This gentleman is full of wisdom. I liked the way he put the fact across, that mwana haasi wababa asi ndewechikomba. That's wisdom displayed at its best here.
Thank you munhu wa Mwari for the prayer may it open his doors and prosper him agoziva his real father too and his family from his father s side abudirirewo in life .
Bt inyore hr munhu waMwari iwe wambokura uri pane imwe mhuri ..wozongomuka wakuudzwa kuti uri wekwanhingi asi gomba hari mwana ..vakatadza vaviri ava ..uye mai vangadai pavakaona kuti ndonyaya dzavo vakagara vasiya mwana kuhama dzavo
Zvakaoma hazvo vana mai tinoparira vana kunyadziswa pane vamwe vana .mukomana uyo anenge mwana wehanzwadzi sei profet ATI kuhama dzamai ndokune Hama dzake
This life myself was a first born to my mother a step daughter was a black sheep, but turned out to be fine,now both parents late ,thus when you see greedy of some family members
Ndakambo teerera imwe nyaya zvichinzi na prophet dzaokerai henyu ne $700 yenyu yamauya nayo ku 1 on 1 cos mai venyu havachararame. So mayb its around that figure
This gentleman is full of wisdom. I liked the way he put the fact across, that mwana haasi wababa asi ndewechikomba. That's wisdom displayed at its best here.
Weduweee madzimai ngatiudzei vana ma secrets anenge aripo tisati tafa or mwana achingoti yarukei votogara vakamuudza ,chokwadi pushing an innocent child ,ndarwadziva ,asi vagona mwana nekuuya kuna Prophet, Prophet Miracle Paul mwari vakuwedzerei makore mazhinji ekurarama panyika musungure vanotambura .❤
Ko vakadzi munoitirei vana vekunze imi muri mumusha mevaridzi, vakadzi makaoma. Tinashe Mugabe and Prophets came for such issues.
Kutaura chokwadi chokwadi varume tinonzi tiri mahure imbwa chaidzo asi rwudzi rwechikadzi makaoma
Amen man of God , Nedzidziso yenyu
Mwana uyu akaitwa nehama inga audzwa wani kuti kwamai vako ndookune hama dzako meaning, mai vakamuita nehanzvadzi saka vasina kusiya vataura iye kana asina kubata anenge anotadza zviri pachena hanzi kwamai vako ndokune hama dzako saka zviri pachena kuti amai vakamitiswa nehanzvadzi
Thank you munhu wa Mwari for the prayer may it open his doors and prosper him agoziva his real father too and his family from his father s side abudirirewo in life .
Amen Prophet Miracle Paul ❤.Thank you very much for the teaching and powerful prayers
Amen prophet wedzerwai makore okurarama panyika handidi nemi
Kana zvadai zvanaka ngaasimbe mwanakomana.Zvajeka.Pava neway forward.Mwari vatokuzarurira kutanga zvino.Famba mwanangu usa heuke Mwari vanewe .
Amen 🙏 prophet munamato wenyu ngaukomborerewo neniwo
Prophet your teachings ndatenda hangu, dzidziso yenyu inorapa mwoyo yakaremerwa nemwoyo yakaneta, Amen and Amen Prophet 💙💙💙💙🙏🙏
Amen Prophet Miracle Paul...muri Teacher zvekare ini ndoda kukuonai ndri kuuyakoooo❤
Haaaaaaa zvakaoma hazvooo Mwari chipfambi chakaipa kana mazogara
😢😢😢vakadzi tisazodaro soo kuzvarira mwana nhamo sure moyo wangu warwadziwa😭😭😭
Ndabatikana veduwe😢
Sure vana mai tisadaro it's heart breaking 💔
Mbuya awoo ....muroyii shuwa
Mwaita Basã profet munobatsira shuwaa
Thank you so much Prophet. Sometimes i wish they could come back with a testimony
Amen prophet good teaching
There is no truth besides this reality
Mukomana ngaaende kuna Amaiguru ndidzo Hama dzake
Amen Amen Amen thank you Prophet Miracle Paul for powerful teachings and wisdom
Prophet dai matora mwana mukambogara naye for concelling
AMEN Good teaching munhu WaMwari 🙏
Munhu waMwari ropafadzwai, ropafadzwai, ropafadzwai. Muzita raJesu Christu . Amen
Vakoma avo vasadaro mwana mwana wamai vavo Ini hangu handidi nevana vamai vangu
Maitabasa prophet nekubatsira mwana uyo 🙏
Amen Prophet murimudzidzisi akatumwa chengetwai na Ishe❤❤❤❤❤❤
Very sorry,ma siblings ake anemoyo mukukutu mwana wamai vako apa ndiye mudiki
Vane mwoyo wakaipa chose
Yaaaa kurarama kwakaoma mmmm. Vakadzi hatina zera navo
Asi koivo masiblings ake anehutsinye why vachimusarura iye arimwana wamai vavo 😢
Nhaimi mwana wamai vavo
Vanenge vakadzidziswa nenzira isiriyo nababa vavo since mai vanga vafa
Shuwa zvako nxaa😢😢😢
Thank you Almighty God for giving us this true Prophet Miracle Paul
Thank you my Prophet anodzamirwa mwana komana uyu❤ mwari batsirayi
Amen. Powerful prayer
Unopera power so ko amai vakadi kusiya vaudza mwana nhaimi
Amen batsira henyu mwari ❤
Ndozvandinazvo ini ndashakuti ndoitawo sei porphet
Zvakaoma vana Mai ngatidzidzei kutaurira vana chokwadi tisati tatorwa nenguva kusiira mwana nhamo anotangira pai chokwadi
Vkadzi zvimwe zvatinoparira vana veduso thank u Prophet
Amen mwari ngavabatsire mwana
Pàmuno raira prophet Moyo yedu ino nyewenuka kunzwa dzidziso yenyu pastor
Hupenyu hama woye ini ndakatozoudzwa kuti havasi Baba vangu ndane 39 yrs
😢
😢😢😢😢 hìii weduwe
😭
Bt inyore hr munhu waMwari iwe wambokura uri pane imwe mhuri ..wozongomuka wakuudzwa kuti uri wekwanhingi asi gomba hari mwana ..vakatadza vaviri ava ..uye mai vangadai pavakaona kuti ndonyaya dzavo vakagara vasiya mwana kuhama dzavo
Gomba rinemwana wena.
It's not easy shuwa
Maiguru pakafa Munin'ina wenyu makadiiwo kutora Mwana uyu makamibvisa apa makamuudza chokwadi
Prophet Miracle Paul chimu zaruriraiwo makwara kuti hupenyu humurerukire agone kuzotengawo plot yake kuti zviringane mbira yenyu isvike kure👶💜🙏🙏
Words of wisdom❤❤
Makadiniko Prophet, tinokumbirawo ma testimony, zvinosimudzira vazhinji
Amen 🙏🙏 Amen Amen 🙏🙏 Amen 🙏🙏 Amen and Ameeeeeeeen
Thank you Man of God Amen
Maita henyu Prophet akuziva chokwadi ngaanamate Ademwari zvose zvino itakubidikidza namwari
Ropafadzwai Prophet nedzidziso ino saver hupenyu munotendwa
Mwari pindirayi zvenyu pamwanakomana uyo❤
Profet dzidziso yenyu yakakosha ,komborerwai zvenyu❤
Amen prophet ❤❤❤❤
Iiiiiii ndasiririswa mazviita henyu Prophet mwari ngavandisanganisewo nemwi
Amen my prophet
Thank u prophet amen
Amen .zvirwadza zvatinoita anamai
Glory Glory Hallelujah❤
Auh shame vakadzi tine moyo wakaipa sure ko kutaura chokwadi mwana akurire kudzinza kwake.zvakaoma Mwari batsirai mukomana uyo asimbe agone kurarama
Ndarwadziwa hangu
Chakatoshata kuita chihure uripamurume unokonzeresa zvakawanda
Mave kundiisa pachikona futi 😂😂😂😂 ,🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇼🇿🇼🇿🇦🇿🇦
Ivowo mai vacho shuwa mungaunza chikomba pamba vamwene varipo shuwa
Ndochokwadi prophet chiporofita chinonzvera hana yemunhu kuti yakaita sei aiwa makatumwa prophet
Hanzvadzi ndoo muridzi wemwana ndoo manzwire andaita pachiporofita cha Miracle Paul
Imi vanhu vane potential musagare muupenyu hwakadai.Tarisaiwo kubuda kuuya ku diaspora kuno. Upenyu ivhiri. Zvakapuwa vamwe izvo unozviunganidza pasina kana nguva. Namata.
Baba ava havana kugadzira vamwe vana here ava kuti vavenge mwana uyu.... Mwari vakurangarire Mwanakomana
Madzimai shuwa kuoma moyo kudaro kusiira mwana nhamo
Our very own prophet ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
🙏 amen
Dai Mwari vatiwanire nyasha 😭😭😭
Ndarwadziwa vadikani madzimai tisadaro mufunge ngatidzidze kugutsikana nesarudzo yatinenge taita tiri kuremedza vana nehuzanguku husiri hwavo 😢ndarwadziwa nhasi chokwadi chionai kuti vaba ava vanofanira vakatoudza vamwe vana uyu asingazive Oh God help us vanhukadzi tidzidze kuchengeta dzimba dzatakada nevana vedu 😭😭😭💔
THANK YOU PROPHET MIRACLE PAUL.
amen 🙏 🙏
Amen.prophet
Mwari ndi Mwari vanogona nguva dzese
Amen
Apa ndabatsirika same problem neyangu. Prophet marima mu garden mangu thank ndadzidza and ndaona answer
Amen❤
Zvakaoma hazvo shuwa
Sad the siblings fail to understand that even though they don’t share the same father but they are siblings through the mum.
Haaa zvakaoma chokwadi
Ndini ndakakutungamirirao nhasi asi vanhu hawadzoke nema testimony vasadaro potai muchiuya nema testimony please
Hallelujah
Thank you prophet
Zvakaoma hazvo vana mai tinoparira vana kunyadziswa pane vamwe vana .mukomana uyo anenge mwana wehanzwadzi sei profet ATI kuhama dzamai ndokune Hama dzake
Amen Prophet, it's not easy
Vana mhamha honai secret iya payazosvika.
Shame sorry hako Mwana simba zvichanaka
This life myself was a first born to my mother a step daughter was a black sheep, but turned out to be fine,now both parents late ,thus when you see greedy of some family members
Amen 🙏🙏
Amen mubatsirei
Nyasha ngadziwedzerwe kuna prophet Paul murimudzidzisi weupenyu
Amen prophet
Amen Prophet
Amen Papa
ASI madzikomawo anemoyo yakaipa vangadaro mwana wamai vavo
Amen thank you prophet 🙏
Komborerwai munhu wamwari
Thank you Prophet
Amen 🙏
Munhu wamwari batsirai mwana ,ahana chaanoziva plz
Amen baba❤
Sorry my dear ❤❤❤ ,🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇼🇿🇼
Prophet muri number 1.
Amen amen
In nursing we have what is called "breaking the bad news". There's a professional way of doing it
I wish to meet u miracle Paul
Ndokumbirao kubvunza kuti imarii kuita one on one kwaprophet uye kuti inenguva here yekuita one one or nguva dzese
Neni ndodawo kuziva
Ndakambo teerera imwe nyaya zvichinzi na prophet dzaokerai henyu ne $700 yenyu yamauya nayo ku 1 on 1 cos mai venyu havachararame. So mayb its around that figure
Mamwe marudzi haagurirwi imagine mabudiro a zvakaita.