Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Sabhuku Vharazipi Wacha!

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 ноя 2020

Комментарии • 298

  • @agathangwenya1298
    @agathangwenya1298 3 года назад +48

    Chauri kubhubha chiii😂😂😂😂😂😂😂😂Kana uchiziva mutauro uyo Isa like

  • @tinashemukandatsama3010
    @tinashemukandatsama3010 3 года назад +39

    Chairman is underrated ,,vanogona zvavo

    • @elizabethziso7833
      @elizabethziso7833 3 года назад +2

      Chairman talks sense vz vanosekesa maiJohn nharo good combination

    • @kudzanaishambare9379
      @kudzanaishambare9379 3 года назад +1

      ko iro skinny jean rakapfekwa nehigh cut kkkkkkk

  • @tafadzwacamilo8305
    @tafadzwacamilo8305 3 года назад +17

    Gender akuna Gender iriko ndini ndokuudza kkkkk ,well done team

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 3 года назад +40

    Kana waona kachigaro kaVZ isa like.
    Gender haishande muwanano.
    Muzambooo kkkk.

    • @jbzumba6829
      @jbzumba6829 3 года назад

      Yes

    • @jbzumba6829
      @jbzumba6829 3 года назад

      Muwanikwa muwanikwa chirungu chatikanganisira ikozvino unonzi kana usina chirungu hauna kupasa France haitauri chirungu but varungu vanongoida hapana apa zimb tichiri mukati mokudzvinyirirwa

    • @tvengai8859
      @tvengai8859 3 года назад

      Kkkk

  • @phillipmawonde1776
    @phillipmawonde1776 3 года назад +4

    Aiwa sabhuku ndoipi yamakutiitira tichawachiswa gore rino nekubereka vana😂😂😂

    • @tariromukazi1812
      @tariromukazi1812 3 года назад +1

      Kkkķkkk

    • @charitymavhezha5666
      @charitymavhezha5666 3 года назад +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌

    • @shingirayioutdooradventure632
      @shingirayioutdooradventure632 3 года назад +1

      Kkkkkk taura hako vaku fryer beans🤣🤣🤣🤣

    • @rumbiecharitymagaramombe9062
      @rumbiecharitymagaramombe9062 3 года назад +3

      Kuwachiswa hamumbowachiswi, asi it just a lesson yekuti we just should value each other , of course we have bad men and women out there but kana umwe wako achikugonera ingomupembedzedzao, there is a king in every man and there is also a queen in every woman

  • @darrelb.n.b
    @darrelb.n.b 3 года назад +5

    Ukapedza kueacha ucharipa futi😂🤣
    VZ to the fullest 🔥🔥

  • @lawrencengwenya5701
    @lawrencengwenya5701 3 года назад +9

    isa like kana waona tsvina irimuhembe dzanzi chairman vawache kkkk

  • @lovesongoronga1578
    @lovesongoronga1578 3 года назад +2

    Gender inoitwa neni
    Gender nhasi
    Gender mangwana.
    Ndokukwapaidza
    Yaah chairman kuseri

  • @juliusswalehe5696
    @juliusswalehe5696 3 года назад +8

    Team VZ makapenga zvenyu, you never disappoint, i pray that the Almighty give you strength and courage and also more wisdom in all ways 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏 keep the fire 🔥 burning 🔥🔥

  • @vusimuzisibanda2825
    @vusimuzisibanda2825 3 года назад +19

    Kana Gender iri equal. Mangwana tirikuda madzimai 15 azo offloader ma truck matatu eCement kuMbare😂😂😂

  • @fortunechikuruwo8074
    @fortunechikuruwo8074 3 года назад +2

    Kana wapedza kuwacha ucharipa futi 😂😂😂

  • @ritachikwana6071
    @ritachikwana6071 3 года назад +4

    🤣🤣🤣 uchiri kuma was was😂😂😂😂😂 ndinoda kuti iwe uve muzamboo😂😂😂

  • @josephmusungo8237
    @josephmusungo8237 3 года назад +1

    One of the best vharazipi acts to date. Keep it up

  • @wassupzim466
    @wassupzim466 3 года назад +1

    "kuwacha?" 😂😂😂😂😂😂😂
    chairman facial expressions manje

  • @Iamtendaizw
    @Iamtendaizw 3 года назад +2

    Wacha kana vapedza kuwacha ucharipa futi hahaha 😂 sooo informative ❤️❤️❤️

  • @rumbidzaidzvingwe2708
    @rumbidzaidzvingwe2708 3 года назад +2

    Mungona imi 👏🏽👏🏽ko chimboitaika chiri chidrama chenyu chiya like yamakamboita Sabhuku V Z

  • @tawandaejeke5812
    @tawandaejeke5812 3 года назад +3

    Best episode ever in addressing gender equity. This group is great

    • @lovemoremyambo6152
      @lovemoremyambo6152 3 года назад

      Nothing best here teachings against the will of God. Promoting women to disrespect their husbands. Since GBV campaign started their is a rise in women killings.

  • @charitymavhezha5666
    @charitymavhezha5666 3 года назад +11

    Hanziiiii masvika panzvimbo inoera😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂VZ VS

  • @rumbiecharitymagaramombe9062
    @rumbiecharitymagaramombe9062 3 года назад +6

    You guys are the best, ivai muzambo kkkkk wacha kkkkkkk

  • @cherylmartin9031
    @cherylmartin9031 3 года назад +1

    I'm glad vanhu vaakuziva..marriage is loving....let's help our families out sowe can spend Time together. Love is a happy thing.

  • @darrelb.n.b
    @darrelb.n.b 3 года назад +7

    VZ: Wacha
    Chairman: Kuwacha
    VZ: Wagara wazvawachisa

  • @audreymakombe4979
    @audreymakombe4979 3 года назад +2

    🤣🤣🤣Pliiiiz we are mourning... Nice one home boy, haahwi mkadzi uyu

  • @kudzaimadzivadondo5367
    @kudzaimadzivadondo5367 3 года назад +12

    "Ndinoda iwe uve muzamboo" iexample ere

  • @tintomoyo1786
    @tintomoyo1786 3 года назад +2

    Best comedian ever

  • @jabulanimgomesi5932
    @jabulanimgomesi5932 3 года назад +1

    Iyezvino wave kuzivaka! Chiita mzample🤣🤣🤣👍

    • @tapiwamukaro2658
      @tapiwamukaro2658 3 года назад

      Akuna chinonzi 50 50 Vharazipi dzikama ,iwe kana uchida izvozvo ita muri 2 mumba menyu , Murume ndiye musoro wemba

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 года назад +1

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk vharazipi chair yamanga makagara iyo bhoo here size yacho

  • @josephinenyamayaro6142
    @josephinenyamayaro6142 3 года назад +1

    Kkkkkk wacha iyezvino wakuziva kaa kana wapedza kuwacha ucharipa futi haaa veduwe

  • @dini1487
    @dini1487 3 года назад +3

    Iwe uve muzambo 😂 love you guys

  • @zororomudzingenyama299
    @zororomudzingenyama299 3 года назад +5

    Wacha because wagara wazviwachisa 😂😂😂😂

  • @danielmugadziwa4271
    @danielmugadziwa4271 3 года назад +2

    Chii chauri kubhubha ukadero😂😂😂😂

  • @freedommukutulu6630
    @freedommukutulu6630 3 года назад +1

    Baba Kuda vakasara vachiri kuma was was hahaha like it for Baba Kuda vachiwacha 🤣

  • @Iamtendaizw
    @Iamtendaizw 3 года назад +1

    😂😂😂😂 wacha vagara vazviwachisa 😀😀😀

  • @innpower428
    @innpower428 3 года назад +1

    🤣🤣 gender akunaaa HAaa u guys are the best

  • @paulinenhamoinesu8101
    @paulinenhamoinesu8101 3 года назад +3

    Uchiri Kuma was was😂😂😂😂😂

  • @josephserima6004
    @josephserima6004 3 года назад +1

    Kkkkkkkk haa kuwacha kuwachaaa zvechokwadi mkuru makanyanya imi kkkkkk

  • @corbanmadzivanyika6859
    @corbanmadzivanyika6859 3 года назад

    😂😂😂😂😂...champions of human rights teaching...keep it up

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 3 года назад +2

    Aiwa mkadzi akangwara anosiya aita zvemumba make, kuti asarohwe nemrume

  • @princechando9122
    @princechando9122 3 года назад +1

    Kkkkkkkk hanzi ndakunyara wacha

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 3 года назад +2

    Kurova nekutambudza mukadzi kwakaipa but position gusy it's important woti uri galipa wowonekwa wave kutamba number 7 aaaa paka ipa gusy anogowa zve or kuzoona wakusabhugwa woti coch havaite iwe ndiwe usingaite

  • @kudanungoyvonne6385
    @kudanungoyvonne6385 3 года назад

    Hakuna zvakadaro mukadzi pasi pemurumee..ndozvatoziya isuu ...imi vana vharazipi musango simbisa zvisina basa imi

  • @christophermadziwa1777
    @christophermadziwa1777 3 года назад +1

    Hahahaha 😂😂😂Vharazipi ma1 aaahhh 🙌🙌🙌😂😂

  • @esthermukonyo6530
    @esthermukonyo6530 3 года назад +5

    Kana masvika pano masvika panzvimbo inoera motoita zvine hunhu 😂😂

  • @hoverangarirai3579
    @hoverangarirai3579 3 года назад +1

    This team is awesome 👌👌👌👌

  • @jamesonmavurawa427
    @jamesonmavurawa427 3 года назад

    hanzi wakakudza muviri asi mumusoro hamuna chirimo kkkkkk natural talent

  • @mukadziaknaka01
    @mukadziaknaka01 3 года назад +1

    Welldone guys ngazviende mberi

  • @mindmoldingprivatetutoring6955
    @mindmoldingprivatetutoring6955 3 года назад +3

    Kubhubha😂😂

  • @g-boy2974
    @g-boy2974 3 года назад +1

    Kkkk hanzi wagara wazviwachisa 🤣🤣🙌

  • @phillismadoda4161
    @phillismadoda4161 3 года назад +1

    Tisu tofanirwa kuonekwa tiri mberi tiri muzampool 😂😂😂😂

  • @evelynemmanuel9789
    @evelynemmanuel9789 3 года назад +1

    Saka unotondipatisa kkkkk thump up hanzi wacha haa sabhuku mekenyenye

  • @juliamusiyiwa57
    @juliamusiyiwa57 3 года назад +1

    Kkkkk bhachi, zvekudzvanyirira vakadzi zvakapera izvo baba kuda 🤣🤣🤣

  • @anesumharapara7535
    @anesumharapara7535 3 года назад +2

    Ndakakuwana ini, l married you kkkkk

  • @makwarimba
    @makwarimba 3 года назад +2

    Well done Guys. Magonesa!

  • @davidchanakira1202
    @davidchanakira1202 2 года назад

    Omg kuwacha kuwacha chete...🔥🔥🔥🔥😂😂😂😂

  • @melaniachangamire2517
    @melaniachangamire2517 3 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣Sabhuku chair yemwana kaa iyo yamanga makagara haaa zvakaoma hazvo

  • @lennonvambe7796
    @lennonvambe7796 3 года назад +2

    Kkkkk hanzi 'kuma was-was" chandiremera.

  • @sheltermakanyiremamoyochir3730
    @sheltermakanyiremamoyochir3730 3 года назад +1

    Kkkk wakakura humhumu chete mumusoro musina chinhu

  • @brandonsimonse9613
    @brandonsimonse9613 3 года назад

    Kana wapedza kuwacha ucharipa futi 😂😂😂😂😂

  • @thewisemanofafrica9955
    @thewisemanofafrica9955 3 года назад

    One of your best skits

  • @miriammonetsi4833
    @miriammonetsi4833 3 года назад +1

    Imi vanhu imi kkkk munondipedza

  • @teekayee2890
    @teekayee2890 3 года назад

    Ko zvamamadonha kaMbuya Mai John

  • @mimieteekuwanda4620
    @mimieteekuwanda4620 3 года назад +1

    Iwe uchiri kuma was-was now wacha uwemu zample

  • @horstulbrich4612
    @horstulbrich4612 3 года назад

    Ive loved matoki ayo zvangu kwavharazipi

  • @mosesmasendeke9253
    @mosesmasendeke9253 3 года назад +1

    Nice work 😄

  • @haiwatigere6202
    @haiwatigere6202 3 года назад

    That's why I paid $10000 lobola. If I pay lobola no gender. Agree with the guy. You pay roora then do the dishes

  • @gladysgutukunuhwa8437
    @gladysgutukunuhwa8437 3 года назад +1

    Kkkk hanzi kuma was was
    Uchaona muzamble vz

  • @ngonietapfumaneyi4461
    @ngonietapfumaneyi4461 3 года назад +1

    Kkkkk hanzi ndokukwachamura

  • @juliamusiyiwa57
    @juliamusiyiwa57 3 года назад +3

    🤣🤣🤣 Wacha kkkkk

  • @rumbidzaitazvivinga9400
    @rumbidzaitazvivinga9400 3 года назад +1

    Ndakakuwana iwe I'm married you😅😅😅😅😅😅

  • @faithmutatavikwafaithmutat5186
    @faithmutatavikwafaithmutat5186 3 года назад

    Kkkkk chairman yu are de best

  • @ashonhiwa
    @ashonhiwa 3 года назад +2

    Muzamble (example) 🤣🤣🤣 VZ mabasa

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 3 года назад

    Kkkkkkkkj baba namai kuda!! Baba kuda hamunyari. Equal rights, sabhuku variku wacho wani!!

  • @tinashegwaze5604
    @tinashegwaze5604 3 года назад

    kuzonzi kana wapedza kuwacha ucharipa futi....kkkkk VZ panebasa

  • @deefax
    @deefax 3 года назад +3

    No wonder why uri champion pakupoacher zvinhu 😂😂😂

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 3 года назад

    Kkkkkkkk mai Kuda I love u 🤣🤣🤣🤣🙌 ba Kuda kwanai. Kkkkkkkk fambiranai ne nguva. 🤣🤣

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 3 года назад +2

    Ha apa manyanya handinga wachi hembe kana vchida basa ngavaite musikana webasa simple

  • @ashtonsibanda1844
    @ashtonsibanda1844 3 года назад +1

    Kkkkk kwanz wagara wazviwatyisa

  • @rejoicechapeyama6075
    @rejoicechapeyama6075 3 года назад

    Kwekuri kusangoziva chete 😀😀😀😀

  • @rawlinsmagara9126
    @rawlinsmagara9126 3 года назад +1

    Haaaaaaaaah ndanakirw hanku

  • @wendymuchabaiwa7905
    @wendymuchabaiwa7905 3 года назад +2

    Ehe wacha,wagara wazviwachisa kkkk

  • @luckmorenyakabau2929
    @luckmorenyakabau2929 3 года назад +1

    Hanzi why iwe usingasarudzwe pachigaro ......kkkkkkkkk 😂

  • @tinashearifaneti8489
    @tinashearifaneti8489 3 года назад

    Ndikasaku nyara semanyariro andinoita unoripa mombe saka wacha, wava kuzivaka saka ukapedza kuwacha woripa kkkkkkk team vz makanyanya

  • @stephenzona6606
    @stephenzona6606 3 года назад

    munogona ku acter guys but zveGender zvenyu ndezvekupenga izvoooo vakadzi pasi pevarume hazvichinje

  • @kudzimabandah2177
    @kudzimabandah2177 3 года назад +1

    Kkkkkkk wacha wagara wawacha kudhara

  • @ashealmutungwazi1263
    @ashealmutungwazi1263 3 года назад +2

    kkkkkkk wagara watozviwachisa

  • @NgoniSeremwe
    @NgoniSeremwe 3 года назад +2

    gender equality, saka toita ma duty ekubvisa matyre emota kana yafa tiri munzira

  • @theophellusmvicha2038
    @theophellusmvicha2038 3 года назад

    muzambooo killed me

  • @mafimucha5648
    @mafimucha5648 3 года назад +1

    Welldone

  • @delanmukosi9721
    @delanmukosi9721 3 года назад

    Maybe ndriWas was hangu but kubika nekuwacha handiite🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @joonykids
    @joonykids 3 года назад

    Nhasi kune Gender kana kuti nhasi hakuna🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @tabethmutuswa9862
    @tabethmutuswa9862 2 года назад

    Chairman Wacha wagara wazviwachisa kkkkkkkk

  • @mhopi9744
    @mhopi9744 3 года назад

    🤣🤣🤣🤣 vz kana ma svika pano masvika panzvimbo inoera 🙌🙌

  • @tauyazizhou4565
    @tauyazizhou4565 3 года назад

    Kkkkk chairman wandiwisira pasi

  • @louismushaike620
    @louismushaike620 3 года назад +1

    Hanzi nzvimbo inoyera😂😂😂😂

  • @delighthwata9546
    @delighthwata9546 3 года назад +1

    Maakurasika manje coz we pay lobola

  • @teclakugas140
    @teclakugas140 3 года назад

    I miss officer mayaya please

  • @Currentaffairs01684
    @Currentaffairs01684 3 года назад

    If you give a man 15 wives he will give them 15 kids but if you give a woman 15 man she will give them 1 kid

  • @Dalailama3674
    @Dalailama3674 3 года назад

    Kana VZ asipo hapana chingabuda apa, chairman havapo palevel yacho yamai John naVZ

  • @Anesugadziwa-xw4js
    @Anesugadziwa-xw4js 11 месяцев назад

    Kkkk Kana wapedza kuwacha ucharipa

  • @tichaedzachingombe1869
    @tichaedzachingombe1869 3 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣masvika panzira inoera🤣

  • @louismushaike620
    @louismushaike620 3 года назад +1

    Nzvimbo ino inoyera😂😂😂😂