibva neuko haaa ndanakirwa ndaty 😂😂😂😂
Huh🤣🤣🤣🤣🤣hanzi ndikumhsnyira mamwe maGaurds apa kutobirwa
Iwe Nyarie tiitire serious usatambe ne mari
Hahahaha. Unotongoona kuti apa kuvharwa kwega kwega
Terence guvhu haaa ndaseka 😂😂😂😂😂😂😂
Keep up the good works
Thanks, will do!
Nyari amana... iwe hauna kuona mhanyiro yaaita pamaparadzan kuti yaitova sporo iyoyoMuHarare muno unopira munhu mari pa road pakti jekerere kkkk haaa Lee manyam amna, open cheque
Kkkkkkkkk musanditi Mukwasha handitorinawo kana Mukadzi
Kkkkkk haaa mkoma Lee vanovhura hombe
terrence GUVHU
Comic the elder😂😂😂😂
Kkkkk kupfekedzwa size chaiko
Comic wahombe awo
its the surname for me yaChairman😂😂
Mkoma Terry Guvhu 😂😂
Iyi inoda part 2 manje kkkkkk paanozobatwa guvhu uyu
Terence Guvhu 😂😂😂 Zita rinongokudza Rega kuti ma1 ayaa
That's my hood you guyz 😮
😂😂😂😂😂😂 Ñyarie wavharwao na Lee
Haaa patie wandisetsa Lee.Itya mwari iwe
Nyarie each time I see you my ❤ skips a beat I don't know if it's lo❤ve or ravhu or what is called a crush scientifically 😊.
Hanzi na Lee musanditi mukwasha anditorinawo mukadzi zvirikutonetsawo😂😂😂
Kkkkkk warohwa chadonha nyari😂😂😂
Terrence Guvhu🎉
Nyarie Nyarie Nyarie wakatanga kuzungaira rinhi
kkkkkkkk haaa speed yazorohwa na mr guvhu
Kkkkkk.terrence guvhuu
Handina mukadzi zvukutonetsawo
Tie yenyu chibaba kkkkkkk trousers racho muno mechesa
Tripano enge tripo😅😅😅
"mira ndifonere Dani" kkkkkkk hakugariki na bhibho nhasi
Kubasa kwalee kune basa 😂😂😂😂
Ndakumbomhanyira ma guards anozotiza 😂😂😂
Apa ariye ari kutotiza 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 kkkkkk kwaaaaa Leee usadaro fee site here?
Dai agadzirisa tie. Kungosunga tie hubharanzi saka ngaaisunge zvakanaka
Regai chairman vakutsotsei vanzwa nekurimira vamwe fodya 😂😂😂😂😂😂
Mursey guys love you ❤❤❤❤
Ndanga ndisingade kuseka but terence guvhu
Brother Lee
Iiiii Nyarie watobhiliviswa zvekudaro here naLee
Hanzi Terence guvhu😂😂😂
Nyari hatikusiye
Terrence Guvhuu
Varohwa mari naLee kkkkkkk
Its terrence guvhu for me😅😅
KaRun kachairman vatambidzwa mari kkkk
kkkk ndakaona🤣
Terrence Guvhuuu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Maiwe😂 nhaimi ndianiko anonzi Terrence Guvhu😂😂😂😂 ndaseka ini
Kkkk takaenda
Ayihwa pachokwadi baba vakuudza kuti maflats ndeavo wavatenda nedressing yavo iya😅😂
😂😂😂😂handitorina mukadzi zvri kutonetsao😂😂 ko nyarie kuzoda kusvka achitopengera mnhu ari pmba pke
Mudzidzisi Mweya 😂 mazita aya kunge Theresa Maoko aka Nijo
😂😂😂Lee mazita mazita Terrence Guvhu❤zvinombobva pai chaizvo😅
Ukaona Lee aakushama n'ai wotoziva kuti nhemha dzaa muberere 😂
But Lee mazita anonyatsomawanepi. Terrence Guvhu 😂
Thank you so much for your love guys
Betrayal Part 2 is coming tomorrow ❤❤
Arohwa chadonha😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Nyarikutaurisa Eshie❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Mune munhu yoweeee ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
We are waiting
Hakuna chinhu chinozi chairman iharare sister Oooooo😂😂❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Yaa nhasi Nyarie wagadziriswa naTerrence Guvhu A.K.A Baba Rijo
😂😂😂😂 Nyarie wakavharwa Mari na Chairman Comic murikugona guys keep going team
Nyari chokwadi ungavharwa naLee ,😊
Mufana anaNyari naLee ndatanga kumuona nhasi he is very good
😂😂 Terrance Guvhu
Hanzi ndipeyi Fee site😂😂
Block AO2
Hanzi musanditi mukwasha handitorinawo mukadzi
Haaaa greetings ya leeman inondiitira hangue😂😂😂😂
Rega ndimbomhanyira maguards anogona kutiza uko 😂😂😂😂 haaaa Lee chibaba
Apa nemasungirwo akaitwa tie anongoratidza kuti ma1😂😂
Nyarie you let me down nhac 😂😂😂u behaved as u at the wrong tym😂😂😂😂buh haaa u the best
Asi kune munhu angangopa munhu mari muroad wasingazivi, zvinoitika here izvozvo
Idrama wangu usapinde nemoyo
zvinhu zvirikuitika mumastreets umu thanks nyarie neawareness
I am liking the views, hangu, push Nyarie na Lee you're doing good
Comic elder mi general😂😂😂
Kuzotaura kunge mabhadhara rent nhaimi sisi Nyaa😂😂😂
Welldone moms this is great ngazviende mberi
So interesting Nyarie and Leeroy good combination
Kana makudaro makuratidza kupenga😂😂😂😂
Lee = GOAT
Thank u✅
Hahaha 😂😂 nice one guys🎉
Terrence Guvhu , handina kuresva kunzwa hre😂😂😂😂
Ko tie nhai lee ❤❤❤
Mukoma lee u re e best
Leeeeee dzouya kni kkkk kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂
Terrence Guvhu 😂😂😂😂.Lee wakanyanya aaaaaah
Regai ndifonere Danie😂😂😂 ka voice kacho manje
Haaa Gulez you nailed it apa
😂😂😂 mazita manyama
Comic elder the great❤
😂😂ii mazita aya Terrence Guvhu
Vanhu vachadzidza rini kuti munhu haangopihwe mari zvekudero 😂😂😂😂
Nhai leeee😂😂😂😂
Kkk lee ko tie manje kkkk ndaseka zvangu😂😂😂😂
I love you nyarie❤
ZvasanganaLee angaite imba team manyama❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkk Nyarie uchabvisiswa mazino naLeeroy😂😂😂
Its the name GUVHU fi me 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 musanditi mukwasha handitorinaw mukadzi zvirikutonetsawo part🤭🤭🤭
Anonzi Rirhoyi iyeye muchamudzosa henyu kwaMurewa 😅😅😅😅😂😅
Kkkkk musat mkwasha anditorinawo mkadzi
My favorite ❤❤❤❤
Nyari wandibhowa... Ku truster Terence Guvhu here😂😂
Kuzomanyira maguards anogonakuzotiza apa ndiye akutotiza 😅😅😅 lee chibaba
Ko site fee yatova rent here shaaa kkkkk, Terrence guvhu kkkk
Haa tie yacho kwainenge iri manje😂😂
Kuitwa chigubhu chaiko kuvharwa😂😂😂😂😂😂😂
Haa Mwari muriko, apa iye avharwa, kkkkkk
Haaa Lee pandangoona step uchibva neuko haaa ndanakirwa ndaty 😂😂😂😂
Huh🤣🤣🤣🤣🤣hanzi ndikumhsnyira mamwe maGaurds apa kutobirwa
Iwe Nyarie tiitire serious usatambe ne mari
Hahahaha. Unotongoona kuti apa kuvharwa kwega kwega
Terence guvhu haaa ndaseka 😂😂😂😂😂😂😂
Keep up the good works
Thanks, will do!
Nyari amana... iwe hauna kuona mhanyiro yaaita pamaparadzan kuti yaitova sporo iyoyo
MuHarare muno unopira munhu mari pa road pakti jekerere kkkk haaa Lee manyam amna, open cheque