Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nice sis dorcas Moyo makagona namudhara macheso tozvitenda izvi chodiwa kuwirirana
Dorcas the she was looking at macheso was like baba ava vanombonatsozviitasei respect guys have got talent
Kana tozofamba hedu baba Shero ibasa chairo, ukaona vamwe vaimbi vaakutotorawo mavideo
Thanks Aleck macheso munosimudzra vamwe uye kusava negodo😅😅
Love you baShero gear up baba
Mother Dorcas Moyo is so humble. Love it.❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😮
Macheso tinotenda moyo wako good ramba wakadaro god bless u
Tanks dorcas nekurecognizer varimberi kwako
D Moyo, Ale Machesu and Shugeta well done guys. Kubata pamwe kwakachena . I wish another collabo Ale and Dorcas
Chesology and Dorcas won't disappoint❤❤❤
Kwanakidza kuchurch nabaSharo what a Blessed Sunday
Kuchurch kupi
Thank you baba shero nekusimudzira vamwe murichi baba pakuridza apo
Mama moyo you are tomuch I salute you mwari ngavarambe vakakusimbisai pabasa renyu makatumwa
Mkadzi Uyo anouraya madance zvekwamwari chaizvo aaaaa majuice akazvionawo here
Uyo anoda kusungura kumuisa kugospel kumukanganisa
Madzimai ekwaMoyo woyeeee....muriko ere ukooooooo.....Mrs moyo....bulawayo....
Adore the respect between Ba Shero n daughter Dorcas
Haaaaaa aya ndiwo my Levels manje .Welldone Dmother Dorcas Moyo. Bsba Macheso and the entire crew.❤❤❤❤😂😂😂😂😂❤❤😮
Chesology master, king of Sungura,, ladder big up mdara
Pakaipa.A combination made in heaven
I love mama Moyo , she is just a blessing to the Nation ❤❤🎉
Ndikuhwei futi muchiti ngwazi..... 😂😂😂😂😂😂 Wandipedzera wena
anokuvava here Ngwazi
Kkkkkķk @@gibsonmphisa8209
🎉🎉🎉🎉kunzwa kuzadzwa nemufaro happy sunday everybody
Macheso ibadza kn uye mamoyo ❤❤❤❤❤❤❤
Mwari vachingotiitira zvakanaka tirimo munyasha ❤❤
Amen
Macheso kwese ariko mdhara uyu KuDancehall Gospel Sungura kumbira futi
Dorcas kawaingwa nemunhu mukuru pa stage akaita sa Macheso mupe time yakakwana yekuita twunhu twake ukadaro munoona zvakawanda
Well done job Dorcas moyo for your song mhanza haisekwi ❤
Haa Mama Dorcas vatoshamisikawo naBaShero!
Hokoyo nemuridzi wadzo waya dziye.... Pachanakidza pa kereke mukaita zvekutamba-imi..😀😀
Hokoyoo 😂😂😂boys remakudhara Macheso Dorcas Moyo it’s dancing vaauya hot
Mamoyo I support you enda mberi unogona hanzvadzi yangu
Uyo musikana wekwa dorcas anotamba uyo
Kozvanga zvichadii Na Dorcas wo kukangobarwe mwana
Sis Dorcas n Cheso power manyama
Mother avo ndimambokadzi crew chete ❤❤❤
Mamoves asisy avo ndavafananidza nevamwe vakambotambira kapfupi pasong inonzi Muzukuru wenyu kuswera ndisina kumuona idambudziko....I think ndivo sisy avo vanofamba zvokuti dhuuu
Best combination
Ndatenda hangu Kwaa pashadwa basa vedu
ummmmm ndatenda hangu apapakabatwabasa apa
Living legend 🎉🎉🎉
🎉ko bvere dzabvepiko nhai jaco
Chivhayo ngaapewo Dorcas Moyo mota plz
She was given Benz c-class
Aiwa zvaDocus zvinamwari so nguva yake ichakwana kuti aiite mota yaanonzwa kuda usati afarire kungopiwa zvemahara seri kwazvo zvinemubairo
Zvichiri zve church here ingoriwo party
Hie Zim team I like this video anyone can u pliz Send org
Haaaa sisi vanouya avo ummm kana
Musikana uyu ishasha
My mother ❤
Baba Shero chibaba. Unenharo language wakapenga
Panasisi vandirovera jive haa she can dance
Uye vane kuseri kwakabatana heavy
Baba Sharon 🎉🎉
Mai docus moyo vakanyanya
Baba Shero msadaro mnouraya vanhu nekutamba kkkkkkk
Macheso wakwavadzisa vanhu nekutamba
Long man makapenga paKutamba apoo
Mai moyo❤❤❤❤❤❤
Mmm Sisi avo vanotamba jealous down
Shugeta ndosaka achizodhodzwa pa stage arikudei pa stage
Akakokwa
Mira tidzose Koffi ambomubvise dzungu
Dzungu
Ummmm ichi chibaba ichi
Ana Shugeta muri maMC chamakuda paperfomance chii,makutovhiringa maartists apo noise😂
Usagwadziwa iwe😂
The king of sungura
Paita wanechipo kwete chidooo
Team iri manyama
Ngazviendembri
Pamber mudara wangu
Kuita kupedza masports chaiko
Chibaba chasimbisa
Vaita kupererwa Amai Doka
Baba shero huyee bodo pagitar apo
Chirume chidhafu icho ndine dzungu
Une dzungu
Kupera akudi kuridzirwa bhero wonawo wega kkkkkkk😊😂😂😂😂😂😂😂😂
Hahaha ukandiudza kuti kuchurch akunakidze unenge uchinyepa kkk show iyi yanga ine uchi
Bashero ayisurrender
Cheso chibaba chenyuchi
Wese akapuwa mota dzezvikwambo anoita mysterious accident. Dzorerai mota idzo
uri mhata
Kkkkkkkk unenge ukutaura chokwadi kkkkkkk
Shugeta arikudei pastage
Sisi vanofamba avo
Sisy avo ungati ndakambovaona pavideo yakapfupi pasong inonzi Muzukuru....iyeyu wandakada kuswera ndisina kumuona idambudziko....vanofamba sisy avo zvokutodaro
Makanyanya vaMamoyo
Chibaba ichi😂😂😂😂😂
BaSharo komborerwai
Mhazhaaa
Chigure che wire ichi guys kana mazogara kkkk Hachipere zvenhando kani kkkk mirai muone henyu hamusat maona zvizhinji naye uyu
Shugeta ane kakusadzikama sooo
Haana kukwana uyo
Kutamba hakude chibhumba
Sisi Robot vakaipa manje
Asi machesokaaaaàa....🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Aiwa zvaiendeka shame
Dorcas watonga
Pakafarwa apo
Amen 🙏
Kich Kach manyama
mhazha manza baba sharo ka kkkkk munemuskanzwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Uyu anonzi Shugeta uyu is a DISRUPTION to a good perfomance
hona dhesva iroo
Mhazha haisekwi
❤❤❤❤❤❤
Mudara
Extra basso😅😂
Zero chaiyo
Cj
Chaya and Shugeta bad combination kkkkkkkk😅

Pakaipa.
A combination made in heaven