there was no way Jati can lie that guy he was holding tears when speaking he wanted to cry.For the cars they are not owing you Chapepa they worked for those cars before u even knew that u will be part of Naiza
Chapepa is wise and Naizaboom is treating Chapepa a bit fair because i feel like he feels intimidated by him otherwise Naiza is wrong but anyway as for myself NAIZABOOM UNSUBSCRIBED, DONE✅
"Mamwe maguys Ahachazi maface angu Maguys aya Ane chiskiri one They use you When they need you Then they move On to the next one Nyaya dze mari Nyaya dze mari Dzinotonetsa Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Hapana vanhu vatatu kana vashanu vanobuda panguva imwe chete.....izvozvo chete tapedza....vese avo vari kubuda vagona...vanhu avo vava nenguva refu vari pabasa izvo hazvirevo kuti kugara pabasa 3 to 4 yrs kunakirwa nezvinhu aiwa bodo..they did for us sema funs...inzwai zvaka taurwa na jatiwero...se celebrity inofanirwa kuratidzika se celebrity hanzi unotiza ma funs due to lack of zvekupfeka...we have netsai.ozemwa.vhovho and jatiwero vese ava vakabva dai uri mutauro chete vaifanirwa kutaurirana.. issue ndeye mari..chapepa na solo vakadhizwa.. uncle saint...mune company uncle vashandi vana vobuda nenguva imwe chete
Ibvapa iwe budget ye movie mari dzakashandwa kare idzodzo Ahh ahh mbwa iwe naiza boom akapambiri kunaini ? Vana Jatiwero ndovakasimudza zita iro plus apana akatukwa apa haabhadhari haahbadhari mboko yemunhu 🤫🤫🤫 vhara romo iro 😏😏
Chinonakidza chacho is that the less talented actors are defending this Naiza Boom guy, the Solo guy, this one in particular. Vanhu vane confidence pacamera but can't really act like the ones that are leaving. LOL. I hope ana Jati are able to start their own thing and dei zvikabudirira. But then again its this lack of unity displayed here that explains why Zim is where it is. Maone chaiwo.
Wapedza hako iwe!Naiza Boom would not be what it is without the original actors.Solo and Chapepa cannot carry it like Jatiwero Jedza Vovo Netsai naOzemwa
@@johnncube2140 For you I guess. I stopped watching NB things because of Solo. That voice is the most annoying thing on the internet. Ndimi munovanyepera kuti vanonakidza ivo vachisvota. As for Chapepa he needs to learn to act with real emotions. Hes confident yes but drama is not his forte.
Naiza haana kugrooma ana Jati kuti Naiza azivikanwe its because of those people coz ndovakata pamwechete nanaiza kuti zita iroro rikure its because of ana Jati nyarara chapepa zidofo plus hapana munhu anechikwereti newe vana netsai mota dzavarinadzo vakadzishandira iwewe kana wakuda mota bvunza chinaiza chako chauri kudefenda
Chapepa urikuda favour from Naizaboom, usade kuita kunge unofunga stereki. Ndatokunyarira uchisimudza muromo wepamusoro newe pasi kuti they owe you. They worked for those cars wazvinzwa. Ita dzvene rako mushe usade kuita kunge vamwe vasingafunge
Me I'm in naizer boom side hakuna munhu anopedza 2 years uchisingirira uchiona kutii basa arisi kubhadhara no no no gys be honest kana 4 guys dzabuda idzo chokwadii ndechekutii vavakuda kuita zvavo simple kwete kunyepa kutii avasii kubhadharwa chapepa you are a good man vabuda tichawana vamwe thank you gys ini handibve ku NB
I support you l think those guys waona kuti we can do something sezvo vagara vakagadzira mazita kudhara, so vafona kuti vakabuda vanongodiwa voita Mari vari vashoma kudaro than as a large group, zvimwe zvose rato drama
Chapepa well said brother.. Ana Jatiwero ngavabaye hatina kana pressure navo, shuwa ungaipisa munhu akakupinza mustaera nomatter what u guys can say.. These actors are so wrong, kana vaida kubuda vakadii kungobuda vakanyarara zvekuda kutsvaga sympathy Kuma fans ndokudii shuwa vangati kubva zvakatanga Naiza Boom how many years now vakuda kutaura rubbish mapenzi evanhu
Chapepa urinmunhu mukuru but ukaona zvazosvika pakudai zvinenge zvisina kutangira apa but kana zvashata lets focus kuti what's next to solve this problem because vakomana vanekodzero yekutaura chakashata kuti zvinyatsosviba nekuti kwakabviwa kure plus selection yekubviswa kwevatinoti magogodera pa company kune chirevo panobuda munhu panobuda huipi umwe hwataivanza tichiri muchinhu
This guy has no emotional attachment with NB Films at all. He is talking about this from a logical perspective. These are real life events which are not even following logic. You could see those guys ana Jatiwero kut they were filled with remorse. Saying Naiza akapa ana Jatiwero mbiri is an overstatement same as saying pane akaapproacher Chapepa achit brand rake rakura. Plain lies😂😂😂
Vana Jatiwero vakatogona kubuda muchinda anonzi Naiza uyu anoda kudya mari achishandisa vanhu mahara achiita kunge ari kusimudzira vanhu achitora mari manje manje anenge atova mbinga nekushandisa vanhu mahara
there was no way Jati can lie that guy he was holding tears when speaking he wanted to cry.For the cars they are not owing you Chapepa they worked for those cars before u even knew that u will be part of Naiza
Sure makauya zuro imi jati haanyepi
If Naiza is wise, he should find these old guys and talk. I don't think there is anyone who will replace Ozemwa
hakuna Ozemwa vaive nema characters avo vega chapepa haana kana1 waari pedyo naye
Chapepa dzungu
Chapepa is wise and Naizaboom is treating Chapepa a bit fair because i feel like he feels intimidated by him otherwise Naiza is wrong but anyway as for myself NAIZABOOM UNSUBSCRIBED, DONE✅
Unsubscribed😊 fty
😂😂😂,
Everyone unsubcribe naiza boom plzzz those pipo varikusupporter bcz vakutoda mbiri by then vakudakutora chinzvimbo chanajati unsubcribe unsubcribe unsubcribe unsubcribe unsubcribe unsubcribe unsubcribe unsubcribe this channel plzzzz
I stopped watching zvinhu zvana naiza izvii kudara
Ehe Naizaboom anomutya heavy bcoz vamwe vese varikushandra mahara.
Can u interview Dhafu, we need to hear, here side😊
😂😂😂😂😂kwaaaw
"Mamwe maguys
Ahachazi maface angu
Maguys aya
Ane chiskiri one
They use you
When they need you
Then they move
On to the next one
Nyaya dze mari
Nyaya dze mari
Dzinotonetsa
Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Haa pamberi nana jati guys anachapepa vana mazviri ava atingatevere ivo isu kuti inzi naiza boom ndana jati 😂
Taura hako.ana chapepa vana avo kana takutaura nezve naizaboom
Ana chapepa hamutombonakidza anyways tato unsubscriber😂
😂😂😂huhuh taura hko ana chapepa havambonakidze
Hapana vanhu vatatu kana vashanu vanobuda panguva imwe chete.....izvozvo chete tapedza....vese avo vari kubuda vagona...vanhu avo vava nenguva refu vari pabasa izvo hazvirevo kuti kugara pabasa 3 to 4 yrs kunakirwa nezvinhu aiwa bodo..they did for us sema funs...inzwai zvaka taurwa na jatiwero...se celebrity inofanirwa kuratidzika se celebrity hanzi unotiza ma funs due to lack of zvekupfeka...we have netsai.ozemwa.vhovho and jatiwero vese ava vakabva dai uri mutauro chete vaifanirwa kutaurirana.. issue ndeye mari..chapepa na solo vakadhizwa.. uncle saint...mune company uncle vashandi vana vobuda nenguva imwe chete
wapedza zvako Chapepa kanonyeba aka
Unonyepa iwe izvi takasangana nazvo 3 times vanhu vakabuda vakuona sevakura vochiti regai titange zvedu tozviziva izvi
@@JosephMatende-fh2ip nyaya ndeyekut ivo vakura pamutambo uyu ndoska vakut tonozviitira zvedu
Kokuzoti Jedza, Matsanga vese Ana Chipo aaaah vanhu vanenge vachiona
Chapepa chamunozofanira kuziva henyu kuactor mungagone bt ana Jatiwero madhara enyu ivavo ndivo vakaita kuti mufunge kuti makuonekwa musingazive kuti ndivo vakakuvhenekerai light rekuti muonekwe racho.Director uyo hatitomuzive toziva team iro.ngavatange project yavo muone kunoenda vanhu!!!!
Well said
Ende zvinoita Mwari vatone channel yavo yatokura within a day vakutopisa kare
@@queententoomanjenjenje7299 ehe yatokura wena am happy for them but wait did you subcribe kuchannel yavo 😂😂😂😂
Yakanzi chii so that i can subscribe
@@travirrwafa1870yakanzi four seasons media
Keep on doing good Chapepa you are a good men
Ozemwa na Jatiwero irreplaceable
Haagone kana kuActor iyo, anopisei iyeye. Ask Jedza/ Matsanga
This guy got pride plus agara ane dzvene apa hagone kuactor haaaa ngatibvire uyu
Chapepa arikushandiswa for the mean time!!
Ishasha iyo musanyeperana ❤❤❤ chaps
I still support naiza boom flims kupesana muvanhu kwagara kuriko kubva kare even mu Bible zvirimo kupesana so naiza boom ❤❤
Its better to say no comment because tomorrow you will be the one complaining dont support Naiza because you still want to work
Vanofarirawo Jati Ozi Netsai Vovo no matter what kwane four seasons media ndochanel yavahura varikutangawo kuti fadza semafans anovada chapepa uyu anokanganwa kuti nhasi ndana Jatiwero mangwana achava iye😢
ndomafire akaita nb films . Now magtom media yatova pa #1 kkkk matosara guys
Pliz interview netsai
They already did
Naiza boom@@BenvolioMuchochomi-gk9vb
3years uri extra here nhai chapepa😂😂😂😂
Ndopatakapusira mazimba
Ibvapa iwe budget ye movie mari dzakashandwa kare idzodzo
Ahh ahh mbwa iwe naiza boom akapambiri kunaini ? Vana Jatiwero ndovakasimudza zita iro plus apana akatukwa apa haabhadhari haahbadhari mboko yemunhu 🤫🤫🤫 vhara romo iro 😏😏
Chinonakidza chacho is that the less talented actors are defending this Naiza Boom guy, the Solo guy, this one in particular. Vanhu vane confidence pacamera but can't really act like the ones that are leaving. LOL. I hope ana Jati are able to start their own thing and dei zvikabudirira.
But then again its this lack of unity displayed here that explains why Zim is where it is. Maone chaiwo.
Unonyepa Solo na Chapepa dzitori simbi dzebasa manje
Wapedza hako iwe!Naiza Boom would not be what it is without the original actors.Solo and Chapepa cannot carry it like Jatiwero Jedza Vovo Netsai naOzemwa
@@johnncube2140 For you I guess. I stopped watching NB things because of Solo. That voice is the most annoying thing on the internet. Ndimi munovanyepera kuti vanonakidza ivo vachisvota. As for Chapepa he needs to learn to act with real emotions. Hes confident yes but drama is not his forte.
@@PriscaWhite-ql9ptI agree 💯 with you...Chapepa acting yake ndeyekugombedzera 😂dhemeti in his voice...haanakidze mface uyo
Why these other actors are talking because these guys who left they never mentioned your names
When we talk of real actors we dont consider you so your opinion does not matter.
U are completely wrong my friend 😅
Naiza haana kugrooma ana Jati kuti Naiza azivikanwe its because of those people coz ndovakata pamwechete nanaiza kuti zita iroro rikure its because of ana Jati nyarara chapepa zidofo plus hapana munhu anechikwereti newe vana netsai mota dzavarinadzo vakadzishandira iwewe kana wakuda mota bvunza chinaiza chako chauri kudefenda
huh hakuna naizaboom isina jatiwero
Ini handitereri zvakapusa
Chapusa
Zvinhu zvacho so kunana giringo hatina kumboona zvakadai isu pamuro pakaipa kana chibasa chenyu chiri chekushanda nevanhu zondi Nana sihyohyo vakaparadzana tichivada sezvamakuita izvi musati mukuru wenyu kana achitadza imi morerera mangwana ndimi
That's true
Tikuda interview na dhafu senzeni... Vanhu vakatanga nezve naiza.....the originals of the naiza
Anonyepa, vakawanda vari kutambira rent chete but kubasa vanotogara variko.
Haa Chapepa Gate away hatikuverengere pama actors ndiwe last option....tokuziva uda ku replacer Jati
Chapepa haasi relavant kunge matemai naozemwa 😂
From the 4 people if u listen to netsai ndiye ane yese.ana chipepa avao hawao....
❤❤❤we mis. U
1991 tjooo ndaitoti arikuma 40yrs ini
Huh gara pasii iwe hauna dhiriii ....
Chapepa gara Pasi urimafikizolo we want to hear from Dafu and Senzeni
Kana uri extra uri extra udakukwana pama Old usingazive kwakatangira Naiza boom mboko yemunhu iwe dzokera kuchijim chako mbwa😏
How can l join naiza boom
Asi hauna rimwe basa raurikuita kani
Naiza boom Hana wakapa mbiri IYE NDIYE wakatopiwa mbiri naiza hasi actor
Haaa chapepa haambo etcte kunge vese vakabuda naiza akarasikirwa paya guys ozemwa na netsai MA big actor's l love them no matter what.
Point of correction vakapanana mbiri vese
Chapepa urikuda favour from Naizaboom, usade kuita kunge unofunga stereki. Ndatokunyarira uchisimudza muromo wepamusoro newe pasi kuti they owe you. They worked for those cars wazvinzwa. Ita dzvene rako mushe usade kuita kunge vamwe vasingafunge
Chapepa usazvifonera hausati wasvika palevel rajatiwero ozemwa vhovho .hausati wakupisa wangu imbogara pasi wangu.
Uyu anonyepa uyu 😮
Haaaaa combination yaMatemai na dhafu yaindifaya
Keep the bell ringing guys NB i love you all
uyuwo Chapepa anenge akadyiswa hausikuda kumboonawo side revamwe haiwa
Iwe Chapepa Naiza wauri kudefender uyu uchaona kuipa kwake kana zvakwauri apa uchiri kuside kwake just becoz uri kupihwawo kamari karinani
Me I'm in naizer boom side hakuna munhu anopedza 2 years uchisingirira uchiona kutii basa arisi kubhadhara no no no gys be honest kana 4 guys dzabuda idzo chokwadii ndechekutii vavakuda kuita zvavo simple kwete kunyepa kutii avasii kubhadharwa chapepa you are a good man vabuda tichawana vamwe thank you gys ini handibve ku NB
I support you l think those guys waona kuti we can do something sezvo vagara vakagadzira mazita kudhara, so vafona kuti vakabuda vanongodiwa voita Mari vari vashoma kudaro than as a large group, zvimwe zvose rato drama
Veduwe, maCivil servants arimo wani muGvt isingabhadhare for all these years. Hope ndiyo inoita kuti munhu agare.......asi unozosvika paunoSurrender
I love naiza boom half a loaf is better than nothing motor inotengwa how much
Ndizvo zvinoita ma new comers
Chapepa anonyepa uyu svinurai ati akushandira mahara wani maEXTRAS anonyepawo aya😂😂😂😂
Yaaa arikunyepa haasati akubhadharwa kana achibhadharwa zvoreva kuti ndivo vauraya naiza team nehudyire yavakaoona yavakwa nevamwe vanhu
Chapepa well said brother.. Ana Jatiwero ngavabaye hatina kana pressure navo, shuwa ungaipisa munhu akakupinza mustaera nomatter what u guys can say.. These actors are so wrong, kana vaida kubuda vakadii kungobuda vakanyarara zvekuda kutsvaga sympathy Kuma fans ndokudii shuwa vangati kubva zvakatanga Naiza Boom how many years now vakuda kutaura rubbish mapenzi evanhu
Sk team riyavari right pakuti tinopihwa marizvakasiyana ana solo nana chapepa ndovo vakudya maridzakashadwa nana jati kare
Me too unsubsribed 💔💔💔
Ichoo
Naizaa boom amarara as for me X
Iwe extra nyarara lkkkk
In Mugabe's voice, neniwo ndakatomboitawo teacher ndakasiya pandakaona kuti hazvina mari
08:40seconds............... Chapepa akupiwei nhai 😆
Chapepa urinmunhu mukuru but ukaona zvazosvika pakudai zvinenge zvisina kutangira apa but kana zvashata lets focus kuti what's next to solve this problem because vakomana vanekodzero yekutaura chakashata kuti zvinyatsosviba nekuti kwakabviwa kure plus selection yekubviswa kwevatinoti magogodera pa company kune chirevo panobuda munhu panobuda huipi umwe hwataivanza tichiri muchinhu
Guys lets wait for naiza ataure side rake hapana munhu anotaura chakanaka pamunhu muchiparadzana
Haa mota ine bsa rei uchizopihwa mri isingakwane rent usarereerere nhema iwe ndkti iwe ukutyiwa ukupihwa mari yko
Kkk gys tipe yachapepa haisi yekundisira mahara anogurwa musoro naiza apa
ndini vovó munjoio g.t ndinoita madalama Moçambique 🇲🇿 chimoio ndirikuda Naiza boom
Hanzi nachapepa ndopisa kkkkkkk,ana Jati vanobvira wena ndikuudze
Naiza ngadinhe Pasi naye
❤
Vachiri ku nyengerera naiza boom
This guy has no emotional attachment with NB Films at all. He is talking about this from a logical perspective. These are real life events which are not even following logic. You could see those guys ana Jatiwero kut they were filled with remorse. Saying Naiza akapa ana Jatiwero mbiri is an overstatement same as saying pane akaapproacher Chapepa achit brand rake rakura. Plain lies😂😂😂
Team rekubvunza iri roda nyaya dzisina basa
Naiza anekamwe kadzungu kanongokuudza kuti ma1
Mkoma Chapepa kokuzoita as if varikuda kupinda muwrestling 😂😂😂😂
Ozemwa inyaya yemusoro😂😂😂
Chapepa kana iwe uchipihwa mari ndiwe usati ana jati anonyepa
Ana chapepa ndevazuro ngavagare pasi
Ihwai yeBlack uyo wamunoti Chapepa
Ndasaka wakarambwa nemukadzi apa haugari panzvimbo imwe unoita sewakadya nzembe zigosho rako chapepa ko anodii kupa Masvingo mari nebasa rose rakanoita kamunhu kaye Naiza mhata yako
Yeah indirikuwona kuti panhawi dze salary ndopane nyaya ipapo coz dayi ayiwana Mari yanogutsikana hasiyi basa
Vana Jatiwero vakatogona kubuda muchinda anonzi Naiza uyu anoda kudya mari achishandisa vanhu mahara achiita kunge ari kusimudzira vanhu achitora mari manje manje anenge atova mbinga nekushandisa vanhu mahara
91 really
Ndezvako izvo
Chapepa hausat warira nyarara
Chapepa unonyepa. Ukuda basa asi mangwana usazochema. Jedza na Matsanga vakasiya vanga vazviona. Naiza itsotsi. Mari yavapo kakunyepera kuzungaira
Chapepa bigname pakudii nhai guys😂😂tuvanhu tunyowani twagara tunouraya makambani nedesperation
Chapepa ndewekumama uyu haana zvaanoziva
Idofo uyo.hatitevere zvakadhakwa isu jatinetsaivhovhoozemwa
Chapepa ari kudya naDirector
Chapepa hauko wanzwa 🚮🚮🚮 kana iwewe uchiwana something nyarara not sh**t idzi ita naiza wako usatibhowe, iwewe pihwa mari dzako wakanyarara iwewe ukupihwa pako wega vamwe varikushaya mabude xar 🙄
Chapepa pa mha pako wanzwa urimbwa wakauya manje manje iwe hapana chaunoziva .iwe
Vanhu vakutangira makore avo kukura 😂😂😂😂😂 91 Chapepa😮
Chapepa arikunyepa ngaatye mwari vanhu vese ava vari4 vanga nyepa here
Unonyepa iwewe, how can you say we are renting a room for $100 then you go on to say handizive zvakawanda. I have never seen such nonsense 😂
Chapepa ndimi mukudya mari koz kababe kamwe kanoimba kaye kaExtra kakati hakasi kubhadharwa wani
Unopenga iwe hapana in mbiri yaunayo jatiwer naozemwa kumberi
Ndosaka Matsanga naChipo vakasiya,newewo chapepa uchabvawo uri mboko
Hapana anoshanda asingabhadharwe zvakanaka ... bvunza civil what what
Hauzive zvaunotaura and haugone kuactor iwewe
Japepa hapana zvaarikutaura uyo arikutaura ane said Re mupfanha wake naiza boom
Ukaona basa risingapihwe pay Mese muchiona muchipihwirwa Mari kutoilet ma1 iwayo vamwe varikuitiswa shame ana svinurai hamupihwe Mari dzekuendesa kumutambo asi ana chapepa vachipihwa kudii ikoko pane varikushandira mahara nevarikutambira hazvisi fair izvi naiza boom 😢 anehudzvanyiriri samnangagwa
Chapepa you are a fullish person .Muchadya nyama yousina imbwa