Huyai Munzwe Zvandakaona Zviri MuHari Yaiva Mu Celing Pamba Pandino Shanda
HTML-код
- Опубликовано: 15 окт 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Last confe mmm mucharangwa namwari zvamurikuita hutsinye muri varoyi mese
Greed inema Zimbabwean so🙌🙌
#last confession Mwari havadhakwi, chisi hachieri musi wacharimwa..muchakohwa henyu
Last confesion makuzvinyanya hutsinye ityai Mwari pliz
Wakauraya friend yacho Saka motikari wakazogona kutenga here nekuti akafa??? Varoyi nhamo dzenyu hadziperi shuwa
Blaz veUber muribenzi
Dziri nungo dzekushanda here uchizviparira wozodya vanhu vasina mhosvo
Haaaa ende zvakaoma komari murikudya hausi kukwana here mune hutsinye mese nemurume
Chisi hachieri musi wacharimwa munoti chakaremadza vana ndimwari hre mbuya vekuMalawi avo munoziva kumusha kwavo hre bcz mangwana utsinye uhu huchakudzokerai munoti variko kuchando kutuma Mari yose iyo havazivi hre zvikwambo ndizvo zvakaremadza vana avo mava kuzvigokera nhamo dzinza renyu kuchaberekwa zvirema chete chete Mirai muone .
😂😂😂😂😂😂
Uber driver: chinoshanda chete kusiyana nehure remuridzi uchafa iwe!!
Last confess itai muchitya Mwari cz zvichakupandukirai one dy kna imi muchazvaro zvirema😊j
2con, uchademba vakafa nezvaukaita jealous rako wakauraya munhu asina chitadzo newe mutorwa
Nhai mukoma wangu murikuti mkadzi arikukuitirai miyedzo munoti watanga nemi hre kuita miyedzo wakabva kure nebasa rake iri plus mkadzi wemunhu wadini kutsvaka munhu asina munhu uchanamira iwe plus wava kutamba neguva rako .
Blaz ve Uber itai mushe muchafa nezvisina basa chashamisa chii ipapa poto hamuna hr kumba zvakawora ndozvivhurwa kuti honye dzidye koshesai hupenyu hwenyu
Last confession it shall never be well nemi I pray kuti muchazvara zvirema may u never know peace
Wekuitira friend hutsinye nemunamato wekumadokero wavhura maziso evanhu but rememba une ropa mumaoko zvichaitisa ma Generational Curses vasina mhosva mu dzinza. Kuti nyaya inzi yapera reurura kuhama dzeshamwari yako woripa ngozi
Uchashandiswa pahurombwa nekuda poto😅😅
Kana ma uber driver akuuraiwa moti heee mazimba akuurayana.. Ndimi mozouraiwa imi.. Ko kusiyana nazvo nhai... Ndosaka ma uber driver achiiraiwa munozviregerera
Usafunge kuti makangwara muchaparira dzinza renyu munhu idya zve ziya rako hazvifafadzi zvamuri kuita tendukai nguva ichiripo
Veuber uribenzi dai ukangonamirira uribenzi dzidza kuvhara zip
Muneutsinye zvamatora still you are not satisfied musadaro kana mazogara imi varikuchengeta zvirema
Driver avo ko vanhurume kumbozvidzorawo zvinodiniko,? Dai mukavata navo mobva ma batwa nerukawo rwamurikutya irworwo
Be Kupedzisa ra avo Kukara kuchakuruzisai zvose ivai nokugutsikana Inga mavanemastand wani dzikamisai hana dzenyu mutende Mwari
Kuuraya shamwari here nekuda kwegodo ayiwa mirirai NGOZI imi muchapedzesa mhuri
Wekupedzisira uyo mukutoroya chaiko chasara kuuraya vana ivavo
Siyana nazvo zvekurova poto isiriyako full stop
Blaz ve Uber mukanamirira muchanzwa bhoo
Uber driver dzikamai bamnini. Best advice, regai zvamuri kuda kuita izvi. Mangwana muchadzoka mave kutsvaga advice yekuti ndatambura. Mind you work business siyanai nevakadzi wevanhu.
MMM you guys are greedy three stands but you still want more nceee ngozi
Mu Zimbabwe vanhu vakuroya vanhu vakutyisa very evil indeed
Zviuya zviri mberi mkoma poto rovai mukakundikana mkoma muchenjere kuzoshorwa wena
Mukoma wangu gutsikanai zvamuinazvo please kwenyu kuri Kuda kukwira mukadzi wemunhu hr just mind your own business
Poto😂😂😂😂😂robai mkoma mufe
Zvebute hazvishande but must you do it? Zvimwe zvinhu kuzvigokera nhamo ucharara naye lucky rako richienda kumurume.
Nashe dzidzayi kukanda masoko maviri matatu ekutsiwura usakashamisika chete we know you are doing business but learn to correct and rebuke certain things
Usarova poto wakutoita hure
MaZimba hutsinye, godo hapana kuregererwa. Munhu ndewa Mwari saka munamato uyoyo wawakaita wakauraisa munhu asina kana chaakakutadzira. Maporofita epositori vanoshandidzana nechimwari chawo satan.
Last confession, too greedy. I see trouble for you soon
Uber driver uri kuda kufira mafufu segonzo here?? Inga wazvipindurira muvhunzo wako wega wani.
Dai wasiyana nazvo ndomared flag iwawo
Last confession don't worry, Karma is coming
Last comfession mukoma musatibvunza zvinhu zvisina bsa imi idyai mukaure chii ko chihure imi itya yi mwari imi
Last confession karma have an address. Zimbabweans moyo yaipisa zvisingaite. Never trust a Zimbabwean uuum ndatya nazvo
Muri greedy zvinotyisa chasara kuuraya vana ivava
Last confession I wish mwana wake iyeye abva aremarawo zvehupenyu hwake hwese. Zimuroi