Back then iye na winky ndo vairira kudarika vamwe vese. Unfortunately ma parents anenge ane ma plans nemukomana yakasiyana nezvirikudiwa mukomana. Dai akaramba achiita music ava a great name
Not kushora d flex haasi akungomanikidzira here ane more than 20 years achiimba but hapana chabuda....Tsano pa main road ndeye 20 years ago dai angosiyana nazvo same as king shoddy,extra large,stunner, dadza d
haa Lets gather here all Dflex fans ma1 aya
ayo ma1 boiz if we talking artist n lyricist D Flex ndibaba vawo vese
I call him the most creative Artist in Zimbabwe ❤
Haaa togona hedu kuramba but D Flex ma1 MaShefu awa 🔥🔥🔥
mmm apa DFlex akaratidza kurema, welldone school buddy… Dollar Power how far
💥💥💥💥💥💥💥 boom tune 👌 siya something kana uchiti Shefuuu
Shefu you made me subscribe on this channel...big op.
D flex anogona Boyz kubva kudharara
D flex vakuru kubva kudhara🔥
D flex my fadda 🔥🔥🔥🔥
George Gaza 🔥🔥🔥🔥 pusher ma works mfanami
Yes I remember Tsaona 2009 ❤❤❤akaunzwa Bindura for a show na Tally B the promoter was Dona
one of the unique and underrated artist
kuzvida kana kusazvida uyu ndiye mdhara wavo
I grew up with this guy..where is dollar wangu..
Akuimba muchongoyo and drama
ii shuwa dollar power 😢achiripo here
😅shefuuuuuuuuu salute,vanoziya bambo avo
Well educated artist lyrical content
shefu...maplayers #vatambi
Why stopping him whenever he sings atase
Shefu ma1 aya
HOYOOO SHEFU
Shefu muhombe uyu ,iri pattern handiwanzo kurushandisa more often
🎉🎉🎉
🎺
Shefuuu
This is so intertaining
🌎💯
Pumaco anotedzeera
😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mukuru uyoo 🔥 🔥 🔥
Shefu vakaipa avo.......
True Gheto Yut hausi bhoo mupfanha wangu wakarira waz ucharamba uchirira
despapa 😂😂
mwana wengwere🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Enzo,bazooka,i think they were inspired by dflex
Tsaona case ❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Skillful,Mkurupfungwa ,Bazooka, Liphook naEnzo
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥d flex wakanyanya
D flex muhombe
Umm🔥
💥💥💥💥💥
Hoooooyyyyyyooooo !!!!!!!
mi artist from day one
Chibaba ichi haaaaaai varatidze imomo mumain road yemangoma.....mabars achooooo hooyyyyyyyyooooooo
Shefuuu💪
Ngwere 🔥🔥🔥🔥🔥
Dflexx Dollar vanobva ku ...
Haaa ma1 aya boss
Mukomana uyu anogona dhijo ma1
DESPAPA🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Sanchez of Zim ...
Mfana uyu anenge Busy signal
Yah ma mhanyiro ake mic ndeekwa Busy chaiwo
Mufana ma1 ayo
D flex muhombe ndati
Shefuuuuu
D Flexx Flexibly Flexible like a cable spreading internally,externally,internationally, exclusively, obviously maaaaaaaaaaad 😂
Qq2q
Danzi rafa
Icho chogona
Sheffu muhombe
Ngwere 😅😅
Ngwere ngwere 😄😄🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😄😄🔥🔥
Uyu munhu mukuru anopisa manjeee
Shef
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 shefu
One munhu anopenga zviri organised... Kupenga zviri well arranged sa van choga😂
Ndiri kuda melon, asi kwete rinovava kunge lemon 😂😂😂
Ngwere🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🌫🌫🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
d flexx is way greater than most zimdancehall artists
Back then iye na winky ndo vairira kudarika vamwe vese. Unfortunately ma parents anenge ane ma plans nemukomana yakasiyana nezvirikudiwa mukomana. Dai akaramba achiita music ava a great name
But why imitating other people and trying to make a name off them? Even saying kufu
Kungfu iwe, kungohukura zvisina basa
its shefu not kufu
That kid after dflex@@WellingtonBota-uq8yf
Not kushora d flex haasi akungomanikidzira here ane more than 20 years achiimba but hapana chabuda....Tsano pa main road ndeye 20 years ago dai angosiyana nazvo same as king shoddy,extra large,stunner, dadza d
saka mukuti akatangira Bigman kuimba here ???kkkkk akaita mbiri around 2008/09 achitori mupfanha uyo
@@honestdzafunwa no blaz uyu tsaona ndeya 1997
Cheri song iri ya 1980 hazvichinje kuti song yakagonekwa and inonakidza
@@honestdzafunwaD flex haas wanhasi bvunza winky 😅
D-flex music kwaari was a part-tym thing ....nguva yake zvinji yanga iriyemabook
🎉🎉🎉