Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
I am your fan madam boss.you are talented Tyra
Poker dot iyo wakaiwana kupi iyo😂😂😂😂😂😂..she is too much
2019 & stil watchng💕
She intimidates me as if she's talking to me 😂
Hanzi mai vako vari right upstairs😂😂😂kana ndimiwo woooo ahi deduction of pay futi
I would never work for her Yooh she is something else 😀😀
2023 still watching
Zviri sad izvi. I have seen this many a time. Hazvina kunaka hazvo. Vanhu ngavangoita mwoyo wekutenda kwete wekushoropodza kudai.
ndo talent iyi...keep it up
hahahaha kwanzi matohwe Hana kununa😁😁😁
hamuna kundirongedzera zvidhoma here imomo..... aaaaaa haaaaa finished
Sandra Katsande hi Sandy how are you ko James ari sei
HAHAHAHAHAHAHAHAHA
this lady anotsvinya kkk
lily napata yeah she is gud... In the sense of her acting
lacks humour
melinda wacho futi soo kkkkkk..hanzi fone yangu yakadzima ndanga ndisina calender kkkkkkwaks
hahahhahhaah
ma1 aya kkk
davis dube munowanikwawo pano ana diva
davis dube kkkkk nhai
kkkkkkkk maivako vanonyima merinda
She acts real life situations 😅
Yaah l support u on that one
Hahah hanzi hamunaa zvidhomaa here 😂😂😂😂
Saka pay inotapudzwa coz moms vaninyima?
kkkkkkk ndirirni merinda ndaikwita
My favorite ❤️
Kkkkkkkkk ndiyani aripano Hanzi ndandisina callander phone yayakadzima
But makapihwa tendayi kkkk zvakaoma kkkk nzungu ndedza Dady namhamha kkkk haaaaaaa ma1 chaiwo madam boss kaa
Kkkk next time usavavigire merinda,ummm murungu wako ane nhongwa dzakawandisa
madam boss vanosiya ndiro like that vakamirira musikana webasa...kikiki
handiidye mufushwa wenyeezve ini... inga matohwe acho haana kunuuna wani
Vanoda kuitirwa havagone kuzvitira vajaira kuitirwa namelinda kkk
nunisa dohwe merinda😂😂😂😂
Kkkkkkk ndaseka bsa rcho ngarigare ,nic munechipo,Madam Boss keep it up l wish l was talented lke u
2022 still watching 😅😅
doesnt Appreciate Madam B...Mai wako urirayt Upstairs
madam boss makaroorwa here ndoda kugadzira Zita rakanaka
I LOVE U MADAM BOSS KKKKKK MAKANYANYA PAKU ACTOR
Unenge uchifunga kuti wagona wonzwa munhu akushoora zvinorwadza kudaro better kuregera kutakura chinhu kkkkkkk
Madam boss vakanyanya anointed kkk ngarambe basa Melinda
Eiiiiiii guysss hayassss kna nguva yakwana maplates akutorongedzwa wnaaa kwanzi akazara ..........madam boss sua ayassssss .........merinda wachona apana zviripoo wnaaa ..........madam boss complain chte
kkkkk matohwe aaash some ppl are ungrateful sure keep it up madam
Haa this madam boss saka matohwe kana asina kununa Melinda oanunisa here ?
Talent Masembura lol kana ndiwewo😂
Banana song
Ayas kutonyoora nzungu yuwiii matohwe haana kununa madam boss aiwaba hanzi mai vako kunyima
Kkkkkkkkkk hayi madam boss u made my day
kkkkk madam boss kokuzotya kunyeiwa
Kkkkk kubata pay iyo iriyo yandakavinga unotondidanira mapurisa chete ndiro kubva ye zuva randaenda haina kusukwa haa variko vanhu vakadai mu life thanks yakatotiza mumoyo yavo chero ukamubereka anotokuruma
Hanzi mai vako vanonyima hanzi kana uri pa holiday unopfeka mitodo ko pokadate wakaiwana kupi kkk
Melinda ave nemwani?
Haaa! Ayi madoda uthwele nzima uMelinda
super nice
merinda mai vako vanonyima vangandipe tunzungu toshoma shoma soo hahaha
ko pay yadiiko hahahaha
kkkkk madam boss varipari right havadye boora havadye zvisina kuibva havadye zvidiki havadi knyimwa
Zvidhoma here Amana a!
Kkkkkkkkkkkk 2022 I'm here
Aagh kkk madam boss my fav🤣🤣
Askana muchembere🤣🤣🤣😂🤣😂😂
Ķkkkkkkk madam boss you are so hilarious
Please, include subtitles?
Kkkkkkk tyra wakanyanya unondigonera hangu
Merindaaa😂😂😂😂😂
Good one madam boss
Kutadza kutenda lol?
mai vakho vanonyima.....ko kuzobvisa pay
Makuseri madam kkkkkkk l like yo comedy
kumberi munogona madam boss luv it
KkkkkkkMadam b be grateful hahaha
You are the best guys
Hanz mai vako vari right upstairs kkkkk
Ndipei hangu muriwo we nyevhe uyu pliz. ......
kkkk hamuna kundirongedzera zvidhoma here na mai vako....haaa finish
Kkkkkkkkk
Kkkkk ndaseka hangu
Ayi sarenda🤗
Takazvarwa takangodero kana neni kumba ndisooo
madam Boss unobaya mhani iweeeeekkkkkkkk
kkkk hanzi mufushwa wei uyu..... HANDIDYE
waona kamukandirwo kaitwa mufushwa wacho here kkk kunge unosemesa
Panashe Chivasa kikikiki mfushwa waitwa kukandwa chop chop
😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🙌
ndian akatema muboora... ndini😹😹😹😹
Haaa Merinda ari pama1 hama dzangu eish
hahahahaha hanzi ndiani akatemha muboora uyu #imDEAD
mmm haa iye Melinda akatochena moyo cz eish
Ummmmmmm musazodaro kuita maid it's not the end of life
Kkkkkkk madam indeed .
Nhywe mai vko vkakwana kkkkkkkkk aaah
Merinda Mai vako vanonyima iwee kkkkkl
kkkkkkk madam boss I love you
Wakanyanya nzungu menya kkkkk
Wowwwwwwwwwww🤗🤣🤣🤣
Kutenda hakuuraye kkk
Kwaaaaaaa madam boss makanyanya
Matadza kutonyongora nzungu kkkkk ayas tyra kana
kkkkk hnzi mai vko vanonyima merinda
kkkkkk aaah Melinda so
Ava mai vanenge vanonetsa chaiko apo kuzvida semnhu asingamami nxaaa
Kkkkkkk matohwe haana kununa🤩🤩🤩🤩🤩
Madam boss kkkkk
ah madam boss munonetsa aaah
Mkadzii anonetsa uyuu
ko melinda wacho akasungirirwa here pabasa apa
Madam boss😂
merinda mai vako vanonyima kkkkk
Hiii madam boss
I think kudzidzisa dziriko type dzakadai
Kkkkkkkkkkkk ubvise kamutodoro kako kawakapfeka aka
Merinda ita uchimu rova muroora wako uyu
madam boss you are too chose
❤️❤️❤️
Yohwe kkkkkk madam boss
Uyu mukadzi uyu aaah
Reality

Kkkkkkkkk ndiyani aripano
Hanzi ndandisina callander phone yayakadzima

Kkkkkkk
Madam b be grateful hahaha