maPastor Hamusi Kurova maBhidhiri Here? LIVE On Capitalk Fm With Pathisani Sibanda & Tinashe Chikuse

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2024

Комментарии • 39

  • @trevourtrey3577
    @trevourtrey3577 5 месяцев назад +1

    Name of the intro song?

  • @archfordmandizvidza6894
    @archfordmandizvidza6894 6 месяцев назад

    Zigo you are on point my brother

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 6 месяцев назад +3

    What Zigo is saying is true jeso vaitifamba achiporesa vnhu but vaporofita vazvino hakuna wakafanana naye ,matauriro, mapfekero,kuparidza one munhu wakabatsira akaiswa nepamusoro pemba nokuti vakashaya pekupinda nekuzara kwakanga kwakaita kumagumo kwenyika kuchava nevaporofita venhema ndizvo izvi havana nguva yekushanyira varwere kuzvipatara kumatirongo only vanoita zvinhu zvavo muchechi zvotopera imomo

  • @cjt6946
    @cjt6946 6 месяцев назад +2

    Jesu is incomparable

  • @eriktito91
    @eriktito91 6 месяцев назад +2

    Zigo naTalent Chiwenga 6 na 9😂😂

  • @godwillsmandeya
    @godwillsmandeya 6 месяцев назад +1

    Haaaa zigo to the world

  • @maidd6328
    @maidd6328 6 месяцев назад

    Tinashe is losing weight that great you are working bro. Keep it up

  • @darrenmafemba5493
    @darrenmafemba5493 6 месяцев назад

    Intro yakaimbwa nani haasi bhoo mfana iyeye ❤

  • @paulchiguma7769
    @paulchiguma7769 6 месяцев назад

    Kkkkkkkkkkk kubva ndichiterera zigo nhasi ndopaurikutaura zvinemusoro

  • @michaeltanaka2702
    @michaeltanaka2702 6 месяцев назад

    ZiGo apa wavapedzera. vasara vasina kana neremuromo hahahaha

  • @lavicknguwo2781
    @lavicknguwo2781 6 месяцев назад

    That's true 👍

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 6 месяцев назад

    Zigo and Mono same 😂😂😂 you must link up

  • @tinashe.nopeya7769
    @tinashe.nopeya7769 6 месяцев назад

    Zigo 😂😂💥💥

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza 6 месяцев назад

    zigoooooo

  • @williamschunga1357
    @williamschunga1357 6 месяцев назад +1

    Jesu Vakaenda kuchipatara here..just wondering. Bethesda wasn't chipatara, it was a spiritual healing entity. Kuzvipatara ndokwaishandira anaLuke. Yes its good kuenda, but we have many cases in Bible, vairwara vaiteera kutsvaga healers. Vamwewo varikowo vaienderwa.

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 6 месяцев назад

    Nfafara kuona chikusa na shumba pazvese patie mashuga sibanda

  • @prophetali
    @prophetali 6 месяцев назад

    Usazonyepa zigo

  • @munashemandishona3999
    @munashemandishona3999 6 месяцев назад

    True dat 😂😂

  • @wealthintel8166
    @wealthintel8166 6 месяцев назад

    Mabvuramiti 🤣🤣

  • @bosslimpopo8532
    @bosslimpopo8532 6 месяцев назад

    Ma miracles achirikuitika nanhasi Zigo inyaya yekuti tinenge tichida kuziviswa kwabva church

  • @regischiminya134
    @regischiminya134 6 месяцев назад

    But pachokwadi all today's profets vanobuda pa social media vaya ingofona number dzavanoisa pa screen for appointment ye 1 on 1 yacho vanokuudza figure inotenga havaite zvemahara tirikuvawona zvedu tiri ku terrace

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 6 месяцев назад +1

      Work out your own salvation dude. Let them be, you’re not God. We’re not all there when God called them. You fight your own race and God will sort them out at an appropriate time. Who are you to judge another man? I hope you are not broke?

  • @MrTintso
    @MrTintso 6 месяцев назад +1

    Zigo wataura chokwadi chizere

  • @alfoncegwatidzo916
    @alfoncegwatidzo916 6 месяцев назад

    As much as I'm against fake miracles, fake prophecies and fake teachings Zigo you might be missing it a little bit. Jesus was a street preacher, wherever he went he was followed by multitudes hence most of his miracles were done on the streets. And the other fact is that almost all people healed by Jesus he would say "kutenda kwako ndiko kwakuponesa", which means as much as kuenda kuzvipatara kwakanaka we should not paint all those who go to church in search of healing with one brush because some of them will be portraying a great deal of faith by going there.

  • @wieslawguyo4714
    @wieslawguyo4714 6 месяцев назад +1

    Zigo makurasika manje

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 6 месяцев назад +1

      And he’s always giggling as if everything is okay

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 6 месяцев назад

    Uye akasvinudza bofu ndijeso only izvi zvava zvemhema zvavava kuita Zigo unotaura mazita manje haatye

  • @bosslimpopo8532
    @bosslimpopo8532 6 месяцев назад

    Zvinhu zvacho zvine ma stages nema levels iriko stage yekuenda kuma hospital kazhinji ndokunotanngira vanhu va Mwari ivava mukatovabvunza vazhinji vakabva neko

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 6 месяцев назад

    Zigo I partly do not agree with you my brother, please study Mat 15:24-28.

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 6 месяцев назад +1

      He’s a spiritual destitute, he doesn’t even know what he believes. He thinks he has seen it and heard all

  • @thembachaza7718
    @thembachaza7718 6 месяцев назад

    From a distance zigo nearly looks like nasty c

  • @westonmufudza3211
    @westonmufudza3211 6 месяцев назад

    It's becoming more embarrassing that almost everyone claims to know Jesus Christ even if he or she knows nothing and still gets relevant on the social media platforms what a shame. I think you guys should focus more on skits rather than talking about Jesus Christ whom you know nothing about.

  • @harrismupedzi8694
    @harrismupedzi8694 6 месяцев назад

    ZIGO vanhu awo Imbavha dzinoita kuti iwe uburitse wega mari uchi mupa.Tina mudhara Gomora ano ridza mu street wano dii ku pfuura ne paari wo mubatsira nyika yoona chokwadi.Tisa vharwe ne gudza ku meso