Uyu Franco ano tamba hake kani aaa kwete zvima dhadha zviri kwa macheso zviya aaa zvino ndi bhowa kana kuona band rama cheso aaa ndaka rega kubva zva kabva Franco ikoko ini. Franco you're my number 1 dancer in the world.
Ana ma juice dzungu kungo jabvarika plus kuzora mafuta twaa kunge twu zvipoko apo kutamba kwacho kungo zvonyo ngoka se nyoka kkkkkk aaaaa ini ndoda Franco ini
Wonderful Franco slomo a man of skilfull dances. We wish you to accept Macheso' s offer. He has already created a vaccant post for you. Thanks to Macheso you are so humble ,set aside your differences and make this industry grow to greatest heights.
Franco ramba tsvina idzo kura usa ita sa zaka zaka asinga gone kushinga you doing well wega not kungo shandiswa. If he like to help why not assist you uite more shows nxaa
Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 they guy with yellow sort very dangerous
Majuice na Franco it's like Cristiano Ronaldo na Messi playing for the same team. Kunochemwa baba.
Uyu Franco ano tamba hake kani aaa kwete zvima dhadha zviri kwa macheso zviya aaa zvino ndi bhowa kana kuona band rama cheso aaa ndaka rega kubva zva kabva Franco ikoko ini. Franco you're my number 1 dancer in the world.
By soul I am Zimbabwean,by warm body South African jerrrr wonderful
The Zim Goat🐐 of Sungura & the Zim Goat🐐 Best dancer ever Franco...... Kwanga kwakaipa uko
Franco anoimba varume❤❤
From South Africa what a performance
Panekakudzikama kana Franco kasipo kwaMajuice 😂😂😂
I pride iyo yaava nayo
Haaa moyo wangu unodzimba, dai zvaibvira Franco adzoka and the team was so good. Even pakutamba Franco magetsi, and haana kana pride zviri maari.
Haunyepi ipapo akadzikama apa jive anosota
Yaa team ws super
He was a good back vocalist
macheso is legendary kungobvumidza franco kuuya pastage. ndopanonzi ukuru
Akuna musician anoramba kuti umwe auye pastage
Macheso support up coming artists like Franco
Yes big up chivhu Manyene. Mamunzwa here mdara achiti Manyene, matizha🤣🤣🤣🤣
Mashofeeee mashofee baba Sharon ❤❤❤
come on Franco nice sound❤❤❤
Franco is undisputed and irreplaceable
Dhaka you are grown men ita zvako iwe
Frango is at backing zvimwe ndezvimwe dai kari katwiter kaya takuvara nenoise
True king haaa backing vocal chibaba
Ka twitter Kaya noise mhani
❤Franko chibaba ichooo 🎉
Vese mashasha Franco naJuzi uyo😂😂😂😂
True man
Ana ma juice dzungu kungo jabvarika plus kuzora mafuta twaa kunge twu zvipoko apo kutamba kwacho kungo zvonyo ngoka se nyoka kkkkkk aaaaa ini ndoda Franco ini
Ma juicy hakwan pana franco chero zvodii dzikama zvako majuicy
So what
Wonderful Franco slomo a man of skilfull dances. We wish you to accept Macheso' s offer. He has already created a vaccant post for you. Thanks to Macheso you are so humble ,set aside your differences and make this industry grow to greatest heights.
Auya kumba. That is where he belongs. Zvimwe zvese tingataure hedu.
Francis kuseri kwekuseriiii
Franco was such a good singer for mberikwazvo
🎉🎉🎉🎉 best combination ever.... Franco and chesology
I love you this song ❤❤❤
Nowero Nowero baWiny baKenny sekuru vaRashy wire wire
Well done baba chero
Morgizo best engineerer😊
Aiwa band iri huchi varume mmmmmn
Zimbabwe got talent
Band revanhu on fire
Rovai bsa vakomna ndirikuona hngu
Majuzi pana Franco haasvike
Zviri pachena😅
Nyc baba shero
Franco engine yechitima
This is beautiful 😍
Combination yemuromo nerurimi chaiyooo
Haaaa pasangana shasha, Peter, Franco,majuice
Franco kumberi💪💪💪
Franco zviri mubondo chaimo
Yaaa Franco anoziva zvaanoita ndazvivona hangu
Very true
Koburugwa rakasamba
Franco engine ye chitima
Franco🔥🔥🔥
Ayaya kmberi
all eyes were on Franco slomo
I WISH I CAN MEET FRANCO , AND SHAKE HIS HAND , THE DANCING WIZARD ...HE IS UNTOUCHEBLE
Franco franco franco❤
Chibaba ichi❤❤❤❤
Brugwa ra kasamba irioii
Franco kuseri uko
Hah iyo ndoinonzii extra mberikwazvo macheso naFranco not majuicy ipwere iyoo
Engine yechitima Francies Dhaka
franco iBhudhiiii
Anotambawo zvelevel yake not kuzosvika pana chesopower anogonawo panoverengwa dzimwe shasha
Franco ramba tsvina idzo kura usa ita sa zaka zaka asinga gone kushinga you doing well wega not kungo shandiswa. If he like to help why not assist you uite more shows nxaa
Kasamba anoda kumamiswa chaizvo ibhurugwa hwai iroro😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
I think vaye vanosigaroti Majuicy ane dzungu chete mazvionera kuti anotoda pajive ipapo
Franco anongodiwa paband revanhu sooo!!!
Franco ndewekwaMacheso not elsewhere varume, it's a combination
Franco ra street kid kufamba nemajackets 2
Franco is dangerous ❤
Hazvina kumira mushe
Legends
I have Yondo sister,lokasa Yambongo,Kanda bongo man and other artist perform together
Ihombe
Very nise move
❤❤❤ok
❤❤❤
Sando dzke cheso power
Show them franco
Franco ma1😅😅😅
Slomo
Franco machine uyoo not majuice
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤
On my video