Haaite zvedombo uyu.. Even mutoriro wamunotaura... Asi Doro anonwa... Dai mambopawo nguva.. Vamwe makapedza journey yechikoro after 17 years kuti ozonzi graduate trainee for 2 years futi... Ozonzi waaneexperience.. It's a journey!!!!!
No the song is the best even the sound system is lit Unfortunately all live recordings are not enjoyable many pple they haven't upgraded on life sounds The only man who do live performance like a recording out piece is Charles Charamba only if not the whole of Africa Have you ever listened to Macheso live recordings yoooo hazviterereki kubhowa, he only one live clear sound recording in Bulawayo end of 2022 And also Kurai Makore he do better live performances
This talent is natural. With guidance you can reach dizzy heights. But remember success is discipline and determination. Sober mind is the sole driver to success
Simba kumagitare zvirinani asi voice hapana dai achinja maimbiro then ozowedzera kumagitara arikusanganisa mvura ne oil but akazvigadzirisa muimbi chaiye uye akurimidza Kuda kuteedzera Baba matauriro
Hama ichi chipo ! Best mnhanni... Kana iye Macheso haaa kwani apa. Musamutuke ane dambudziko rekuti baba vake sei vari kumuramba..? Uno ziva munhu anoda kuziva baba vake ! Ndoo chete akambodaro wani pafirst interview yake saka achinwa kudaro ...brain strain.
This guy is very stupid wen he started was having big hopes over his music journey but he realy diasapointed me tsek wako Rombe remunhu dzokera kuPrazi kwawakabva.
Haaite zvedombo uyu.. Even mutoriro wamunotaura... Asi Doro anonwa... Dai mambopawo nguva.. Vamwe makapedza journey yechikoro after 17 years kuti ozonzi graduate trainee for 2 years futi... Ozonzi waaneexperience.. It's a journey!!!!!
No the song is the best even the sound system is lit
Unfortunately all live recordings are not enjoyable many pple they haven't upgraded on life sounds
The only man who do live performance like a recording out piece is Charles Charamba only if not the whole of Africa
Have you ever listened to Macheso live recordings yoooo hazviterereki kubhowa, he only one live clear sound recording in Bulawayo end of 2022
And also Kurai Makore he do better live performances
❤ voice gadzirisa ipapo e😮is fine just voice chet brother
@@freedomchitake5552 Charamba vanouya havo after Mukanya n the late Tuku.
I like his demeanor. Whether he is Alick's son or not the boy needs support form us. I think if we do that the boy will reach far
Hamurevi nhema...
Akangofanna na macheso saka akabva angoti regai ndizvit ndrimwana wake ndipinde mumari
Haaana kutsvaga sly media.. Akatsvagwa... Akatsvagirweyi... Vanga vamuonepi... Vanga vaona kufanana here... Am just asking based on your submission
Inini ndinonzi Simbarashe ndodhakwawo nezvinodhidhaka hangu but sazita wangu Simbarashe Macheso ngaaderedze huwandu wezvinomudhaka otherwise tarenda riripo jerasi dhauni.
I have subscribed coz of Simbarashe.
Kkkkkkkk kkkk can one act like akadhakwa... Thats Simba for for you..
Simba ukasiya tumbwa tinoenda mberi zvaurikuita zvine pundutso ayewa une future wamai let's go forward ever no reverse
This talent is natural. With guidance you can reach dizzy heights. But remember success is discipline and determination. Sober mind is the sole driver to success
😂😂😂😂 which talent
we are looking for your music where can we get it unogonesa
@@ignatiusshingiraihakurekwi6009 keep checking here
You are talented Simba wish you the best
Keep going
He needs more vocal rehearsals and timing, you will get there?
Magitare unokwapaidza Simba, but kuimba try to control yr vocals
Wish u the best brother
Izvi hazvidi Tinashe Mugabe chero chisochake uyu Simba haadi kusvoropodzwa anoda dzidziso yakakwana chero varikumubatsira kuita zvemhanzi it's not yet enough ngaasiye zvinodhaka advice him on that keep it up.
Keep going Simbarashe mwari vanewe
This guy he can only do better if he stop zvinodhaka😊
This guy needs support for his music 🎶
Munobvawo pane noise next monzwika bho
Ok
Ndoshaiwa kuti Reuben Yuda anomuvengerei ini
But rumber anogona fut kupinda ndozvandaonawo hangu
Rega macheso akaramba mwana anodhomoka zvemhando
Ndiya achamuchengeta hupenyu uhwu varume takawana zvakawanda
Simba akasiya twunodhaka anoita zvakanaka ..kudhakwa hakudi everyday..
Macheso anorwara pfungwa ,anozviramba apo ahawone here kuti ndiye panezvese achamufinga mwana uyo, usaneta Simba fambira mberi nezvauri avakusiye mwari
haana kana kumboenda kwa Macheso kwacho anongotaura ari ku social media ikoko kuti ndri wekwa Macheso
Simba ukamborega kudhakwa 23 weeks tonogona kufarakwazvo
@@shepherdchinyama9213 kkkk ko 23 weeks manje kkkk
@@maxutrareliableenergysolut3113 test kkkkkkk akakunda haachanwe futi
Haaaa ndapera power 1984 ndine 34 years ok toti 40 saka macheso akaita mwana ane 15 years ?kkkklll
Am years 34. Kkkk.. He is being artistic kkkkkk
Mwari haadhakwe
Magitare anogonesa zvake but pavoice apo mm nekubatanidza manzwi pachinebasa .
Mwana waniko uyo enda undodzidziswa kuimba nevagara muzvinhu heyiiiiii
Haasi kudziswa here or ukuda kuti akuudze pese paadzidziswa kuti uzive
Haa uyu macheso haasi wekwaAlick uyu ,uyu anotopenga chaiko kkkkkkk 1984 lm old 34 years
kkkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkk hanzi ndiri wa 84 ndine 34 years
Haa uyu Ma1 was Born 1984 age 34😂😂😂 imbanje here
Mwari tungamira
Simbilimbi ma 1
Hadzisi mbanje hre
Uchasvika zvako.
🔥🔥🔥
Haasi mwana waMacheso uyo ,macheso amrita zvechivanhu and DNA yechivanhu haipotse coz kunongobvunzwa vadzimu
uyu anopenga chete uyu 1984, 34yrs
Sleep of the tongue iriko..
Kkkkk
Hapana sleep of the tongue yakadaro kudhomoka chaiko iko 1984 woti 34yrs maya
Interviewer itavo serious
Interviewer Ari paattachment
Simba kumagitare zvirinani asi voice hapana dai achinja maimbiro then ozowedzera kumagitara arikusanganisa mvura ne oil but akazvigadzirisa muimbi chaiye uye akurimidza Kuda kuteedzera Baba matauriro
Chimbotipai enyu masongs mukuru tinzwe. Anorova mukomana uyu
Why muchiramba michimuti Simbarashe Macheso??
Šaka anonzani....
Kana nemi majournalist munazvo
Vadiiiii..
Benzi iro rinoti haasi mwana waMacheso saka mwana waani,kana usina comment nyarara..
Taura hako zvkt munhu akaita sei hazvitadzisi kuita mwana wamacheso
Unevision boy but urikuwanza zvinodhaka mhani
Mbanje ngaasiye ummm
Nxe uyaphupha kanti lomuntu Mandlo
Advantage yake haanyari
Nharo dzenyu mese dzakanaka asi anodzipedza ndi T Mugabe
Pana Simba anoda kusiiswa zvinodhaka ndoona seari kukurirwa
Anoda kumbopinda pachirongwa chepaRadio Zim Dzemudanga
Zvirsey sey simbarashe
Ko kumushoropodza ndokunei nhai imi vanhu?plz plz regai kumudaro .vamwe venyu hamukwanisi izvi zvaarikuita izvi asi murukumushoropodza chete why?iye pakataura Kuti mwana wamacheso kana maida kuzivisisa chokwadi endai munobvunza mai vake ndivo vanoziva murume akapa mwana uyu handiti here??????????????
Ahasi mwana wa Macheso anonyepa kutsvaga mbiri uko
Ndirikuwanikwa kwese
Masura energy dont be discouraged batsirai mpfana uyo mopawo company zita ratogona kusheedzai isu madhara
Ngaageze motikari
Rumba yakafanana nezvaurikutaura kuti wakaberekwa 1984 apa une 34
😂😂😂😂😂
Chinogona ichii😂😂😂😂😂😂😂
Kudhakwa ndiko kunokanganisa chipo chako chete
Vese vanopikisa kuti Simba haasi mwana va Alick kutorwadziwa kuti vanamai vavo vangadai varivo vakazvariswa naMacheso. Hakuna munhu akakwana anorwadziwa nekuti nhingi mwana vababa vake. Kana muchida kuita vana va Alick just donate your mothers to Alick. Amai va Simbarashe ndivo vanoziva murume akavaitisa mwana kwete mipengo iyo.
Simba unowanza doro
Motoriro itayi Mishoma
Apa anenge akatopera kukanganwa nezuva raakazvarwa
Simba akatorowa zvake nedombo
Am old 34 yrs kkkkk mtoriro
Kkkk mbanje
Anogon mukoman uyu
Anodhomoka
Njere Shoma Pana Simba
Unofanirwa kutaura paanoresva ndokuti agadzirise tose hatina kudzidza zvakafanana sorry kana ndapindura zvakaipa
Ndo kudii ikoko
I'm old 34years 😅
Hiweee
Hiweee
Kkkkkkkk ko mutoriroka uyo ndi Simba😂😂😂
1984 is 39 years not 34 the guy must be on drugs or something 😂😂😂
Kkkkk am years 34
Doro nema drugs zvirikuwanda Kuna rasta ava
Jealous munaro Simba simbi iyo
Hausi mwana waMacheso iwe pfutseki mhani
Hama ichi chipo ! Best mnhanni... Kana iye Macheso haaa kwani apa.
Musamutuke ane dambudziko rekuti baba vake sei vari kumuramba..? Uno ziva munhu anoda kuziva baba vake ! Ndoo chete akambodaro wani pafirst interview yake saka achinwa kudaro ...brain strain.
I smell drugs, I m old 34 years......mabvuku.....
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mabasa embanje so
Une talent mukomana but unoda polish apo nepapo.
Akabatwa
This guy is very stupid wen he started was having big hopes over his music journey but he realy diasapointed me tsek wako Rombe remunhu dzokera kuPrazi kwawakabva.
Iwewe ita zvako tione zvikabuda pane kushora mwana weumwe munhu
Why is he always drunk,this is poor journalism what example are setting for our kid's seeing you interviewing a drunken person
Kumasvingo hakuna chirungu chakadai ndecheku guruve nekumabvuku ikoko