Sabhuku Vharazipi ndipeivo dhora

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 ноя 2021
  • Sabhuku Vharazipi ndipeivo dhora

Комментарии • 77

  • @mosstheboss287
    @mosstheboss287 2 года назад +6

    Va Vharazipi for Minister of Youth and Culture!

  • @stevemupaikwa8926
    @stevemupaikwa8926 2 года назад +10

    Obikwazve gwepiri🤣

  • @liviasparadza7517
    @liviasparadza7517 2 года назад +3

    Mbuya Mai John kuseri

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 2 года назад +2

    Yoooo vz vz wati kudada kwavari mugomo usina kunzwa kuti mbuya vafamba sei

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola8291 2 года назад +1

    Thank you vz n team sure mamai anenge achimhanya mutown veduwe kty kanzuru kty vakomana vemabhasikoro

  • @Silas801
    @Silas801 4 месяца назад +1

    Kureva kuti atobikwa aripapap😅😅😅😅

  • @oripahmoyo6970
    @oripahmoyo6970 2 года назад +3

    Ndobva ndafunga kumusha nemiti yave nemazhizha yatunga

  • @princessrumbidzai5880
    @princessrumbidzai5880 2 года назад +1

    Uyo musikana aneskit yrpinky mwana wamai joni chete ndipindurei vaVz

  • @normanziso539
    @normanziso539 2 года назад

    Tindo wangu...nyc one

  • @takudzwatomu7271
    @takudzwatomu7271 2 года назад +4

    So educational .. thanks Boss VZ and the rest of the team , just hope our GVT will change and have a heart .

    • @calvinnhutsve4413
      @calvinnhutsve4413 2 года назад

      Zimbabwe irikumberi , people are trying to send their concerns through social media. It's now the government duty to consider these issues. Vakatevera zvinotaura vanhu , come elections vanohwina. Chamisa mhanya kuvanhu , kumbira mari kunze uvakire vanhu misika kumaruwa uko , 2023 unoona hako, siya zvekuenda uchinotengerwa tu ma lunch box twechikafu nema embassy , vaudnze vakupe mari u develop kumaruwa nekuti kuharare wakabata kare

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 2 года назад +1

    Well executed 👏👏❤❤

  • @godfreenhunge713
    @godfreenhunge713 2 года назад +1

    Guud vz vz hamurevi nhema

  • @brianmapingere
    @brianmapingere 2 года назад +3

    I like the title 😎😎😎

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 года назад +1

    Asi magona zvenyu naMbuya maiJohn

  • @takudzwachivasa5572
    @takudzwachivasa5572 2 года назад +1

    Uyu mwana wambuya Mai John here uyu

  • @makotodivine
    @makotodivine 2 года назад +1

    First ✌️

  • @kevinmasimba7955
    @kevinmasimba7955 2 года назад +1

    Muchachema kusvika machena kkkk vz

  • @bothwellchigwida4992
    @bothwellchigwida4992 2 года назад +1

    50k subscribers congratulations team 🎉

  • @madalenmpofu8002
    @madalenmpofu8002 2 года назад +2

    Iyo kanzuru inozonyanya vanhu vorarama sei mabasa hakuna. Handiti zvinhu zviotengeserwa panofamba vanhu

  • @kudajimu7362
    @kudajimu7362 2 года назад

    uyo mwana wamai john ka uyo

  • @charikudzai3705
    @charikudzai3705 2 года назад +2

    Pliz Authority hear the cries of pipo.....wi r trying that ends meet yet the hope is shattered by the council. Well done VZ, Mbuya & beautiful girls

  • @dumisanitorto9163
    @dumisanitorto9163 2 года назад

    Great saff

  • @madubespecially569
    @madubespecially569 2 года назад +1

    First 💃💃💃💃

  • @thegospelchariot
    @thegospelchariot 2 года назад +1

    First one kuti ipere vz na mbuya mai Joni vachiwiririrana kkkkk

  • @tamirirashemushayavanhu6116
    @tamirirashemushayavanhu6116 2 года назад +2

    Kkkkk VZ kumberi

  • @rodexxmgombazz1794
    @rodexxmgombazz1794 Год назад

    Kkkkkkk unoda jira ndiye unokweva

  • @AdmireMufakazi
    @AdmireMufakazi 2 года назад

    Matimiririra mavendor💪 kanzuru aijaidze

  • @DaviraChibi5012
    @DaviraChibi5012 2 года назад

    Waaal.maita henyu dai zvichemo zvedu zvikahwikwa huuuu hurumende yedu

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 года назад +1

    Sabhuku hamubatike zvekumhanya ka

  • @josephkmasoko5780
    @josephkmasoko5780 2 года назад +2

    Kwayi nhai mwari

  • @davidchanakira1202
    @davidchanakira1202 2 года назад

    😂😂🔥🔥🔥 madomasi...atobikwa

  • @reubenmutari3558
    @reubenmutari3558 2 года назад +3

    Machimusana paya ngapaitwe zvakanaka

  • @learnmorebulabula2076
    @learnmorebulabula2076 Год назад

    Hwasvisvi 😂😂😂🙌🏽

  • @leonshane387
    @leonshane387 2 года назад +1

    Educative

  • @Kingtapcy
    @Kingtapcy 2 года назад +1

    Ndini ndaita wechi15 kucommenta

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 2 года назад +1

    Zveshuwa ita nzira dzifambika

  • @davidshumba5483
    @davidshumba5483 2 года назад +4

    Chi cohesion

  • @andersonfigohfigoh7827
    @andersonfigohfigoh7827 2 года назад

    Kkkkk aaah team iri harina kuchena😂😂😂

  • @philanimoyo8679
    @philanimoyo8679 2 года назад

    Musikana ane pink ane voice ra Chairman

  • @madubespecially569
    @madubespecially569 2 года назад +3

    Government ngaigadzirire vanhu road veduwee

  • @josephmabaya8439
    @josephmabaya8439 2 года назад +1

    Ndipoo dhora

  • @realpanjan8435
    @realpanjan8435 2 года назад

    Obikwa gwepiri 😂😂😂

  • @keithoracle
    @keithoracle 2 года назад +1

    Welcome done guys .Our Listening President ED anozvinzwa

  • @monicanjaikira9602
    @monicanjaikira9602 2 года назад +1

    Uyo ane pink mwana wambuya Mai Joni chete vakafanana

  • @nyashamusonda8300
    @nyashamusonda8300 2 года назад +1

    Unoda jira ndiye unokweva

  • @davidchanakira1202
    @davidchanakira1202 2 года назад

    Kohezheni..🤣🤣🤣🤣

  • @trumaxmedia9598
    @trumaxmedia9598 2 года назад +1

    kkkkkkk apo ndaona sekuti vasikana 2 avo vakafanana - naVharazipi mumwe akafanana nambuya mai John

  • @nyashamusonda8300
    @nyashamusonda8300 2 года назад +1

    Vz Vz ma1 ndipeiwo dhora

  • @davidchanakira1202
    @davidchanakira1202 2 года назад

    Nxaa Ed uuraya nyika veduwe..😔

  • @edmorenkomo9226
    @edmorenkomo9226 2 года назад

    Team bhoo mabaya

  • @lindelazindoga9168
    @lindelazindoga9168 2 года назад +1

    Very educational, but shirt ya VP harisi blouse here varume🤣🤣🤣

  • @tsatsawanihlengwe8169
    @tsatsawanihlengwe8169 2 года назад

    Zvinorwadza oder yainda nekanzuru

  • @sarahchidende9138
    @sarahchidende9138 2 года назад

    Madomasi abikwa nezuva onobikwazve gwepiri mupoto kkkkkkkkk

  • @boldchainvpnsfreenet.6812
    @boldchainvpnsfreenet.6812 2 года назад +2

    🤣🤣🤣

  • @takudzwachivasa5572
    @takudzwachivasa5572 2 года назад

    Hanzii bhwasvisvi

  • @madumindou5028
    @madumindou5028 2 года назад

    Ngapinde mukomana pamwe zvichemo zvenyu zvohwikwa

  • @mikerukwava9574
    @mikerukwava9574 2 года назад

    VeKombi vazopiwa dhora here na mbuya 😎😂😂

  • @brianmapingere
    @brianmapingere 2 года назад +4

    Disappointed 😌😌 mbuya havana kuti 'isuuuu semadzimai nema youth 🗣🗣🗣🗣

  • @josephkmasoko5780
    @josephkmasoko5780 2 года назад +1

    Uyu akapfeka pitikoti haasi mwana wa chairman here uyu

  • @princessrumbidzai5880
    @princessrumbidzai5880 2 года назад

    Akarikwa twist uyo mwana wambuya mai joni ndizvo hre

  • @tendaichukti5388
    @tendaichukti5388 2 года назад

    Ko chiendai kunobhadhara mota mbuya mozodzoka kunyaya

  • @talatechinc4571
    @talatechinc4571 2 года назад

    Just registere to vote ❎ only

  • @sheltonnzvatu4310
    @sheltonnzvatu4310 Год назад

    0