Alick Macheso instruments latest album

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 сен 2024
  • Idzi iwaya chete dzinoshandiswa kutesta ma instruments dambarefu rirr munzira zvaakuda kuibva maboss ita luti ayaya wobaya pa subscribe ipapo kuti iite kate pakate taka recorder zvakanga zviripo takaguma kuzviimba nezuro chaiye!!!!!!!!

Комментарии • 80

  • @patrickmirirayi4025
    @patrickmirirayi4025 2 года назад +3

    This track should have been released this year at least

  • @felixmusweweshiri9323
    @felixmusweweshiri9323 6 лет назад +2

    Tsanooooo,tsanooo iwee the King himself others follow...ndabvandafunga Mwana wamai wangu..Nice version

  • @oniastawananyashamlambo865
    @oniastawananyashamlambo865 7 лет назад +1

    I really love this guy to the bone allow me to say im a die hard fan huh macheso anondigonera zvangue inin when it comes to sungura hes the best

  • @kueboymusicofficial6842
    @kueboymusicofficial6842 7 лет назад +1

    ummm cheso apa makazvivharisa.. bck to those old rythms... hats off to u

  • @mosesgenaro9228
    @mosesgenaro9228 6 лет назад +1

    Macheso I like yr music boza so make am stay updated of any new album.

  • @keitumetsekebaneetswe8642
    @keitumetsekebaneetswe8642 8 лет назад +1

    the big boss, no words you have it.

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад +3

    This is absolute professionalism to have a track that is used to test the P.A system when performing on live shows Amen to that

  • @issacmuzenda5889
    @issacmuzenda5889 7 лет назад +2

    ....this is my man ..ndakabhowekana or ndakafara im in luv with his music ..CHESO POWER

  • @richardkusikwenyu3701
    @richardkusikwenyu3701 6 лет назад +1

    BABA shero keep it up the standard. The guitars are exquisite. I like it

  • @tinohoblohove7370
    @tinohoblohove7370 7 лет назад +2

    bho zvekuti. shuviro yangu chimbokandai rwiyo muchipa yambiro kumwanakomana nemwanasikana vakupinda muwanano. inowana tsigiro nekuti dzimba dzaparara nekushaya rairo. rovai pachi mrume baba. Cheso the Legent

  • @walterchitsatse5004
    @walterchitsatse5004 8 лет назад +4

    cheso, murume uyu anondigonera zvangu ini,chesoooooooooooooo

  • @neonb5307
    @neonb5307 3 года назад +1

    Ayayaaa big up dhara

  • @wilbertchamunorwa7800
    @wilbertchamunorwa7800 7 лет назад +2

    Different version kuti zvityise well done ba Sharo

  • @luckchapfunya2533
    @luckchapfunya2533 8 лет назад +1

    well done macheso now back in your usual form

  • @lewismishone5436
    @lewismishone5436 5 лет назад +1

    Of Course, The Great Chief Himself. Great Staff

  • @ashleychamboko8729
    @ashleychamboko8729 3 года назад

    Basharo

  • @dazimonddanga5887
    @dazimonddanga5887 8 лет назад +5

    Ngatirege kumaka munhu, asi zviito. Apa akagona zvake.Hapana kucopa apa, iwayaka idzi

  • @zivaimanyemba2202
    @zivaimanyemba2202 8 лет назад +1

    Chibaba idzi waya zva zvinhu I salute you Mdara ndomubata sei murume uyu coz ndinebacking vocal rake rakaipa

    • @signchraya2639
      @signchraya2639 7 лет назад

      otherwise urinani meka haasikuimba zakanaka uyu panoda Elton

  • @patrickmirirayi4025
    @patrickmirirayi4025 5 лет назад

    Dei akangobura ngoma iyi inogona kuita heat

  • @davymeke523
    @davymeke523 8 лет назад +1

    Superb

  • @jamesnhamburo2010
    @jamesnhamburo2010 7 лет назад

    Baba Sherooo munondibaya hangu James Nhamburo Karoi

  • @taperachitapa2031
    @taperachitapa2031 7 лет назад

    Kushora zvakadai kunenge kutopenga. Waya dzakarongedzwa mudhara. Sungura yedu mudhara murikuigona.

  • @talentnyamagodo5252
    @talentnyamagodo5252 6 лет назад

    Thanks for this album that's great

  • @kennedymwaedza9143
    @kennedymwaedza9143 8 лет назад +2

    zvekudzosa vakainda ngazvipere vanakasamba hativadi pastage

  • @crispenvheremu5822
    @crispenvheremu5822 8 лет назад

    sando kwamuri baba Shero tatovhura nzeve kuti tizonzwa zvirimugapu renyu bcz iiiiiiiiiii

  • @thulaninyikadzino4719
    @thulaninyikadzino4719 8 лет назад +2

    baba shero tamirira tanzwa evry show kukutevera mdara tichida kutonzwa album yese mbichana mbichana tomirira hatinete stany pajerera zaka pabutcher

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад +1

    From Pengaudzoke we are crying for songs like Anyway or Marambadaro, Ukangorwara etc Albums like Sakunatsa Sakubaiwa etc looking forward to your services thank you in advance

    • @signchiraya4963
      @signchiraya4963 8 лет назад

      tsaka kupengaudzoke kwete pamacheso unopenga

    • @chadderndofeni6426
      @chadderndofeni6426 8 лет назад

      Famba nechipo chawakapuwa nacho Baba vaShero.Unogona zvako mwana wamai.I shall support you for everu album yaunorova.

    • @signchiraya4963
      @signchiraya4963 8 лет назад

      +Chadder Ndofeni iwe hanzi 21 march.richibuda.pakaipa

    • @chadderndofeni6426
      @chadderndofeni6426 8 лет назад

      Ndakamirira ratondinonokera izvozvo

    • @signchiraya4963
      @signchiraya4963 8 лет назад

      +Chadder Ndofeni kwaaaaas

  • @simbachitsiku2514
    @simbachitsiku2514 8 лет назад

    ndopanoti baba va sharoo ndiwoo waridzi wemimhanzii kwe awoo aanoti popopopo natiwaridzitei pfuti kkkkkk wachakasara

  • @takaedzwataka6909
    @takaedzwataka6909 7 лет назад

    Mwari ngavakuwedzerei makore mazhinji ekurarama chipo munacho ngazvienderere mberi ndokuti mberikwazvo many thanks

  • @tafadzwamusakatiza5921
    @tafadzwamusakatiza5921 8 лет назад

    Instrument iyi inondirangaridza mushakabvu Dembo ndiri mubhazi ndakananga kwedu kuDande

  • @simbarasheimbayago7370
    @simbarasheimbayago7370 7 лет назад +1

    wonderful

  • @leeritz263
    @leeritz263 6 лет назад

    musadzokere shure baba sharo murikurova hamusati mamboridza zvisingadiwi newanhu ticharamba tiinemi kusvika narinhi

  • @dibzmrasta9238
    @dibzmrasta9238 8 лет назад

    Macheso ndakamumaka zvangu asi apa wire dzakabatwa. Haudi mazwi kuti unzwe...

  • @zivaimanyemba2202
    @zivaimanyemba2202 8 лет назад +1

    Vaneconnection namacheso itai ndisanganiswe naye coz ndinebackin vocal rake

  • @luismachado9396
    @luismachado9396 8 лет назад

    Ayayaaaaaa.....

  • @jnyamande
    @jnyamande 8 лет назад

    Extra Basso....

  • @paulmwanema9385
    @paulmwanema9385 7 лет назад

    better that way baba aShero

  • @dylantinaishekadada8737
    @dylantinaishekadada8737 7 лет назад

    cheso power vakapenga

  • @desiremakechemu7934
    @desiremakechemu7934 7 лет назад

    ndinotenda nerukudzo

  • @kennedymwaedza9143
    @kennedymwaedza9143 8 лет назад

    ndidzo waya idzo

  • @maxwellvhela5915
    @maxwellvhela5915 8 лет назад

    heavy mdara

  • @blessingnyamuda3787
    @blessingnyamuda3787 6 лет назад

    basa riri kubatwa mukoma macheso chipo ndechenyu

  • @planet263suweta4
    @planet263suweta4 6 лет назад

    all the way

  • @philipkudyahakudadirwe9099
    @philipkudyahakudadirwe9099 7 лет назад

    ayayaaaaaaaaaaaaa

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад +1

    Kudzima Moto vakamboibata vakazoimwaya yava bhoo remember guys!!!

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад

    Hero basa Mr Chivhuna pliz if you can upload for us Pengaudzoke Original

    • @signchiraya4963
      @signchiraya4963 8 лет назад

      unopenga tsvakakupengaudzoke ikoko not pano

  • @vongaimashinya2414
    @vongaimashinya2414 7 лет назад

    Rambai makadaro ba sharo tinoramba tichitsigirai varoverei vanhu sando dzenyu

    • @patrickmirirayi4025
      @patrickmirirayi4025 5 лет назад

      This has potential to become a hit
      .baba shero kindly put this song on your next album...its to strong

  • @doctorforreal
    @doctorforreal 8 лет назад

    ayayaaaaaa

  • @signchiraya4963
    @signchiraya4963 8 лет назад

    kuseri uku

  • @moyadavid23
    @moyadavid23 8 лет назад

    kwakuseri uku Baba Shero murimukuru pa ndima ye Guitar

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад +1

    Kana vari ndivo Extra Basso tinenge tisati tatanga vachati varigadzira zvavo ngoma vozorimwaya album iri

    • @professor-stein
      @professor-stein  8 лет назад

      +Patrick Rodza This is not the new album its just a sample yekutester system kuma live show zvitsva zvirikugadzirwa hanzi namudhara ma speaker gadzirai

    • @Ray-ku9ds
      @Ray-ku9ds 8 лет назад +1

      Ya wakange waibata wena vibe iyi Kurarama Inyasha

    • @patrickrodza3941
      @patrickrodza3941 8 лет назад

      +Ray Shrp baba

  • @simonbadza6348
    @simonbadza6348 8 лет назад

    hamuite hamuite

  • @patrickrodza3941
    @patrickrodza3941 8 лет назад

    Thanks Mr Stein Kumbirai Chivhuna

  • @spencerdondo3893
    @spencerdondo3893 8 лет назад

    akagona zvake ukanyatsoterera unonzwa song yake iya ndinotenda mumwe wan.guwe ndinotenda nezvawaita .

  • @edwardyakobe2736
    @edwardyakobe2736 6 лет назад

    cheso pwe

  • @tendaijera9895
    @tendaijera9895 8 лет назад

    dhara

  • @chadderndofeni6426
    @chadderndofeni6426 8 лет назад

    Pamberi newe Cheso unogona zvinonzika pamwongo chaipo!!!!!!!!!!

  • @brianmujuru3300
    @brianmujuru3300 7 лет назад

    mdara anondifungisa kure kusingasvike hupenyu

  • @cephasmukaruwa6601
    @cephasmukaruwa6601 7 лет назад

    cheso madhara madhara eduu

  • @ttchiwandire
    @ttchiwandire 8 лет назад

    Copying Dembo hapana zviripo apa. Apera ba Sharoo uyu. Sha ita sa Tocky akadzoka kumusha kwake Zvishavane