Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ndini hangu mu bhazi mevasingatenderi kuita noise mu Tokyo asi ndazongobatwa nesetsa ndiye pwati kuseka ma Japanese angoti ndofunga kuti haasi right mu musoro izvo ndimai Vhayorenzi vazvikonzeresa 🤣🤣🤣🤣
Iiii guys itoitai iri 1hr movie chaiyo pliz. Zim tikugona. Well done Mom Vee
😂😂😂😂nice one...this collabo nah too much.Last part was lit kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣mama vee muchatidzingisa basa excellent
😂😂😂😂 l wasn't expecting the last part 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk
🤣🤣🤣🤣
😁😁😁🤣🤣🤣🤣😂🤣
Mai Vhayorenzi matonokora tsoka mukagadzira munhu iiiiiiiiiTwangu twukomana
Kkkk mama vee bhurungwa bHoo here mukati umo
Apa ndimai nemwana kkkkkkkkkk
Mai Vhai ndaseka hng ,unondigonera
Ndinona usiku badzi zuva rinenge richindi touch kkkkkkkkkkkkwaaa pidigu dhii ndachema zvangu
Back to sender in the name of Jesus.Nice one
Kkkkk ayi zvimwe zvipo sooo..ayisarenda
Isai malikes musarwadziwe
Ndikakwana ndinotora
Nduwe manje 😂😂😂
Mai vee musangityora mbavhu imi kkkoo
kkkk back to sender tariona jena rakabva pitori kumwanasikana kkkk
Ichi kuseri mai veee keep it up
This is the best commedian mama Vee mandi pedza pa last part iyo
Aaaahh mandipedza zvangu munozviwanepi mai vhai 😂😂😂😂😂
Gudo to the wewe
😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 last part I can't stop laughing 🤣 last year omg
Pp
Kkkkkkkkk mhosva urimwana wamamoyo
Kkkkkj mai vee musatiitise mabayo kwaaaaa lst part
😂🤣😂😂🤣😂🤣😂 ndizvo mama
Life so trust nobody teaching iyi kuseri makagonesa team boe bhurugwa ramama vee kuseri
Hezvo kkkkkk tsoka moidiii zve akiti Hai Kani kkkkkkkk
Hanzi ndinoona usiku chete 🤣🤣🤣🤣🤣
But hari mubag iiiii ndizvo hereee 🤣
🔥🔥🔥🔥 Mama vee muri kubvira
Eish mheni ⚡️ inokurura hembe ahh!!! Ndaseka nhasi 😂😂😂😂😂
Kkkk mama Vhee makundinzwisa mabayo
Zvinombobvepiko .mwana wemumanyika 😂🤣
Handsome gudo
Anogona zvekuti. Ndiwe ani? Ndini Gudo chii😂😂
Nice
Haaa Mama vee ka
Mai Sauti to the world kkkkkk hanzi uri premicha kkkkkkk
Kuroya kwamamavee kwakaoma
Ndiwe Ani ndini Gudo ahhhh Mai weeee 😂😂😂😂😂
Ndoona usiku 😂😂😂😂😂
Ndinokubhechera na Mwari wangu kudai 🤣🤣🤣🤣 mama Vee so ka
Thanx mama vee and amai sauti and crew.wairowa speed nekanduwe kachena kkkkwaaa
Ndambaanakidzwa hangu kkkkkkk
Uripurimicha twangu tukomama twako twusikana😂😂😂😂😂😂😂😂ndinokukobora😂😂😂😂😂
😃ngazvidzokere kumwene wazvo
Kkkkkk back to sender yacho yakaipa
I'm happy to see handsome 🥰😍 my favourite 🥰
Iyaaaa Mai vhai hindaaa soo last part motisiira ipapo ere kkkkkk
Mai Sauti wanogona
Yoweee ibhurukwa rudzii kkkk
Mhamha Vhai mukuseri
Mai vhai nyanyets😅😅😅
Kkkkk unoita mabayo.mai vai my stress killer.
Mai vee kumberi kkk speed yacho kkk
Nice nice
Kanduwe ndiko kandiuraya 😂
Ndinoona usiku bazi
Kkkkkk eish so creative Mai vai
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mhamha Vee musatichemedza imi ..movie rekupedzisa kumberi 😂😂😂ndachema zvangu kahodhaya kewhite ako kaaaaa ayas..mface wakanyanya zvako iwe
😂😂😂😂 Ndinoona mahusiku basi masikati andioni
Kkkkkk mama vie musatisekese ❤️❤️
Kkkkk kana zviri zvangu andichazvidiba
Kokuzofeka sedzakadambuka dzisati dzadimbuka😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mai Vai woyeeeeee
Kkkk mai vhai kuchiri kuseni kani nhai veduwe
Mburukwe mai Vhai wandiuraya 🤣🤣🤣🤣🤣
Back to sender 😁 thez power in the Name of Jesus
😆😆😆😆😆😆 aaah mhosva wakandipedzera mbabvu bva dzafunika you are too much bro keep it up
Haaa mama vee u are the best
Mama vee you make my day ko zibhurukwa Jena marinongepi anhuwee😂😂😂😂
Kkkkkkk bhurugwa rebsa
Bocha Marange pfee😂😂😂😂
Kkkkkk ropa raJESU KRISTU rinesimba kkkk
Mama Vee kaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Makanynya mai sauti nmhmha vee
Kkkkkk kkkkk Mama Vee ka chiyi chamakapfeka mukati icho kkkll
Kkkkkkkkk I can't stop laughing 😀😀😀 mhosva kaaa kkkkkk
🤣🤣🤣🤣 ndatadza kuzvibata pamberi pa boss kkkkkkk
Kkkkk last part ma1 mhosva unotiuraya nekuseka
50/50 mai Veeee maona moto
Nigeria come to Zim
Iya kukumurisa bhutsu kwakuri kuchichida kunokora tsoka ere amuna
Ndaseka zvangu last part chirwadzo
😂😂😂😂😂😂😂kkkkk iyi kuseri mhamha vee 😂😂😂😂😂😂
Mai Vai makutamba nemaNija! Ko last part 😂😂😂kkkkkkk!!!!!
Winky ft Holly ten kkkkkkk
The last part killed me 🤣🤣😅😅
😃😃😃😃😃😃😃😃mama vee
Kkkkkkkk kkkkkkkkk the last part got me yooo mai vhai ka iroziunderwear iro bho here
Saka mhosva mu siketi munenge mune dutu rezvikabudura 🤣🤣🤣🤣 last part ma1
Mamah Vee to the world 😂
Ka sound kema African movie 😅
Kkkkjj zibhurugwaaa
Haaa mama veee mogona rovai ma20 minutes chaiwo
Kkkkkkkkkkkkkkk mama Vee ndeyp
Kkkkkkk steleto aka
😀😀😀😀😀😀Dead
Mai vhai zibhenti re white makariwanepi
Kkkkkkk mai vhai kaaaa
🤣🤣🤣🤣🤣🤣mhamha vee kuseri
bag manje kkkkk
The last part got me
Chakanyanya ichi
Ndini hangu mu bhazi mevasingatenderi kuita noise mu Tokyo asi ndazongobatwa nesetsa ndiye pwati kuseka ma Japanese angoti ndofunga kuti haasi right mu musoro izvo ndimai Vhayorenzi vazvikonzeresa 🤣🤣🤣🤣
Iiii guys itoitai iri 1hr movie chaiyo pliz. Zim tikugona. Well done Mom Vee
😂😂😂😂nice one...this collabo nah too much.Last part was lit kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣mama vee muchatidzingisa basa excellent
😂😂😂😂 l wasn't expecting the last part 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk
🤣🤣🤣🤣
😁😁😁🤣🤣🤣🤣😂🤣
Mai Vhayorenzi matonokora tsoka mukagadzira munhu iiiiiiiii
Twangu twukomana