Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Mukadzi waBrian anondigonera😂😂😂
Lesley anopedza ma sports kubva ku Tunga , Tindike ne Hakata she always nail her role🔥
Ndochaizvo izvi guyz kuburitsa everyday yaaaa yaaah keep it up
Vanoda kt rikasire kupera vabudise rimwe ronzi nhodo mahorror😂😂🎉
exactly my sentiments aah everyday boe zvekut
Yaaah cz haaa nonzwa kuti stress yese gone
Pakudawo kueedzera ma views so please keep sharing links
No problem to share
Thank you guys ❤❤
Amwene ndi Chihera chete aaaa anotaurisa zvawo iiiii Slay queen redu Lesley at least ane hunhu kudarika Agatha
Well done guys
Drama iri please everyday kana zvichigona ririkunakidza zvokuti❤
Thank you
nice work guys
Thank u Slimaz
😂😂😂😂I love team iri zvekudaro😊
Tarisa is a natural hake and pretty too🔥🔥🔥
Was waiting for it
You guys munochimhanya thank you team and keep it up ❤❤❤
Our pleasure!
Munogonaa guys keep it up mai brain kutaurisaaa chikoo
Amwene munotaurisa 🙌🙌🙌
Well done team ❤❤❤❤
Lesley anogona guys
Itakuti ndafarira Lesley
Agatha Saka wamuka bec Mai wako wakuda kutengerwa grocery kkkk zvakatowoma haa neh
Mashoko yangu Kuna Bryan tarisai uchamufunga Mira uone hako
😅😅😅 ma slay queen atod aya😅😅😅
Mahwani 😂😂
So far ndimi mupahit 💥💥💥💥💥 but where is tinei
Agatha usasimbisa Tarisai iwe brain atoenda uyo❤❤❤❤❤
Tarisai she is very beautiful
brian ndomurume manje hahahahhahahha ano suppoter mukadzi wake shame hahahha kanoyema kaka dzi ka brian hahhahahhahha
Hoyooo Brian manyama
Good work guyz rambai makadaro
😂😂😂mamazala vakadya mari yemagetsi
Brain na Lesley vanopedza bhoraa
Aiwa mainini munochena henyu munopfeka zvokufita gogo chirungu ma2kaya
So entertaining ❤🎉..please Tarisai move on....😢
Kkkkkkl haaa amwene vanotaurisa mhani aaaah 😂
Varikuti heee brian uchafunga Tarisai chii chii saka mukudawo aite sei aiva pakutsvaga zvere
Mukadzi wabrian kumberi ,haana .maiguru avo pane basa
Slay queen rakatsvagwa na Brian ma1
Masline❤️❤️❤️❤️
Haa ndiko kugona chaiko , everyday ....... im wondering hangu kuti gulez simba rekusimbisa Tarisai varikuriwanepi kkkkkk
Maiguru daka renyu nderei😂😂😂😂
Ndimhamha vako😂😂
Kkkk Agatha mahwani chiitawo mwana mbuya wanoda muzukuru
Ngazviende mberi guys ❤❤
Misheck kunyengerera bota hre uku😂😂😂😂😂😂😂
gules ava ka hahhahahahahha vanoda tarisai wekuitasei ko hahhahha
Macerinyo unogona hako sandindini ndadaro ndimai two
😂😂😂😂😂😂Amwene awo vanotaurisa
Agatha abva amuka ❤❤❤❤❤
Agatha usashushe mwana iwe akazvitakura usarwadziwe itasamaiguru upa unonyepera kuda vamwene iweusngavadi gogo bhora pasi muchasaramega ipo
Misheck mumero😂😂😂
Ah 😂😂😂 munhu arikunzi arikuenda ku town akashama haaa kuno kuSA akatopfeka. I hope ndichawana mu Zimbabwean wekuroora otherwise ndikaroora mu South African machembere anoona hora.
Aiwa hanzvadzi roorai ikoko tukuda makoti muzulu 😂😂😂
@@Rumbie87kkkkkk mochema nawo mazulu
@@Rumbie87 okay Sisi kkkk
kkkk aaa kuva muroora kwakaoma veduwe hahahhahahah
mukadzi wa Misheck ane chifinhu
Mukadzi wa Brian can act veduwe
agatha hahahaha mishek wakaroora zvimwe hahaha
Mukadzi wamishek andimude hangu anorwei
maiguru kuita sevakaroorwa pamurume mumwe namainini hre
Lesley mahwani guys
Mai guru musafurira mwana
Weakness yakatopera here😢
Amwene muchatizwa nevaroora vose nekutaurisa
Lesley level rako ramba wakadaro
Mkoma Brain
Agatha anechihunhu chisiko
Mama vako 😅😅😅
❤❤❤❤❤❤
Njapisi chaiyo 😂😂😂
Kip on kutipa tisati tane nzara
Kkkkk Agatha usafarire munhu iwe zvakatoendwa
Ko ngwandabvu aripi kkkkk
haa ndokugona guys
Ummm maiguru mashata
Asi guys 👗 ipfupi hr iro
❤❤❤❤
Msheck😂🤣murikuremerwa nemukadzi here
Maiguru has room for improvement. She needs to get in naturally.
Thank you we will work on that
Mbuya machembere box remabisvo
Mabisvo ekunwisa tea
Lesly unozarura huru
MUNHU WESE ARIMU DRAMA IRI ANOGONA,,TATOMIRIRA 7 YACHO,,,,MA MINUTES ENYU MASHOMA CHII UPLOAD ATLEAST KA 3 PA WEEK KUTI TISAZONYANYA KUKANGANWA
Kkkkk njapisi gogo😂😂😂😂
gud job slimaz pro but u are changing actors too much
Ma likes ngaawande pls guys❤❤
Guys munopisa
😅
😂😂🤣🤣🤣
Mukadzi waBrian anondigonera😂😂😂
Lesley anopedza ma sports kubva ku Tunga , Tindike ne Hakata she always nail her role🔥
Ndochaizvo izvi guyz kuburitsa everyday yaaaa yaaah keep it up
Vanoda kt rikasire kupera vabudise rimwe ronzi nhodo mahorror😂😂🎉
exactly my sentiments aah everyday boe zvekut
Yaaah cz haaa nonzwa kuti stress yese gone
Pakudawo kueedzera ma views so please keep sharing links
No problem to share
Thank you guys ❤❤
Amwene ndi Chihera chete aaaa anotaurisa zvawo iiiii
Slay queen redu Lesley at least ane hunhu kudarika Agatha