Shuwa Kurara NeMwana Ari Grade 7 Zvese naMai Vacho Here!! Kana Bonde Racho Munenge Muchiriita Sei??

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 сен 2024
  • fair use

Комментарии • 47

  • @user-hz4iy9ko7d
    @user-hz4iy9ko7d 4 месяца назад +2

    Murume iwe rega barika zvawakaita zvose namai avo ndezvamai avo school fees haibhadharwi mwedzi woga woga zvakare murume hauna respect nemkadzi

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 4 месяца назад +2

    Mwana kuita guka shows the a fatherly absence pamba. Kwangu chikafu chootengwa namadam ndakarovao zvimarounds zvangu ndoopandozouyao nenyama as extras zvatengwa kudhara or tushomao twandinenge ndajuma but madam ndoovanotenga zvese.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 месяца назад +1

    Uyu mufana wangu ari kutaura kunge munhu akadhakwa chaiko. Ungati ndiri kutadza kuita bonde nekuda kwemwana anorara muBedroom mangu, asi dzimwe dzimba dziripo shuwa; what nonsense?

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 месяца назад +1

    Hanzi anotouya masikati kuzovona huku dzake (not even kuzovona mukadzi) - vatongi vasarashika ipapo futi kkkk

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 4 месяца назад +1

    Vanhu ava vose vanonyepa

  • @Washie_DukeOfGokwe
    @Washie_DukeOfGokwe 4 месяца назад +1

    This court is biased

  • @user-ei6iq2gx4u
    @user-ei6iq2gx4u 5 месяцев назад +2

    Baba vanonyepa ava yooo

  • @Actorshito
    @Actorshito 4 месяца назад +1

    Baba awa wakanyepera kungwara speed pakutaura handiko kuziva dofo mxm

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 4 месяца назад

    My favourite chief Bushu

  • @godfreyzvinake5393
    @godfreyzvinake5393 4 месяца назад +1

    Zvidhara izvo azvigoni kutonga zvachose

  • @user-dg4uh4dp6z
    @user-dg4uh4dp6z 5 месяцев назад +4

    Madzishe makunyanyoterera vakadzi ava pliz dont be distracted nevakadzi avo

  • @patrickmunemo7317
    @patrickmunemo7317 4 месяца назад

    Zvidhara hazvina wisdom yekutonga nyaya izvi

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 месяца назад

    Haukwanisi kutonga mwana amayi vachiramba; asi zveimba unokwanisa kuzvitonga amai vacho ivavo vachida/vasingadi nhaii? Mufana ari kutamba neDare iro.

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 5 месяцев назад +1

    Unoita vana vachifa kuti ndiye anouraya vana vacho

  • @PriscaTsiga
    @PriscaTsiga 4 месяца назад

    Murume uyo anoda barika asi haarigone hake .shanda ne second wife muite zvenyu kwete kutora zva Maiguru uchipa mumwe mukadzi big no

  • @SibusisiweZhou-ik3xq
    @SibusisiweZhou-ik3xq 4 месяца назад

    Ini hangu pavangoti ndine umwe mukadzi ende uyu hasi wekutanga ndabva ndatobva ku side kwavo 😂😂😂

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 4 месяца назад

    Bba ava itsotsi

  • @thegreatmakoni
    @thegreatmakoni 5 месяцев назад

    After 8 months wozoti hanzi ngazvitange nhasi Tsano avo vanorohwa nemadhara

  • @abedinigotafadzwa9378
    @abedinigotafadzwa9378 4 месяца назад

    Murume uyo anopenga kuunganidza varume vakuru madhambitanana chaiwo

  • @PriscaTsiga
    @PriscaTsiga 4 месяца назад

    Food inotengwa na baba here or namai

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6p 5 месяцев назад +1

    Benzi remurume ndosaka mwanakomana achida kurova

    • @martinmusira7990
      @martinmusira7990 4 месяца назад

      Wakazviona kupi zvekupindira nyaya yababa namai, wambonzwa here mkadzi achiti anondirova so mwana uno forcer baba kti idai amai chete zvavari kusiirwa mu bedroom hauzvizive

  • @user-qq6tk6mk2x
    @user-qq6tk6mk2x 4 месяца назад

    Murume itsotsi chairo

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 4 месяца назад

    Haaaa I don't understand murume iyo itsotsi zvese zvaari kutaura inhema kuita vakadzi two this days nenzara iriko iyi zvimwe fungai varume arikunyepa Mambo zvose zvaari kutaura murume handiende side kwake nyangwe zvikadii and 😂

  • @ediemutombe1868
    @ediemutombe1868 4 месяца назад

    Pano ndinongioinga sound quality haaaa zvakarongeka izvi

  • @user-dg4uh4dp6z
    @user-dg4uh4dp6z 5 месяцев назад

    Climate change inokonzera kunaya kwemvura munoinzwisisa here vedare

  • @talentquentinmutandiri5465
    @talentquentinmutandiri5465 5 месяцев назад

    Ndekupi uku

  • @caswellshoko4617
    @caswellshoko4617 4 месяца назад +1

    Madhara aya arikutonga apa ane pfungwa here? How can a mother bring a seventh grade daughter mu bedroom and mudhara mukuru obvunza kuti wakamboenda here masikati?

    • @Actorshito
      @Actorshito 4 месяца назад

      Aa mwana anorwara hake na mai wake Ka handiti Baba hawapo hre

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 5 месяцев назад

    Two wives 😂

  • @rafiqueauladi-ty9xt
    @rafiqueauladi-ty9xt 4 месяца назад

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 5 месяцев назад

    Yananisayi vanhu mambo

  • @byronmatukuta3419
    @byronmatukuta3419 4 месяца назад +2

    😂😂😂😂 murume inhubu iyi mburu chaiyo kutenderedza madhara ese aya musoro

  • @SoulMoyo-pk2eb
    @SoulMoyo-pk2eb 5 месяцев назад

    Murume ariright

  • @goldenceemwanawamaijoze2592
    @goldenceemwanawamaijoze2592 4 месяца назад

    Ndimambo aniko. Ava

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 5 месяцев назад

    Baba ihure iro

  • @brighchadyiwa
    @brighchadyiwa 4 месяца назад +1

    Rubbish court

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 5 месяцев назад

    Ko wadii kutsvaga pakasununguka

  • @YeukaiJeche
    @YeukaiJeche 5 месяцев назад

    Bushu to the people

  • @user-ge4iv2ck6v
    @user-ge4iv2ck6v 5 месяцев назад

    𝑴𝒖𝒓𝒖𝒎𝒆 𝒊𝒕𝒔𝒐𝒕𝒔𝒊