She is really a trouble causer marriage breaker. Mhofu ainzi he is not featuring these days bcoz anenge ari busy kupurazi nekufurniture company now akuwana time yekutevererana newe chipo usadaro so usaputsa imba yemumwe karma on you
@@sharonnyikiba4503. Hapana judging apa its only that Tyra hawachiri dirty linen yake papublic but hanzi nevari pedyo ndozvitoripo arikuchemedzwa natrouble causer. Iwe hauni here kuti azowana nguva kupi iye ange achinzi haana nguva and also marriage breaker kuzototaura kuti Tyra handimuzivi why nokuti hanzi Tyra akati NO kuti ngoni aite manager knowing kwazvozosvika
My favourites on radio Chamvary,Butterfly and Tinashe.Tilder is good and experienced but getting rude, disrespectful and generally grown a big head! Ola and Shugeta don't impress me 75%.
I enjoyed this. Chipo I love you. Thank you Mhofu for managing her.
My favorite munhu Chipo 💗💗💗thank u for this program 🥰
My favourite dj 🦋🦋🦋 l like your voice
I enjoyed watching this
Chipo is blessed with a good manager,Mhofela stay blessed!
My favorite Zim comedian 🥰🥰🥰 kp going chipo
Mmmmm pane zvirikuitika apo pana Chipo na.....
Ummm pakaipa
Chipo unoactor ndaenda zvangu I love you,ko tokuwana sei ndoda mushonga wedumbu
You're right Mhofu, she's multi talented, please help her through
Big cc Chipo u are luved
Am happy to see Mhofela longtime hey
Shugeta you are out of your mind😂😂
😂😂😂😂😂
@@mercymbiza2347
Butterfly l love your voice geeeez
Mhofu hurirai kure nyarao Tyra
Beef stories aside, This lady is jus lovable hake ❤❤❤
Chipo you are so blessed l like you
Pakuzomisa munhu apa guys hamuna pekugara hre
Mhofela kuvhara nehat guys zvakaoma vahwandei Ivo vari Manager
I love u chipo by your performance lots of love l am still watching u
What good vibe 😂😂😂😂. Masangana mese vanhu vanonakidzwa
Love you chipo I always witching you on Facebook 👌💥💥
He has been attending questions on his phone
Komakamushairawo chair here vana shugeta
Yes vakadzi tinovatenga mhani
Chandinoba itambo,ndikaiona inembudzi ilucky rangu
She is really a trouble causer marriage breaker. Mhofu ainzi he is not featuring these days bcoz anenge ari busy kupurazi nekufurniture company now akuwana time yekutevererana newe chipo usadaro so usaputsa imba yemumwe karma on you
Taura hko dear
Chokwadi
They work together guys don't judge zvinhu zvamira humbowo nazvo
@@sharonnyikiba4503. Hapana judging apa its only that Tyra hawachiri dirty linen yake papublic but hanzi nevari pedyo ndozvitoripo arikuchemedzwa natrouble causer. Iwe hauni here kuti azowana nguva kupi iye ange achinzi haana nguva and also marriage breaker kuzototaura kuti Tyra handimuzivi why nokuti hanzi Tyra akati NO kuti ngoni aite manager knowing kwazvozosvika
wakaona zvandakaona chaizvo mhofu vakanzi Havana time but now vakuiwana natrouble causer
Ko iye manager agarireyi ipayi, zvinopa speculation iri unnecessary. Out of picture out of questions
Love you too Chipo.
Love yu Chipo
Mhofela mange makuda kurowa bhorodhero dance kana signature yamai mhofela
Chipo unotamba 🌟🌟🌟👑👑👌👌👌♥️
Chipo naMhofu one day is one day chete oooh
Let me go with my comment bt ndaonda zvimwe ndiri munhu mukuru musandipikise
Chipo anogona veduwe ndatenda....Tik Tok vids are out of this world
Shugeta ziso rake akuita kurarisa chipo from top to bottom
my favorite person Chipo
mHOFELA, cHIPO AND sHUGI i lOVE YOU GUYS
mhofela to the world😂😂
I love you Chichy kaHiiii kacho
Chipo you are the best
Why was it difficult to answer who it was behind shugeta??
Carrot 😂😂😂😂😂😂🔥
Chipo ndokumbirawo number dzako pane vakuda mushonga wejojo tank
Mbavha yetambo kwete mbudzi kkkkkkkkkk Kkkkkkkkkk
My favourites on radio Chamvary,Butterfly and Tinashe.Tilder is good and experienced but getting rude, disrespectful and generally grown a big head! Ola and Shugeta don't impress me 75%.
Yowee 😆
@@sophiakufahakurambwi ndoinonzi dhomo🤣🤣🤣
How can u say that with soo much things she does for pple
Mifungo nemiwono inosiyana zvayo
Kkkkk eish utori mugotsi make
Ummmmm zvakaoma Mhofela vaenda na Chipo matarisiro avo vari 2 pane ?
Nddazvionawo
Ndiani murume ari single kana akaroora waurikutamba naye?Ma socialites mune mascandal emjolo mumastreets.
is that mhofela
yes
Ndivo
Haa pakaipa ndivo wena
She got a nice voice
Zveku actor zvinokaruka zvabata Chipo
Mdiri munhu mukuru musandiitise nharo pane zvandaona.
Why Mhofela avhara musoro nehat pavhunzwa kuti ndiani kana zviri zvokuva manager chete.
Ko iye Chipo why afreezer paabvunzwa kuti ataure kuti ndiani.
Chandinoziva shiri inozongofa
Inofa chete😆
Chipo wakanyanya une chipo chaicho
Ah asi chipo ndiecter wena anofaya
im literally laughing
6:00 zveku actor zvanga zvatouya! 😂😂😂
Anga ato charger
Chipo can imbaa
Mhofela for me😍😍😍😍😍😍
don't u guys have chairs for ur guests 😏😏
😂😂😂😂
U can ask again 😂😃😂
I wanted to say the same
Nhai aaah vanhu vanoita interview vakamira? Nyangwe uchienda kuinterview yekunotsvaga basa unotonzi kana pasi
The longest river in the world is the Amazon!
Amazon is the largest river in the world but the longest is Nile river
Butterfly Shugeta and Chipo i like you all
Love u chipo
Mhofu vakudei avo kkkkkkkk
Uuum Pana mhofela nachipo apa . ?
Chipo arikunyarahofu
Hiiii vakomana
Chipo u a gud
Wuuuu yaChipo manje,kkk
Chipoko icho
Love you butterfly
tarisa ziso ramhofela ummmmmm
Chipo my daughter
Anogona kuimba
chipo is just smthg else amana
Chipo can dancer
Chipo can dance💃
Ndonzivo Chipo bt uuuum izvovo handizvigone mafani chete chete
Hie Chipo
Chipo chipo nice gal
She is chilled wanny
Ziso ra Mhofu from 4:18 mmmmm lol ayas
Chipo♥️
ko kumira kushaya machair here or its a culture
Chipo reason yako yekuchikoro ka inongoratidza kut uri katofo
Mhofela
Kujata jata irikurira # DT Bio Mudimba
Ipai munhu pekugara imi
Anoneta kumira
Shugeta hapana xvakadaro mkadzi anofanira kuziva salary yako
Mhofu vakudzi moyo inga pakaipa mjolo uyu.tables will turn one day
Kkkkkkkkkk munhu wangu
Chipo akatodzikama kana aripama interview chero matambiro aita dai vari vaya vatoita signature dance kkkkkkkkkk Kkkkkkkkkk Kkkkkkkkkk
Lol
Comment yekugadzirisa ma marriage iyo mmmmm amenho
Chipo can imbaaaa
Chipo 🥳🥳🥳
Ayinyara mhofela chipo uyo
Chichi babe 😘😘
Chipo kujata jata kkkk
Mhofu vakagara kuseri vane white
Mhofela wakaoma nyama kkkkkk
Kkkkkkkkkkkk Jati arikumba kwavo kkkkk
Ukawanza mutemo kumutume watove mvana
Chipo 😂😂😂
Chipo mbavha yembudzi kkkk
Kkkkkk sure
Kkkkkk Chipo naDhafu make up
Mhofela mukona
18zvehudiki yoooo thotvuchati fourteen wozadzisa nekuti zvehudiki.not at 18