MAZOE,,,,,,,,,,,VOBATIRA HURA MUMAOKO NEKUDA KWETSVIMBO YENYAMINYAMI

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • VASHANDI VOTIZA BASA VACHITYIRA HUPENYU HWAVO

Комментарии • 192

  • @josephinebasera2961
    @josephinebasera2961 Год назад +35

    Dai zvaibvira masabhuku ambomira kuchenesa nzvimbo idzi especially if its not benefiting vagari vemo.

  • @annamunyanyi3171
    @annamunyanyi3171 Год назад +8

    Varikutonga havasi kuremedza masvikiro nemhondoro dzenyika nemadzishe madzimambo havasi kuremekedzwa varikushorwa varikutarisirwa pasi vardzi venyika chaizvo varikumbunyikidzwa simudzayi musoro masvikiro mhondoro madzimambo mutungamire nzvimbo dzenyu muremekedzwe kwete kuremekedza vasingakodzere kuremekedzwa

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 Год назад +6

    Machaina ahana mhosva vatungamiriri vedu vada mari kudarika nyika hezvo tarirai zvava kuitika .Siyayi nzvimbo dzino yera dzakadaro siyayi.Asi muri kuvavarira kukumbirira machaina kuti vaparadze nyika ye Zimbabwe ne nzvimbo dzayo dzinoera ndiko kusununguka here kuparadza zvinoera nekuda mari dzemaChaina

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Год назад +17

    Chivanhu chiriko - of coz mutema wose anozviziva. But, inongova nyaya kuti isu vatema tiri kuzama kutiza mimvuri wedu sekuvudziwa kwatakaita nevarungu kuti yakashata ende tikamanya nesimba tinousiya. Saka vaNeshamba, haisi nyaya yekuti pene anotoramba chaiko kuti hazviko; aiwa. Of when they talk on the pulpit (mumaChechi avo) vamwe vanogona kupaumba vachidaro zvavo but behind the scenes vachibvuma zvavo; including kutoinda kuchivanhu kwacho vusiku.

    • @malinideviya534
      @malinideviya534 Год назад +2

      Chokwadi ichocho chivanhu chiriko asi mumachurch umu tikunzi hazviko asi chinondishamisa vanotiudza zvekutuka chivanhu ndovacho vanoenda kumatare

  • @enlighten729
    @enlighten729 Год назад +6

    Thank you guys please share and subscribe 😊😊 💕💕💕💕💕

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад +9

    Musha hauna haranga here uyu macamera Ave kufa aya.Aya. This is deep. Thank you to sekuru vatsanangura uye baba ava vari kutsanangura he is well knowledgeable.

  • @dohmareva7343
    @dohmareva7343 Год назад +5

    Chriastianity ndo yakakanganisa zvese ...inoti chivanhu chiri evil so vazhinji zvechivanhu vanozvivenga

  • @tendaimukandankanda6725
    @tendaimukandankanda6725 Год назад +3

    Mazhing zhan ngavadzokere kunyika kwavo maBritish ayivemo munyika asi hapa na zvakambodero sezvave kuitika sei izvi

  • @gladysmutyiri586
    @gladysmutyiri586 Год назад +12

    He is very knowledgeable and cultural aware.

  • @denols
    @denols Год назад +17

    A common story is told about a snake yakaita 6am to 6pm crossing Mazowe road going into the dam. cars piled up on each side of the road. this happened in the 80s, handiyo nyami nyami yacho here depicted in the scepter

    • @slauschannel
      @slauschannel Год назад +3

      ​@@beautywessel8551 materera here zvataurwa hanzi pairwiwa Hondo marudzi akasiyana siyana aifambirana ,mhondoro vachirorerana nekupanana zvipo .

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 Год назад +5

    Another level. Tadzidza magona✅💯🥇🏆. Siyabonga!

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +9

    Baba vakapfeka hembe chena vataura chokwadi chisinga putse ukama

  • @desdazdb
    @desdazdb Год назад

    Well and truly spoken! Nyaya idzi dzinotangira kumaDzishe!!! Dzimbabwe Heritage Society is spear heading nhaurwa dzechivanhu chedu takabatana nemaDzishe neHurumende kuti nyaya idzi dziparurwe nenzira kwadzo.

  • @tellmoremurwira7574
    @tellmoremurwira7574 Год назад +5

    Am proud to be Hwata shayachimwe , mufakose , every time I drive through Mazowe I feel protected and I feel at home then any other area in Zimbabwe

  • @courtesyshangwa3194
    @courtesyshangwa3194 Год назад +4

    Mazoe inoera iyo matowana yareruka

  • @chipokambanje7044
    @chipokambanje7044 Год назад +24

    This song reminds me of Gogo of Musami 🔥

    • @Amarie077
      @Amarie077 Год назад +3

      Oh you said it well. Don't remind me of that nightmare.

    • @fabianshara8969
      @fabianshara8969 Год назад +1

      Lol 🤣 me too

    • @faithcharewa1228
      @faithcharewa1228 Год назад +1

      Kkkkkk taura hako pese pandinoinzwa ndovafunga kkkkkk

    • @mataxyjoe6082
      @mataxyjoe6082 Год назад +1

      Wagaya dede chairo.ambuya vainge vakanyanya

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Год назад +1

      Same here kkkk pese pandinoinzwa ndobva ndavafunga

  • @bernadettemarideve2359
    @bernadettemarideve2359 Год назад +4

    Drewmas Media sando dzenyu. This is great work. Dai isu vana veZimbabwe tapawo support. It shows we don't value our heritage. My heart bleeds when l see you going to several places with that small car. There are big people in Zimbabwe who could donate equipment and cars for younto use. Ini handina hangu chinhu mwoyo wangu unorwadziwa. But one day l hope zvichaita. Wish you the best....

  • @appoloniamapanga8852
    @appoloniamapanga8852 Год назад +3

    Ndokwangu kumusha Mazoe valley Chiweshe why varikuparadza nzvimbo iyi inoera ngavatsvage kumwe tsvimbo iyi hanti tsimbo chete ndovaridzi venzvimbo

  • @beniahdzikamaimakoni8
    @beniahdzikamaimakoni8 Год назад +12

    The problem with china's is vanongouya vachifumura matunhu nekuparadza chivanhu chedu. Let's continue to respect zviyera yera zvenyika yedu ..

    • @sheillahchakanyuka1260
      @sheillahchakanyuka1260 Год назад +1

      Taura hako hama machina aparadza nzvimbo dzedu dzinoyera

    • @spencermoyo
      @spencermoyo Год назад

      Machina handitomademberi chero akakuvarirapo vane hutsinye varikushandisa vana vezimbabwe vasingavabhadhare vachiita hutsinye

  • @riarams1839
    @riarams1839 Год назад +9

    Chivanhu chichiriko and hachidi short cut

  • @isabelmuzangaza9331
    @isabelmuzangaza9331 Год назад

    Kana mazogara Mazoe inzvimbo inoyera , ma China muchazvirega zvekutodobora nyika yedu.
    Kune gomo zvekare riri ku Bare rinobvira moto kana kuchinaya mvura ye hore.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Год назад +6

    Ichokwad;i varungu vaipetera. I know of a place (in Chipinge yaitoitwa) a traditional function every year sponsored by "surrounding white farmers" kungosvika pavakazotoregwa mapurazi acho. And, yes that tradition was born out of history - zvainzi pakaitika maminini akada kungonodai varungu vachisvika mutsvimbo; way back then

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 Год назад +3

    Drewmas media taking us to another level.....baba ndavada ava vanyatso tsananguraaa

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. Год назад +1

    Soko panoti POLO bvisai P moisa S...pana L moisa K ndapedza nemi!

  • @sibusisiwendlovu9877
    @sibusisiwendlovu9877 Год назад +4

    Yaaaaa very good ama China 🇨🇳 they have to respect us,and all so Mngagwa you have to listen to this

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Год назад +8

    Ngavabve ngavaendekunyika yavo

  • @melodychamboko4484
    @melodychamboko4484 Год назад +1

    Vane Ruzivo , kuziva Mbuya huudzwa ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 Год назад +6

    Mu favourite song 🥰

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 Год назад +4

    Murume ano taura ngezve chivanhu ano nasa kutaura chokwadi ndizvo zviri kuuraya nyika zvekusa tevedza chivanhu.

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Год назад +7

    Drewmas media taking us to another level 😍

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Год назад +2

    Yaa thank you vaShumba you are taking us to another level after another level.Chivanhu chedu chakakosha uye nzvimbo dzinoera ngadziremekedzwe.

  • @claraallgold2816
    @claraallgold2816 Год назад +6

    Lovely documentary and informative👌🏽

  • @Chenuka31
    @Chenuka31 Год назад +4

    The General Neshamba & Thando

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 Год назад +12

    Machaina ngambomira zvemunyikayedu vanhu koshesaichivanhu

  • @maitanyamasvosva2612
    @maitanyamasvosva2612 Год назад +1

    Problem munochemurira maChina . Kusvika Zimbabwe yadzokera kumazimbabweans ticharamba tichiona mashura. Vanochenura dzvimbo ndidzo mhandu dzekutanga

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад +3

    Nzvimbo dzakadai hadzifanire kubatwa batwa .nekufamba kwemakore ndoo panozobuda masvikiro achinzi enda unotora tsvimbo iri panzvimbo yakadai.ko kana zvaparadzwa nekuda kwevauyi.makomo anoyera anoda kungosiiwa akadaro

  • @percymagutshwa5101
    @percymagutshwa5101 Год назад +2

    Machain aparadza Nyika amana varipasii havasii kufara zvavo

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 Год назад +2

    Ko vadii kumbosiyawo nzvimbo dzinoyera dzacho tione wo zvinhu zvinokoshawo mu nyika pane kuparadza zvinoyera

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 Год назад +9

    Sokostina makwira miti taking us to another level Drewmas media

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Год назад +4

    Mazoe Valley dzvimbo yemarangisi

  • @lawrencemotsi4882
    @lawrencemotsi4882 Год назад +3

    Mazowe yese inoera zvayo

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Год назад +5

    Hokoyo zvimwe hazvibatwe

  • @waynespiwe5773
    @waynespiwe5773 Год назад

    Powerful word hey

  • @tafadzwashonhai3867
    @tafadzwashonhai3867 Год назад +5

    Chivanhu chiripo vanhu vasaita nharo

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Год назад +7

    Kana muchinzi Zimbabwe ndeyevaridzi hamubvumi ........ U can not go anywhere and do what u want

    • @normanbasso6745
      @normanbasso6745 Год назад

      Haiwa zimbabwe ndeyevaridzii kudiiko ndozvakaita nyika izvozvo ndeyevaridzi saka ngainake saka varidzi vachoka ngavachiitaka kuti inake haa

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 Год назад +2

      @@normanbasso6745 wakapusa zvisingabviri

    • @normanbasso6745
      @normanbasso6745 Год назад

      @@Gonawapotera1 but handidarike iwe kupusa benzi

    • @normanbasso6745
      @normanbasso6745 Год назад

      @@Gonawapotera1 ndosaka unezita rekumalawi machitiki ndokutii ukoko dzokera kumalawi urege kutinyaudza gava

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 Год назад +1

      @@normanbasso6745 futseki mfana wangu

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 Год назад +3

    Zvandibata mkoma Neshamba kuti maChina anoregerwa achiita chivanhu chavo munyika isiri yavo sei.Ndiri mugari wekuma Mazoe nzvimbo zhinji dzinoera ndichiri kuyeuka kuti pana Mazoe dam pakaita nyoka yakaita six to six ichibva mudam vanotaura vaiti havaiona kwairi kubva nekwayaienda saka don't play with Mazoe and Chiweshe mumwe anoshaika kana kutetereka chaiko

  • @simbathomu6496
    @simbathomu6496 Год назад +1

    Ngadzisacheneswa kusvika vagari venzvimbo vapihwawo uye vawana mabasa

  • @DaudeBernardoNamuanga7
    @DaudeBernardoNamuanga7 Год назад +2

    Nyikavanhu, kokwedu ndini Pasirinevene, siyai kudenha svingo. Sumai kunasadunhu zvichenugwe

  • @ibraimoalbertopaunde3843
    @ibraimoalbertopaunde3843 Год назад +2

    President mwana Ichokwadi Ichokwadi chaicho

  • @henrylsaiahkunyadini4118
    @henrylsaiahkunyadini4118 Год назад +3

    I'm happy to soko🔥🔥🔥🔥🔥

  • @wellimuganhu7610
    @wellimuganhu7610 Год назад +1

    Mazowe ndomaigara mbuya nehanda chaminyuka na sekuru kaguvi

  • @claremuch4057
    @claremuch4057 Год назад +1

    Ndosaka nyika ikuparara zviwanikwa zvichipiwa machina vana vezimbabwe tichitambura

  • @wisheszvitete9602
    @wisheszvitete9602 Год назад

    Nyika yedu Zimbabwe haipiwi vatorwa ndeyedu machaina dzokerai kwenyu

  • @gohodzadeliwe-6892
    @gohodzadeliwe-6892 Год назад +2

    Handiyo tsvimbo yaida kufukirirwa vamugabe here

    • @fmatsveru
      @fmatsveru Год назад

      Ndozvandafungawo🤣🤣🤣

  • @georgemabvita3559
    @georgemabvita3559 Год назад +3

    Tisvikewo pano, sandi zvimwechete here nezvatinoona muma movie evanhu vanoona ma artifacts but achizonetsa kutora haa nzvimbo nenzvimbo dzinevene vadzo sure

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 Год назад +3

    Chivanhu chivanhu dai zvabvira vabva panzvimbo iyi vasiyana nazvo vakuru havasikuzvida izvi

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Год назад +6

    Shumba n Sokostina wombererai tsvimbo Camera 📸 izomuka

  • @altopatraogee6630
    @altopatraogee6630 Год назад

    History yevanhu goes beyond hondo dzechimurenga. Vachena vasati vafunga kuuya kuAfrica tsvimbo idzo dzaitoveko dzichishandiswa. But indeed colonisation came with the destruction of our history and we had no records.

  • @tendaimukandankanda6725
    @tendaimukandankanda6725 Год назад +1

    Regai michini ife nkt machina anyanya muchingovapa bvumo yekutambira munezviyerwa zvenyika yedu

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 Год назад +2

    Ko hamuchaendi kwambuya shumbayaonda kuchiredzi hre nhai Andrew toda kuona njuzu dzedu dziya

  • @TheGreatShepherd.
    @TheGreatShepherd. Год назад +2

    Be advised. Whenever you go to any area always consult nevagari nzvimbo. You can't just come and do whatever you want munzvimbo isiri yenyu.

  • @isabelmuzangaza9331
    @isabelmuzangaza9331 Год назад

    Masabhuku muri kutengesa nyika kuma China mhuri ye Zimbabwe ichitambura, nevakuru venyu vari kumusoro soro.

  • @gudman9338
    @gudman9338 Год назад +2

    Kazhinji pandoona tsvimbo iyo musoro wenyami nyami unenge wakamira.. Apa chandinetsa uripadivi zvinechirevo chete izvo

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 Год назад +2

    Well said

  • @nabothkusemamuriwo699
    @nabothkusemamuriwo699 Год назад +1

    Ndiri mupfana ndaifunga ndabhaizwa

  • @evekamanga8791
    @evekamanga8791 Год назад

    Mazowe yagara iri nzvimbo inoera yematateguru edu

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +5

    Baba ava ka vane matare ari pavari

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Год назад

    Thank you for taking us to another level

  • @pettykarambwe9270
    @pettykarambwe9270 Год назад +3

    Iyo tsvimbo munhu ngavazivise varidzi vedunhu

  • @evekamanga8791
    @evekamanga8791 Год назад

    Munofanirwa kutanga makumbirira musatii matanga basa renyu kunzvimbo dzinoyera kudaro, chivanhu chiriko nanhasi uye hachipere

  • @tendaichinos8475
    @tendaichinos8475 Год назад +1

    Sekru vane light green t-shirt avo vanonyatsotsanangura zvinonzwisisika .
    Chivanhu chiriko veduwe ,dai tagona kuchitevedza

  • @kudakwashegwanzura1954
    @kudakwashegwanzura1954 Год назад +2

    well explained sir

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +2

    Vanhu vanozvidza chivanhu seyko

  • @thefire3465
    @thefire3465 Год назад +3

    17:45 Baba has so much knowledge 🔑🔑🔑

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 Год назад +1

    Murisei dreams team ummm long tym nowadays basa rakandisunga.

  • @rumbidzaimauye9565
    @rumbidzaimauye9565 Год назад +1

    Drewmas media inedzidziso inenhungamiro dzinotipa gwara rehupenyu,

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. Год назад

    Pane Vanhu vanotaura zvavanoda nekuda kwekuti vane data ...but dzimwe nzvimbo dzine varidzi and dzinoda kuremekedzwa l wish one day dreamas media munoenda Ku nyangani mountain 🗻🗻 uko dzinouya

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Год назад +1

    Drewmas media taking us to another level 🙏 👌 👏 🤝 🤩 ✌️

  • @shyletvhinyu8345
    @shyletvhinyu8345 Год назад

    Saka new parliament inoda kuitirwa chizezuru coz vepasi vakanga varamba

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Год назад +1

    Midzimu haisi kufara maChineese arikuparadza nekutora hupfumi hwevsna veZimbabwe isu tichitambura

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 Год назад +5

    Sokostina MaNcube special you're taking us to another level

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Год назад +3

      Aaiizve; ko vaNeshamba vacho mavarasireyi futi???🤣🤣🤣

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 Год назад +2

      Drewmas media taking us to another level 🙏 👌 👏 🤝 🤩 ✌️

  • @maishandymaishandy7865
    @maishandymaishandy7865 Год назад +2

    Saka vanoshanda sei nevatema matsotsi

  • @innocentkaruma5869
    @innocentkaruma5869 Год назад

    Musachenura kusvika mhuri yose yeZimbabwe yavakubenefita kune zvavari kuita maChina ava

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 Год назад +1

    Maswera cy pa Drawmas

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 Год назад +2

    Voita sei vadzimu kana muchivatorera ninga dzavo votandarira kupi kana muchiparadza makomo avo

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Год назад +3

    Tsvimbo dzamuri kuwana muri kuisepi? Havana kujekesa

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Год назад +1

    Ehe ipapo wataura iwe Josephine kuti dai madzisabhuku nemadzishe arega kuchenesa nzvimbo idzodzo kana pasinawo chavari kuwana mudunhu imomo nekuti zvinorwadza kungonzwa zvakunzi ibvai ipapo kana kunzi pawanikwa zvakati ipapo saka ibvai, ndozvinoratidza kuti hurumende yedu haina basa nevanhu, vanongoda mavhoti chete kuvanhu, next time musavape mavhoti acho nekuti havana hanya nesu, vanonyepera kutida kana mavhoti awe padyo, zvinorwadza 😭😭

    • @hunter-it3sh
      @hunter-it3sh Год назад +1

      Well spoken vakuru vedu havana basa nesu tikapiwavo zvekuraramisa nemidzimu vanouya vopamba zvose zvove zvavo
      Dai masvikiro varega kushandiswa kuchenurira mbavha nzvimbo dzedu kusvika nyika yanaka tifare nekurarama zvakanaka tose tichigovana zvivanikwa zvedu

  • @mitchellcharity
    @mitchellcharity Год назад +4

    Me trying explaining to my Setswana boss about chivanhu chedu nezvinoera kkkkk hanzi that Drewmas media guys they cast a spell on you to believe those crazy things......you guys to take us to another level

  • @sirilanka1506
    @sirilanka1506 Год назад

    Ko mbuya nehanda vaigara mujinga regomo iro divi ribodzi rine dam vakadzingidzwa nana grace Mugabe vakanosiiywa kurushinga madi mambovatswaka muchembere uyu anoratidzwa nekuziva chivanhu

  • @mosesbhebhe2745
    @mosesbhebhe2745 Год назад +2

    Mna ngingafika ngithi bomkhulu nanka amasela azomotsha indawo yenu bagqilazeni kakhulu lingavumi until senze isivumelwano sokuthuthukisa lendawo first ama China ayathatha izinto ahambe ayekibo lokhe sivule amehlo libayenzela iChivhanu

  • @chelesanimalinga6866
    @chelesanimalinga6866 Год назад +1

    Kupfuma kupi? Vanhu vazere Pasi rese 🇿🇼yatambura vedu.

  • @joycewala6524
    @joycewala6524 Год назад +1

    Dai pango muka pakavhrwa muzive kut zvamurikufumura nyika azvidiwe

  • @MunasheZvinorova
    @MunasheZvinorova Год назад

    Midzimu yezimbabwe

  • @dove5584
    @dove5584 Год назад +1

    Um machinations arikukumbirirwa kuti vatenge Zimbabwe

  • @MikeMichaels..
    @MikeMichaels.. Год назад +1

    Chivanhu chinoda kuitwa Nemo nemo

  • @Ruu0428
    @Ruu0428 Год назад

    That’s my sekuru

  • @chiponyosi3241
    @chiponyosi3241 Год назад +2

    Ndakambonzwa.nezve.nyoka.yeku.mazoe.yakaita.6to.6.

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 Год назад

    This tsvimbo it looks like an ornate item this wl cost ££££££ so much at an antique shop it looks like it's a marble as well with much detail s torai tsvimbo ine mari iyi.

  • @sirilanka1506
    @sirilanka1506 Год назад +1

    Kufa kwemichina zvoreva kut vadzimu havasi kuda zvirikuitwa nana ed

  • @memorytaderera2834
    @memorytaderera2834 Год назад

    Drewmas taking us to another level