Ana tsano mboko vese vari kunetsa vakwasha be careful coz muchaiswa pasi peshamhu plus ma sanctions 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 jojola hanzi mukatengachingwa ndinobva ndaterera hangu😂😂😂😂I died a dirth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Bhoo here kudyira full mubedroom here😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊 Jackson dzora moyo hanzi tsanoz vari pasi peshamhu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 statement of the episode nhasi ndaseka hangu thanks mkoma Jackson for making my day 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Mafans ajojola soya like ipapa
Makanyanya imim
ndambouya kusiya like necoment them mangwana ndoona hnku anoitawo seni kuti kana ari bizy akaonna jamukoko yabuda anombouya nelike ngaasiye coment
Guys ko dangerous friend inouya rini
Taura hako we have been waiting for mamwe ma interesting movies ane mamwe ma actors
Am the one to like today much ❤ guys
*first one
Aiwa makapenga guys more 🔥 rambai makadzvanya ipapo
Tsano ngavadzokere kumusha aiwa usaretserere hanzvadzi yko zvimwe azviite munh ngaaterere mhni kudya kung mombe yemashanga aiwa no mhni
Hausi hutsinye uhwu tsano imboki àvo havana respect nhai makhoti unosaidhira munhu anoita zvakashata hre uchaputsirwa imba
Jojola dzino actor well done jamukoko ini ndakatoisa subscription handidi kushaya ma drama enyu munogona
🎉 jojola wapinda machena
Munhu asingatereri nganyimwe chikafu ❤❤❤
Haa icho chingwa Jojola arikuchida haa this time wagonesa 😂👏🏻👏🏻
this episodes ibvirawira keep it up guys Jamukoko media
It’s mai vekuseri for me😂😂😂Hanzi wakainzwa mhere vanondiitira hutsinye
Song ngaichibuda young boys ❤
😂😂😂😂😂😂😂handimbonyanye kudya ini ndodya 2 maloaf chet kkkkk
Manje vimbai ohh zvakatodhakwa kkkkkkk hanzi ndine 3 slice kkkkkk
Mai vemuseri ma 1 kk
😂😂😂😂😂haa Jojola apedzerwa naVimbai anyarariswa hanzi unonovata mutoilet
song drikuinda❤❤❤❤❤❤❤
Ko kuzofeeler comfortable kumba kwamai vekuseri 😂😂😂
Keep up the good work guys 😊😊
I miss shamiso please
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Haaaa munondigonera guys keep it up the good work
Ko dangerous friend maguys musadaro kni
😅😅😅😅😅tsanos ava maw vanoda shamhu kkkkkkk cycy guys rajamukoko ayewa munonditira rambai makadaro i like you guys ❤❤🙏🙏
😢awaaah tsano tsano sisi varamwa
Tsano vanetsa 😊
Vimbai wafunga kuita good Samaritan here nhasi
Finally mai wemuseri
Jojola sando dzako kkkkkkk watokonesa mai yekuseri
😂😂😂😂stano jojola mazotipedza mafuta shuwa,inzwai tsitsi nesu,shuwa tinoseka kusvika pakuputika mapapu chaiko,well done stano
A here please kick the button jojola❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Madam udzai hanzvadzi chokwadi musamusaidhire hamushande imi kumukira kbsa kunorwadza 2 loaves dzopera nema seconds haiwa noooooooo
Jojola kuzoudza mai vemuseri kuti chivatai kkkkk❤❤❤
😂😂😂 Kukatadza kuteerera unoiswa pasi pesangisheni mumba memukwasha😂😂 bt Jojola cjii newe boe here Tsano mboko kkk
Kkkk wakuzvinyanya jojola, pliz Mari yeropa season 2
Jojola to the world munopedzera baba
Hanzi hembe unotenge iwe ,ivo madam ngavaitenge kaaa hembe yachoo ,manje mukatevedzera hazvanzi yenyu imba inoparara kana uri munhu anoda murume wake haumboutevedzeri zvinoita jojola izvo
Kkk kumbodziisa makumbo here 😅😅
Ndafara kuona Vimbai 😂❤
Ichoooo mochimhanya team rangu ❤
Dangerous friend. Akazodiii nayo nhym.... Musadaro henyu
Jojola Jojola😅😅😅😅
Kkk hanzi hwave hutsinye kk😅😅
Kkkkkkk jojola adya mudhoto
Jojola woyeeee❤️❤️❤️
Mukadzi waJackson anotoda murume ere
Sanction bhoo here kk
Rambai henyu ss hamungambodyi bro venyu vane nzara
Jojola to the world broooooo
😂😂😂😂hanzi unoda kundinanzvisa tsoka ini ndichida chingwa kkkkkk ndode chingwa ini
Kasong ako kakaiswa apo ndekani
Jojola ma one yooooo
Chiiko chananzwa najojola iRajah here🤣🤣🤣🤣🤣
MaryMakwasha-ib2rw I think dzananzwa mhiripiri 😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 😹 😆
Thanks Amana
Jojolaka uuuum😂😂😂😂wandiuraya nhasi
Jojoba I mboko
Hanzi najojola mai vekuseri
Tsano imboko vari pasi peshamhu 😂😂😂
Ìni ndikaita tsano vakadai ndini ndinobuda mumba macho osara nehanzvadzi yake!
Haaa ini handingadye mwana wamai vangu ane nzara
Finally tsano vawana mai vemuseri😅😅
Jojola .. haa ndorimonya irii unganditi nanzva shoka ndichida chingwa😂😂😂
Moyo warwadzirwa bhuti shem
Ndikagara gara jekiseni tsano ngavaende puriza kkkkkkkkk apa akutoita baba Kuna mai vekuseri
Jojola hausi wakuzviwanza hr
Ana tsano mboko vese vari kunetsa vakwasha be careful coz muchaiswa pasi peshamhu plus ma sanctions 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 jojola hanzi mukatengachingwa ndinobva ndaterera hangu😂😂😂😂I died a dirth 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
😂😂😂😂toisa pasi peshamhu
Jojola hausi wakunyanya hr 😅
Une chokwadi hre kugeza maoko mune chinhu here umo😂😂😂
Mai vemunext vapinda busy naJojola😅😅
😂 tsano imboko zveshuwa❤ jojola hoyeee😂😂😂😂
Ma1 ayooo
Nhai mai vekuseri mai vekuseri 😂😂😂
Thanks jamukoko❤
Jojoraaaaa😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 Mumba menyu makanaka Mai vemuseri
Hoyoooo Jojola ndiwe une chimbuti mazuvano
Jojola jojola jojola how many times did I call you
Jojola kaaaaa
Nice tamirira 5
😂😂😂 hanzi mai wemuseri
Nhasi ba pee mazviwana
Matinyima action mai vekuseri vadziirwa na jodza
😂😂😂😂 Jojola nayorah bol hr mumachira umo
Hoyooooooo
Kkkkk 🔥🔥🔥🔥🔥❣️❣️❣️❣️🔨🔨
Bhoo here kudyira full mubedroom here😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊 Jackson dzora moyo hanzi tsanoz vari pasi peshamhu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 statement of the episode nhasi ndaseka hangu thanks mkoma Jackson for making my day 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Kudyira mubedroom bho zvkti, tsano vanoabuser chikafu avo😢😢
❤❤❤❤
🎉anomuka akafa kkkkkk
Kkkkkkk Jojola unongorwa nekuti 3 ma loaf iwe uchinzi 3 slices
Wavhurahombejojola Dzokera hako kumusha zve hararewazvikooniwawazvitadza iwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jojola ko kuzotiwo munongopinda mumba mevanhu musina ku nocker seiko imi kkkk😂
Jojola navimbai boe hre mumagumbeze umo 😂😂😂😂
Jojola😂😂😂😂😂😂❤
Kkkkkkkkk Mai vemuseri😂😂😂😂
Ko hamuchaburitse dangerous friend why why
Vanonakidzaaa vanhu ava asi mamwe ma epsodes avo vanogumiraaa munzira xar apaa vanogonaaa avaa 😂
Jojola wakuzvinyanya iwe 😂😂😂
Jojola ummmm better udzokere kumusha unonyadzisa pamba pa tsano kudaro yoooo😅😅😅😅oo
Makhoti nemwana wamai vake ngavamboenda kumusha kwavo
Jojola to the fulliest 😂😂😂😂
Tsano mboko chaiyo😂😂😂😂