Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndiye munhu anogutira pamoto uyu😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ku taster kwe kutopedza poto yose here nhai mama Vee
Happy Africa day shuwakkkkkk Aiwa zvazonyanya izvi hama yangu vamwe vachadyeikkkk
Kkkkkkk testing is too much mama vee zvamuchapedzera pamoto kokutsva hamusi here 😂😂😂😂
Kkkkkkk I'm so glad I'm here to witness this generation 😁😁😁😁😁😁
😂😂 😂😂 hanzi ndikabika ndriini handimboimbodya chikafu chacho ndinenge ndarohwa moyo nesmell apo munhu agutira pakuravira
😂😂😂😂koukatsva nhai hama yangu
Matoguta musati mapedza Kubika wani😂😂😂😂😂
My best actor handsome gudo kunyepedzera kuzungaira hake
Kkkk idya Mari yako Mai vee Vamwe Vana bhangu havatozivi Kuti nyama inoita Mari kkkkk
Ndichangoita hangu kunge benzi rinogara richiseka rega moyo wenyu ufare mhamha Vee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nhymi ko handsome Gudo vapenyu nhy ummmm ndafara❤❤❤❤❤
Mama Vee 😂😂😂matogutira pamoto musati mambopakura apa nyama yacho ichirimo here😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Haaaaa ini hangu ndotenda maisauti sure makatigonera sure kkk
😂😂😂😂😂😂 mandiuraya mama vee ndachema misodzi kuyerere muri mberi
Aah munhu uyu haasi achakanganwa kt mrume here cz magonere ari kuita kuactor semkadzi achavarairwa chete😂
Aaaaa 😂😂😂😂😂 mandikuvadza mama vee
Mama veeeee keep the fire burning
Sska nhai mai Vhai pamuchapakura yenyu plate muchaisa here😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk exactly zvaiita mumwe makoti wangu sooo kkkkk tirivadiki,aiisa mulid nemuriwo 😂😂😂
Kkkkkkk 😂😂😂😂sadza kuperera pastove shuwa here hubby wakagarira sadza
Kkkkkkkkk kana ndakasuwa ndotsvaga mama Vee kkkkk
Aaah vedu kungomona chete maakutoraira hiiii 😂😂😂😂😂
Mandigonera apa mai vhai kaaaaa ❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkk iii mama Vee zvamuchapedza sadza racho RiRi pamoto apa Muri kutester muriwo zvose nekasadza😂😂😂
Kumona maune kuti muwane ku tester zvakaoma hazvo mama vee😅😅😅😅😅
Endeka 😂😂😂😂 mapedza mozopakura nyama yakaenzana nevamwe futi here ko kuzodzvuta zvese ne drink
Iiihhh zvemuchatoguta nai mama Vee😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk Mai veeee mazonyanya kunyura kwacho 😂😂😂😂😂
😂😂😂 zvinorambisa izvi mama vee ameno zvenyu... Africa day toda sadza rezviyo askana
Yaa mama vee you are killing me kkkk
Hezvooo mama Vee kah ,ko kumona sadza pachikadzi manje ,😂😂😂😂😂😂
Kkkkk asi mama Vee ka ko madii kutora iri plate chaiyo mukapakura
Kkkkkkkk aaaa zvakadai mama veee ndachema misodzi chaiko😂😂😂😂
Nhai iwe Admire ungasagutira pastove here kkkkkk
Zvaricha pererera pamoto😂😂😂❤❤❤❤❤
Mukanwa ma mai vhayi mune fridge 😅coz zvivindi zvekudya sadza rinopisa kudaro imi
😂😂😂😂 nhai mama vee murikutester zvese kubva kufridge
Happy Africa day too, mama vee, I like your African dress, the design.
😂😂😂😂kkkkkkk nyangwe Iko kunzwa salt hayaaa
Ummmm sadza rikupisa iro hamaweee muchanhuwa mukanwa kkkkkkkkkkkk
😂😂😂Kuuya nemapureti kubvepi torai mucupboard umo ❤❤❤
My son ndizvo anoita paanozopakura anenge aguta.anozoti fanai kudya henyu ndichakaguta kkkk
Simbi dzebaSa kkkkk haaa ndimi ka mafuns achooooo , 😂😂😂😂😂😂😂 veduweeeeeka menge mambozvifungaseiko veduweeee
She is a cook [chef] havabvumidzwe kudya pa basa vanofanira kuuya ne lunch box yavo kubva kumba. Havagaripo saka vaakutozvibatsira wo ndoopane nyaya 😂
😂😂😂😂😂😂😂Roperera pamoto maiweee mama Vee 🎉🎉🎉❤❤
Aaaaa mama veee so zwamuchapedzera pamoto ❤❤🎉
Ko zvamatogutira pamoto nhai mai Vhai😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk Mai Vhayi Mai Vhayi aah kuchiri kutaster here kana maakupedzera pastove
😂😂😂😂😂 zvoroperera ma stove nhai veduwe yanakaka high firidzi 😂😂😂😂
Serious mai vhai hazvizodi😂❤
Ko kusatsva kana kufuridza first😂😂😂😂😂unemkanwa merata mhosva ndakutya😂😂😂😂🎉🎉
😂😂sadza richaperera pamoto risati rapakurwa
😂😂😂😂😂Muchasvupuke mukanwa ngekundye zvinopisa😂
😂😂😂 motogutira pastove hamuna macamera hre mumba😅😅😅
Mukanwa menyu asi maisa maice kkkkkkkk
Sadza racho zvarichaperera pamoto 😂😂😂😂😂
Rinozopakurwa munhu aguta kare😂😂😂
Poto yesadza zveichapera nhai imi😂
Bva roperera pamoto uchingo tester 🤣🤣🤣🤣
Kkkk kutester kwcho ktopedza poto yese shuwa
Mama vee ndoshaya zvekuita nemi
Kkkkkk bamunini vanowonda bedzi nezhara
Kkkkk mhamha veee so apo mumwe akamirira food manje
My sister vaitnga kupakura riri porridge wozopakura kasadza ne piece yenyama ne soup pavanenge vaakushinyidza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vaipedza kubika vaakunwa mvura dumbu razara . Uka complainer kuna mhamha wainzi mangwana ndiwe uri kubika siya munhu aite zvaanoda kana achibika😢😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂hiiiiiii matopedza zvenyu kah
Unotoguta uchibika😂😂😂😂ko kuzodzikisira neJuice kkk
Kkkkkkk kwaaa pakaipa vatokuta zvavo mhamha Vee
Mama vee varikumberiiii
😂😂😂 type yakadai uzonzwa yakut in handidyise chikafu izvo abva akutira ku kitchen
Aizve Ko kungopakura Mukadya nhai mama veeee
😂😂😂 ko zvamakutopedza poto yese matsamweiko kkkkkkk
Kkkkkk mudzimba umu makawoma kkk
Hakuna zvakadaro mai vhai 😂😂😊
Kkkkkk iii mama Vee amhusi kutsva here
Muriwo wacho watoperera pa stove 😂😂😂
😂😂😂😂kutaster nekutodzikisira drink
Kkkk zvamatogutira pamoto nhai imi sadza ringasaite mbodza nekumoniwa
Iiii.mama veer amuskutsva here lol
Kuzosara toridya sadza rachoo zvatofuruka kkkkk zvisisina taste
kitchen yenyu yakanaka mai Vai asi kuravira manyanya 😂
😂😂😂😂😂😂 zvirikumberi izvi
Asi sadza munogona kubika mai Vhai
Ko iro sadza racho ringasaita mbodzo nekuramba richibikwa😂😂😂😂
😂😂😂😂😂nhai Mai vhai zvamuchagutira pastove kkkkk
Iiii Jesu ❤❤❤😂😂😂munotiiteiko
Sadza rakupera 😂😂😂😂 pamoto
Kkkkkkkkk inga munhu achagutira mupoto nhami
Hiiiii hakuna ku tester kwakadaj 😂😂😂
Zvakaoma rinotopereraka pamoto mai vee😅😅😅😅😅😅😅
Nhai veduwee 😂😂😂
Kkkkk Mai vhayi
😂😂😂😂 vasikana zvamakupedzera pamoto zveee
Kkkkk hamutsvi here
Maraviriro acho mmmm boe hr
Matogutaka muchadyazve hr 😂😂😂😂😂
Nhaimi matoguta chokwadi rinozopinda Pai
Ko seyi mama vee musikaseki 😅
Ah mai vee iwewe 😂😂😂
Moses come witness this😂😂
Hezvo kutogutirepo pastove😂
Ndiye munhu anogutira pamoto uyu😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ku taster kwe kutopedza poto yose here nhai mama Vee
Happy Africa day shuwakkkkkk Aiwa zvazonyanya izvi hama yangu vamwe vachadyeikkkk
Kkkkkkk testing is too much mama vee zvamuchapedzera pamoto kokutsva hamusi here 😂😂😂😂
Kkkkkkk I'm so glad I'm here to witness this generation 😁😁😁😁😁😁
😂😂 😂😂 hanzi ndikabika ndriini handimboimbodya chikafu chacho ndinenge ndarohwa moyo nesmell apo munhu agutira pakuravira
😂😂😂😂koukatsva nhai hama yangu
Matoguta musati mapedza Kubika wani😂😂😂😂😂
My best actor handsome gudo kunyepedzera kuzungaira hake
Kkkk idya Mari yako Mai vee Vamwe Vana bhangu havatozivi Kuti nyama inoita Mari kkkkk
Ndichangoita hangu kunge benzi rinogara richiseka rega moyo wenyu ufare mhamha Vee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nhymi ko handsome Gudo vapenyu nhy ummmm ndafara❤❤❤❤❤
Mama Vee 😂😂😂matogutira pamoto musati mambopakura apa nyama yacho ichirimo here😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Haaaaa ini hangu ndotenda maisauti sure makatigonera sure kkk
😂😂😂😂😂😂 mandiuraya mama vee ndachema misodzi kuyerere muri mberi
Aah munhu uyu haasi achakanganwa kt mrume here cz magonere ari kuita kuactor semkadzi achavarairwa chete😂
Aaaaa 😂😂😂😂😂 mandikuvadza mama vee
Mama veeeee keep the fire burning
Sska nhai mai Vhai pamuchapakura yenyu plate muchaisa here😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk exactly zvaiita mumwe makoti wangu sooo kkkkk tirivadiki,aiisa mulid nemuriwo 😂😂😂
Kkkkkkk 😂😂😂😂sadza kuperera pastove shuwa here hubby wakagarira sadza
Kkkkkkkkk kana ndakasuwa ndotsvaga mama Vee kkkkk
Aaah vedu kungomona chete maakutoraira hiiii 😂😂😂😂😂
Mandigonera apa mai vhai kaaaaa ❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkk iii mama Vee zvamuchapedza sadza racho RiRi pamoto apa Muri kutester muriwo zvose nekasadza😂😂😂
Kumona maune kuti muwane ku tester zvakaoma hazvo mama vee😅😅😅😅😅
Endeka 😂😂😂😂 mapedza mozopakura nyama yakaenzana nevamwe futi here ko kuzodzvuta zvese ne drink
Iiihhh zvemuchatoguta nai mama Vee😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk Mai veeee mazonyanya kunyura kwacho 😂😂😂😂😂
😂😂😂 zvinorambisa izvi mama vee ameno zvenyu... Africa day toda sadza rezviyo askana
Yaa mama vee you are killing me kkkk
Hezvooo mama Vee kah ,ko kumona sadza pachikadzi manje ,😂😂😂😂😂😂
Kkkkk asi mama Vee ka ko madii kutora iri plate chaiyo mukapakura
Kkkkkkkk aaaa zvakadai mama veee ndachema misodzi chaiko😂😂😂😂
Nhai iwe Admire ungasagutira pastove here kkkkkk
Zvaricha pererera pamoto😂😂😂❤❤❤❤❤
Mukanwa ma mai vhayi mune fridge 😅coz zvivindi zvekudya sadza rinopisa kudaro imi
😂😂😂😂 nhai mama vee murikutester zvese kubva kufridge
Happy Africa day too, mama vee, I like your African dress, the design.
😂😂😂😂kkkkkkk nyangwe Iko kunzwa salt hayaaa
Ummmm sadza rikupisa iro hamaweee muchanhuwa mukanwa kkkkkkkkkkkk
😂😂😂Kuuya nemapureti kubvepi torai mucupboard umo ❤❤❤
My son ndizvo anoita paanozopakura anenge aguta.anozoti fanai kudya henyu ndichakaguta kkkk
Simbi dzeba
Sa kkkkk haaa ndimi ka mafuns achooooo , 😂😂😂😂😂😂😂 veduweeeeeka menge mambozvifungaseiko veduweeee
She is a cook [chef] havabvumidzwe kudya pa basa vanofanira kuuya ne lunch box yavo kubva kumba. Havagaripo saka vaakutozvibatsira wo ndoopane nyaya 😂
😂😂😂😂😂😂😂Roperera pamoto maiweee mama Vee 🎉🎉🎉❤❤
Aaaaa mama veee so zwamuchapedzera pamoto ❤❤🎉
Ko zvamatogutira pamoto nhai mai Vhai😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk Mai Vhayi Mai Vhayi aah kuchiri kutaster here kana maakupedzera pastove
😂😂😂😂😂 zvoroperera ma stove nhai veduwe yanakaka high firidzi 😂😂😂😂
Serious mai vhai hazvizodi😂❤
Ko kusatsva kana kufuridza first😂😂😂😂😂unemkanwa merata mhosva ndakutya😂😂😂😂🎉🎉
😂😂sadza richaperera pamoto risati rapakurwa
😂😂😂😂😂
Muchasvupuke mukanwa ngekundye zvinopisa😂
😂😂😂 motogutira pastove hamuna macamera hre mumba😅😅😅
Mukanwa menyu asi maisa maice kkkkkkkk
Sadza racho zvarichaperera pamoto 😂😂😂😂😂
Rinozopakurwa munhu aguta kare😂😂😂
Poto yesadza zveichapera nhai imi😂
Bva roperera pamoto uchingo tester 🤣🤣🤣🤣
Kkkk kutester kwcho ktopedza poto yese shuwa
Mama vee ndoshaya zvekuita nemi
Kkkkkk bamunini vanowonda bedzi nezhara
Kkkkk mhamha veee so apo mumwe akamirira food manje
My sister vaitnga kupakura riri porridge wozopakura kasadza ne piece yenyama ne soup pavanenge vaakushinyidza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vaipedza kubika vaakunwa mvura dumbu razara .
Uka complainer kuna mhamha wainzi mangwana ndiwe uri kubika siya munhu aite zvaanoda kana achibika😢😅😅😅😅😅😅😅