Relationship Loyalty Test With KingRyanSkits……… Haaa zvakaoma ngwarirai vamunoti shamwari 💔💔🥹

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 160

  • @drpatriciamushonga5411
    @drpatriciamushonga5411 5 месяцев назад +13

    He didn't lose a friend , he got rid of a snake. Good riddance to bad rubbish.

  • @DunbarCeleste
    @DunbarCeleste 5 месяцев назад +9

    Kkkkkkkkkkkkk nhasi handipo.... ndaikuuya kuzoku dzemura..
    Kamunhu kanoita.
    Takato nakirwa zvika pfuura..
    Wamama chengeta chimwana chako..
    Aaaah zvakaoma

  • @lewismukumba
    @lewismukumba 5 месяцев назад +9

    One fake friend is worse than ten thousand enemies

  • @tawandajimu8041
    @tawandajimu8041 5 месяцев назад +7

    Ndarwadziwa ufunge iiih with his childhood friend omuita zvinhu zvakadhakwa kudaro.Musanganise hako naNoku

  • @ChidoGwede
    @ChidoGwede 5 месяцев назад +7

    Unenge uchitiwo wakasika kusvika asi iiih vanhu vepano ndavatadza hangu😂😂😂

  • @KelvinTakadiyi-mw8dh
    @KelvinTakadiyi-mw8dh 5 месяцев назад +6

    Umm ndaifunga kuti judha ari mu bibile chete uyu mufesi ndi judhachaiye iiii 😢, akaoma moyo shamwari yauyu iii ndatya

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 5 месяцев назад +4

    Here now after been in the dark underground...Ryan you are the best ...apa wapedzera chose

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  5 месяцев назад +6

    Shamwari dzenyu idzi 💔💔💔🥹

  • @thinkwelldube2970
    @thinkwelldube2970 5 месяцев назад +3

    Haa Dr Ryan wakanyanya kkk kugadzirisa nyika

  • @DunbarCeleste
    @DunbarCeleste 5 месяцев назад +4

    Shamwari chaidzo ndedzipi apa itai tione!!!

  • @EmeldaMoyo
    @EmeldaMoyo 5 месяцев назад +4

    Morning after rangaririrei kana akashandisa protacter

    • @JayJay-mr5ln
      @JayJay-mr5ln 4 месяца назад

      That was my question as well

  • @Suewally
    @Suewally 4 месяца назад

    Ndotamba ndegani imimi motamba megani 🙏🙏🙏

  • @CathrineMawanise
    @CathrineMawanise 5 месяцев назад +7

    Munashe is an ungrateful fool

  • @Dmdeemd
    @Dmdeemd 5 месяцев назад +3

    choose your friends wisely

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 5 месяцев назад +2

    Uuuuum ndosaka ndichitamba hangu nezvidhori zvangu

  • @tawedzegwashoko7465
    @tawedzegwashoko7465 4 месяца назад

    Haaa Freand iyi yakaipa anemoyo wehutsinye handifungi kut dai ndanga ndiri ini uyu ndaimugadzirira size zvekuti chero mavende ndaimupa

  • @mufarocharira8063
    @mufarocharira8063 5 месяцев назад +3

    ummm thts why ndichitamba hangu nehuku dzangu paden

  • @VitalisParadza
    @VitalisParadza 5 месяцев назад +1

    Ndosaka ndichitamba ndenga zvangu

  • @tendaichinogwenya6437
    @tendaichinogwenya6437 3 месяца назад

    Loyalty test hospital 😅🎉 come on guys. Ryan kaaah

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад

    Ummm haa vamwe vanhu mamero

  • @VanessaNgavi-g7j
    @VanessaNgavi-g7j 9 дней назад

    Ndkamboitambwa nefriend yngu kubva ippo hndiite zveshamwari hngu ndotamba namai vngu

  • @SilenceMutunzi
    @SilenceMutunzi 4 месяца назад

    Umm kana shamwari dzava kudai paipa hanzi ndakatonakirwa just imagine friend yako yawakakura nayo kubva muri vadiki mopesaniswa nekuda kwekusazvidzora boys musadaro umm ndarwadziwa hangu ndichinzwa muface wake achitaura ne confidence aaah muroi uyo aaah akuna zvakadaro

  • @lissas445
    @lissas445 5 месяцев назад +2

    Mmmm haa zvakaoma hazvo...haa never trust anyone in life. Sorry my brother

  • @onikachihandr6547
    @onikachihandr6547 5 месяцев назад +2

    Zvakaoma hazvo mukomana uyu ndiSatan chaiye

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 5 месяцев назад +1

    Ichi chiri kupisa💥

  • @gracelynnthatgurl
    @gracelynnthatgurl 5 месяцев назад +2

    Not the doctor label 😂😂😂😂😂

  • @tinashekandororo7299
    @tinashekandororo7299 5 месяцев назад

    Hahah stop making best friends 😂 Mamero ariko

  • @LoiceZuze-u2f
    @LoiceZuze-u2f 5 месяцев назад +5

    Shame ndabatikana nhasi nemwanakomana uyu

  • @sevisanyika930
    @sevisanyika930 Месяц назад

    Masarovane siyana nehure iro unowana mumwe

  • @takundandawana
    @takundandawana 5 месяцев назад +1

    We are watching you from Asia

  • @mathewtapatapa
    @mathewtapatapa 5 месяцев назад +3

    Painful ummm😂😂😂

  • @propro9957
    @propro9957 5 месяцев назад +1

    It's bibiliking 😂 it's complicated more friends more problems lol Munashe usadherera iwe 😂😂😂😂

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 5 месяцев назад +1

    Waitomupa hembe dzkty anonyenga babe wako 😂😂😂😂😂 inii ndotamba ndega zvexamwari pamnhu wanku bodo 😂😂😂😂 chengeta chimwana chakoo 😂😂😂😂zvimbudziiii zvevnhu ndoda kukuheader

  • @thabanimoreyourtboz8043
    @thabanimoreyourtboz8043 5 месяцев назад +2

    Kkkk babe rako rininaka 😢

  • @tinotendamakaure5594
    @tinotendamakaure5594 5 месяцев назад +2

    This is so sad 😢😢

  • @Militarya549
    @Militarya549 5 месяцев назад

    Utsamwira hule wena 😂😂😂
    Tsagai mari vapfana kwete zvavasikana izvo munofa achiri mangwananai 😅

  • @tongaichizihwa6739
    @tongaichizihwa6739 5 месяцев назад

    Hanzi ndakakuudza kuti praise ijoki

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 месяцев назад

    Protection plus 3 dollars yema morning after zviriko here😂😂😂😂😂😂nyika iyi ikurema

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 5 месяцев назад

    😢😢😢 zvanhasi doctor maomesa

  • @jacobmafunga6782
    @jacobmafunga6782 5 месяцев назад +1

    Uyu anoda kumamiswa muchinda uyu ibenzi remunhu haana mumukanwa mupfana uyu

  • @samuencube2689
    @samuencube2689 5 месяцев назад +1

    Shamwari dzakadai modziwanepiko

  • @tendaidube-yw2qu
    @tendaidube-yw2qu 5 месяцев назад

    wow i have never heard a guy anepamuromo samunashe uyu mmm

  • @RuvarasheChikurunhe
    @RuvarasheChikurunhe 5 месяцев назад +1

    Hakuna chinonzi shamwari😢

  • @LoiceZuze-u2f
    @LoiceZuze-u2f 5 месяцев назад +4

    I'm watching from Botswana tauya Ray mwanangu 😅😅😅😅😅

  • @SimonMashingaidze
    @SimonMashingaidze 4 месяца назад

    Munashe urimbwa yemunhu kusanyara kuita zvinhu zvakadhakwa kudaro unonyadzisa usazoti vakagona

  • @Fungisaiwenhamo-mx7sk
    @Fungisaiwenhamo-mx7sk 5 месяцев назад +2

    Imagine unenge waroora mukadzi odyiwa neshamwari yako uyu muroi hakuna shamwari yakadai

  • @tarisaimkototsi2969
    @tarisaimkototsi2969 5 месяцев назад

    Ndosaka ndisina hngu friend shamwari yangu ndimama vangu cht

  • @gladie98
    @gladie98 5 месяцев назад +1

    That guy is not even saying sorry. He is bosting on his bad deeds. Shame on him.

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl 5 месяцев назад +1

    Shamwari dzedu IDZI mmmmm uyu haana mukanwa nhai

  • @VanessaNgavi-g7j
    @VanessaNgavi-g7j 9 дней назад

    Mukomana uyu ane hutsinye Haana kna mukanwa kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma ndabatikana

  • @VioletSean
    @VioletSean 5 месяцев назад +1

    Zvakaoma

  • @BothwellChidau-mi6gb
    @BothwellChidau-mi6gb 5 месяцев назад

    Mafreind enyu Aya

  • @LatenessNzeke-ej5lj
    @LatenessNzeke-ej5lj 5 месяцев назад +1

    Panzvimbo pekukumbira ruregerero ukutotaura rough

  • @TynoeFay
    @TynoeFay 5 месяцев назад +1

    Better kutamba wega munhu yoooh Haa uyo is an enemy 😢

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 месяцев назад

    Nhai mufana wangu mungarwira hure here😢😢😢😢😢😢😢usazodaro

  • @tinashemudzinge-hr5os
    @tinashemudzinge-hr5os 5 месяцев назад

    haaaa apa bbe ndiye satan friend haana mhosva apa

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 5 месяцев назад +2

    😂😂😂😂 nhasi kune match munashe vs coal

  • @tafadzwamusariri3037
    @tafadzwamusariri3037 5 месяцев назад +1

    Ryn unobhadharisa hre kuita loyalty tst

  • @rumbidzaitarisai7282
    @rumbidzaitarisai7282 5 месяцев назад +2

    Uchataimirwa wadhakwa usatodhakwe chimboko

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 5 месяцев назад +1

    Kubva nhasi wadziidza kuti hkuna chinonzi shamwari Kana weropa chaiye anogona kukudai saka tamba woga mwanangu ndofunga wariziva book racho

  • @TatendaZimondi
    @TatendaZimondi 4 месяца назад

    I dont have a frendy hangu ndotamba na madam

  • @MercyChaitenga
    @MercyChaitenga 5 месяцев назад

    Umm haisi Shamwari yakanaka 😢

  • @Alianaoffical
    @Alianaoffical 5 месяцев назад +1

    Ryna booke them fight zve wats ur problem

  • @Official_Eve397
    @Official_Eve397 5 месяцев назад

    It's biblical it's going crazy

  • @PreciousMavhudzi
    @PreciousMavhudzi 5 месяцев назад +2

    painful

  • @Yolanda-gk7pf
    @Yolanda-gk7pf 5 месяцев назад +1

    Voice iro riri pafon rakatorohwa nemutoriro mmmmmmm

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 5 месяцев назад +1

    Munashe muroyi chete

  • @donmudombo4454
    @donmudombo4454 5 месяцев назад +1

    😅😅😅😅iih Boyz 💔 😹 🙌

  • @NaluwaMillion
    @NaluwaMillion 5 месяцев назад

    This type of friend vanokuisira poison ukafa haaite mukomana Uyu siyana naye usarwe naye

  • @miriraitichaona6847
    @miriraitichaona6847 5 месяцев назад +1

    I don't like friends anymore

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 5 месяцев назад +5

    Hezvo ko fri3nd zvaaine mukanwa makatonona

  • @memorysayevida
    @memorysayevida 5 месяцев назад +1

    Haaaaaaa zvakaoma

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  5 месяцев назад

    Where are you watching from??

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 месяцев назад

    But musikana ndohure zvaro😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa 5 месяцев назад

    Ryan zimusoro rako

  • @vimbaizaranyika848
    @vimbaizaranyika848 5 месяцев назад +1

    Frenemy

  • @brendamahamba7416
    @brendamahamba7416 5 месяцев назад +1

    Zumusoro

  • @tafadzwamusariri3037
    @tafadzwamusariri3037 5 месяцев назад +1

    Cheers to us vanotanga nema comments 😂

  • @mirandabasera2973
    @mirandabasera2973 5 месяцев назад +2

    Atleast wanga usati waroora hure iro

  • @nomamandoro8601
    @nomamandoro8601 5 месяцев назад +1

    Ryan dai uchizodzokera futi tihwe kuti zvakazofamba cy pane ava vane ma drama aya

  • @TinotendaMurare
    @TinotendaMurare 5 месяцев назад

    Hona wanku usachekesa hukama nevanhu vasina bsa 😂 hakuna shamwari yakadai😢

  • @walterm1010
    @walterm1010 5 месяцев назад +1

    Uyu anoda kumamiswa😒

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 месяцев назад

    Taidya tese😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @sophiachida3361
    @sophiachida3361 5 месяцев назад +1

    Hanzi ndakamupa $3 yemorning after how come iwe wakapfeka condom

  • @DunamisMubaiwa
    @DunamisMubaiwa 3 месяца назад

    Yeah one fake friend is more than 10 000 enemies

  • @BossShady-rw7jb
    @BossShady-rw7jb 5 месяцев назад +1

    Jaman vacho vatori nenharo kkkkk

  • @TinotendaMurare
    @TinotendaMurare 5 месяцев назад +1

    Apa haana mukamwa usungurire imbwa yako 😢

  • @leonempofu2000
    @leonempofu2000 5 месяцев назад

    Yeah ma1 😢

  • @simionchemvumi9924
    @simionchemvumi9924 5 месяцев назад +1

    Uuuuuummmmm friend iyi haiko haana moyo zvachose

  • @mathewtapatapa
    @mathewtapatapa 5 месяцев назад +1

    H city Harare

  • @onikachihandr6547
    @onikachihandr6547 5 месяцев назад +1

    Anoroya shame

  • @agnesdzebonde841
    @agnesdzebonde841 5 месяцев назад

    Baba vakapusa avo kutosvotesa munhu wawakatarera musikana

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 5 месяцев назад

    apa Ryan mazomakisa mazobudisa pachena kut i drama ma actors ako aya ano makisa havagoni ku actor vafana ava , chinototaura chichisekerera chimfana ichi hazviko izvi

  • @SibusisiweBusi-be4hj
    @SibusisiweBusi-be4hj 5 месяцев назад +1

    Munashe you're more than a devil. 😢

  • @DarkenDah
    @DarkenDah 5 месяцев назад

    Mmmmmm