Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Uyo anonzi majuice ma 1 one munhu ane award rema dance ndiye ega
MaJuice ndange ndachema wangu. Ini ndofamba newe mwana.plus wakaratidza kukura pakukumbira ruregerero kuvatsigiri veMberikwazvo. You just humble mfanami.
Thanx to all the organizers....the stage is well managed no unnecessary people
Haaah vanogona hawo kutamba mkoma awo
Taura hko haafi akawana anenge Franko uyu kujumha jumhao hake kunozunza zvimopu
Franco engine yechitima muvhenekeri mukati merima
Furaco ndiyo yaivasimbi yadzose avo haana chaanoziva
Juicy akaipa
anonzi majuicy uyu inini hangu eish during the franco era wainyatsoona kurongeka kwemadancers waizvichiva ,hawamboona vanhu vachingo crossa pastage kunge pabus rank franco aitamba zvne pattern waisamuona achimhanya kumagitare kunobata bata zvainakidza manje ava unoshaya kurikubva dance dzacho nekwadzikuenda too much spiceing inoshatisa husavi