Selmor Mtukudzi and Sandra VS Daisy Mtukudzi beef : What is the beef all about? Who owns Pakare paye

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 30 янв 2025

Комментарии •

  • @ClaraMabachi
    @ClaraMabachi 3 месяца назад

    Sandra and selmor don't keep on crying God loves you girls. You are already successful. God is faithful, you have been going through thick and thin, you must just working together girls don't part. I had the similar problem but I left everything and start afresh. So girls be strong. Big up

  • @chipomarume9527
    @chipomarume9527 4 месяца назад +8

    Bt saamai Daisy afanirwa kutendera vana kuti vashandise Pakare paye

  • @TheresaCharamba
    @TheresaCharamba 4 месяца назад +10

    Selma /sandra havasi kuda zvinhu asi vari kungotaura hutsinye hwaDaisy

    • @thoesibanda7769
      @thoesibanda7769 4 месяца назад +1

      They deserve their inheritance still.

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 4 месяца назад +10

    Vana havasi kuda pfuma kani vanhu ngatinzwisisei

    • @thoesibanda7769
      @thoesibanda7769 4 месяца назад +2

      Pfuma yamtukudzi is a must it is their ryt

  • @janetchapungu6337
    @janetchapungu6337 4 месяца назад +7

    They should share because daddy vawo vakaisawo mari yavo ipapo,ndokunzi baba,it doesnt mean it should automatically go to Daisy no no no,they have a right to that property,ndibaba vawo haikona zvekunyeba,iye mukadzi uyu dai akati ndakaisa mari yangu for everything ,then yes aitora twese ,mwana wese should be treated equally and i repeat .

  • @nicodemasmusharu4567
    @nicodemasmusharu4567 4 месяца назад +4

    Pari kunyepwa apo we know mari yakavaka Pakare Paye we know kwayakabva 90% yakabva kuna Gushungo for a reason we all know

  • @asahelmachila3026
    @asahelmachila3026 3 месяца назад +2

    Samantha is not a biological child waMtukudzi. She is Job Kadenhe's daughter

  • @haptonchinyama3199
    @haptonchinyama3199 4 месяца назад

    This story surrounding Oliver Mtukudzi, his family dynamics, and the tensions between Daisy, Memory, and the children from different relationships is complex and emotional. It touches on issues of personal responsibility, family division, and the struggles of inheritance and legacy management.
    From the issues you've raised, several key points stand out:
    1. **Memory's Decision**: Blaming Memory for leaving the marriage after Oliver impregnated someone else highlights the challenge of managing personal emotions amidst betrayal. While some believe she should have stayed for the sake of the children, others might argue that self-respect and emotional well-being are equally important. It’s a tough call, but each individual has reasons for their decisions.
    2. **Daisy's Role**: Daisy is portrayed as a central figure who took over after Memory left, starting fresh with Oliver and rebuilding their life. Understandably, this created a sense of protectiveness over what she and Oliver built together, especially since Memory is seen as having "given up" on her marriage. Daisy's position may have become more defensive when it came to protecting her efforts and their shared assets.
    3. **Oliver's Responsibility**: A significant portion of the blame appears to fall on Oliver himself. As a well-traveled and internationally known figure, there’s an expectation that he could have structured his estate better, perhaps through a will or trust, to secure the future of his children, regardless of who their mothers were. His failure to do so has led to the current disputes over inheritance and property.
    4. **The Kids' Role and Mediation**: The children are encouraged to focus on building their own legacies rather than solely relying on inheritance. However, there is also hope that Daisy will show compassion and allow some form of unity within the family. Mediation is key, and continuing efforts to work together as a family are crucial to finding peace and resolution.
    5. **Lessons and Moving Forward**: Ultimately, there are important lessons about the need for careful estate planning, managing personal emotions in family conflicts, and maintaining unity. Tuku's situation reflects challenges faced by many families, and the hope is that the next generation can move past these disputes and focus on building their own futures.
    This story is a reminder of how fame, relationships, and legacies often come with complications that require thoughtful planning and understanding from everyone involved.

  • @westonmadziwanzira8481
    @westonmadziwanzira8481 4 месяца назад +3

    Chokwadi vehama kurarama urimumaoko a stepmothers zvinoda mwari mukati Wana wastepmother wanorarama hupenyu hwakanana kupinda mwana wemurume uye pfuma inodyiwa newana wake

  • @DorcasShuro
    @DorcasShuro 3 месяца назад

    I now don't understand all this...which side are you Selma...some time back around 2006_2007 you came over the media ..radio 3??and you were blasting your dad..and now it's your step mum...
    And your dad calmly responded to you by reminding you why he sang his song..." ndaiva mudiki...."

  • @WokeAfrica
    @WokeAfrica 4 месяца назад +2

    The way she says Tuku kinda disrespectful 🙂

  • @bridgetmunjoma6479
    @bridgetmunjoma6479 4 месяца назад

    They expressing that they missed that close relationship with their Father. 17 years mwana ku lodger eish zvakaoma.

  • @asahelmachila3026
    @asahelmachila3026 4 месяца назад +3

    Nehama dzaDaisy hadzina nyadzi. Kusiya Daisy achiputsa mhuri yekwaMtukudzi nekuidyira pfuma. Shit dzevanhu

  • @lameckamzongomerwa5642
    @lameckamzongomerwa5642 3 месяца назад

    Mai varikunyepa ava pabatei chinhingirikini chakanaka ndaiita anonzi mai 😂😂😂

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 месяца назад +2

    Ngavapiwevo something ivo vana vake Dasy havasikudya hre zvababa varikudya through mai

  • @SekaiMutambu
    @SekaiMutambu 4 месяца назад +3

    Eeee ngavapiwe pfuma hantie baba vavo haiwawo

  • @CDeeMutamba-be2cv
    @CDeeMutamba-be2cv 3 месяца назад

    Who is telling the truth

  • @failaschirenga9130
    @failaschirenga9130 4 месяца назад

    Vana vanganzi havana chavakaisa here sure itai zvinhu zvinofadza mufi zvinoparara izvi regai muone

  • @tarisaikrystal5388
    @tarisaikrystal5388 3 месяца назад

    this woman is conceited and self-involved

  • @lydianhakwi7934
    @lydianhakwi7934 4 месяца назад

    Inonzi bulawayo kwete bhuluweyo

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 4 месяца назад +1

    Now I understand Daisy haaa zvinhu ndezvake mhaji akatsvaka nzvimbo ndiye akaisa mari yake futi ipapo muregei

    • @gracechikanda4159
      @gracechikanda4159 4 месяца назад +2

      uri dofo,same whatsup group reutsinye

    • @thoesibanda7769
      @thoesibanda7769 4 месяца назад +1

      Everyone is working fr their kids
      Open your eyes

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 4 месяца назад

      @@gracechikanda4159 waita basa munhu wamwari nemashoko ako ndozvinwisisa kuti unemaonero ako ini ndine angu musazopinda mudzimba dzevanhu kana dzehanzvadzi muchiti zvose ndezvenyu to tell you my dear inini ndiri kutori muprocess yokudzoserwa zvangu zvakatorwa vachiti murume wangu ndiye akatenga vasinga zive kuti ndini by now vadzidza chidzidzo

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 4 месяца назад

      @@thoesibanda7769 if you can go deeper uchatowona kuti yamutukudzi yaiperera kupi mari how many kids with different wife's kuratidza kusarongeka

  • @EdmoreSigauke-k9k
    @EdmoreSigauke-k9k 4 месяца назад

    Vana ngavasiyane nezvamai nababa kana vasingakwani pazviri just move out ngavaite zvavo tisarwire pfuma yemufi yes is your father but azvisikusanganisa newe just move out and start your own life

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 4 месяца назад +1

      Hapna kusiyana iye Dasy vana vake varikubhenefita pazvinhu izvozvo

    • @SIBUSISIWETANJANI
      @SIBUSISIWETANJANI 4 месяца назад +1

      Baba vani ko vamunoreva ..iwe would you like it if selmor comes and claim mbudzi dzakasiwa nababa vako

  • @hazelgideon6304
    @hazelgideon6304 4 месяца назад +2

    Amai Ava ngavazive kuti vakafa vanomika ngavasabe pfuma