Solo Chidhakwa Ajamukira Jatiwero NaOzemwa PaHondo Iri KuNaizaBoom

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 янв 2025

Комментарии • 242

  • @EnniaChisina-x6w
    @EnniaChisina-x6w Год назад +2

    I love with solo good actor usatevedzera vanhu

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 Год назад +31

    vamwe vakuzhamba umwe akufarira kuhora USD50 per month senyikq ndipo paunovona kt we ar going nowhere 😢😢😢

    • @TinasheSitefani
      @TinasheSitefani 5 месяцев назад

      Gyz hangasiye basa nekuti vamwe vamwe vasya.

  • @melodyinachio7327
    @melodyinachio7327 Год назад +19

    Type yasolo ndiyo type yevanhu vezanu vakavotera box rechicken in 5 years vachitambura

  • @TaylorRobbie-ds3vm
    @TaylorRobbie-ds3vm Год назад +6

    Hahaha zvipikowo...Boss wako ane hutsinye uyooo

  • @Wise_McRobert
    @Wise_McRobert Год назад +29

    Solo is scared to say the truth otherwise zvimwe zvaari kutaura zvekuti ndaimboshanda Mahara nditori satisfied haaaa that's fake humility coz zvatobva zvabuda kuti Naizaboom anoitisa and anofamba ne pace yake nomatter well being yevamwe isiri boe.....
    MOST OF ALL MUKOMANA SOLO ATUMWA TO DEFEND AND PUT THINGS UNDER THE RUG....... ANY AS FOR ME NAIZABOOM UNSUBSCRIBED, DONE✅

  • @EnniaChisina-x6w
    @EnniaChisina-x6w Год назад

    I salute you solo Naizaboom haifi because mabuda vamwe iwo vabuda vacho totovasapo zvisingaiti munhu angaabude akanyarara that's all

    • @tsitsimubayiwa4219
      @tsitsimubayiwa4219 Год назад

      Thats being naïve ndosaka musingabudirire cz you feel content nedzvanyirirwa, learn to say it loud to help end this

  • @JustinaKunda-x5y
    @JustinaKunda-x5y 5 месяцев назад

    Solo kkk anotogona kutaura bhoo wena😅😅😂😂

  • @kundaijackson4407
    @kundaijackson4407 Год назад +3

    masarembe muchimubvunza hazive ndosaka achi actor Ari benzi

  • @Lionnationstories
    @Lionnationstories Год назад +6

    This one is happy kuti the bigger stars have left so that iye aiye main actor... ozemwa and the others, move on we will support your works

  • @moisesmouzinho172
    @moisesmouzinho172 Год назад +4

    🔆Zvanzi naSolo Munhu-munhu...Kwawanoenda kwaka chena kwauri ndohusiku..From Moses paMoza🇲🇿🇲🇿

  • @patiencechingarangadze
    @patiencechingarangadze 3 дня назад

    Solo usafa wapfuri nevanhu ramba uriku Naiza Boom films 😂😂😂 please

  • @markmax3112
    @markmax3112 Год назад +15

    Each one of them is treated differently. Salary is secretive so .
    Old horses are always expensive for the company they need be dealt with.

  • @StaniBanda
    @StaniBanda Год назад

    Shaaaa Taura chokwadi matsanga akabuda nekusavana Mari nevevo zvichakuwana

  • @philiptore9967
    @philiptore9967 Год назад +8

    wakadhakwa solo uripengaudzoke hausi kuona ramangwana svinura uone zvaonekwa nevamwe naizaboom yadhakwa tichanzwa zvakawanda

    • @johnncube2140
      @johnncube2140 Год назад

      Munhu anoita zvaada ko kana achipihwa yake yakawanda munozviziva sei? Remember hapana ma pay slips apo😂😂😂

    • @gladysmakirimira3855
      @gladysmakirimira3855 Год назад

      @@johnncube2140 50 dollars itori mari kwaari Solo uyu saka akasiya anenge arasikirwa apa asina zvekuzoita in life🤣🤣🤣🤣🤣

  • @professordhewa298
    @professordhewa298 Год назад +1

    Solo siyai vaende avo havana Basa tinavo ana Thokozani Khupe naana Mwonzora vakazviita ku MDC uko nyaya ndeyekufunga kuti vave ne mbiri saka they might start their own plus kuda hukuru kudawo hu Director but tinavo ana Ronnie Mudhindo vakatiza Utakataka express nanhasi anongokweshera itsuro vese ana Franco akabuda kuna Macheso akaenda kuna Sulu akatiza akatanga zvake achifunga mbiri ye zita inomusimudza but today ari kugweshera team iro dai rabuda zvakanaka votanga zvavo vasina kupisa musha as u said Solo havana maturity avo Matsanga akabuda haana kusiya ashatisa Naiza Boom and up to now we follow him not zve avo vasiye ndima ine makata iyo Government ikubhara civil cevarnt marii ivo voda kutiitira noise apa vaitengerwa mota nonsense dzevanhu avo ana Ozemwa avo

  • @TaylorRobbie-ds3vm
    @TaylorRobbie-ds3vm Год назад

    Solo uyoo haana brain. Solo, neako kaWasu vakutofara cz vakugaira jezi

  • @MisheLRugonye
    @MisheLRugonye Год назад +3

    Solo wakadhakwa mazihobi Uri sascum😂

  • @NdabazNdabaz
    @NdabazNdabaz 2 месяца назад

    Naiza Boom

  • @veeee7248
    @veeee7248 Год назад

    Iwe bhangu tega ku support Naiza I duzvi iri uchachema soon

  • @priscillamoyopriscillamoyo1223
    @priscillamoyopriscillamoyo1223 Год назад +1

    Hatimbokuteerei vana solo kt inzi Naiza boom ndivana jatiwero

  • @yeukaimahurevana6284
    @yeukaimahurevana6284 Год назад +3

    Solo you are unbelievable

  • @geraldmakanya6410
    @geraldmakanya6410 Год назад

    Tsvagai Dhimba Saints kwete ana Solo vakutibhowa

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 Год назад +3

    Solo Solo muzukuru unogona unechipo chako rambawakandaro we love you too much ❤ big up love from Solo Solo

    • @Fassiha
      @Fassiha Год назад

      Thank you for standing up for our solo

  • @TafadzwaMunikwa-we1tr
    @TafadzwaMunikwa-we1tr Год назад

    Its good to be loyal...stay loyal Solo...loyalty is a good thing

  • @Morganbeven
    @Morganbeven Год назад +2

    Solo my advice kwauri nyaya dzemu bedroom maamai nababa hadzipindirwe kana urimwana mangwana ndiwe unoripiswa

  • @BothwellGoreraza
    @BothwellGoreraza Год назад

    Haiwawo naiza boom ngaabhadhare vanhu uko nxaaaa

  • @johnncube2140
    @johnncube2140 Год назад

    Solo ane good voice pakuimba anogonetsa mufana uyo , plus ita zvawana Solo Naiza Boom atori right abaiwa ngabude . Ko kana mari yacho pasina anovapeyi keep it up Naiza Boom kufa kwemuJoni company haivharwe 😂😂😂😂😂😂

  • @PardonMachiva-nh1rg
    @PardonMachiva-nh1rg 9 месяцев назад

    Solo did good thing . He is still part of Nb. Time will tell when he will also make the decision to leave if things persist., then he will èxpose naiza just like others.

  • @royguta5758
    @royguta5758 Год назад

    Naiza boom manje manje uchaona ma subscribers nema viewers achi decreaser

  • @tendainyonie3756
    @tendainyonie3756 Год назад +3

    Kwasara netsai toda kuonavo achitaura

  • @Djoko209
    @Djoko209 Год назад +7

    Ma $30 😂😂😂 I budget yeizvozvo kkkkkkkkkk akadhakwa

  • @stellandumiyana-fq3uq
    @stellandumiyana-fq3uq Год назад +4

    Iri isuscome nyangwe rikapiwa 10bond rinongoti yes

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 Год назад

      taura hako handina kumbofunga kuti anefungwa dzakatsveyama kudai mufana uyu

    • @doreendzongai3583
      @doreendzongai3583 Год назад

      Ato bhadhara ipapa kuti àsataure chokwadi

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 Год назад +37

    Solo u r wicked. How can 4 main actors possibly lie against naiza to gain what exactly I believe those 4 aarikutaura Shuwa . Uyu solo and chapepa will soon cry blood mirai muone and noone will be there to support them

  • @Ordette-gt1yq
    @Ordette-gt1yq Год назад

    Ko vanhu vacho vakazongobudirana nei as as Dhufu chimhamha varipo ndongoramba ndichi subscriber

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende Год назад +3

    Solo urinyoka takatokuona kare

  • @edith422
    @edith422 Год назад +1

    Nxa ndosaka solo akaroora mukadzi muhombe kwaari nxa I het you till death ndine ms file ako iwe saka ukuti vanhu vanganyepe😢😢

  • @tendaitopodzi6648
    @tendaitopodzi6648 Год назад

    Angati Kudii iye achapuhwa pahombe... avaviwa ndiye anokwenya

  • @GracaNoeNhandoroNhandoro
    @GracaNoeNhandoroNhandoro 6 месяцев назад

    Hnai solo unototaura bho 😂😂😂😂

  • @SeleYusuf
    @SeleYusuf 7 месяцев назад

    Solo akanaka

  • @vovomunjoio
    @vovomunjoio Год назад

    ndini vovó munjoio g.t ndinoita madalama Moçambique 🇲🇿 chimoio ndirikuda Naiza boom

  • @EvelynTapfumaneyi
    @EvelynTapfumaneyi Год назад

    kunouyawo vamwe vakapfuura ivava maactors kuNAIZA BOOM kwacho don't worry chikomana nyika izere iyi nevanhu iyi

  • @Magtom_
    @Magtom_ Год назад +2

    Solo anogona but chandirwadza Koo tangatakamirira chi collaboration ne magtom media kaa...

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 Год назад +2

    Pakaipa sit down and discuss the issues his a family we love you guys ❤❤❤

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Год назад +3

    Kuvharidzira huipi huriko .uchazotiwo wopiwa 50us usajamuke zibenzi

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 Год назад

    Jedza matsanga vakabva nhasi Ava uuuuu panenyaya

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Ma key ekudii waiitei 😂😂😂😂

  • @FortunateTipedze
    @FortunateTipedze Год назад

    Ko uncle Saint torwai mapic nevasara ava kutsvaga mari hamugone

  • @peejaydera5619
    @peejaydera5619 Год назад

    Kana usina mhuri yakanaka kkkkkk kushandira ma1😊

  • @NigelMediaChanels
    @NigelMediaChanels 26 дней назад

    Solo solo🎉

  • @MorganRuzengwe
    @MorganRuzengwe 8 месяцев назад

    Solo anogona uyo

  • @egifakowo3355
    @egifakowo3355 Год назад

    I think vanhu 4 hanganwepe asi zivai henyu kuti ndivo vainge vakabata naiza boom

  • @PrideManyepa-k9q
    @PrideManyepa-k9q Год назад +3

    Gavawirane .but naiza wacho ngaabhadhare nekuti vanhu 4havanganyepe

  • @OwenMadete
    @OwenMadete Год назад

    Kana vachibuda zvakanaka avambonyepa izvo zvavanoita apa varikuda kutsvaka support pakuba

  • @honorabledoctor5899
    @honorabledoctor5899 Год назад

    Wow interview

  • @mordenchimondo5
    @mordenchimondo5 Год назад

    Solo anenge akapiwa mari yekudefender Naiza boom cz ukaona vanhu vakuzotaura chokwad vanenge vabva kure vachishungurudzwa

  • @JohnMarimbire-me4do
    @JohnMarimbire-me4do Год назад

    Solo Muri benzi shuwaeya

  • @kuhndongo9847
    @kuhndongo9847 Год назад

    Solo ndiye nyati weku chimoio

  • @JaneMazivisa
    @JaneMazivisa Год назад

    Solo chidhakwa ichooo hausi sober iwe

  • @princemutsveta2348
    @princemutsveta2348 Год назад +1

    Angatii solo anototyawo

  • @perishgwemba6226
    @perishgwemba6226 Год назад +2

    I think solo akutopihwa pressure kuti atambe 5 coz matemai vhovho vaku simudza mabhutsu angatii even in kune varimuzanu varikuida vasingaide

  • @DumisaniMasalela
    @DumisaniMasalela Год назад +1

    Ndiko achinzi solo chidhakwa😂😂😂

  • @givemoreblessed5086
    @givemoreblessed5086 Год назад +1

    Arikuda mota uyo after aiwana achajamukira Naiza

  • @darlingtondcmapolisa8359
    @darlingtondcmapolisa8359 Год назад +2

    Solo haana msoro

  • @tendaimabvura-hi9xo
    @tendaimabvura-hi9xo Год назад +2

    Love yr contribution Broo Solo

  • @HeatherBangura
    @HeatherBangura Год назад

    Solo wakazungayira

  • @ishazbonetosuffer
    @ishazbonetosuffer Год назад +1

    zvazvakutozoitizira kunyepa kwaunoita handei ku unflow gyz vanhu wese vanganyepa

  • @brightonmutototi7499
    @brightonmutototi7499 Год назад +1

    solo solo ibofu chairo vhurika meso sevamwe

  • @NgonidzasheGwenzi
    @NgonidzasheGwenzi Год назад

    Dzungu solo uchazvi Demba zvave kwako Vana ozemwa vakatogonesa hakuna munhu anoda kushandira mahara kana mathanyera chaiye anotodawo Mari svinhu kwete zvenyu izvo

  • @maynardmasauso8334
    @maynardmasauso8334 Год назад +5

    In Love with Solo .
    Abaiwa ngaabude . Chinhu ngachiende mberi . ❤❤Naiza boom . ❤❤❤ Thanks uncle

    • @Fassiha
      @Fassiha Год назад +1

      Thank you so much for sending for solo

    • @professordhewa298
      @professordhewa298 Год назад +2

      Taura hako team ikubuda iyo ine dzungu ikuda kutsvaka ma followers nekushatisa umwe manje Naiza is a big name haridonhe zvekudaro

    • @3590meela
      @3590meela Год назад +1

      Taura zvako iwe fambwe ngavaende kuzungaira kutadza kuita zvimwe zvekuita vawane Mari hamba kahle

    • @hoto31
      @hoto31 Год назад

      hapana hapana NB yadonha tarisa maviewers chete yadonha iyi

  • @tinotendadumbura6420
    @tinotendadumbura6420 Год назад

    Solo saka ndiwe wenga urikupihwa mare here urikutii wamwe warikupenga here mastanga ndosaka akatiza kuNb akange azviona mbiri toida but ukasabhadharwa hazvisenze chinhu

  • @TalentDewa-mm1ks
    @TalentDewa-mm1ks Год назад +2

    Solo solo solo 😂😂😂😂

  • @nelsonmalon
    @nelsonmalon Год назад +1

    Solo i love you and unogona but dzikama iweeeee mangwana ndiweee haaaa ndozviziva hangu

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 Год назад

    Solo mwana agara anokura oita twake kwete kuramba uchida kuti baba vakutsike konzi nokuti pamba pavo anonzwa kushinya kweshangu ndewakaipfeka iwe gara ikoko ivo vaite zvavo chingoita kuti aita chake ihombarume plus $50 haikwani rent sarudzo ndeyavo uye vanoita zvoda moyo yavo

  • @Mathiaschiswa
    @Mathiaschiswa Год назад

    Solo kanausina gonikutaura nyara

  • @tapfumaneyimandaza7799
    @tapfumaneyimandaza7799 Год назад +3

    Mutsiure mupfana uyo...he is gona lose it...Jatiwero as a Director arikubatwa rafu bt now akuti vanopenga.

    • @desmondmoyo5185
      @desmondmoyo5185 Год назад +1

      Ana Jatwero vakatengerwa mota and now havachadi kutengerao vamwe very bad

    • @tapfumaneyimandaza7799
      @tapfumaneyimandaza7799 Год назад

      In that aspect pane issue, these guys shld sit down n resolve this amicably, vauraya relations

  • @lettydiamente5211
    @lettydiamente5211 Год назад +2

    Solo wakapusa but anyways dhafu is your cousin &shes one of the directors yu dont wanna dissapoint your family

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Watch ndeyani

  • @janekangara4417
    @janekangara4417 Год назад

    Solo uri benzi Saka ukut vamwe vese vanopenga hr uri mhandu iwe

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Год назад

    Wabva form 4 ndokudii dea

  • @madelinesakala7177
    @madelinesakala7177 Год назад

    Uncle muri kupedza nguva tiri kuda naiza straight

  • @S-ig5kd
    @S-ig5kd Год назад

    Ka Director kenyu hakasisira step nemukondombera

  • @VictoriaTiputipu
    @VictoriaTiputipu Год назад

    Solo akadxokera mota dzirikutengerwa vamwe hapana zvimwe ndosaka achidai

  • @L.C.5
    @L.C.5 Год назад +7

    This guy kkkkkkk . Kudhakwa even in real life. Don’t worry achaita hake sober 😂

  • @sirjendemutota4297
    @sirjendemutota4297 Год назад

    These things must be fixed vese vachasvika ikoko for now nyepai ikoko but pane hondo apa

  • @CharlseAdams-c6n
    @CharlseAdams-c6n Год назад

    Solo uri ngochani yaNaiza tsek 🎉

  • @amonchanachengonda6050
    @amonchanachengonda6050 Год назад

    Haisi nyaya yekuti naiza kn asade munhu anomuitira plan Kt abube ega here

  • @TalentDewa-mm1ks
    @TalentDewa-mm1ks Год назад +2

    Solo ka

  • @prettymoyo4594
    @prettymoyo4594 Год назад

    Uyu anorwara

  • @gladysmakirimira3855
    @gladysmakirimira3855 Год назад

    Ha ana Solo garai pasi hatikuverengei hedu kuti inzi Naiza Boom ndiana Jati avo. Pihwa peanuts dzako coz hauna mhuri inoku kwanira mazappy ako sure

  • @dancomanmusic1848
    @dancomanmusic1848 Год назад

    Interview makaita henyu but solo aanemafeelings kwamuri saint haa mapinduriro acho

  • @nakaimantigo
    @nakaimantigo Год назад +2

    Guys garai pasi mutaurirane Haisi nyore ku builder 500k subscribers then mozongopesana just like that it can be good kwamuri but kwatiri mukutiomesera 😢

  • @MarcAnthony-k9s
    @MarcAnthony-k9s Год назад +1

    Solo and his collegaues are fullish .Naiza boom munonyadzisa

    • @Gwedagweda
      @Gwedagweda Год назад

      They are good abaiwa ngaabude and ngaasataure zvisina basa

  • @OwenMadete
    @OwenMadete Год назад

    Vabuda imbavha imi kana muchifunga munhu achisevhera mota unoda pay yakakwana here

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 Год назад

    Solo musoro wako wakazara honye. Mhino inenge mushroom iya iri poisonous

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 Год назад

    Solo is authentic and genuine.
    Ana Jatwero vakatengerwa mota,but vakutaurisa...

  • @runakopasi5831
    @runakopasi5831 Год назад +2

    Naiza anoda vanhu vakungoda mbiri not mari ana solo thy will realise soon kana akasachinja

  • @FortunateTipedze
    @FortunateTipedze Год назад

    Mukuda kushandisa vabuda unopenga solo ukuda kuvakumbira ma onion,

  • @blessingbilliat5177
    @blessingbilliat5177 Год назад

    Ana solo kana akapihwa ye mbanje bho
    Life haizikanwe apo

  • @melodytaderera
    @melodytaderera Год назад

    Uyu mwana mudiki .......no bills to pay no school fees akawanda ka50 keData ototi ndabol kana wane fees uchatiudza....

  • @elizabethmabika2671
    @elizabethmabika2671 Год назад

    Uyu murwere ufungwa uyo sekuru