Gaffa munhu asingaite zveSHOW OFF he doesn't spend all his money on buying buying. And he lives a private life thats why you can't tell how much he owns. Remember he refused a $35 000 deals,so think kuti munhu iyeye ane mari yakaitasei kana achimboramba 35000.
The only thing that you have to know is gaffer murume akamira semurumw ega haana kubatsirwa negvt like jp did sometimes so to me gaffer even ane 1M jp ane 2M I always bigup gaffer he is a real man
Yaaa too much critical but what l know vanoremerana asi gape iro 10000 too 2 oooo ii too big jah kana winky wacho anogona kuita mudhara ne 2 percent too thaaat too muchhhh
Winky d i think long term in industry
Vese they are in their own way it depends how they see their riches, once upon a time Bob Marley asked this question all he replied life is enough.
That's true
Ukunyepa iwewe 😅😅😅😅 hauna research yawayita hakuna anoziva nezvaWinky D wangu
Winky D is no longer concerned about all these things that’s why he keeps his life so private 😅😅😅zvekuti maResearch aya abvepi
That's true 😅
Usanyepe iwe hauna nyayA
Nhai hako
Jah prayzah ❤❤❤
Hauna zvaunoziva,, Pana Winky D
Gaffa munhu asingaite zveSHOW OFF he doesn't spend all his money on buying buying.
And he lives a private life thats why you can't tell how much he owns. Remember he refused a $35 000 deals,so think kuti munhu iyeye ane mari yakaitasei kana achimboramba 35000.
Gaffa for life
❤
Winky akazoita mari rinhi?
Putseki iwe Winky hapana chinozikanwa pamari yake
Jah ano shandiswa ne ZANU PF .CHITSAGA chaka muwandira .i Gudo
1 million and million wazviona kuburikidza nei
Winky leave him alone wangu waitamudukosa
Iwe lifestyle ya winky hapana anoizviziva
Mafanzi a winky muri madofo zveshu hamugone kunyararawo ita zvinokupa mari
wakurasa nyaya mfana
Heya 😂
Wnk
Jah P muhombe
None of my business
Wazviwana kupi
Wagwizi mudhara
Hapana paungaziva zvinhu zvekafa zvose iwe uchitadza kuziva mukadzi wake
hameno hako vakapedza kusvuta varikuuya pano, uchaundugwa ukati Dad
😂😂😂 haa ndezvavo izvo
JP mudhara
❤❤
unopenga iwewe, let's unfollow this bomboclat
Jp chibaba
Winky d akazara mumusoro mako
Zvawinky mozvida ummm
iwe unonyepa iwe Jp **1 , 5m then winky 1,3m
Hapana anyeba we just used different sources otherwise iwe neni hapana anaonyatso ziva
Winky ngasiyane ne politics akadaro zvake zvofaya
Winky anotambura
Chokwadii
Zero
Winky d anemari
That's true
Haaa hama onai kaaa immi winky haade zve show off zvibvunzei kuty why chibaba
😂😂😂 management ya winky hayo ine kakuty dhakwei kayakaita
Pls elaborate
Kkkkkkkkkkkkk
The only thing that you have to know is gaffer murume akamira semurumw ega haana kubatsirwa negvt like jp did sometimes so to me gaffer even ane 1M jp ane 2M I always bigup gaffer he is a real man
Yaaa too much critical but what l know vanoremerana asi gape iro 10000 too 2 oooo ii too big jah kana winky wacho anogona kuita mudhara ne 2 percent too thaaat too muchhhh
Winky mudhara guyz
Mark.gwazi