Relationship Loyalty Test With KingRyanSkits… Hanzi hausi kundigutsa 🔞🔞🫣🫣😱

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 209

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  4 месяца назад +12

    Don’t forget to subscribe 🙏🏻 so that you won’t miss out!

  • @felistasmunyoro9276
    @felistasmunyoro9276 4 месяца назад +11

    Ryan kukuchidzira kuti munhu anyatsotsamwa manje😅😅😅😅😅

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  4 месяца назад +18

    Vaskana hatina zera nemi 💔💔 hanzi pataiita ayitoti ndini number 1

  • @SashahshalomChimedza
    @SashahshalomChimedza 2 месяца назад +1

    Kkkkkkkkk 😂😂😂😂 musikana uyu moto 🔥... Apa ryan wakut wakapusa

  • @EvansHamunakwadi
    @EvansHamunakwadi 3 месяца назад +3

    😂😂😂 but Ryan unokuchidzira wena...

  • @ConstanceNjobo
    @ConstanceNjobo 17 дней назад +1

    Hiiii kkkkkk musikana akuseri kwekumberi akanyanya

  • @Butterfly7550
    @Butterfly7550 2 месяца назад +1

    Haaaa huye bodo 🙌🙌🙌 zvonzwisa tsitsi

  • @FelistasJojo-yr3fe
    @FelistasJojo-yr3fe 3 месяца назад +1

    😂😂😂😂 Ryan unozondinakidza

  • @paulinemanyonganise5936
    @paulinemanyonganise5936 4 месяца назад +8

    Hanzi in other words arikungot muri week 😂😂😂😂

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 4 месяца назад +5

    Softness inekapfambi aka pakutaura mmmmm, hakarambike ako, she knows how to soft a man,bhishu to the fullest

  • @PowerChapinga
    @PowerChapinga Месяц назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂 uyumuhombe uyu 😅😅😅😅😅😅😅

  • @tinashejackjack3872
    @tinashejackjack3872 3 месяца назад +1

    Ryan kuzokuchidzira kani kkkkkk haaaa wakanyanya waangu

  • @Alianaoffical
    @Alianaoffical 4 месяца назад +7

    If I were the one conducting this show ndaikuvhara nembama mufana mukutorarana nyoro wat trust issues as if wakaroora

  • @frankziduche
    @frankziduche 4 месяца назад +8

    Kusaizwa level rakadai hakudi ende mface uyu achatoramba achidanana nehure rakadai

  • @HardprinceManyapwamuhloro
    @HardprinceManyapwamuhloro 4 месяца назад +1

    Hanzi tambo yaisviki kuparafini kkkkk

  • @brianchapotoka9405
    @brianchapotoka9405 4 месяца назад +6

    She has the guts of comparing them, iyi ndiyo pfeve inogansa chaiko. Mutsa wacho kupusa here chiiko shame

  • @talentmaiwasha7042
    @talentmaiwasha7042 4 месяца назад +2

    Kurara kwandoita naye kwakatosiyana. Ndorara naye there and there.

  • @HardprinceManyapwamuhloro
    @HardprinceManyapwamuhloro 4 месяца назад +1

    Kkkkkk pkaipa apa munhu arikutozvitora sejoke game of love

  • @ClementVhurumuku
    @ClementVhurumuku 3 месяца назад +2

    Chingomuudza kuti zvapera not discretion dzamukuita idzi 😢😢😢

  • @moreblessingmoyo8067
    @moreblessingmoyo8067 3 месяца назад +1

    Chihure chakawandisa pa mukadzi uyu yoooo

  • @wadenya1971
    @wadenya1971 3 месяца назад +1

    Kkkkkk dzakwenya wena😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @EvansHamunakwadi
    @EvansHamunakwadi 3 месяца назад +1

    mmmmh yah ama 2000 ma1 😅

  • @Dmdeemd
    @Dmdeemd 4 месяца назад +5

    Eish ahana kana kuvhundukawo kutaura kuti anorara na patrick😢😢 guys haa zvakaoma amana

  • @BossThabz-jo9sy
    @BossThabz-jo9sy 4 месяца назад +1

    Mkoma wangu Ryan 😂😂😂 anopisa uyu🔥

  • @propro9957
    @propro9957 4 месяца назад +1

    She's not satisfied 😂😂😂😂😂 bhishuuuuu manyama iro

  • @maselakunaka
    @maselakunaka 4 месяца назад +1

    Haa Mutsa uyo achatoramba achidanana nemunhu wake bcoz he is still convinced kuti aitonditi ndiri number 1

  • @ruvarasheFaith
    @ruvarasheFaith 4 месяца назад +1

    🤣🤣hanzi naPatrick torara zvakasiyana Mwari imi 🙌

  • @TINOTENDANYEKETE-q5u
    @TINOTENDANYEKETE-q5u 4 месяца назад +3

    😂,,😂😂😂 Ryan 😂😂😂😂anosayidzira hanziiii wakapusa 😅😅😅 haaa ichi chandipedza 😮😮😮😂😂😂😂

  • @KarenChidxa
    @KarenChidxa 4 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂 haasi kusvitswa panosvika patric

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 4 месяца назад +1

    Yooo tanya akutoziva kuguta nayo iiiiii kajoki chaiko

  • @CharmaineKanyera
    @CharmaineKanyera 4 месяца назад +4

    😂😂😂😂aaah even men are getting used out there 🙌🙌🙌🙌

    • @BossThabz-jo9sy
      @BossThabz-jo9sy 4 месяца назад

      maiti ndimi mega hant 😂 mototikaurisawo imi hamuko

  • @AbiotGupure
    @AbiotGupure 3 месяца назад +1

    Itsotsi mukadzi uyo arikudyiwa na patreck ukaramba uchitamba naye hameno zvako uchapiwa chirwere igora musikana iye bvunza ini kuseri ndikuudze type yemunhu iyeye umwe wangu

  • @Official_Eve397
    @Official_Eve397 4 месяца назад +5

    😂😂😂😂Ummm this is so deep 😢 musikana i hure uyu akuita ku compare

    • @kingryan_Official
      @kingryan_Official  4 месяца назад

      Haaa ma1 aya

    • @Acid-BK
      @Acid-BK 4 месяца назад

      Them all girls if she is not a virgin pakashata simple

  • @brianchapotoka9405
    @brianchapotoka9405 4 месяца назад +4

    Lol Ryan une pamuromo hanzi amuna mashoko kune vasiri kugutsawo here vamwe vavo

  • @belindamangoti692
    @belindamangoti692 4 месяца назад +1

    Kkkk Ryan kukuchidzira kwaanoita soo ka 😂😂

  • @kudakuda7494
    @kudakuda7494 3 месяца назад +1

    Ama 2000

  • @takundasimbi2266
    @takundasimbi2266 4 месяца назад +1

    Mmmmmmm voice rabby and how soft she is and 😅😅 ndipo number Ryan

  • @danielbemo5302
    @danielbemo5302 3 месяца назад +1

    Mutsa achiri kuda hure rake ,sign of weakness,vanenge havatogonewo kunyenga

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 4 месяца назад +4

    Kkkkk mutsa achitwa akadedera makumbo,,

    • @KelvinTakadiyi-mw8dh
      @KelvinTakadiyi-mw8dh 4 месяца назад +1

      Vana mutsa hanzi atitozive munhu anonzi mutsa kkk 😅,zvakakuomerai shame kkkkk

  • @kennedymateera2104
    @kennedymateera2104 4 месяца назад +1

    Ryan ma1 chaivooo kkkkkkk

  • @chengetaimadera
    @chengetaimadera 4 месяца назад +3

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂 eish my nxt generation ndaitadza ini

  • @PriscaChikasha
    @PriscaChikasha 4 месяца назад +3

    Yooo, anin'ina vedu ma1

  • @TyroneMADZOKERE
    @TyroneMADZOKERE 4 месяца назад +4

    😂😂😂 munhu wese unoda hombe nhy

  • @malvernmurapiro3934
    @malvernmurapiro3934 4 месяца назад +3

    kkkkkkk iyi relationship haina zvayo kupera. Mutsa arudzokera and ndiye achatonyengerera futi. Zvinhu zvacho ka, hazvina formula.

  • @TINOTENDANYEKETE-q5u
    @TINOTENDANYEKETE-q5u 4 месяца назад +2

    😂😂😂 from lndia, kamupfanha kadiki ako kakatoonawo horawo kakadzidza rudo kari kadiki 😢😢😢

  • @rattyshoewy4568
    @rattyshoewy4568 4 месяца назад +1

    Tanya ritori bhishu riri open 😂😂😂😂

  • @coasterzhanero
    @coasterzhanero 4 месяца назад

    King Ryan murichibaba ndokupai sando dzenyu mûri mashefu. AIRTIME haipere but relationship ndiyo inopera chete.

  • @mangwenya96
    @mangwenya96 3 месяца назад

    I think ndini ndega ndichaenda kudenga 😢😂😂😂😂the rest mukuenda kugehena

  • @dorothychitukutuku7453
    @dorothychitukutuku7453 4 месяца назад +3

    Mutsa ngwara iweeeee

  • @RED-cg3ti
    @RED-cg3ti 2 месяца назад

    Bro had to flip his hat back to hear properly 😂😂😂ma1 aya

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 4 месяца назад +1

    Mutsa akatonhora last number

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 4 месяца назад +2

    Kamkadzi kakanyanya ako 😂😂😂😂😂😂

  • @Suewally
    @Suewally 4 месяца назад +3

    Ahh inini idzi nyaya ndodzandofambira mnje ndingatorambirwa mari kwete dzekuti ndirikutadza kukwesha chikumba maya.
    MaEx ese arikutonetsa kuno kuti ndipote ndichivaSoshalaza kasokonyeza ..
    Anyway ndinoyera Tembo 😂😂😂😂😂😂

    • @SilenceMutunzi
      @SilenceMutunzi 4 месяца назад

      Mbizi mune pamuromo imi aaa😂😂😂

    • @Suewally
      @Suewally 4 месяца назад

      @@SilenceMutunzi 😂😂😂😂 ahh kurambirwa kuti ahisi kusvika imagine Momz mudhara sisi ex wake crush vachiona munhu wavo achidzi ane dora

    • @SilenceMutunzi
      @SilenceMutunzi 4 месяца назад +1

      Aaah musikana uyo wakanganisa upenyu hwamukoma avo asi vachaenda kunotaura naye chete

    • @KabzaDeSmall-gj4qr
      @KabzaDeSmall-gj4qr 4 месяца назад

      ​@@SilenceMutunzishuwa vakapusa rasta ava vachanorohwa ne sweet tongue vobvuma futi mudhara ava 😅

    • @Bosskennym
      @Bosskennym 4 месяца назад

      Tembo hoyeeee🤣

  • @Eltonsky92
    @Eltonsky92 4 месяца назад +2

    Kkkkkk ryan uribenzi sure kkkkk ,hanzi udakutii kunevasirikugutsa.

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739 4 месяца назад +1

    Run away with ur life bro ihure iro😅😅

  • @RonaldTumbare
    @RonaldTumbare 3 месяца назад

    Hanzi wandipedza strong 😂😂😂😂

  • @sihlemhlanga3953
    @sihlemhlanga3953 3 месяца назад

    So sad, these are the future wives😢😢😢 I'm so embarrassed as a woman.....

  • @morgannecharingwa3321
    @morgannecharingwa3321 4 месяца назад

    😅😅😅😅 iwewe Ryan unokurudzira noise 😅😅😅 munhu arikudaira iwe ukutii wakapusa

  • @onikachihandr6547
    @onikachihandr6547 4 месяца назад +2

    Mukomana ndaona adzokera hake kuBishu

  • @thomaschipinda6952
    @thomaschipinda6952 4 месяца назад +2

    People are sick out there, zviri pachena

  • @NokuthulaSibanda-wt4ce
    @NokuthulaSibanda-wt4ce 4 месяца назад +1

    Wauchawana wotogutsa mwana wevanhu😂😂😂😂unosiiwa fut

  • @AnnabellaGobvu
    @AnnabellaGobvu 4 месяца назад +2

    Ryan manjee kwanz uriweek

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 4 месяца назад

    Mface uyu haana hasha.. he is too soft 😢. Yooow mukoma fambirai mberi nehupenyu Tanya anzwa nadzo yoooooo

  • @SoxyPanashe
    @SoxyPanashe 4 месяца назад +2

    Kkkk nyaya iyi ihombe umm mabhishu aya

  • @Fayiemup
    @Fayiemup 4 месяца назад +1

    😂haaa unowanikwepi shaa uye kwaq😂😂😂

  • @flemingmeendee6917
    @flemingmeendee6917 4 месяца назад +2

    muchinda uyu idzungairwa

  • @tanakadizha9391
    @tanakadizha9391 4 месяца назад

    Muskana arkutaura achiita kukweva mweya😂😂😂😂

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад +2

    Mutsa wakapusaaaa shame😂😂😂

  • @GazaEmpire-ow1iu
    @GazaEmpire-ow1iu 4 месяца назад

    mpfanha uyo asvika pakupfeka hood rake re red aripa side..hapana chitsotsi..😂

  • @Acid-BK
    @Acid-BK 4 месяца назад +2

    😂😂😂😂 haha 2024 takaenda

  • @ThabaniKausiyo
    @ThabaniKausiyo 4 месяца назад +1

    iwee mubbie akakwana hree uyoo

  • @tinashejackjack3872
    @tinashejackjack3872 3 месяца назад

    Haaaa guys hakuna kwatiri kuenda umumumumumu ma1

  • @CharityChiganze
    @CharityChiganze 4 месяца назад +1

    Watching from USA baba ma1 papotseka

  • @lynnmanyara3632
    @lynnmanyara3632 4 месяца назад +4

    Cameraman ko kuzoisa camera patrouse bho here kkkkkk

  • @EmilyMbizi
    @EmilyMbizi 4 месяца назад +2

    Kanoda shamhu kamusikana

  • @RenateNdlovu-xy4yu
    @RenateNdlovu-xy4yu 4 месяца назад

    Mutsa Kkkkkkkk ndaseka hank endai munorara Mdara kutofuga 30 machira cz pfambi Iyi Mutsa uri week

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki 4 месяца назад

    Musapinde nemoyo guys both man and woman

  • @sibongiletafa1507
    @sibongiletafa1507 4 месяца назад +1

    Muskana uyu boo hr

  • @SilenceMutunzi
    @SilenceMutunzi 4 месяца назад

    Ana Mbizi tinodiwa wena kkkk , Patrick anotodya bota fti kkkk

  • @tinashejackjack3872
    @tinashejackjack3872 3 месяца назад

    Kkkkkkkkkkkkkk idzo dzandipedza hanzi iweeee vakudhomoka call isati yapera

  • @rumbienelly2804
    @rumbienelly2804 4 месяца назад +1

    Ryan kukwichidzira futy 😅😅😅

  • @TanatswaMakurumidze
    @TanatswaMakurumidze 4 месяца назад +1

    Mahure emu Zimbabwe slo😅😅😢

  • @pinieltanyanyiwa1169
    @pinieltanyanyiwa1169 4 месяца назад

    Kana asiri maskits then pakaipa

  • @RenateNdlovu-xy4yu
    @RenateNdlovu-xy4yu 4 месяца назад

    Ummmm gyz girls ma 1 ko kutozoganza nechipfambi

  • @kingryan_Official
    @kingryan_Official  4 месяца назад +5

    Where are you watching from?

  • @SilenceMutunzi
    @SilenceMutunzi 4 месяца назад +1

    Apa chiri kutoseka zvacho chi babe icho guys Mutsa dzinodzoka chete

  • @PatsonMbadaMuzariri
    @PatsonMbadaMuzariri 27 дней назад

    So zvisna basa ndomadyira hre 😂

  • @MutsaMusembwa
    @MutsaMusembwa 4 месяца назад +1

    Sazita matambwa rough😂😂

  • @delanocruz7958
    @delanocruz7958 4 месяца назад

    Dude looks like he's wearing his younger brothers jersey no wonder the girl found him weak.

  • @ElvisNgoma-u3q
    @ElvisNgoma-u3q 3 месяца назад

    Watching from cape town

  • @FaithMatione
    @FaithMatione 24 дня назад

    Hona manje wakundimakisisa

  • @bkmash5907
    @bkmash5907 4 месяца назад +1

    Vana ndavabve pamaCamera.please

  • @wellynhemaz6030
    @wellynhemaz6030 2 месяца назад

    RYAN AYA MA FIRIMU AMAIITA APA MANGA MAKAZVI PLANNA ....MUKWANE NHY NHYY KKK

  • @Eltonsky92
    @Eltonsky92 4 месяца назад +1

    Pati patika unofa.

  • @AnnabellaGobvu
    @AnnabellaGobvu 4 месяца назад +1

    This one killed me 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @darlingtonziyambi7126
    @darlingtonziyambi7126 3 месяца назад

    Chitova zvayendwa

  • @TatendaZimondi
    @TatendaZimondi 4 месяца назад

    Anoprera muna first street musta 😂😂😂

  • @bryannanyika6965
    @bryannanyika6965 4 месяца назад

    Mutsa akapusa uyu aaaaa🤣🤣🤣🤣🤣💔🥺🙌🙌🙌😫

  • @Fungisaiwenhamo-mx7sk
    @Fungisaiwenhamo-mx7sk 4 месяца назад +1

    She belongs to the streets kasiye kayende kapfambi ako. Hakasati karoorwa kakutoziva musiyano wekugutswa nekusagutswa pabonde yooo

  • @lindamudarikwa730
    @lindamudarikwa730 4 месяца назад

    😂😂😂😂 sorry my brother Chitova