Critical analysis ,,, Dr Mukotsanjera you deserve a trophy munosvinudza mapofu,you highlighted critical ethics that depicts true characters of a person who is criminal ,,matofo anonyebera kuda kungwara
Vari kuipima. Kutoti ngaiuye kwandiri kkkk vakasimbiswa nhema ne n'anga yakavarombesa. Vachapedza madzinza nezvinhu nhando vachionererwa padare. Especially mandebvu we shop uyo dai atoti hlooo. Pamwe nyamufa akabirwa mari ikanodhakisa vanhu mubhawa rake or akatokwezvwa from bhawa rake. Uyo ndiye hake munhu ari kunyepa apa baba vake munhu anonzwisisa
Vakomana imi itai mushe musatambe na Tsoka awo munokywadzisa madzinzq asina zvaanoziva kwanai ngazviuye kwangu kudii kwacho. I bet you muchamutsvaga Mukotsanjera uyo
Conorio waidii ...airamba veduwee .... But at the end akazotaura kut ndin ndakauraya Kupemba mhuri yapera.....vakadzi vohura mumusha kwete zvekutamba . Konorio wakacheka maturusi a humba wairamba zvekurevesa asi akazodiiiiii
Hedimen uyu Hapanakana chimwechinozikanwa ngaaende andodzidziswa kutonga namambo Chigodora one day achavharwa mama nemunhu waanotonga because utsichayihwo
Uyu ishe does not have control over his court . Very indecisive and kinda afraid to make decisions. He goes to the councillor to consult even after passing his decision. That’s why there was commotion in the end. I have not seen any other court as chaotic as this one. There was no leader or any leadership at all in the end.
Do you think varume avo vangabvuma pakadare ikaka nekut makoshei,kadare kakaita matsorworwo.... Muchamama chete vekwaNdege muchaona henyu ngozi ichakupisai headman nemasabhuku wl be not there
Ever since handisati ndakamboita wekutanga ndipeiwo ma likes angu....apa ndini mbuya venyu ndongosvika sofa razara nendanonoka ndichita washen yasekuru venyu Tsoka bae ❤
@mesiMutepfa mbuya mamuka seiko ❤❤😂
But Mesi usadaro shaa ,do you know kuti ndaitofara kuti ndiwe mukadzi waTsoka chaiye 😂😂😂😂
@@A_JM585 kupiko kkkkkk ingoendawo pechi 3 shaaa kkkkk
😂😂😂😂mbuya wedu
@@LettyShawty😂😂😂😂😂😂😂ndaseka wani
Critical analysis ,,, Dr Mukotsanjera you deserve a trophy munosvinudza mapofu,you highlighted critical ethics that depicts true characters of a person who is criminal ,,matofo anonyebera kuda kungwara
Zvivanhu zvakaromba hazvibvumi zvekumhanya .....Karanganda ❤
Taura hako zvinondi svota fani
Mabhinya agara anoramba mhosva zvakutoda mukomana wasekuru Mukotsanjera apa
😂😂😂 good day The people's republic of Karanganda
Mukonzanjera and karanganda its like coffee and cremora nd sugar hapana chinonaka pasina chimwe nhimbe akambozviyedza madokonono noise yemhepo nyaya hayitonzwiki karanganda rambai makadzvanya baba taps
Who does have so much sugar no wonder many people are getting diabetes
Counsellor msoro bhangu munenge murimowo munyaya yekuponda munhu
iduzv.....i uyo
Nyaya iyi inevakuru mukati yoo
Hanzi chii na councilor ,ndakamirira kwazvoperera,ndina sekuru vangu vakapondwa ndakatomirira
😅varimo neni ndatozvionawo
Mukandiona ndichiroorwa kwaHonde batai murove😂😂
Taura hako tiza unofa uchitambura
Taura zvako wena
haaaa taura hako kasvimbo ako surender
Hiwee
😂😂 uko ma1 anege atotanga
Manyawu family mutsirwai munhu wenyu makanyarara chete
Bhinya nemuroi vakangofanana havabvumi
Konoriyo huya unzwe hama dzako dzakuramba team iri rikufunga kuti ngozi inodhomoka nhai makapusa stereki.
Kkkkkk yakonoriyo Iya yakambotitandadza hey ...akazenge ati zotoo😂😂
Uyu headman akadhakwa nemachinda nevanhu wacho
Vese vakadhakwa chaiko
Taura hako haana kana power
Taurai zvenyu. Dare racho rakafongoka too bad. Rakadhakwa dare Iri Apa headman wacho Ane side raanoda. Imbwa yemunhu iyo
Headman ava havana kana clue😂😂😂😂
Majaira mamwe macheadman saka maaku compare, hamuna kujaira dare rakapfava risina nharo maningika
Simbi inokuyadzimwe simbi Dr mokotsanjera
Karanganda na sekuru Mukotsanjera makadini anhu wee ma ❤❤❤❤❤ hobhoo kwemuri ikweyo basha mberi
Headman awo hawagoni kutonga nyaya totally awo wanoda kudzoserwa mari dzawosei nyaya isati yapera nyaya iyi yatoda mambo mutasa
Manje mambo mutasa iyezvino vavekutengeka hama vaigona zvekuti mambo vaya
Headman wacho ndeupi ko ipapa..zvarinenge dare rezvidhakwa zvega zvega ..hayi 🙌🙌🙈🤣🤣🤣🤣
Mbuya iyo ndiye Headman😂
😅😅😅ko iwo mabori team racho rinenge rogara pamusiwo wechi7days basi😅😅
Imagine ndazvionawo
Ndazvionawo
😅😅😅 musadero vesuwee
Pane statement rataurwa na doc wengozi. . . Hanzi pamwe ndezvekwako zvirikuti enda unonanikawo pari kunanika vamwe ana hombarume. 💭😂😂😂
😂ndaseka nhamo wena kunge rugare
Mabhinya haabvumi.
Varyoi havabvume
Nyaya dzemari yedare ngaiitwe behind the camera please.
Mukotsanjera ita bsa wangu
Well dne sekuru u are a gd analyst best of the best
Mai avo vanogona kutaura zvinonzwika padare ,sorry mama
Magarirwo emudare macho iih haana kurongeka baba vanesafety gumbo mudenga kudaro
😂😂😂😂😂😂😂 ndazvionawo
Zvakadhakwa zvepano
Setup yeDare iri yakadhakwa iyi
Rakadhakwa setup yawo aina kana oder
Mabhinya haangotangi nrkubvuma dhee nhanha dhee nhanha dhee
Maona achichemaka Mukotsadyera hachemere mahara hokoyooi toda part 2
Ka step kacho kamukotsanjera ma1😂😂😂
Kkkkk ndakaonawo kkk vanozvinzwa shame
Mbuyaiiyo hainahunhu,busy kutsenga matohwe mudaro apo she is a talkative.
Matowe here???..Kkk..Haiboooh..😅😅😅
Kkkkkkkkkkk nhaimi
Aaa kutozadza dama nedohwe 😂
@@trustchiriseri3510ehe matohwe ayo awanga vachitsenga 😂😂😂 ndoanotsengwa achidaro
Christiano Ronaldo wekudare
Kugara nhaka huona dzavamwe headman tarirai matare evamwe mugone kurongeka.
Video neAudio ndimkotsanjera ndiye akabata mabhinya ....hapana nyaya mabhinya mkati ...kana arimukotsanjera ichokwadi
Inini hangu ndirikuda kuti mabhinya vabude pachena ,sekuru basa iro tinokutembai
Mukotsanjera vanotaura nekuswatanudza nyaya zvakanaka vanhu vanomutya
CR7, very vocal
Zvinorwadza mufunge,amai varondedzera zvinorwadza 😢,haah,ko vanhu vanouraireiko vamwe,ndarwadziwa mhai wee
Tsoka vari safe here nyaya yacho handisati ndaiona
Vari safe zvekuti
Vari safe zvokuti dhuuuiuu
Neni ndatombodiya ma exercises kuti ndizwe nyaya
Mabhinya agara haambotange nekubvuma
AYA NATONGERO EKUBHADGARA MOMBE MOMBE HATIAZIVI. UYE HATISATI TAANZWA. VANHU VAKAURAYA AVA. ZVICHABUDA PACHENA NENGUVA. NGOZI KUPERA KWAYO KURIPA VADIKANI. TEERERAI MUKOTSANJERA. ZVINOBUDA CHETE. BHECHU..
Zvirikuita mabhande izvo ndozvaita konoriyo panyaya yakupemba aiti handizviziwi pakupedzisira akataura ega kuti ndakauraya Kupemba
Mabhinya haabvume imi konoroiya aidiii paye
😅Konoriyo. Apa akazenge aakuchema misodzi kkk
Ende mazvita acho konoriyo
Ngavafambe vozopihwa refund kana vachenurwa
Ndikunzwei fut muchishora dare raHeadman Chigodaz umwe ndomurowa shuwa
Karanganda misakope Manica post kupenga ,Musoro wenyu wenyaya uyo ,kuMiswa mudare ?
Nhai Headman wacho apa ndewapi?
Headman ndeavo vari kutaura vakazvambarara..😂😅😂
@@jonathanngara5329 chidare chacho chakanwa mutoriro chakadhakwa
Taura hako
vakomana ava vasatambe nengozi haaaa inopedza dzinza rese vasambe nengozi
Vari kuipima. Kutoti ngaiuye kwandiri kkkk vakasimbiswa nhema ne n'anga yakavarombesa. Vachapedza madzinza nezvinhu nhando vachionererwa padare. Especially mandebvu we shop uyo dai atoti hlooo. Pamwe nyamufa akabirwa mari ikanodhakisa vanhu mubhawa rake or akatokwezvwa from bhawa rake. Uyo ndiye hake munhu ari kunyepa apa baba vake munhu anonzwisisa
@@PaloSant taurai zvenyu panze pekubvuma mhosva yavo voripa kaone zvopera vanoda kutenda vaona mavanga sa thomas tichavaona zveee avo vakuuya kuti aaaaah paye tairamba zvedu asi uuuuum tapera
Ko ndirikuchemei ndisati ndanzwa nyaya yese😢😢Tsoka wangu mhaaaaaaaiii😢
You are not alone 😢ayyyy these stories are so sad
Fake sangoma
@@ThenjiweNdebele-f5e😅
Makadhakwa yere bambo
Pakadai hapadi soweeee
Thank you Tsoka good explanation and answering.
❤ magwanani BaTaps nemukuru wedu Tsoka
Asi mabhinya anouraya munhu waanoziwa zvekusamuziva ratove dramma handina kuuraaya munhu period handimuzivi handimuzivi zvinei nenyaya yekuuraya munhu
Yeeeeeee first pano bana bae wangu❤
Gulez motogara pano kaaa🎉🎉🎉🎉🎉
First sei futi imi muri maiguru kuhamusi kudare na daddy here nhai 🙈🙈🙈
Nhaimi mother varikudaidzira kudaro why nhai
@@RufaroZikindavepo muzukuru
@@A_JM585Tirikoka muzukuru asizve neniwo nendiripowo kukusimudzirai imwi kuti mutipe ma likes😂
CR7 vane nharo
Ichooooooooooooppopopoopop vaudzei tsoka ,tsoka tsoka to the world ndanga ndatsamwa zvekuda kutushuka chaiko ndichiti kuda pamwe sekuru vasungisiwa
Even me😂😂
Chihombe chamunoti Tsoka icho ...imbwa yegorongoza ..
Mushonga unobata pabechitonda
@@KiethyWande-c7dhie
Neniwo musoro wenyaya wandirovesa nehana
Mukomana wemota yekuperekedza munhu uyo... aiperekedza mhondi here... or aiperekedza n'anga yaibva kuita madhiri emhondi.. police look into that please. Munhu akaperekedzwa kubva pane crime scene.
Nyaya dzemabhinya ekwa honde inonetsa ende havabvumi ndozvaiita vekwa Muranganwa nana Konorio vanoramba shame mwoyo yawo yakaoma
Ingozi hausi mudzimu ,musasanganise mudzimu nengozi ,zvinhu 2 zvakasiyana
Ishuwa iyoyo
Mambo varikudhererwa uye no order
Vakomana imi itai mushe musatambe na Tsoka awo munokywadzisa madzinzq asina zvaanoziva kwanai ngazviuye kwangu kudii kwacho. I bet you muchamutsvaga Mukotsanjera uyo
Ndatyawo nazvo
Mumwe ati ndakanga ndiripo masikati asi ndakazoenda kubus pedzezvo anonzi akatakurwa nemota uye zuva iri aisavepo zvachose , uku face inekutya kunooneka pachena kuti kanoziva nyaya haaha muchachiona henyu mirai muone
Hapna kundijekerawo ipapo mabhinya haabvumi mhosva apa face dzacho dziri kuratidza kutya
Doc mukotsa anoyananisa mhuri vanoda kuteerera vanobatanidzwa
Mkotsanjera chibaba wakanyanya
Vakadzi vacho kutaurisa. Basa racho handinyole..
Kana kumbozorora Sekuru MK, K-TV❤
Saka anofanirwa kutaurisa varume here
Arikuita kunge akatogarwa uyu ndazvishayawo
Sekuru vaikuedza kuvaudza. Zvorwadza izvi kana vanhu vachiramba nyaya. Ungongogadzira akanyarara. Pakutauraisa urikupa mabhinya mazano ekuvika.
Kotsa rowabasa ndinokutemba handikutyire nhubudziriapa warikuoneka zviso🤜🤛🤜🤛
Kumiswa pamberi pedare vapareiko sekuru vedu
Nyorai kwazvo imi
Ma likes angu pliz😂
Conorio waidii ...airamba veduwee .... But at the end akazotaura kut ndin ndakauraya Kupemba mhuri yapera.....vakadzi vohura mumusha kwete zvekutamba .
Konorio wakacheka maturusi a humba wairamba zvekurevesa asi akazodiiiiii
Vakomana ava vari kupima ngozi tichazoona zvedu vakudzoka kuzopupura chokwadi chavakaita mabhinya anorwadza kani
Varume musatambe neshumba yengozi hamusati matanga
Sabhuku newamwe wake wari kukwata mabhinya aya . Kunge wari kutowa supporter
Pakarohwa cr7 na gogo
Kkk mavende manje
Furu stop
Vanhu vakuti fembera fembera mukutaura kudaro nekuti kwenyu hakusati kwaitika zvengozi pazvichaitika you will understand hako
Mabhinya agara haabvume kani pane buwa apa asi chokwadi vanochiziva
Mabhinya akanyepera kutravella ndokuzosangana husiku
Ko mabhande arikuti Ngozi ngaiuye iuraye vanhu 30 sei kuda kuuraisa wamwe vanhu vasina mhosva ngati ngaiuye vana vangu kwete vamwe vanhu
Vanouraya vachiziva havo Kuti inozobata takawanda
Hedimen uyu Hapanakana chimwechinozikanwa ngaaende andodzidziswa kutonga namambo Chigodora one day achavharwa mama nemunhu waanotonga because utsichayihwo
Chigodora ava mambo hre? ko Zimunya akabviswa rinhi pahumambo? Chigodora ndi ishe not mambo.
Uku kunongoitwa nyaya dzeumhondi nxaaaa ...mabhinya ngaasungwe
Ndidzoka nyaya dzacho mumisha umu hamuna rugare wangu
avo baba avo vane zvihembe zvema manager fakofu mhani kubvunza mubvunzo nhando
Headline yenyu hatichaziwi Kuti Shumba yegorongoza yaita mhosva hre manje
Pane mudhara one arikungotaura chokwadi chete ...
Businessman vakatsipika anofunga zviri kuperera kumushandi.
Uyuwo wesoro guru hanzi handina kumbotorwa statement kusvika nhasi mushandi ndiye aitorwa, waida kutorwa nani iwe uchiinda kun'anga kunotsipika?
Uyu hadman uri under chief Ani
Vanocheneswa Kuti nyaya yapera here
Chief ava ma1 havagone kutonga nyaya
Masatishungurudzira Tsoka pliz
Uyu ishe does not have control over his court . Very indecisive and kinda afraid to make decisions.
He goes to the councillor to consult even after passing his decision.
That’s why there was commotion in the end.
I have not seen any other court as chaotic as this one.
There was no leader or any leadership at all in the end.
Mkoma Shingiiiiiii🎉🎉🎉🎉..sekuruuuuuuu...Mkotsaaaaaaaaaa
Headman ane Huchenjeri uyo❤😊
Kana Dr Mukotsanjera varipo chete , zvichanaka
Magandanga haambofi abvuma wanouraya zvedi vanhu awa
Yaaa ndozvinonzi mweya wengozi mukasaitonga mushe munobayana moga ikk
Paita conoriyo APO kkkk
Hurumende inofanira kupa mamwe mabasa kuvanhu vakaita sana Mukotsanjera ,sekuru vanoziva kutaura semunhurume
Hwesa mutupo wangu kkkk
Vakomana avo ngozi chaiyo vanoiziva here ngavasatambe nekuuraya munhu
Regai zvakadaro varikuita kusizer vanhu
@@evemunedzimwe6809but vachakuvadzisa vanhu vasina mhosva
Ko vana Manyawu vanogoripa ndivo vakabudirwa here?
Mbuya vakurwadziwa sorry gogo😢😢
Headman havagoni kutonga hapana need yekuripwa kusvika vanhu vafanba pachivanhu..panoda further investigation
Dare iri rinokoshesa Mari kwete kutongwa kwemhosva
Arikumbotonga dare racho ndianiko
Hazvina order kkk
Hapana apa mazero egaega kkkkk
The end is very nice 😂😂😂😂😂 piwa chitupa chako shamwari
Imboendai kwa Mutasa munodzidza matongerwe evanhu
Sabhuku wacho anenge akadzungaira face Haina kuchangamuka
Do you think varume avo vangabvuma pakadare ikaka nekut makoshei,kadare kakaita matsorworwo.... Muchamama chete vekwaNdege muchaona henyu ngozi ichakupisai headman nemasabhuku wl be not there
Aaah ko vaita sei
😢😢😢marisiya paroad Toda kuona dhudhu iyo hahahahah pamhai ka nhai😅😅😅 Ngozi yatovapo kkkkk
Kumiswa pamberi pedare zvinoreva kuti ndiwe une mhosva
That's clickbait
But geeat content Karanganda
...
Apapa woshoora