Haaaaa i love your films guys but iri amheno zvaranga ringori ndachitoona dichi skipper zvimwe cause machirebesa zviri unnecessary tiri panyaya 1 2 musikana uyo shanty anotaurira pasi and the party yaanga achiseka kuti jacky arohwa kubva raita drama unrealistic ndiye akabaiza munhu orohwa was supposed to b apologetic or something Sorry guys ndokufarirai but i just had to be honest pagadzirisei nea sound please
Jamukoko Media ❤ best ever 🌷 Rudo ndimamboo🎉
Ndipewo zita re muimbi akaimba song yekuti ndaona rudo mumazisoako ndaona rudo please
H spaccah
Me too
H spaccah mwana weMasvingo
Zvamamanje Jamukoko 🎉 thumbs up!
Ndanakirwa nedrama iri aaaaaah u gave me hope . The mother is a queen indeed ......😊part 2 please
Weldone for mhamha
Ndazviziva kuti mwana waMoses ndiye achakabira pana Shanty,thank you Jamukoko you never disappoint ❤❤❤❤❤
Pastor avana mashoko vanoshandisa zvakanyorwa Ivo avana ka that vanofanira kuvedzere ka o.o.o
kana tazogara vana tete tinomboonyererwa hedu, this tete andisvota. I still await a day when ladies truly see and wishes the best for other ladies
Munogona guys ❤❤❤
Kkkk Jackson pavakadzi ugumire kudrama chete kkkkk Dr love
anorohwa namai Pee
Part2 plz
Kkkkkk oversia mujeketwa
Mai mfundisi varamba kujairirwa naoversea kkkkkk,big up Mai mfundis mkashingaa
Aunt Tamara itai kwazvo
Mari haina basa rudo runokosha anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉goooood😂😂😂😂😢🎉🎉🎉🎉🎉🎉 rambai ❤❤❤❤
Jamukoko ndimi munotifadza zvimwe ndezvimwe chokwadii chinohwadza vakawanda...drma iri rainakidza and rikufadza vakawanda please tiitireiwo rimwe rakaita seriri please tachema semhuri
True
Siya doro musikana yoweeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaa zvamanje manje jamukoko arikuziva zvaarikuita
Mileage go higher mor fire fire tiriipo more love fire ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Waiting for second episode, munogona guys ❤❤❤❤
Rovai Tamara mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Wow Jackson chibaba palove wena
Tete Marceline, you’re all over!
❤❤❤❤❤thank you bby
I love mom vanotipa simba rekugeza
Munogona guys chero madzokorodza drama renyu zvenyu.
Goood sekuru love is more important❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Manyama welcome back ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
ngayiuye
Need next episode please ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Waiting
Waiting wooooo
Im happy to see baba Tenson
Uuum Masi uyo bhoo here
Mafundisi hoyoo kikikikikokokokikikokokokk❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Waiting for party 2
Namibia funs iri kuda mari yeropa season 2🎉🎉🎉🎉
Jackson zveLove anozvigona 😊watotanga kkkkkk
Shanti e Ida Jack son please siya munhu akakurwadzisa please ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
the love i have for maiPee is too much❤❤❤❤
Hezvo Jack son don't leave her please she didn't know ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
KoMarisa varip 😢😢😢😂😂😂
We waiting for s2
I love mum chokwadi ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Tamarah vs Jackson haaa imvengemvenge kkkkkk oil nemvura hazvisangane kkkkk
Hoyoo ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I knew Jackson will catch tha baby haaaa❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Jackson to the world
❤❤❤❤
Iwe siya ex move on with Jackson please ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Masline urikanyoka iwe
Se foram no munusc unorira vanouwandza
Ko muparadzi 4 inouya riniko ndaneta nekumirira
Hehe Baba Tensen
Shamie momudyaidza ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Hadzwadzi uri musikanawo you will seee you reap what you sandbar ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Jackson mira na chantie❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Masi fambira nyaya dzemuchato wajackson na shantie rudoimoto runoto kwichidzirwa nhai!❤❤❤❤🎉🎉😂🎉🎉🎉🎉😂😂😂
Siya bhinya Mike please pplease get on with Jackson please l berg you shantie please vakai mese muri 2 please ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Goood masie please it's goood to move on ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Shanti e funga wakura mmmm ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
😅😅😅😅🎉🎉🎉🎉🎉
Well done my favorite team munogona guys keep it up ❤
Takamboriona
OMINBUS
@@Jamukokomediawe need the next episode
P R O M O S M
Haaa l this Drama but pandaona Baba Tencen🚮🚮
Sorry
Munogona zvekt asi tave kuda s2 jamukoko
Haaaaa i love your films guys but iri amheno zvaranga ringori ndachitoona dichi skipper zvimwe cause machirebesa zviri unnecessary tiri panyaya 1 2 musikana uyo shanty anotaurira pasi and the party yaanga achiseka kuti jacky arohwa kubva raita drama unrealistic ndiye akabaiza munhu orohwa was supposed to b apologetic or something
Sorry guys ndokufarirai but i just had to be honest pagadzirisei nea sound please
We understand you that's omnibus refilm ratakaita 2years ago saka experience yanga isati yavepo