People who are putting ma dislikes I understand we hve different taste and views but kana usingadi kuona just leave ka pane ku spoiler ma video evamwe do you know how much effort to entertain, inform and educate us. Its clear most of those people have never tried to make their own videos, If you knew kuty ibasa sei u wuldnt do that.
Kandi sabhuku nemi mbuya mai John nyaya yekunetsana kwenyu ichazopera zvanyatsoita sei nhai? Ko imi mbuya ipai ka sabhuku varove lula nyaya ingopera iyi veduwe, kubva 2014 nanhasi muchingonetsana here amana
I appreciate the talent of this crew - they are exceptional, one worrying thing is their daring to blaspheme the name of God. I hope they will humbly learn to stop it.
kkkkkkkkk unomirira vanhu here iwe kana kuti unomiririra mbuya iwe hucheyameni hwako uri panodhenza kudai mbuya mahweta achingoti mveee achiuya nezvinhu ipapo taibva musauna-bhathi
People who are putting ma dislikes I understand we hve different taste and views but kana usingadi kuona just leave ka pane ku spoiler ma video evamwe do you know how much effort to entertain, inform and educate us. Its clear most of those people have never tried to make their own videos, If you knew kuty ibasa sei u wuldnt do that.
taurazvako dislike ndeyei pavideo yemunhu kana usineni na VZ usaende pa channel yake
True VZ vamwe anotiitira
Who else liked before watching
Me😂😂
Meee
😁😁
Me
Kkk ini ndichirova punch imi muchirova olo
When you out of Zimbabwe. You feel home wherever you are watching this short (drama ) the environment is good ...i love it
Yes nhasi ndaswerera vharazipi
One Sabhuku achiri relevant 👏🏾👏🏾👏🏾keep it up
Norudoka... Norudoka...Norudo. Vakupenga nerudo Sabhuku kkk
@@uefa6723 haa vz vanopedza masports
Kkkkk neMess up kkkk aiwa haaa zvipo hazvidi godo zvinongouyawo VZ to the fullest
Kkk
Who also want to see Sabhuku on Wadiwa season 2. Isa like
This guy is just so natural zvese naMbuya
Kkkkkkk dhongi rakaita nharo richikava gono hey i like Sabhuku very much.
The best actors in Zimbabwe, so natural. The way they connect things is just amazing
Eyeshadow munayo nemesup kkk
Natural talent
Best actors in Zim, we should sponsor them they deserve it
F
Best actors indeed
For sure these are the best
They are the best!😀❤️
2022 lm watching this episode for the 5th time.May God bless this team in their educative acts
Oct 22 ndiripo
These guys really outlines the rural areas lifestyle in their skits very talented
Chairman is very natural🙌👏👏
haaa mbuya mai john chibvumaiwo imi murume anozama zvake uyu. had never seen this level of persistance
Talent from Masvingo! Makes me proud to be from Masvingo. Well done guys. @mapro keep it up
Haaa vharazipi here unohwa kuti kaana zvokwadi ....I really love support you guys...
Ndini ndatanga zvese nelike ndeyangu ini V-Z V-Z
Urisei auto kkkk
Idzi inharo kaidzi kkkkkk
@@nyashamantivani5939 kkk Mandivani hesi wandiziva wena
Kandi sabhuku nemi mbuya mai John nyaya yekunetsana kwenyu ichazopera zvanyatsoita sei nhai? Ko imi mbuya ipai ka sabhuku varove lula nyaya ingopera iyi veduwe, kubva 2014 nanhasi muchingonetsana here amana
Mopopotera hope here kana kuti mopopotera ini😂😂😂😂😂kkkkk ayi🙌🙌
Kkkkkk shuwa Vz dhongi rinopikisa asi rinozo shamirira zvaita razipigwa kukanganwa kuti ndiro riya raikava richiramba kkk novo mbuya vachatenda chete ende vakaerekana vakuravira havakusii uripa demand iwe kkk
I will always watch thus till 2030
Kkkk kkkkkkk vharazipi anonyenga boiz MA lykz wakapikisana neni wapikisa denga Ma lykz 👇👇👇👇🆙🆙
Kkkkk ndiri pa demand 😂😂😂😂😂
Well done Sabhuku V , Wezhira wezhara. Proud of you
Mas Vegas muripo hre pano,so proud o ye ma pipo Masvingo netara 👌👌
ana gogo should see this vaudzwe zvevalue addition its a great way of informing society. weldone
Mbuya manga makarova stileto uku ndichirova olo kkkkkk VZ ayisarenda😂😂😂😂😂😂😂💖
Hahhaha hayiiiiii zvemadeko ndazvikonewa ini😂😂..hahah moda kupopotera hope here kana kut ini🤣
Apa magona team VZ kwete zvamakaita last time kusapota huipi hweZanu ende makandibhowa last month bt 1
I like this creativity
Team yese iri 3 ma1 chaiwo..unotombofunga kuti its real coz they are all natural
Hahaahah mbuya ngavasaita nharo sedzedhongi rinokava gono I like the statement 👍
lol maALAKATI mbuya sabhuku mave kumberi shuwa,you never disappoint
kkkkkk yaaaa mr vharazipi is talented ,keep it up
Umofanira kuona sense yaari kuzama kuratidza big up Vharazipi
Mbuya varikupopotera hope here kana kuti vaVharazipi
Raw talent ever,enough respect Sabhuku and Team👏🔥
Raw talent
👏👏👏👏👏munotigonera sabhuku todada nemi # Germany
Haa pane basa VZ and team murikuseri.
Level rekugona riri kaa ummm vz #1
Ndapa kutenda VZ mozvigonera mese nambuya naChairman
Mbuya musaita nharo sedhongi ratakaona richikava gono tikazoona rava nezvana zviviri.kkkkkkkk dis one killed mi can't stop laughing
Kkkkkkkkkkkk mdhara vharazip wakapenga ndotoshuvira kukuona live mdhara and i wish to learn more language
U re the best guys munogona xeem kkk
Adhijasendi over hapotonos. Mugozofa nenzara ndiripo here
Ndanzwa Kuda kusiya two comments sabhuku imika Mai John musi wavanokupai motonogara nekumba kwavo ndofunga
This is pure talent 👏
Our best comedian love yu guys
VZ... Namai John na Chairman the best crew in Southern Africa 😂😂😂
Pachokwadi ndinokudai imi vanhu vatatu sabhuku nambuya nachairman
Sabhuku you are very good
I like chairman very good actor
Who is here in 2024😊
I appreciate the talent of this crew - they are exceptional, one worrying thing is their daring to blaspheme the name of God. I hope they will humbly learn to stop it.
sepapi baba
muribenzi vakuru
sabhuku VharaZipi munondinakidzabbig time thank you my elders
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk yuh sabhuku VZ kuseri sando dzake
Kkkkkk yah chairman nasabhuku Chero vakatanga zvakanaka zvinongozoshata ...mahweta kani kwaaaaks
"Pahasvato", akandisiya ndiri PA suspense adjacent over hypotenuse
Nice vz makapenga
Ne mess up mbuya ,Imi muchirova punch ini ndichirova olo 😂😂😂😂😂
VZ toda episode mambomhanya naMbuya mai john. solve the equation
Haa VZ wll be ever the #1 actor in Zim drama
Very good vz
kkkkkkkkk unomirira vanhu here iwe kana kuti unomiririra mbuya iwe
hucheyameni hwako uri panodhenza kudai
mbuya mahweta achingoti mveee achiuya nezvinhu ipapo taibva musauna-bhathi
Ukapisa vz vapikisana neDenga😀😀😀
Ndakati vharazipi hasi anotoda mai john for really kkkkk
Mbuya mawheta mvee kkkkk uyu akaipa let's big up to him..
🤣🤣🤣🤣🤣I can’t stop laughing hypotenuse over adjacent
Sabhuku number1
how do i download this content
This is number one team in Zim paku actor well done guyz
Hapana anoziva number dzake here.. Even dze ecocash cs mudhara uyu anoziva zvaari
Kkkk best comedians in Africa kkk
Tipeiwo mbeu yeruninga sabhuku
Mbuya Mai John zvidyirei refa imi
Vakomana musada zvigaro musingazive basa razvo#sabhuku🧡
Kupopotera hope kana ini
Vharazipi na Mai John makambombowirirana here imi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vharazipi and mbuya are hilarious
Hope hadzipengi !!! Sabhuku kumberi
I love these guys
Chairman is underrated
Apa mkagona sabhuku
mukopopotera hope here kana ini kkkkkkkkk VZ kaaa
Sabhuku morwadziwa nambuya imi
Vharazipi number onee
Mbuya mai John vabatana
Horyt kana holeft rovapasi😂😂😂😂😂😂😂
pandinakidza ipapo
Ndiri pa demand zvarazipi wakapenga unogona kany
Ndirimunhu mkuru ini
Zvamadeko ndazvikonewa ini...ma hwetaa achingoti mveeèe
Mbuya musaita nharo se dhonghi ratakaona richiita nharo imi. 😂😂😂😂 Vharazipi ane yese kkkk
Uumm vaVarazipi vanoda mbuya mai John veduwee 🤣🤣😂, zvino mbuya mai John vacho eh, vane nharo kkkkkkkk. Havadi!
Usapikisana neni ndri paDemand
nice 1, hope idzo kuseri kkk
Zvakadhakwa maybe good for zvekumusha
Nemess up Mbuya kkkk Vz Vz
But face yambuya inopedza maSports kwete zvana madam Boss zvekuzora face powder
Advanced Sabhuku wevanhu😂😂😂ukapikisana neni wapikisana nedenga
Sabhuku mabasa chaiwo
Kkkk hanzi ndiChairman rauya kata
Vz is my best comedian