Ya headman chigodora idhodhi chairo, anozviona sa Mwari chaiye, he handidi kunzwa kuti kwafiwa kana kurwara and you wonder ffs how can a person determine when someone can fall sick or die. Its just ridiculous really. Ende vanhu vakawanda worse. Courting higher courts & blah blah
Bushu akasevenza akave exposed to a diverse range of people so it helps his perception of people and circumstances.Vakadzi saka muchidzvinyirirwa Hona kutoroverera mukadzi biyawo.
Uchafira mahara kana kamwena kanowora konhuhwa Kari pamunhu mupenyu.The woman has a right to be cautious or she can become victim given she is getting threats.Bushu don't justify rubbish!
Imi zvebarika izvi zvine maproblems and usually these women are suppressed When these men find a new wife they neglect the first one and at the same time she is expected to be faithful to him if she she finds love elsewhere she is taken to courts and she is blamed which is unfair
Ndovega mambo vanebrain na Mutasa zvana headman chigodora nedziya dzeku Madziva idrama rega rega,,,they don't allow people to talk too much aggression
Ya headman chigodora idhodhi chairo, anozviona sa Mwari chaiye, he handidi kunzwa kuti kwafiwa kana kurwara and you wonder ffs how can a person determine when someone can fall sick or die. Its just ridiculous really. Ende vanhu vakawanda worse. Courting higher courts & blah blah
Plus machinda aChigodora ane pfungwa yekutsikirira munhu
@@terrykassey1524
Bushu akasevenza akave exposed to a diverse range of people so it helps his perception of people and circumstances.Vakadzi saka muchidzvinyirirwa Hona kutoroverera mukadzi biyawo.
Uchafira mahara kana kamwena kanowora konhuhwa Kari pamunhu mupenyu.The woman has a right to be cautious or she can become victim given she is getting threats.Bushu don't justify rubbish!
Mhofu makapata, ko mungatorera munhu mukadzi wake imi moda kuramba wenyu .makapuweiko namai vane blouse re white.
Imi zvebarika izvi zvine maproblems and usually these women are suppressed When these men find a new wife they neglect the first one and at the same time she is expected to be faithful to him if she she finds love elsewhere she is taken to courts and she is blamed which is unfair
Mambo murisvikiro imi, gombwe guru, chirangamapenzi, gadzirai size yake chaiyo munhu uyu
Court dza Bushu naNyamaropa ndedzechihure dzega dzega
Zvidhara izvi zvinofarira chihure hapana kana fairness apa.
Agara mukadzi ahachada uyu nokuda kwe Small house
Mukadzi wonyora chikwangwari kkkkkkkkk drama pamba ipapo
Eish look at these old fools talking rubbish ibvai apa chidare chenhema
Avo vari kutambisa madzihwa hanziiko cameraman
Avo mainini ihure.karma is cmn