Long live my Prophet handigone nemi ndakaisa wifi mumba because of you , 1 day l will give a testimone ndine my first womb anorwara nekudonha everyday handina mufaro panyika ino because that ndapedza nyika yese but no solution ndinozviziwa nerimwe remazuva ndichspupura kugona kwawo Jesu 😢😢
Ndirangarireiwo prophet zvinhu hazvina kumira mushe
Tokutsemura hre kna wozvitsemura ❤❤ greetings mnhu washe
Prophet miracle Paul shalom hapana volume. I am trying to watch from UK. Volume hapana
Greetings greetings Mwari varambe vachikupai wisdom grace neknowledge
Prophet you are a wonderfull prayer warrior teach me how tò pray and to be closer to God
Tinokutendayi prophet l follow your channels l wish to see you mundipewo.kundiso yehupenyu
Long live my Prophet handigone nemi ndakaisa wifi mumba because of you , 1 day l will give a testimone ndine my first womb anorwara nekudonha everyday handina mufaro panyika ino because that ndapedza nyika yese but no solution ndinozviziwa nerimwe remazuva ndichspupura kugona kwawo Jesu 😢😢
Makadini Prophet Mwari vakuwedzerei nyasha tinokudai Prophet munobetsera ruzhinji wedzegwai nyasha dzokudenga
Imbouyaiwp ku Capetown prophet.
Greetings man of god just pray for me
Pray for me my powerful Prophet ❤❤❤
Makadii Papa Amen hapana volume
Greetings servant of God l thank God for your life u ar a blessing to our generation let God continue to use you mightily
Makadi prophet ndinamatirei Kuti ndikwanise kukuonai kwaSeke mwedzi uno nemhuri yangu inamatireyiwo ichengetwa namwari BABA neniwo ndichengetwewo nemiwo muchengetwewo
Volume makadii prophet l pray for 2025 the doors open for me and l pray for visa and job 🙏🙏
Ndafara kuva pano Munhu wa Mwari tinanatireivo tese zvedu pano uye tigokunda kukuonai 🙏
Prophet ndibatsireio munhu waMwari zvakandiomera ini kuno
Amen ndai mwari anditungamira prophet 🙏 🙏 ndisvike kusanga nemi ndokutsemura hr kana wozvitsemura
Gud evening prophet hapana volume .
Greetings Man of God, hapana volume
Long Live my Prophet. 2025 ndeyekutsemura vanhu or kuzvitsemura. Ndirangarireiwo Prophet vangu volume handisi kuinzwa but ndongoti Amen. Nyama iyoyo yamuri ku braya ndatotorawo nyasha dzacho dzegochi gochi pamba pangu Amen
Ndafara kusangana nemi
Amen Amen zwangu zwaita❤
The issue of volume must be checked next time 🎉
Amen Baba ndirangarireiwo n vana vangu 🙏🙏🙏
No volume munhu wa Mwari
Hapana volume kwangu
Am the first one today,,greetings to Yu man of God
Kwaziwai prophets
Mangwana Mhunu Wamwari uko Muvevenezuva Rakanaka
Amen munhu wamwari 2025 ndoda kuzvi tsemura huyaiwo muvhure chechi kuno ku Capetown
There is no sound Prophet l want to hear what you are saying pĺease please
Maswerasei prophet ndinamatireiwo parwendo rwandicha famba kuenda kuZim musi wa21 prophet 🙏🙏🙏
Ndaona video Munhu waMwari mundirangarirewo nokundinamatira nemhuri yangu yose kungoti volume haisi Kunzwika
Nyasha ngadziwerwe
Munhu wamwari munogona zvenyu ko dzidziso zvayo kumberi shuwa imbouyayi Capetown
Greetings Man of God, I'm coming on one n one
Ndinomboshuwira kutaura nemi prophet zvinhu hazvina kumira mushe ndiri South Africa
Makadini prophet tinokugamuchirai ne mufaro hapana volume
Pray for me prophet ndiwanew BSA rinobhadhar January 2025
Pray for my kids 🙏 and me
Makadini Prophet wedu ndinotenda kukuonayi mudzidzisi wedu mubatsiri wedu ❤
There is no volume
Isu vamwe hatina chatanzwa kana chimwe kngoona KT Prophet vari ktaura ASI hazvinzwiki
Amen 🙏 🙏
Man of God no volume
Prophet ndinatirei ndisanganiswe nemivo munhu waMwari
Volume baba I salute u
kwangu azvisi kunzwika😢😢😢
Greetings munhu wamwari, volume ndoisipo
Makadiii profet nhacha ngadziwanzwe asi parikushota volume
Hatisi kukunzwai Prophet
Thank you baba
Volume , How are you Prophet
Haaaa Prophet tomutsemura here kana kuti mozvitsemura ko Volume.
Volume 😢
Maita henyu nekutaura nesu.❤
Nyasha ngadziwedzerwe pa basa ramwari ramunobata
Baba vedu Prophet Miracle Paul ❤
Dzokai Prophet Miracle Paul palive ..eish ndajambwa seiko😢
Makadiko prophet
Live yarwiswa iyi, zvinotoda dzokorodzo munhu waMwari!
Kazivayi munhu vashe ❤
My Prophet 🙏🙏
How are you prophet
🙏🙏🙏
Amen and Amen prophet plz pray for me
Ndinokwazisai Miranda waMwari
Volume zero kana chirikunzeikwa
Volume dololo kani
No volume baba
No volume amana ndanga ndaita lucky
Volume baba
Greetings man of god
Locate me Man of God
What happened to the volume 😢
No volume ❤❤
Hapana volume
Ndagamuchira kuporeswa
Hapana volume prophet
Umm volume hapana wani
Volume hapana munhu wamwari
Makadini munhu waMwari
Makadi munhu wamwari
No volume Man of God
Volume Prophet
No volume man of God
No volume Prophet
Makandini.prophet.no.volume
kwangu azvisi kunzwika😢😢😢
No volume man of God
No volume Prophet