Most people from Botswana are cool, especially the women. I spent some time years ago in Francis Town and moved on to Gaborone. I had never met such open and friendly people. Second to them are probably Namibians. With ❤️ from Zimbabwe.
Dambudziko ratiinaro munyika muno riri spiritual and it needs GOD's divine intervention inouya kuburikidza tose vana veZimbabwe tikachemera Mwari kuti vapindire through tears and prayers of repentance. Munyika muno hamuna chinonzi opposition party nokuti yacho inonzi opposition itori ZANU PF pachayo. Zvinhu zvichamboti omei kwemakore anopfura 15 years from now. So, we must brace up for the worst as a nation kusvikira tazoziva tose kuti kudenga kunaMwari vatinofanirwa kunamata tose senyika. But kune wose akakonzeresa mwana weZimbabwe kunhonga svosve nemuromo, will never ever go God's court free including their supporters uye nevose vanovachengetedza....
Chero Sanyatwe anofunga kuti ari exempt but nyota yenyoka yaMnangagwa haiperi and it's a matter of time before Sanyatwe waiswa pachopping block. I'm SB Moyo never thought he'd be given a quick exit but zuva guru richauya😢
mnangagwa and zanu deliberately caused the suffering and agony for masses of Zimbabwe. They don't bloody care about the nation. Chavo kuba nekuuraya vachigitisana pachavo. Chikonzero vakavenga Zimbabwe nema Zimbabweans nekuti haisi nyika yavo. Kuparara kweZimbabwe nevana veZimbabwe havanei nako.
Uricei mudhara wangu wanga warova
Pasina zvigure dai takaitangira Botswana
Botswana Ihoney
Munangaga muForeigner uyu haasi muZimbabwean
Botswana Huchi
Most people from Botswana are cool, especially the women. I spent some time years ago in Francis Town and moved on to Gaborone. I had never met such open and friendly people. Second to them are probably Namibians. With ❤️ from Zimbabwe.
Dambudziko ratiinaro munyika muno riri spiritual and it needs GOD's divine intervention inouya kuburikidza tose vana veZimbabwe tikachemera Mwari kuti vapindire through tears and prayers of repentance.
Munyika muno hamuna chinonzi opposition party nokuti yacho inonzi opposition itori ZANU PF pachayo.
Zvinhu zvichamboti omei kwemakore anopfura 15 years from now. So, we must brace up for the worst as a nation kusvikira tazoziva tose kuti kudenga kunaMwari vatinofanirwa kunamata tose senyika.
But kune wose akakonzeresa mwana weZimbabwe kunhonga svosve nemuromo, will never ever go God's court free including their supporters uye nevose vanovachengetedza....
Yes, baba 🎉 Makabaya dede mumukanwa. maGeneral avakuurayiwa nezvigure 😂
Iwo maGenerals acho ange ari mbava futi. MaDunerheads
Sure regai ma Generals auraiwe ndoakatisvitsa patiri apa. Zvinavashe achiti "Tsvangirai haatonge nyika sekuti haana kuenda ku Hondo".
Vaudze chokwadi kunyanya masoja acho iwayo ndiwo vakupera kuurayiwa mnje one by one
Sekuru Rusike Hatidi mu Rangagwa .ndapota tibvisireivo munangagwa.
Chero Sanyatwe anofunga kuti ari exempt but nyota yenyoka yaMnangagwa haiperi and it's a matter of time before Sanyatwe waiswa pachopping block. I'm SB Moyo never thought he'd be given a quick exit but zuva guru richauya😢
Sanyetwe tomwira manje manje
Hapana anoda kufa ndozvatirikukwarira let's sacrifice 1000 people zvipere
Azibuye indaba😂
Mnangagwa akaregeregwa se dodii
Mataura chokwadi kuita zvema drugs kushaya zvekuita .l hve a good example of my self dai ndisina kutiza kuzimbabwe dai ndichiita zvemutoriro
Todiii hama imbwa idzi dzinemoyo yakawoma
mnangagwa and zanu deliberately caused the suffering and agony for masses of Zimbabwe. They don't bloody care about the nation. Chavo kuba nekuuraya vachigitisana pachavo. Chikonzero vakavenga Zimbabwe nema Zimbabweans nekuti haisi nyika yavo. Kuparara kweZimbabwe nevana veZimbabwe havanei nako.
Madof aya Us ne Uk kwakutongwa nevanhu vatema
If you wanted to know about wondo ask those we were fighting against, they will tell you who fought. Real fighters will not sing about it
Zvigure Mudhara
Masoja edu aakuda kuchekeswa ne Russia 😅vangasakurimidza koutora action vanopera kufa Shuwa , poison 😢
Honestly speaking Army yemu Zimbabwe is a Disgrace to the whole World.
Rega vambokuvadzwa mudhara madinga
Wakatya kuuraiwa ivo vachigona kutaura mangwara hawasi we politicis koz hondo haidi munhu anodudya chiripo kuzvipira ndokodiwa
Ma FAZ C.I.O
You always be on point
❤❤❤❤❤❤❤❤
RUSIKE ZVINOMBOREVEYI.
KUTI HAASI MU MUMBWA IYEYU? TAFA NEKUNYEPERWA NAANA APONGOZI VOBADIRWA MU DZIKO LATU LA ZIMBABWE.