CHEGUTU: Mwana Akazvarwa Asina Nhengo Asi Pakazoitika Mashura Ave Kuda Kuitwa Sugery
HTML-код
- Опубликовано: 6 окт 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Keep good job
Big up to the crew
Mukoma sly God bless you 🙏❤️
Thank you so much
Congratulations lizzy on the nominations
Thank you
Aaaah it's normal wangu mwana aiwe akadaro takazviona ane 3 months tikaenda naye kuchipatara vakati it's normal kangori kaganda kasina kutsemuka kaifanira kutsemuka achiri mudumbu but later kano tsemuka achikura so doctor said we must wait until mwana ane 3yrs for surgery but after some months ndakazongoona mwana a normal now she is 18yrs old now anotoenda kuperiod zvakanaka
Mainini Eliza,vaendesei kwaSekuru Nyangatayani
Haaa zvkaoma chnyakare so imagine murume kugara neguru muhomwe munenge mucngabatane hr 😢😢 zviro zvacjo mushanga chaiwo unodzungaidza munhu
Endai nemwana Kwa prophet miracle Paul pliz zvidzokere kumuridzi
Gogo is beautiful
Kana kwa T Fredy batsirai Mwana uyu Na gogo sekuru ndovepedza vanhu
Chisionekwi muZim it's my first tym kunzwa zvakadai,imagic hre or kuroiwa zvozvoonekwa zvese zvri ryt ft kwachiremba nhym
Kwakaoma sure
Haa handiterezvi nhema dzipachena kudai
Mwana uyu anofanira ane jondisi ndoyo yellow yacho mai vangu vakazviita vayizvikwenya nedombo
Ko ku 6 9 ange asingaende here
Zvakaoma hazvo
Tavepo
Ko toilet aiitisa sei.