Ndakauraya Amai Vangu Nekuti Vairoya, Vakandisunga Nhengo Yangu Yechirume, Ndikatadza Kuita Bonde

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 378

  • @gloryradiance8681
    @gloryradiance8681 2 года назад +53

    Ini kufunga kwangu nokuti murukuti ibasa ra Tete Tilda. Majere akawanda chaizvo Tete Tilda havangaripedzi basa racho.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 2 года назад

      True and resources needed to attend all jail's .

  • @lowisekambarami1501
    @lowisekambarami1501 2 года назад +67

    Good interviewing skills SM Media. Munopa musungwa mkana kutsanangura without interference rambai makadaro.

    • @chipogwatidzo5536
      @chipogwatidzo5536 2 года назад +3

      Kwete mboko iya isingape vasungwa mukana wokutaura

    • @faraibarnsymaestro1830
      @faraibarnsymaestro1830 2 года назад +2

      In other words urikuti tilda akadhakwa here lol

    • @tadiouswande
      @tadiouswande 2 года назад +5

      @@faraibarnsymaestro1830 haikona kudhakwa zvekutamba, kudhakwa chaiko. Anoita munhu ataure zvaanoda iye nxaaaa.

    • @luciahmerinyo102
      @luciahmerinyo102 2 года назад

      @@chipogwatidzo5536 🤣🤣🤣🤣

    • @saldollar2552
      @saldollar2552 2 года назад

      @@chipogwatidzo5536 kkkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @lindahmanhombori6173
    @lindahmanhombori6173 2 года назад +9

    Ndiri seni l feel for this man ukaroiwa chaizvo haupikise zvikutaurwa apa as for me andina tsitsi nemuroyi at all takadyirwawo bro nemunhu anga atombotaura family inotozviziva but tinongomutarisa hapana anoda kuisimudza

  • @tafadzwakudakwashekamidza1432
    @tafadzwakudakwashekamidza1432 2 года назад +15

    It is good that you have accepted your wrongdoing! At least the communication will now start. They are no justification for any imposed death. We know you well and your nephews were left in pain but they loved you. We love you

  • @tmuvoti416
    @tmuvoti416 2 года назад +22

    ‘Peace order pazvinhu zvemuchadenga’😂 guy is a good story teller

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 2 года назад +31

    Asi vanhu Chii tete tilder vari kuita interview vanhu vese here sokuziva kwangu one episode a week which is vanhu 4 so 4 by 12 vanhu 48 jeri rine vanhu vangani hatidi Vhayorenzi pliz

    • @charitymareya255
      @charitymareya255 2 года назад

      Kkkkk wapopota

    • @tinofaratsikani4559
      @tinofaratsikani4559 2 года назад +1

      Taura hako iwe tete tilder havapedz vnhu vese Kana pa half havasviki regai vabatsirane

    • @karinnyathi
      @karinnyathi 2 года назад +2

      That's some good calculation there ,amuna kutuka henu mataura FACT

    • @natashamuronda8575
      @natashamuronda8575 2 года назад +1

      Vamboripi tete veduu

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 года назад +25

    Many families have unresolved issues which cause a lot of damage.

  • @tauya80
    @tauya80 2 года назад +29

    Slymedia showcased prison rehabilitation initiatives which I really appreciated...Tete tilder can't cover all inmates guys what I'd rather suggest is covering prisons in places like Masvingo and Chiredzi...

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut 2 года назад +8

      Please try to watch without comparing vanhu or even mentioning vanhu, people have different way of doing things.

    • @tauya80
      @tauya80 2 года назад

      @@TaMa-xd6ut so true

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 2 года назад

      @@TaMa-xd6ut true again resources are limited if he want her to cover these places you need to boost the program ,

    • @mariazulu6805
      @mariazulu6805 2 года назад

      Mweyo wengozi chaiwo uyu musiyeyi agare ikoko kujeri.arikutaura kunge zvakanaka kuuraya amai vako.

    • @mariazulu6805
      @mariazulu6805 2 года назад

      Irombe rekupedzisira chairo manje ngozi unayo.imbwa yemunhu

  • @patiencechivunge8515
    @patiencechivunge8515 2 года назад +6

    Ivo mai vakarega sei kufamba nemhuri yawo kana vange vakachena muroi nxaa

  • @cannahd9828
    @cannahd9828 2 года назад +10

    Ndakapedzisira kuona muface Uyu 2013 his mother was my Teacher

  • @mukadziaknaka01
    @mukadziaknaka01 2 года назад +26

    Basa tipakurirei hakuna basa remunhu its all journalism

  • @akmanyati2652
    @akmanyati2652 2 года назад +11

    Sly wagona bhururu nyaya dzevanhu ava dzotoda everyday

  • @quatroquatro859
    @quatroquatro859 2 года назад +10

    SM Media you are better than Tilder you give munhu mukana wekutaura

  • @nellisamukomberanwa5578
    @nellisamukomberanwa5578 2 года назад +34

    Ko iwo maprofita nen'anga vanodiiko kubva vaita kut munhu asaroyeke, unobva wazvishaira mupanda☹️

    • @batiraimuzata2926
      @batiraimuzata2926 2 года назад +4

      Vangazvigona sei ivo vari ivo varoi vacho, they are all prophets of doom, vaprofita venhema vekupfeka makushe amakwai kunze mukati vari mapere anoparadza

    • @lenso3757
      @lenso3757 2 года назад

      Vanoziva kuti vanenge vachinyepa. Akadii kuenda kuma doctors. I think he was smoking Mbanje nekunwa doro maningi
      zvinokonzeresa but zvogadzirika .

    • @graciousmoyo978
      @graciousmoyo978 2 года назад +6

      @@lenso3757 hausati wasangana nazvo dear zvirikuitika izvi

    • @tafadzwamajoni7931
      @tafadzwamajoni7931 2 года назад +5

      @@lenso3757 Usataure zvausingazivi. Zvinhu zviriko munyika izvi

  • @josphinemuchuva9286
    @josphinemuchuva9286 2 года назад +13

    Kana zvanetsa muroyi ngafe

  • @judithzimheni1700
    @judithzimheni1700 2 года назад +9

    Kana munhu auya nechimemo mubatsirei, Yaaaa ipapo ataura chokwadi hama dzaAmai vanaSekuru vakamuregerera

    • @pheobiehakutangwi9203
      @pheobiehakutangwi9203 2 года назад +4

      I know this guy very well uu ichokwadi zvavari kutaura mufunge muzukuru wangu shingi uyu

    • @judithzimheni1700
      @judithzimheni1700 2 года назад

      @@pheobiehakutangwi9203 Zvorwadza zvakaitika apa inyaya yekut aapererwa Muzaya wenyu

    • @johnrhodesmurombedzi5776
      @johnrhodesmurombedzi5776 2 года назад

      @@pheobiehakutangwi9203 really sad 💔💔

  • @tenduchess5865
    @tenduchess5865 2 года назад +7

    His relatives pushed him to do that why vakaramba kuenda kumuteyo wacho kunobata sure kuda kuhwanda ne church apa makaipa moyo apa chamakagona chii u lost hama yenyu trying to defend mabasa ake akaipa sies ....

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 2 года назад +23

    This guy gott a big problem don't think he is normal he really needs God 💯💯💯💯💯

    • @maruvachfamba5120
      @maruvachfamba5120 2 года назад +1

      Very true .His head is not right somehow .ari kutosekerera why

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 2 года назад +30

      You have never been in that situation. Some parents are evil

    • @carolynmashingaidze3365
      @carolynmashingaidze3365 2 года назад +20

      Until it comes to your door step, u will not understand this man.

    • @PamelaTariroMidzi
      @PamelaTariroMidzi 2 года назад +3

      @@carolynmashingaidze3365 Very true, he is trying to wear a smile.. This guy still needs help.. Ane bitterness even kunana sekuru vake kuti vakatadza kubatsira padambudziko raakange achisangana naro

    • @judithzimheni1700
      @judithzimheni1700 2 года назад

      @@carolynmashingaidze3365 True

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 2 года назад +12

    Very good brother muroyi ngaafe

  • @teee6137
    @teee6137 2 года назад +6

    Vamwe vana Mai vanoroya zvinorwadza

  • @MkululwaNdlovu-lb6um
    @MkululwaNdlovu-lb6um Год назад

    Sly media and Robert in particular had gone more journalism and investigations than Reuben Barwe. Big up.

  • @makabongwekanye9582
    @makabongwekanye9582 2 года назад +5

    Wise Advise kunana sekuru haanzi kana munhu asvika achida rubatsiro mubatsirei 😭

    • @PamelaTariroMidzi
      @PamelaTariroMidzi 2 года назад

      akashaya rubatsiro, nanhasi akavatsamwira anasekuru vake

  • @nestermbofana4287
    @nestermbofana4287 2 года назад +5

    Munhu uyu akatadza pakuuraya but guys to tell you the truth kuurairwa hama kwakaoma uyu munhu akurwadziwa utu

  • @faithmhamunakwadi8382
    @faithmhamunakwadi8382 2 года назад +25

    Good to see you my brother, I hope our good Lord will forgive you all your sins.

    • @voomaa9488
      @voomaa9488 2 года назад +1

      Sorry Faith

    • @elala85
      @elala85 2 года назад +1

      Mwari vakunyaradze cc Faith,Dai Mwari varegerera mukomana uyu

  • @mshereni9751
    @mshereni9751 2 года назад +1

    Thanks s.media mukugona tete tilder Vanyanya kuita munhu 1

  • @tinotendakays312
    @tinotendakays312 2 года назад +6

    Zvorwadza bro kungoti wanga warwadziwa hako but payakatanga kushanda dai wakangovasiya

  • @tendairusike9945
    @tendairusike9945 2 года назад +10

    You have said it all pawati a sekuru kanamumhu auya nechichemo mubatsireyi

  • @beularmukozho9188
    @beularmukozho9188 2 года назад +15

    this guy is not even regretting all is well with him

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 года назад +3

    Varoyi variko and maporofita enhema ariko futi, also vanhu kana vabatwawo uroyi ngavabvume nyaya ipere.

  • @marlonmarimirajnr3423
    @marlonmarimirajnr3423 2 года назад +18

    I feel you brother

  • @jerraldkapita-vh2dj
    @jerraldkapita-vh2dj Год назад

    The last statement to vana sekuru... Means everything 😢

  • @jotammachope4816
    @jotammachope4816 2 года назад +3

    Shaz jere rinopera , wakagona iwe. Vanhu varikuroya kunze uku vachitadza kutsvaka mari ,busy neupenyu hwemumwe. Thats wy hama dzichiuya kuzokuona. Wakavabvisira rushambwa muraramo yavo. Mwari achakuitira zvakanaka.

  • @tauya80
    @tauya80 2 года назад +18

    Your prison chronicles are intriguing keep up the good work

  • @bvunzawabayaclever46
    @bvunzawabayaclever46 2 года назад +17

    The government should regulate ma profita ne n'anga idzi dzinotaura zvinhu zvinouraisa vanhu

    • @mutazgaming9640
      @mutazgaming9640 2 года назад +1

      Ngavafe kana vachiuraya vanhu, i would kill too

    • @nyasharichardson9249
      @nyasharichardson9249 Год назад

      Huroyi huriko Hama munhu mutema akaoma

    • @shingirayigomo5118
      @shingirayigomo5118 Год назад

      ❤The only sensible comment. You’re right. There is a common theme in these cases. Superstition overlapping education (both spiritual and academic) and common sense, stemming from misinformation by prophets. Hausi mudzimu wose unotaura chokwadi. Even in the bible we are warned against false prophets. We are also told to honour our parents. My concern is the number of comments justifying this mans actions. Murdering your mother because you suffer erectile distinction is ludicrous . I believe in God, I also very much acknowledge Vadzimu, and neither of my beliefs condone murdering amai vakakubara♥️

  • @davidtimburwa2889
    @davidtimburwa2889 2 года назад +5

    Thanks Slymediatv. May u help me look for my brother Kudakwashe Darlington Timburwa . No family member knows where he is but he was charged at Karoi in 2020 . I have been looking for him with no joy.

  • @charlessibanda187
    @charlessibanda187 2 года назад +1

    Yes muroii ngaifee yet munhu anobva angrpera kudzungairaa kungee asikuziva kutii ndiye akakkuuraya kare haaa nxaaa

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 2 года назад +11

    Kana vakakushungurudza unovauraya hapana kune kusiri kufa

  • @chengetai5272
    @chengetai5272 2 года назад +10

    I loved that microphone of yours🤣

  • @stanleymuchenje213
    @stanleymuchenje213 Год назад

    I saw his interview with tilder..maone................................................

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 2 года назад +4

    That woman is accountable

  • @kudakwakebonzo7517
    @kudakwakebonzo7517 2 года назад +2

    It's true story zviriko izvi I feel sorry 4 you brother

  • @talentclayton8178
    @talentclayton8178 Год назад

    May God forgive ur sins bro anywhere the microphone nailed it

  • @mildretnyadome2126
    @mildretnyadome2126 Год назад

    This man takakura tichimuona uyu kumaraini and taimudenha nenhau yekureba kwake

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 2 года назад +6

    Zvakaoma zvehupenyu veduwe

  • @brendagandawa211
    @brendagandawa211 2 года назад

    Besides prison, there is also ngozi.... this is very sad! Ko maporofita why tell munhu point blank kuti ukuroyewa na nhingi, why not just solve the problem spiritually?

  • @mshereni9751
    @mshereni9751 2 года назад +2

    Muroi ngaafe mutemo wenyika urikudzvanyirira chaizvo muroi ngaafe

  • @irenemashakwari9719
    @irenemashakwari9719 4 месяца назад

    Wakarwira upenyu hwako otherwise waidai wakabatwa😢😢

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 3 месяца назад

    Chibenzi chakauraya mai.

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 2 года назад +6

    Not remorseful at all ini chero vangu vakabatwa vari paguva remunhu she will remain my mother. and i will love her unconditionally.

    • @brendagandawa211
      @brendagandawa211 2 года назад

      Taura hako, in kore kore we say anyoko nda nyoko kunyanwe ukaona vakabata gumbo remunhu hundoringa!

    • @ukwenzancube
      @ukwenzancube Год назад

      Fair …anoda kuendeswa kuPhysctric 😢….

  • @mncedisincube5201
    @mncedisincube5201 2 года назад +4

    May God forgive my brother

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 2 года назад +4

    Nhau dzacho dzakaoma chokwadi hatingambozvi nzwisise

  • @melodymuketo9626
    @melodymuketo9626 2 года назад +1

    Ngozi kuuraya Amai vake shame kuparira dzinza rese

  • @nothandomakiwah8165
    @nothandomakiwah8165 2 года назад +1

    Very courageous man kkkkkkk

    • @PamelaTariroMidzi
      @PamelaTariroMidzi 2 года назад

      iiiih, kuvadzipa... kuvasungirira to make sure havamuki nekubva afonera mapurisa... igamba.. apo his face is straight nanhasi.. haasi kana kuregreta

  • @perseverancemarangwanda3989
    @perseverancemarangwanda3989 2 года назад +1

    haaa bhudhi vangu vakarwadziswa vakati muroyi ngafe

  • @kellybebardo
    @kellybebardo 2 года назад

    RIP amai but humwe huroyi hausi hwekuda ndehwe shavi mufunge dai akangozvifambira hupenyu hwake akasina kuuraya mai vake jeri ichapera but ngozi yacho anoipedza nei

    • @irvinemurombedzi9628
      @irvinemurombedzi9628 Год назад

      Apa hapana shavi mufunge. Amai vaitoita zvekunotsvaga huroyi. Vakamuka amai ava ngaavauraye futi. Kunyangwe kuguma kwenyika handifungi kuti vane rumuko. Mukomana uyu ane mukana wacho.

  • @faithmaphosa343
    @faithmaphosa343 2 года назад

    Watching from botswana 🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼

    • @SGM1SGM
      @SGM1SGM 2 года назад

      Same here but i am new here, could use a friend :-)

  • @rosaphiri9701
    @rosaphiri9701 2 года назад +15

    Wakagonesa muroyi ngaafe munhu ungapedze vana vako

    • @dorothycasale9424
      @dorothycasale9424 2 года назад

      Uri imbwa yemunhu unotaura madhokonono anonhuhwa. Pfungwa dzako dzakarasika uri dhumukwa remunhu. Go back to school and start from grade 1. Une mwoyo mutema wa satan. Asi ndiwe wacho muporofita anonyepera vanhu here?

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 2 года назад +8

      @@dorothycasale9424 Kana usati wasangana nazvo siyana nekutuka vanhu veduwee.

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 2 года назад +1

      @@dorothycasale9424 if m ask why u are bitter about witches 🤣🤣🤣🤣

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 2 года назад +4

      @@dorothycasale9424 muroi ngaafe why musingade kuti vafe asi murimowo here mudariro revaroyi 😂😂😂😂

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 2 года назад +3

      @@dorothycasale9424 paucharoerwa vana vako ndopauchaona kuti hauna kuchenjera atete

  • @thomasmungwadzi3096
    @thomasmungwadzi3096 Год назад

    Shingie apa haasi kutaura chokwadi. Akauraira amai wake mari yemaroja aigara pamba pasisi wake. Haana kubvira arohwa nezvishiri

  • @fortuetadoe1540
    @fortuetadoe1540 2 года назад +5

    Witches are there in Africa; that’s no secret and it’s difficult to deal with them. I kinda feel you had no option.

  • @nicolatande5780
    @nicolatande5780 2 года назад +1

    Mayi vakauraiwa nemwanakomana wavo uyu ari kurwara pfungwa asina kurapiswa njere

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 2 года назад +3

    Unopenga iwe murume firamo bedzi remunhu.

  • @rutendosopa6550
    @rutendosopa6550 2 года назад +1

    Kkkkkk its ndakasiya ndaita make sure KT wafa for me aaa baba ava kaaa

  • @Nkomazi
    @Nkomazi 2 года назад +16

    Why speak in future tense on something that happened in the past 🤣🤣🤣🤣

    • @rebbecahove5499
      @rebbecahove5499 2 года назад +3

      😂😂😂 I think ndoo language yekujeri nyatsoteerera even mamwe interview emamwe ma inmates ndomatauriro avo ndakatozvishayawo

    • @prudencemandinda2166
      @prudencemandinda2166 2 года назад +1

      😂😂😂you!

    • @urayanyimartha1337
      @urayanyimartha1337 2 года назад

      Kudhakwa nejere

    • @conciliachikuyo8428
      @conciliachikuyo8428 2 года назад +7

      Zvichanondishamisawo nhai

    • @rebbecahove5499
      @rebbecahove5499 2 года назад +3

      @@conciliachikuyo8428 aaaah kkkk ndichanoseka zvangu kt uchanoteedzerawo

  • @evamwenda4912
    @evamwenda4912 2 года назад

    The interviewer is too too silent we want some clarity through asking

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 2 года назад +3

    Haaaaaaaaaaaa zvorwadza kuroiwa na jenga mbereko

  • @linnamose2050
    @linnamose2050 2 года назад +3

    Mwari pindirai hapana mubereki anoroya mwana wake waakabereka dai mai vako vaida kukuuraya vakadini kukuuraya ari mudiki I pfungwa dzebenzi idxo kubeliver zvemanyepo kusvika pakuuraya mai vako u need deliverence shame pain yakanzwa amai vako vari mu labor handifungi kuti unoixiva iwe dai waiva munhu kadxi waizvinzwisisa mhani zimhondi iwe

    • @lucringo6798
      @lucringo6798 2 года назад +1

      Ko kuzomwa tea yemuroyi. Ibenzi

    • @lucysanyatwe2420
      @lucysanyatwe2420 2 года назад

      Ko muroi imhuka here yes variko vanoroya vana vavo asi Mai unotanda botso Mai vakakosha

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 2 года назад

    I heard that this guy was mama's boy and was spoilt to such an extent that he didn't take school work seriously. All his siblings are said to be well up.

    • @smmehlo
      @smmehlo Год назад +1

      True he was mamas boy. His mother was a teacher very pretty we come from same area

    • @miriammafiyamafiya
      @miriammafiyamafiya Год назад +2

      Mwana uyu akaedza kudakugadzirisa zvinhu ASI vanhu vakatadza kumubatsira kusvika Satan amupinda akauraya mai nokuti akanga asisina solution

  • @tafadzwamafukidze347
    @tafadzwamafukidze347 2 года назад

    Interviewer ask probing questions!?!akarohwa nezvishiri sei yakasungwa sei nhengo how dd he know toda kuziva

  • @kundaihuchu9522
    @kundaihuchu9522 2 года назад +2

    Amai ava havatoite zvesure ..kusunga mwana havanyare

  • @annakhowa1120
    @annakhowa1120 2 года назад +1

    Maporofita ayaa...I'm not here to judge zvangu I hope the good Lord will forgive you

  • @divinemamvura8986
    @divinemamvura8986 Год назад

    Mkoma wangu uyu akutopenga

  • @whasingtonmugova0236
    @whasingtonmugova0236 2 года назад +4

    Ko sei mutemo we nyika yedu usingabvumi kuti varoyi variko.bva vangopedza vanhu

  • @EvelyneMundondo
    @EvelyneMundondo Год назад

    Chiboi nechichristu zvafonerana

  • @marian1784
    @marian1784 Год назад

    Zvotyisa kuuraya mubereki kutonga ndekwamwari

  • @gracedhuvadhuve1229
    @gracedhuvadhuve1229 Год назад

    Mai ava vakafiranunhubu hwavo

  • @simbarashecarlton2565
    @simbarashecarlton2565 2 года назад +2

    I feel sorry for your life bro😢

  • @nirvanatasha40
    @nirvanatasha40 2 года назад +1

    Ummmmm nw wakuita sebedzi nekuuraya Mai

  • @Amarie077
    @Amarie077 2 года назад +5

    These people are good story tellers. Very sad.

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 года назад +1

      Very. But I've always wondered why do all of them narrative in the future tense??...ndichazo...vachazo? Do they get coached?

    • @Amarie077
      @Amarie077 2 года назад

      @@mbizi4573 l think that's the language they use in prison. I have realized. These people are full of amazing stories not mentioning how innocent they become all of a sudden.

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 Год назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @tapiwaartmore5523
      @tapiwaartmore5523 Год назад

      Muroyi ngaafe

  • @pattymashopani6017
    @pattymashopani6017 2 года назад

    Mai vakatiza vaiziva a nyaya yavo

  • @rutendohughmarijeni424
    @rutendohughmarijeni424 2 года назад

    The interviewer must learn to interject at some point and ask for clarity at some point

  • @pattymashopani6017
    @pattymashopani6017 2 года назад

    Zviri ko kunanamai vanozviita ne nyaya yekupa Mari uye vamwe vanoshandisa vana kuita varume

  • @aishaamman266
    @aishaamman266 2 года назад +1

    Pakaipa apa ummmm nyaya dzacho sooka unopererwa🙌

  • @paidamoyomichellechitsiku1391
    @paidamoyomichellechitsiku1391 Год назад

    Makundiso hre kkkkk this guy haiboo

  • @beautymukonorwichase5050
    @beautymukonorwichase5050 2 года назад

    Yoooo zvinorwadza chokwadi .ini chaiye handina mwana asi ndongo famba ndichiunzwa kuti ndasugwa kuti ndisaite mwana asi pfungwa dzekuura hanzina kupinda madiri mwari kunzwirenyasha mukoma sorry henyu

  • @pnasheclarah
    @pnasheclarah 2 года назад +3

    Haaiya mhondi chaiyo! Voreramo! Zimbabwe hainaki nethinking mechanism yakadai!

  • @chipomatambo4858
    @chipomatambo4858 2 года назад +1

    Depression is real guys yoooo

  • @paidamoyomichellechitsiku1391
    @paidamoyomichellechitsiku1391 Год назад

    Kkkkkkk Present tense zvinhu zvekari indava ndomutauro wekunyanga hre

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 года назад +1

    Nyaya dzemaporofita idzi vanhu ngatidzidzei kungozvinamatira chete

    • @mellissajabum8613
      @mellissajabum8613 2 года назад

      Iiiih zvimwe zvacho zvoda kufambirwa
      Variko vana mai vari obsessed nevana vavo up to a point yekuti havatodi kuti varoore or kuroorwa
      Shuwa ungasunga mwana wako nhengo for the why??

  • @tafadzwainnocentkhamu2991
    @tafadzwainnocentkhamu2991 2 года назад +2

    We want more episodes

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 2 года назад +1

    Hey yaaa ifamilly injalo ukuloya kodwa abazali baphambili makunje so lokhu khona yoo ayi

  • @loneranger2022
    @loneranger2022 Год назад

    The devil is very cunning

  • @lanhelihlemoyo2089
    @lanhelihlemoyo2089 2 года назад

    Chokwadi kuyita vekuuraya hako zvakawoma mwari pindurai

  • @ellasuku7862
    @ellasuku7862 2 года назад +8

    Kakatsi kemunhu. Vanhu vakadai zvirimupfungwa. He convinced himself it was his mom. Ngaafire mujeri

    • @dorothycasale9424
      @dorothycasale9424 2 года назад

      Zveshuwa ngaagare mujeri plus ini ndinoti dai akapihwa life chaiyo. Vanhu vakuvadzwa pfungwa nen'anga nemaporofita

    • @judithzimheni1700
      @judithzimheni1700 2 года назад +2

      Mudzi wenyaya mur kuunzwisisa here kut Mukoma ava vakakura pakurwadziswa. Muchazvibvuma kana zvauya kwenyu

    • @judithzimheni1700
      @judithzimheni1700 2 года назад +2

      @Morelife Entertainment 100% , havasi kuongorora nyaya iyi in both sides . Kurwadziswa kwakavapo havasi kukuonavo. Muroyi anorwadzisa zvekut munhu unopererwa nemazano

  • @betishebamapiravana253
    @betishebamapiravana253 2 года назад +2

    Muchinda uyu anopenga chete anopumha mai uroyi ko kana akasungwa nehure nxaaaa

    • @graciousmoyo978
      @graciousmoyo978 2 года назад +1

      Inga zvakabuda pachena kuti ndimai vake wani

    • @joycemanhango2746
      @joycemanhango2746 2 года назад +2

      Ahhh imi kah Saka ndodya huroyi nekunyara kna munhu achiroya anoroya kahh .

    • @sharonwarikandwa1421
      @sharonwarikandwa1421 2 года назад

      Shaaa kana mai vari muroyi muroyi ngavafe mhani

  • @t.m1222
    @t.m1222 2 года назад +3

    Istupeti iyi. Ngaaorere mujeri uyu.

    • @theexemplary5618
      @theexemplary5618 2 года назад

      True true

    • @sharonwarikandwa1421
      @sharonwarikandwa1421 2 года назад

      Ari right shaa koivo vangavakamusungirei mbolisi yake akagonesa ndinorwadziwa ne varoyi mhani

    • @t.m1222
      @t.m1222 2 года назад

      @@sharonwarikandwa1421 rubbish, who told him that. Maporofita enhema. Zvino ichasunungurwa ere?

    • @sharonwarikandwa1421
      @sharonwarikandwa1421 2 года назад

      @@t.m1222 ehe yakutoshanda soo muroyi wako akafa zvako zvaita ini handina tsitsi nemuroyi varoyi ngavarove pasi

    • @sharonwarikandwa1421
      @sharonwarikandwa1421 2 года назад

      Inini handina hukama nevaroyi ngavarove pasi that's my prayer 🙏🙏🙏

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 года назад +1

    Uyu unorwara njere uyu

  • @DocWii
    @DocWii 2 года назад +1

    Language yacho ndiyo yandinakidza even though its not funny

  • @samuelmkamuri
    @samuelmkamuri Год назад

    Chii chonzi zvishiri killed his mother for nothing,

  • @runyararomalisone6744
    @runyararomalisone6744 2 года назад +4

    Haaaa musungwa uyu hadzimo zvachose anotopenga

  • @BRYTMASIKATI
    @BRYTMASIKATI 2 года назад +1

    I used to believe zvekuroyana until I realised kuti kunyeperana kwega kwega. Amai vakafira havo mahara ava.