Inini i'm a mozambican but i love zimbabweans so much. Saka ndinokumbira chaizvo kuti ngatigarisane zvakanaka. Ndinokumbira kuti mapurisa edu abatewo zvakanaka mazimbambweans.
Awww bless Zimbabweans we known for hospitality love welcoming warmth. That's why now they have some evidence that some Isralites on ancient were Zimbabweans makes sense then.
My mom talks about that area a lot. I remember living in that nyamaropa when I was very little girl and then moved back to Nyanga. I lived around that region a lot.
Zvandifungisa nziyo iya inonzi Taive gumi nevaviri tichibva kuMoza vemwe ndekudyiwa neshumba ini ndikaponera mumuti. We are one Pasi nema borders colonial borders. Thank you Drewmas Media
There shouldn't be any stupid border. Vanhu ava vamwechete, vakagarisana vachidyidzana pasina kana Muputukezi kana Mubhunu mumwechete anga ati abva ku Europe. Taakuda kuvapatsanura nhasi? Zvinotonyadzisa kunzwa kuti pane kana mupurisa mumwechete anouya ipapo achivhundutsira vanhu. Ma border enyu amunokoshesa aya haana kuiswa naMwari, ma politicians chete vanoda kuratidza masimba avo. Zimbabwe ne Mozambique tiri vanhu vamwechete, bvisayi zvima border zvenyu izvo
Politicians should not lie to people please both from Zimbabwe and Mozambique . I was pained by that lady coming from lady but walking that distance. The Mozambican government should build proper Offices.
I stay very close to that border. Baba vangu vakarohwa ndakatarisa paborder...baba vangu vakasungwa maoko pasi makumbo mudenga, vachirohwa tsoka. We used to cross gairezi kunotenga mapills, grocery kuMozambique zvinhu zvakaoma. But hutsinye hwacho umm
I can relate with this, semunhu akagara ku Mozambique kweMakore,this is normal kwese kunana Nyamapanda it's the same.Zimbabwe neMozambique is just one country iyi.Zvimaboaders zvakaiswa nevanhu izvo just look the to places geographically there is no natural boarder at all so how do you separate people who have lived side by side for centuries?
15:00 minutes; God bless the women. What they go thru just to bring life to this world is so much. Baba is nowhere. But Grand mother, mother and child are the people who suffer. We need our rulers to have at least a heart to address these challenges.
Inini i'm a mozambican but i love zimbabweans so much. Saka ndinokumbira chaizvo kuti ngatigarisane zvakanaka. Ndinokumbira kuti mapurisa edu abatewo zvakanaka mazimbambweans.
tiri vana vemunhu mumwe
Zimbabweans are the only nation which is not tribalistic. Blessed are Zimbabweans
True ISU tikaona muenzi tinogashira bt why vamwe vedu especially south nebotswana havatidi
@@samuelchimedza1912 it is because of we are the Blessed Nation. Zimbabwe will be the Capital of Africa
We understand kuti tiri mabvakure saka toda marudzi ose
True,so are Zambians 🇿🇲❤️,Malawians,Tanzanians,Swatis,Kenyans,Basotho 🇱🇸 and Mozambicans to name just a few
Taura zvako❤
Awww bless Zimbabweans we known for hospitality love welcoming warmth. That's why now they have some evidence that some Isralites on ancient were Zimbabweans makes sense then.
But evil to your own in the diaspora. Zimbabweans are known to be evil against each other
My mom talks about that area a lot. I remember living in that nyamaropa when I was very little girl and then moved back to Nyanga. I lived around that region a lot.
Imi siyanai nevanhu vararame, Zimra yei, mbavha dzevanhu. Yemabhero ndiyo yomoda kuvhurira ziso koGold riri kubuda makatarisa madii kuvhura ziso ipapo. Vamwe vakatobatwa nehand bag izere gold vakati vatora hand bag isiriyo asi hapana zvavakaitwa. Regai vanhu vatsvage kurarama hupenyu hwakaoma.
Taking back memories. I once used that route 2008 . Things were too bad in Zimbabwe taitofamba kuenda Mozambique
We’re one zve border ngazvibve
😂😂😂😂😂
Zvandifungisa nziyo iya inonzi Taive gumi nevaviri tichibva kuMoza vemwe ndekudyiwa neshumba ini ndikaponera mumuti.
We are one Pasi nema borders colonial borders. Thank you Drewmas Media
This song makes me cry
Iyaaa mbuya Stella Chiweshe ndinokadao
@@felistaschinyoka1244 are sure it's mbuya Stella chiweshe? I don't think so. I think ndi Mbuya Madhuve.
Ndimbuya Maduve M.H.S.R.P
Kumusha kwangu thank you drewmas media for visiting our land proud be Samanyika
Proudly Zimbabwean 🇿🇼
Drewmas murikugona. Murikutionesa dzimwe nyika. Am.happy ne the same language ye shona being used. One Africa.
Vanhu vemuzimbabwe tinekoshesa hupenyu hwevanhu ndosaka tisina utsinye neimwe nyika Zimbabwe Zimbabwe
But Zimbabweans are the most evil to other zimbabweans in the diaspora
There shouldn't be any stupid border. Vanhu ava vamwechete, vakagarisana vachidyidzana pasina kana Muputukezi kana Mubhunu mumwechete anga ati abva ku Europe. Taakuda kuvapatsanura nhasi? Zvinotonyadzisa kunzwa kuti pane kana mupurisa mumwechete anouya ipapo achivhundutsira vanhu. Ma border enyu amunokoshesa aya haana kuiswa naMwari, ma politicians chete vanoda kuratidza masimba avo. Zimbabwe ne Mozambique tiri vanhu vamwechete, bvisayi zvima border zvenyu izvo
I'm proud to be a Zimbabwean 🇿🇼
Drewmas Media you are the best of the rest ❤️ Shumba sheedza mai vako tirangane 💃💃💃💃💃
imi siyai vanhu vasununguke kufamba kutsvaga zvinovararamisa pple are suffering
Proud to be a Zimbabwean 🇿🇼
Wanhu warikutengesa bean from moza to zim
Chisiyai vanhu vaone pekuponera maborder emusango akawanda maningi anoenda Mozambique imi chitsvakai zvimwe zvevechivanhu vanorapa romoita iro harichasi renyu baa obrigado
Borders are colonial and most people are related. It's a pity we cut down our own large trees.
Politicians should not lie to people please both from Zimbabwe and Mozambique . I was pained by that lady coming from lady but walking that distance. The Mozambican government should build proper Offices.
Thanks mr Andrew ... waiting for the upcoming program yemunhu wekubviswa ropa ... Next time mombotipa imwe yepa nyamaropa irrigation
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤
Mr Neshamba ciyai area iyo yakadaro vanhu vari kuraramirapo Zimra ikaisiwapo ndiyo inodya
Very informative, thank u drewmas.
Shumba & team munotidzidzisa wena
It's very difficult seperating Moz and Zim especially in these scenarios.
Kkkkkkkk hanzi imi ndimi ani 🙌🙌🙌🙌🙌
kwangu kumusha 👍👍
tumatembeya tunoshupa utwo kkk
Dai Nyika dzedu dzakarongeka pangadai pakawakwawo bridge rakanaka or footbridge zvaro !!
Andrew shumba you're taking us to another level
I stay very close to that border. Baba vangu vakarohwa ndakatarisa paborder...baba vangu vakasungwa maoko pasi makumbo mudenga, vachirohwa tsoka. We used to cross gairezi kunotenga mapills, grocery kuMozambique zvinhu zvakaoma. But hutsinye hwacho umm
Proud to be a Zimbabwean.
Ko imi ndimi ani?
Africa is one county we're one big family. izvo zvekuti unobva Mozambique,or Zimbabwe ngatisiyane nazvo izvo we need free movement of our people.
Iwo kuMozambique wane hutsinye husingaite tayitosungwa tichinotsvaga huni uko asii iwo wachitodzidza kuZim ikoko
Andrew siyana nenzira dzevanhu varikutsvaga kurarama iwe waakuda kubvondora basa revamwe tsvaga zvimwe zvenzira dzevanhu siyana nadzo
Estes dois países são irmãos de longa data. These two countries are brothers from long ago.
I can relate with this, semunhu akagara ku Mozambique kweMakore,this is normal kwese kunana Nyamapanda it's the same.Zimbabwe neMozambique is just one country iyi.Zvimaboaders zvakaiswa nevanhu izvo just look the to places geographically there is no natural boarder at all so how do you separate people who have lived side by side for centuries?
Proud of my home
Nyamaropa Nyanga
Beyond those mountains kumusha kwangu chaiko
Vamwe vanhu vakapusa shuwa, varikuda kupa government Mari vachitadza kuita Mari nemukana uropo, godo rinokuvadza muridzo waro shuwa.
drewmas always put it nicely
Good content Andrew
Hurumende ye Zimbabwe ikatoisa border ipapo huwori hwacho hunotoita worse shoma dzavarikubvisa idzodzo bhoo.hurumende ngaingodya dzairi kudys dze gold idzodzo
Obrigado
Kkkkk zvirikunziiko barahaga abrishta Zimbabwe 😂😂😂😂
Dai kuri South Africa, dai zvazvimwe,yoh these people so
Ndokumusha kwangu yeeeee
Imi ndimi yani ndonzi Andrew neshamba hooo😂😂😂😂😂
Ndakambokuyambuka Mukumbura river yacho it's very wide vaingoda chitupa chako wotopihwa pass
É muito bom e melhor assim que roubar.Forca irmão.
Imi zvenyikaa siyanai nazvoo izvoo itaimarii makanyarara madununu moda zimura yei gold ririkubuda everyday mukuwanei
Drew Drewmas media taking to another level ❤
Take us to another level
Kkkkkkk hanzi ko imi ndimi ani kkkkk
Pamatembeya apo! Haaa ndakamboifamba nzira iyi. Pamangondo.
Andrew Neshamba! urirudadiso
Dremas Media pa camera ❤❤❤❤
The camera is very good!
👌👌👌👌👌👌 Zimbabweans
Meu deos kkk
15:00 minutes; God bless the women. What they go thru just to bring life to this world is so much. Baba is nowhere. But Grand mother, mother and child are the people who suffer. We need our rulers to have at least a heart to address these challenges.
Unotaura zve Zimra yeyi wakapusa iye siya vnhu vawane kurarama
The country is being robbed of revenues n minerals without pple's concern saka unozivei nezve zimra iwe dofo,hauna kana siripasi chairo
🎉kkkkkkkk kwai imi ndimi ani
Kkkkkk mkoma endu ndazonakidzwa namhamha vapedzisira kubvunza kuti iwendiwe Ani Aiwa vakachenjera havo amai vangu
Haa Africa kunotamburwa sure police station 😂
No its not like that
Its just ignorance
😆😆😆😆
Thank you mukoma shumba
Maita basa Drewmas media and team matisvitsawo kuMoza kkkk
Kkk woo Gairezi border
Kutengesa mukoto indawa kani ndiko kumba kwasuyo
Kkkkkkkkk hanzi imi ndimi ani,
Chemuteeengure kasong ndokada zvangu drewmas media taking you to another level
My home
Brigado 👏👏
Brian Chipere nditsano vangu. Ndibatsireniwo kukwidza maoko wandau imwe!!
Kumaraini kwangu chaiko pane kapolice station kari pamusoro pegomo apo kemadhaka kuMoza side
"Hatisisu takutadzisai ku guarder rwizi rwenyu"....... andrew andrew andrew. Nditenderei kuseka pano. Kkkkkk
So sad africa yakatsemugwa tsemugwa but chingori chinhu one
Ko uyo abva afanana na skru Sigauke n'anga iye yekuti makudo ari kuuya nemabhinya
😂
Aiwa mazimba Rudo tinarwo hedu😅 hupenzi hwekungorwa pafb 😅😅 masheyebhuriti Aya gegege
Dambudziko kurwa pachedu, asi pakangoita umwe munhu atove shamwari yakanaka. Ndozvakapa kutengesa nyika
Mukoma Andrew Muri sei APA imwe level pachokwadi
Kkkk imi ndimi ani
Zimra kudiko gold rapamboongororwa nani and regayi vanhu vararame and vafambe zvavanoda
Kkkkk good morning Drewmas
They should name that police station Madhaka Police station
Makes sence.
Here we have Rudhaka else GPS would make it difficult to locate.
Padikuvakwa bridge
Kkkk mbanje dzinorimwa uko haa mashasha
Thanks very much to the whole crew Drewmas media.
Saka Zimbabwe nemozambiqu ine 2 mabordr nyamapanda nenyamaropa
ZIMRA noooo.Ndidzo mbavha worse than zvamungazombofunga henyu
Mukoma Mozee
Home my Roots
Kumusha kwangu uko tayitogara paborder ipapo
Mukoma Kumbie
Aaaaa I police station yeku Mozambique yakadhakwa kudai sooo
At least hakutaridzi kunge kune magumaguma seLimpopo river
Apo Vanhukadzi vanotofamba ari 1
Proudly African
VaBahwe problema wooo
😂😂😂😂 imj ndimi ani kkkk
Ko magamba akabira neko hamuzi kumataura ,wana samanyika mungoda ZIMRA yenyi kumusha kwasu imwe
😂imi ndimiani
Siyai vanhu azviitire zvavarikuita murikuda zimra yei ipapo siyanai nazvo izvo
Atobatsirwa mwana wacho nekutoberekwa