💔😳Mashura Nyazura businessman osirwa chitunha mushure mekufungirwa kuti angangova ari iye achekeresa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 ноя 2024

Комментарии • 28

  • @RoseFombe
    @RoseFombe Месяц назад +4

    But nowadays vanhu varikungofa pasina kurwara or vanenge vachirwara vachifamba hmno.. zvakaoma

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Месяц назад +1

    Good song in the background but it's annoying how it was used

  • @TimothyMutambiranwa
    @TimothyMutambiranwa Месяц назад +2

    Mukoma ginozviziva Kuti zvinorwadza zvaitika pachiitiko Ichi but skiri rekungoti munongoti hameno hameno pliz isayi Nyaya maweneruzivo kwete Kuti titange kufunga Kuti chiichakazoitika

  • @emiamushambi1050
    @emiamushambi1050 Месяц назад +1

    Yaa ma 1

  • @SusanMudiwa-k8r
    @SusanMudiwa-k8r Месяц назад +1

    Vanhu vakungofa mazuvano ngatirege kungotsvaga varoyi

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Месяц назад +1

    Vanhu ava vese ndevemumusha Mangu semunhu arikuda ma likes, comments, subscriptions you need soundy information

    • @LenonMusiq
      @LenonMusiq  Месяц назад

      @@elphuselvisnyangombe383 thank you 🙏 don’t forget to subscribe

  • @DubeFaith
    @DubeFaith Месяц назад +2

    Unowanza hameno hameno imi mkoma aaaaa chichakaro

    • @LenonMusiq
      @LenonMusiq  Месяц назад

      @@DubeFaith don’t forget to subscribe tichagadzirisa thanks 👏

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla Месяц назад +1

    Zvinotosungisa zvekuisa coofin iroro mushop

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад +1

    Ko post mortem yakaitwa here? Coz zvirwere zvinotora vanhu like that zviriko like bp or diabetes among others.

  • @scottvibesofficial
    @scottvibesofficial Месяц назад

    Pakaipa😢

  • @Tinepams
    @Tinepams Месяц назад

    Akaurawa munhu uyu,iye wemashops ndiye akauraya.zvakaitika kuNyazura kuNzvimbe kuRomsley kuvillage 12...irwa wega Dhadza,irwai mega humba

  • @ShellaChipetu
    @ShellaChipetu Месяц назад +2

    Zvese bvu

  • @dadenyathi5743
    @dadenyathi5743 Месяц назад +1

    Sounds like a Heart attack!!!

  • @NestorTakudzwaMutimbanadzo
    @NestorTakudzwaMutimbanadzo Месяц назад +1

    Muface uyu angaafa asi akafa akamuka ere

  • @NestorTakudzwaMutimbanadzo
    @NestorTakudzwaMutimbanadzo Месяц назад +1

    Chiiii chiiiii

  • @Tinepams
    @Tinepams Месяц назад

    Akavigwa Dhadza haasi kumapurisa iwee

  • @TsitsiManyati
    @TsitsiManyati Месяц назад

    Vanhu vakaita shungu asi chandoziva rina manyanga hariputiri ndavavige hamayavo anorwa ega mufi

  • @Gloria-s4v
    @Gloria-s4v Месяц назад +1

    Vanhuvaka tsamwa nokuda kwemwanawavo hazvinakuchipa kuti munhuanongonzi afa pasinakugwara

    • @LenonMusiq
      @LenonMusiq  Месяц назад

      That’s true vanhu vakatsamwa

  • @munyaradzichibiya4484
    @munyaradzichibiya4484 Месяц назад +1

    rjp Humba

  • @TanakaChapter
    @TanakaChapter Месяц назад +1

    Kuda bg ere nhaii