Takatengesa Mota Yemufi Huyai Munzwe Zvavakuitika
HTML-код
- Опубликовано: 7 окт 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Bamnini vekuda sim2 ingito iyo kuroora its a disguise chete🥸
Last uyo wekuda kumitiswa nemurume we munhu kupusa here
#2 either arigay,or akaromba or akajaidzwa....iwe siya munhu uyu ariweird anotsvaga vanozvidawo zvekusim 2.....
Saka imi bamkuru moreva here Kut mungatiza mufi negotiate nemunhu anemota muwnd3se Mota kunababa coz there's no way out then mozoonawo yekutamba
Avo vekutanga munehudyire makaudzwa zvekuita nrmota nako kuda Mari mazvionaka vanhu vatema kudya Mari yemufi yet maudzwa zvekuita enda Kuna sangomas nemunhu wamakatengesera mota mononzwa zvirikuda mufi motangira ipapo chero makatiza kuenda dzimwe nyika doesn't help gadzirisai zvamakaparamura first pamwe mufi angakunzwirai tsitsi
Shamwari uchenjere kuitiswa wangu siyana nemurume uyo hapana future tsvaga wako murume
Mukomana arikudzoka fo revenge kwauri cauz yu cheat on him be careful he.must just go
Sim 2 haiite,ende usanyeperwe kuti ndizvo zvinoita macouples ese vanhu vari normal havaite sim 2 ukatoona murume anoda sim 2 ibva waziva kuti pane error.Unokuvadzirwa muviri wako for the sake of marriage its better you walk away before the damage is done,ingochani murume wako pamwe ukatoita walk away unobva watomusunungura achakwanisa kutsvaka ngochani dzakafanana naiyewo,ndine imwe friend yangu musasko aipa varume vaanodanana navo sim 2 vachimupa mari,aizviitira tsvina anoti iye anongonzwa avakuyerera tsvina ende aiti anga asingainzwi painobuda tsvina yacho
Nhimbu ikabata hamuoni obva akuudzafuti kuti urihure iwe urikuitiswa
Iye pachake handifuge kut akakwana mu brain make ungaitiswa kudaro vamwe ndiwo vekuchatiswa akangoroora haamuvane fut ibenzi remunhu
Hanzvadzi wekutengesa mota yemufi munehudyire pedzai nyaya dzenyu mega ipai mutengi mari yake or muchapedza mhuri neruchiva irworwo
Wekuitiswa neku Sim2 it's NOT normal uchaita problem like colon cancer or kushure kwako kuchabvaruka zvekuti munenge wava kuzviitira number 2 wava kupfeka ma Pamper upenyu wose
Uyo we murume we aim two murume ingochani iyo if you want to stay and if not leave
Mokoma vemokari hapana chimwe asi kutodzorera munhu mari yakeimi monopa baba Mokari yavo
Zvamuri benzi nhai mukuziva kt haisikubvumirwa kutengesa motoda kuramba muchitengesa amusati muchadzidza hudyire
Ve mota dai maigona maikumbira ruregerero kumukomana wekushaika then ovhura nzira yekuti mota isvike zim i think he will lead yu cauz arikutoda mota iebde kuna baba vake
Munin'na kusim 2 hakuiti ukaramba uchiitwa izvozvo uchapedzisira wowona svina yotochururuka isisina control ramba zvinoitwa ne ngochani
Sim 2 kufira mrs shuwa
Ihii Sim 2 kuurawa kabisira siyana nazvo
Enda kumba unotengesa madomasi siya munhu uyu ajaira kurara nevarume musiye plizz 😢
Last confession kana paine vasikana vamwewo vakapusa seweka ah aiwa, rega baba vangu vakazoti musi wega wega kunozvarwa fuza rakapusa zvekupusisisa zviya iwe ndiwe mumwe wacho. Ndangoti ndikuudzewo ugare wakaziva kana wazoitiswa mwana wobva wasiiwa wavamvana.
I agree with you motive yemurume uyu ndeyei or zvine kakuhwandirana
The motive is just to revenge okusiya.
@@namatiraiwaire62 Dayi ndirini musikana uyu ndainyebera murume wacho kuti ndavanepamuviri kuti ndinyatsoona kuti anondida here kana kuti ari kuda kungondiitisa mwana obva andisiya. Akatanga kunditiza tiza ndobva ndaziva kuti anga achida kungondisevenzesa chete chete. Manje mafungiro akasiyana.
First confession musaendesa mota ku auction nekuti inotori nechivanhu chiripo. Muridzi wayo anogona kunge ainge akabata bata akaisa zvinhu zvake pamota. Mukada kuita nharo munopedza dzinza. Tevedzerai zvido zvemufi. Tauriranai nemuridzi wemota nababa venyu mutengese midziyo kana zvipfuwo muunganidze mari iyo nekukasika. Kutizira kune imwe nyika hapana zvamunenge maita. Zvinorwadza kuti fortuner yakatengeswa ne R140000.
I agree with you on that one plus mainini vachiri kutamba zvavo ava zvicha fuma zvaka broker zvi business zvavo she thinks kuti she got away with it
We Zim 2 uyo, murume wako ingochani chete anonyara kuva open. Ndovanonzi ma DL. When he is away anenge achito ngochana zvake. Dont do anything that hurt you for anybody, especially sexually. Uchadhambiswa zim 2 yako. Ramba.
Second confession vanhu ava vamuri kukotamira muri kuvawana kupi?ku sim 2 ndekwe kuita poo hamusi mhuka mwari vayiziva. zvavaita,ingochane murume wako.normal yekupi zvinhu zvavanoona imbwa dzichiita,ndivo varume vanoti vakaona mhuka dzichiita vanotoyeverwa,siya marriage iyo ari kukuvara ndiwe .kucha dhamba ku sim 2 kwako
Watoparadzwa ufunge uchafamba uchibuda tsvina pane akaitwa seizvozvo arikutambura
Shamwari ukararamba ucbishandisa Sim 2 uchapedxisira vave kupfeka pamber tsvina inenge yave kungobuda non stop kuchipatara hazvirapike
Saka murikufunga kuti tingatenge mota yamatiudza kuti inedrama??😅😅
Good evening Mukoma Nash Nedare❤
Good evening
Kkkk sim 2 kumanyowa uko 😂😂😂
Siya zveku sim 2 tsvina inongobuda zvisina direction unenge wava wega plizz siyana nazvo
True Pane vakadzi vakupfeka mapumper because of that dhodho rangove express, umm , vakadzi tirimunhamo.
My sister murume wenyu ingochani
Hapana zvimwe kunze kwekupa munhu mari yake Mota iyende kuna baba finish an kla
Muri kusimudzirana mhepo pachenyu vapenyu. Namatai munyatsonzwisisa chii chiri kuitika. Hapana chivanhu, pane ari kubata bata, munomuziva henyu. Pfuma yenhaka yagara inonetsa
Kunyange mukaenda Botswana nemhuri yenyu as long musina kudzorera mota yemufi ngozi inokubatai kwese kwamunoenda mkoma
Mainini SIM 2 ndeyenyu
Ve number 2 siyayi murume wenyu ingochani
Uchiri wakamirirei uchazobvapo wave kubuda puu
Uyo we sim 2 chii chakadaro?
For him to like sim2 does not make him gay. Unless, your mentality sees it that way. However, it can be fun & enjoyable for you, that's if you are into it rather than forced into. Familiarize or get some knowledge about it yourself and you will get there.
1# murume uyo ari dangerous muno yenderwa kun'anga mukawona moto mukada kutiza.
Ngochani dzazara mudzimba umu kunyanya married men😂 ini marriage yacho ngaigare. Soon uchadambuka rectum then okusiya
We sum 2 ahibude netsvina here Mumbai munhuwe tsvina here rply please
Makatadza muchiziva sei makatengesa mota mufi mushure pokunge akuudzai zvokuita dzorerai Mari chero mukainda Botswana zvinofana .
Yowee murume wenyu ingochani apa puchatanga kuerera manyoka muchaona kuti hauna kungwara apa anobva atizq
Kutiza hakubetseri anokuteerai kwamaenda zve unganidzai mari yemurungu
Dzokera motokari Kune akapiwa haifiya yakatengesana motar iyoyo
Hazvisi normal mainini nekuti hakuna kusikirwa izvozvo utano hwenyu ndoo hwakakosha
Tizai mukatiza mondomufambira iye Mufi uyo anodzikama zvachose Syndicate yake na Baba vake iyo ndeyeiko iyo Mhuri yake ichitambura ,AAA Endai ku Maprofita haisi Ngozi ka iyi ishungu dzepasi idzo.. 😮😮.
#2 mainini murikupiwa hurema nekuitwa nekumashure muchagara makubuda dhodho mazuva ese nekuti kwadhamba . SIM 2 yakasiyana neku SIM 1 nekuti kunodzoka kwega . SIM 2 haidzoreke zvachose makatokuvadzwa nemurume wenyu. I think murume wenyu ingochani chete kukurorai it's just a cover up kuti vanhu vasazive kuti ingochani .
Mkoma Nash, is it possible to group ma messages aya ane chekuita nezve bonde moma posta ari ega? Kana kuti mopa disclaimer pamunoita introduction paye kuti pane ma message anhasi kana paine vanyarikani vasuduruke.
That way tinobva ta skippa zvedu the whole video until munhu wave woga.
Mamwe acho we listen nevanyarikani all of a sudden boom, message yebonde!
Just a suggestion.
Ende last confession wakazopusa veduwe,unobvuma kuzvariswa mwana nemurume ane mkadzi wake achikunyepera kuti haadi mkadzi wake,iweka dzikama.What makes you think he is going to keep his promise kuti achakuroora?And why the secrecy?My sister wake up,haasiri iye here mkomana wawakahurira nefriend yake😊?He just wants to take his revenge on you babes ,that all😊 believe me,some people do believe in revenge.l believe in revenge too-tit for tat😊.Ita mwana uone uchadzoka futi pachannel pano uine part 2 of your story kuti aingoda revenge chete haana kukanganwa zvawakamuitira.Kashoma kuti uhurire murume nefriend yake mobva marambana ozoti after a really long time oti anoda kudzoka mulife mako-anenge aine agenda yake-you know men and their go,havaregereri zvekudaro😊hapana revenge inodarika kumitisa munhu wobva wamudumper😊wake up my sister,hindaba uchibvuma kupusiswa iwe
Last con ::: usanzwa rinonyenga rinowarara zosimudza musoro rawana....
Last confession uri hure and uchashandiswa msoro wako hautori mushe . Kana aikuda akadii kuroora iwewe sascum uchasara nemwana wako uchichema ka hwaga
Last confession usaitiswe iwe Its just revenge yaarikutsvaga chete
To the last Confession: aa ini handisati ndakamboona kana kunzwa Munhukadzi akapusa Seve ini ,aa handisati Puu-uu😢😢
Last confession, you are playing with fire wangu. Munhu uyu arikuda kukuitisa you are very young and deserve a man who can claim you publicly siyana nemunhu uyu. Character yake ndimambara
Avo vemota avo garai pasi semhuri muina baba venyu mokumbira mufi. Mofamba kune vanoona iye mufi acha kuudzai muripo waanoda. Nekuti ane chigumbu chezvama kamuitira. Saka mweya wake hauna zororo kusvikira makumbira ruregerero uye iye achataura muripo wake.
Kwese kwamunoenda anongoteera hapana chamunenge magona
Aaah mainini avo muri kuitiswa kkkk wake up girl, disadvantage uchatambura hako nemwana why are you doing this to yourself mxaa vanaskana munondipa hasha mhani
Apa patsvuka Mbuya vachapfuka heavy ava vana vachaita marombe. Utori muroora usanongedzera chembere dzevanhu.
Last conf unopenga iwe you still young, find another guy . U showing kuti uri hure chairo
Lst conf wakadzungaira chaiko handiti??
Last confession hameno zvako uchaita nhumbu mukomana otiza
Ukushqndiswa iwe mskana wega hauone here
Kupusa arikutofara achitaura zve fast born ndizvo zvirikumufadza kutadza kutsvaga wako votochatawo
Last confession kwana uhusi kuona kuti urikuitiswa here
Ah ah ah fortuner for only R140 000 eish😢😢😢
Marombe evanhu chaiwo
😂😂 Ndosaka mufi akavati vasatengese mota ayizviziva 😂😂
3rd arikukunyepera usapusiwe arikufamba hanty iye kuroora mmm becareful
Last # wabvuma kupusiswa. Advantage kupusiswa and disadvantage kuzvariswa nemunhu achikuita fuza rake 😂😂😂😂😂
Kuita kupusiswa shuwa kuda barika une 18years zvakawoma
Iwe uri kurumwa muchororo urikuti urikuitei mwanangu urikutambisirei hupenyu hwako nenzira yakaipa kudaro.Vanhu vanodaro vanenge vakaromba vasingadi kuchekeresa vana vemumba vochekeresa vekunze.Where is your pride my dear kuitwa muchero weparoad unodyiwa neanodarika.Siya murume wemunhu utsvake wako nokukasira nguva haimiriri munhu.
Last confession this guy is using you for cheating him becareful, once wazvara uchapinda ma1wega,ari kuziva zvari kuita murume uyu.
Uyo we bf yeluchata go and introduce yourself to his family
Last confession come bec to your senses utsvake murume usiyane newemunhu uyo
Muchenjere kushandiswa mainini achikutsividzai kurara kwamakaita ne shamwari yake
Last confession it’s a revenge cause the guy is marrried already.
You're still selling that car imi muchiziva nyaya yacho😮😮 buy it back running away won't help the situation
18 years ndokuona semufanha wangu ko ukamboenda kubasa wonoshanda nhayi umbonzwewo kunaka kunoita mari yeziya rako wozoita zvekuroorwa uchori mudiki kuita barika bt haaa pfungwa dzako dzatodhanganyika hauchadzoreki
1# Confession dai mafamba kune vechivanhu mobatsirwa kuti mufi munga muripa nechii chimwe..Endai pa Dare namuchembere Soko pano pa RUclips movabata pa Number dzavo mopiwa gwara..Or go to ZimNews Beat tv munowana number dza Gogo Shumba vanodanwa vachinzi Sekuru cos of mudzimu wavo..
Mota ngaiende kwayakanzi iyende nemuridzi tozotangira ipapo
Tsvagai Mari yemunhu Mumupe Please makatadza kuteedza Mashoko emufi
Mkoma vemota pasina mota yemufi mese mucharamba muri panzvimbo1
Muchiri kuramba muchiti kune Mota imi muchiziva kuti makanzi musatengese
Endai munoipa baba Mota
3rd Confession can't u see kuti ukuyitiswa
Pauchapihwa mimba ndopauchaona ma true colors ake achakusiya
Itai plan mudzosere mari yemunhu zvemufi azvitambwe nazvo
Last Confession, murume uyu ari kuda kukufixa nekumucheata kwawakaita. Kana waita nhumbu he will dump you.
1st tsvagai munhu anoziva chivanhu moripa mufi mopa baba vacho mari
Ngozi haitizike wherever you go inotevera udzai baba chokwadi motangira ipapo musazvinyrpere kutiza or else munonokwangwaya ikoko musina rugare
Ko madiiko kudaidza baba wenyu kuti waone motor yacho woedza kutaurira motor yacho kuti my be zvingabatsire
Mainini wekushandisirwa nzira isiri iyo nemurume you should have walked away from the first time you have already been defiled
Mota kuna baba fullstop, I don't think kutiza will help you, anokuteverai mufi uyu, seems like yaive nehurombwa mkati mota yacho
Fambridge kuNanga because mota iyoyo chikwambo aida kusiira baba
Sisi mukai makapusa ari kungoda revenge uyo
Umm hazvsi normal kuita ku sim 2 esp nemurume wako..siya uite move on nganotsvage ma gay
Uyo wemota enda kumusha mufambe na baba venyu
After akumitisa he is gonna leave you akuda kukuwachisa nekumurwadzisa kwawakaita ska becarefu
Muchiri kutsvaga anotenga mota makakwana here mukoma? I blame mufi uyo he is fighting the wrong person anofanira kuonesa moto mese makadta mari yemota.
My sister he's use you run with your life 😢
To the first Confession: Tizai Amana musamirepo munofa ma S.A ayo Are Foolish 😈😠
Dzorerai mari kumunhu makasiya matarirwa
Ko arikutaura wani kuti haana kwaanoiwana mari yekuwanda kudaro....
Mainini yo hubby is very selfish run with yo life zvmuikuitwa zvesim 2 ur being destroyed this hubby of yoz Wil leave u apo makungo dhota dhota
Mainini muchapedzisira mava kubuda manyoka sengochani. Muri kudhambiswa Sim 2. Buy a vibrator or dildo mupinze Sim 2 remurume wenyu kana zviri izvo zvaanofarira kwete kudhambiswa mudhidhi neumwe munhu
Girl ure being used the moment u get prwg hez gonna leave you, cz hez revenging for yo cheating.. Leave this, ure too young for that, he must first pay if he really want u